@@mc_martie1 Corinthians 7 :: NIV. But since there is so much immorality, each man should have his own wife, and each woman her own husband. The husband should fulfill his marital duty to his wife, and likewise the wife to her husband. The wife's body does not belong to her alone but also to her husband.
Magirazi a Gulez bhoo here😂😂
Sekuru gusvi ummm sekuru mabatsira vakawanda wandaona rangu dambudziko hamungamboritadze ndichasvika nekumtar kwenyu
Mainini dai masiya henyu murume chasara kuuraiwa
Havachafi vatodimbiswa nasekuru
Barika hre mai imi kudhara ikoko
Maziziso aro magirazi mkosho waro muroi
Maikuru maikuru.l repeat maikuru hanzi hangiye ndawo ndakavinga murume 😂
imi varume vashoma than vakadzi so maiguru sunungurai murume uyo......hakuna munhu wemunhu gulez let's share mhani
Barndom hayi Sisina Nyaga
Hayichatunga
🫣🫣🫣🫣🫣🤫🫣🤫
1:52 sekuru makaipa haaaa mobatsira zvandoda
Haiwa Hure ngariende
Sando dzenyu sekuru mago a basa renyu ❤❤
Vakadzi miromo yenyu yakarebesa inoita kuti varume vatsvage vamwe mozochema futi
Kkkkk chopisa icho gules vajamhuka
Ndodawo kusungurwa ndine hama yangu yanetseka zvikuru ne dambudziko rakaita seiri sekuru gusvi
Zvakaoma veduweee musagadzira vana vevamwe veduweeee chiichakadero maiimi
Maiguru ndipeiwo number dzavaNgara😅
Ramba muroi uyo
Mrume ngaasungwe😂
Sekuru Gusvi vane mazamu,haaa maiguru makabhaiza zvenyu kana mabvuma barika why kuzogadzira mumwe mukadzi dai makagara maramba zve kutambira barika racho than kuzoroya
Maiguru ndipeiwo madirections ekwamakanosunga murume wenyu ...ndoda kunosunga bhangu wangu😅
😂😂😂😂,varume so 🙌🙌they are the same,hameno kuti zvinosiyana here.
😅😅😅😅😅
Imi maiguru kuzonhanyira mberi Kuti hapana chandoziva😂mabvunzwa Nani?
Magirazi kkkkkkkkk
Maiguru dayi makaramba pekutanga zvino hapana zvamagona nekuti mainini vanotogara chete
Maiguru ibhinja
Sekuru Gusvi vanokupedzera zvawairamba
Panhongwa tsono apo
Vakadzi vekutaurisa itai henyu zvotoita kuti vasina varume vawanewo mkana
Manzwa madzimai mukanyima murume bota munotorerwa vamwe uum maigur munoroya
Varume vakafanana nemweya mutsvene unogara panerunyararo 😂
Mykuru muri muroyi makabvumira chii pakutanga Satan kusanyara kkkkkkk aaaah iiiiii😅😅😅😅 aaaah usavimba nemunhu zino irema .kkkkkkk sando dzenyu mdara ndokuti baba ka uku
Kkkkkkkkk zvakaoma maiguru ava vakareswa dai vakaramba zvichitanga
Tsvaka wako murume iwe hure
Ayasi hure kuenda pane mumwe mukadzi yazvireve kuti ihure
Nxaa maiguru muroi avoo
😂😂😂😂😂😂😂
Ko kutsvaka asina munhu
Manje uyo is officially married ka pachivanhu chedu barika ririko anofanirwa kutenda Mwari kuti akabudirwa pachena kuti mava 2
hakuna munhu wemunhu shaa
Tsvaga wako murume iwe hure nxaaa tibvire apo hautonyare iwe marwei
Minuakanyengwa aasihure dear dzimwe nguva minuanonyengwa nekusaziva kutikunemukadzi wozonoonakwavenemukadzi pamwe unewanemimba saka munuwese aripabarika arisihure ended murume anokoszera kuroora vakadzi vaanoda
hakuna munhu wemunhu these days coz varume vashoma and tese takutangidza kuChooser
Drama queen
Iwe hure iwe siya murume wemnhu wakadii kutsvaga wako
Handiti akanyenga murume uyo muroyi Hona mapfekerwe akaitwa magirazi
Kkkkkkk ngewavo vose 😅😅😅😅😅😅😅😅
Kana mubhaibheri barika raiveko. Haisi small hse but mkadziwo futi ari official
Hakuna chinonzi madzimai mairi....kune mumadzi one ONLY. Mwari akati munhu kaaite murume wake ega
@@mc_martie1 Corinthians 7 :: NIV. But since there is so much immorality, each man should have his own wife, and each woman her own husband. The husband should fulfill his marital duty to his wife, and likewise the wife to her husband. The wife's body does not belong to her alone but also to her husband.
Hure ngariyende
1:52 sekuru makaipa haaaa mobatsira zvandoda