Akaroora 11 Times Vakadzi Vachitiza Sikarudzi Hombe
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 ต.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Chief Bushu you are always calm fair in judgment thumbs up
He was calm in this case. He can be hasty, angry, and disrespectful
Mambo Bushu you are 1 of the best. Dai mwari vazokuitiraivo zvakanaka. I have been following you since last year. I tell you, you are the best ever. Dai vamwe vadzidzavo kubva kwamuri.
Dai ndaigonavo kuvanavo Wisdom yamuinayo
Nyaya iyi yandidzidzisa kuti better hako utenge chiruzevha rwako wogara wega
Taura hako dear
I feel for this mother. Dzimwe nyika ny’any’a like this man vanosungwa Kutopika jere nenhau yekupa munhu chirwere mawone. So far azadza at least 12 women of which vatozadzawo vavowo zvichienda zvakadaro. Since nobody knows kuti all these women he had in a span of how many years. Pada vamwe vakatofiswa nacho chirwere chacho. Anoshatirisa munhu uyu. Amai ava dai hama or anyone avaudza kuti she can do better healing without this man adding more to it. As long as vachirapwa she can be okay one day. I think zvakaoma zvekuti anondida ndadai ndiyani? Ndatsamwa nhasi
😢
Chief Bushu, you're the best. May you live long
Ndapedzesera ndava kubuda misodzi amai ava pava tanga kuchema.
Hupenyu hwakaona veduwe, mai avo dai vaenda havo pane kugara nebhinya, roti mugoti muhombe roti kushusha haaai, mai avo ngavaende vandoshanda havo
unoti nezera ravo mai avo havana kubva paviri kare here
😂😂😂Siyai vabikwe Inga mnositi madora wani vakadzi sooo mnoda zvipiko
Kanoshusha ako
Imwi mbuya siyanai nebhinya iro , murume Uyo anotoratidza kuti haachadi mukadzi.
Thank you Chief ummmm munyika makatakura kurema
Sando dzenyu Mambo/Chief Bushu.😢😢😢😢😮😮😢
Chief Bushu is the best chief in Zimbabwe. I enjoy his court proceedings.
I agree,very down to earth chief ava
Mambo Bushu mazviita henyu nemotongo wenyu. Mambo you are very fair.
Ava baba nechirwere chavo vatojaira kutora vachiramba.
Chief vagonesa. Murume uyu imharapatsetse, svuuramuromo, swerakuenda mukwasha wezuva. Ipapa ange otoda kudzinga Mai avo kuti awane umwe futi wekutsemurra achiitisa maronda. Saka risingabereke, rakarombera blambi
Iweee 😂😂😂😂😂😂😂chimira, zvakwana
😂😂😂😂 hanzi imba ihuru. Ndange ndatadza kupabata kaini. Vanenge vakatemerwa mveee
This court used to be so rational.... chief bushu mavakurasika papi. Vadare venyu kuita comedy chaiyo. GBV is not a joke. Respect women imi madhara imi. Chief you are a rational man tell your vadare to respect women. Tudhara twavakufarisa bcoz of social media. Thank you chief for controling this dare. Ndarwadziwa amai ava varipa dambudziko
Amai dai masiyana nazvo. Muri kushingirirei chokwadi.
Ndanzwa tsitsi kunaamai avaa
Well done mambo
Chief vapeiwo pekugara amai avo ndokumbirawo hangu,changamire😏
Excellent 👌
Baba avo vakutoda riñg vadzore nhingirikini iyo😂
😂😂😂
Ko vana mudare vanotsvakeiko ngavabude panze vanovhingidza dare
Gogo hamuna vana here muchiri kungotevererana nevarume munoda kuurayiswa hr
Mudhara uyu ane mushonga vakaipa daidzayi n'anga
Mushonga??
Big house
Chief i salute you
Ane mushonga murume.mukangoona munhubane chinhu chihombe kushereketa
Taurahako vanoshanja pamwe havasivo vanenge vachitoitabonde racho aaa kutaurakuti pavakadzi 11 oseawo hapana aiidahombeyo murikurarwa nenyoka amai irikukurumai nemazino moitamaronda
Magonesa Mambo murume uyu vakadzi 11 uyu vechi 12
Ungaita mbiri yokunzi sikarudzi ihombe pane kunzi une mari here chiona ikozvino wakaita vakadzi 11 apa wave kurwara saka advantage yenhengo yako ndeipi here
Ndarwadziwa na mai ava dai vawana pokugara nezvekuti vakwanise kurarama zvikwanisiro.
Mombe nembhudzi dzinobvisa chirwere here. Nhai veduweee.
Mbuya avo Dai vari umwe vasiya matuzvi a sekuru avo
Chief manyama fare judgement❤
Kukurisa kwenhengo harizi dambudziko baba ava vari kutadzisa kushandisa nhengo yacho .kune vamwe vane nhengo hombe asi vagere bhoo mudzimba
This lady didn't say she is now HIV positive she is taking Prep to prevent her from getting the disease. Chief didn't understand what she was saying
Mambo magona dai gogo avo vaudza mambo kuti handina kugara zvakanaka
Asi ndashaya kuti kushingirira kwavo kuti normal here pamunhu akadai?
Ivo vakarorwa vasina kuona chunhu chihombe sei? 😂😂
Amai ava varikutora mukana wekuti munhukadzi but vanorova murume amai ava,varikuda mari yekuMine chete
Baba vane utsinye veduwee
KI KI KI KI KI ukangoita chinhu chihombe zvekudaro ..... haumbofe wakaita Mari
Zvinoreadza izviiii
Mbuya avo ihure varikungomhanyira card rekubank
Hure pakayiii Ko hanti murume wake here urikuti haafanirwe kubatao card remurume here chi murume ichiiii ndicho chirikutoshusha ncxxxx
Iiiii mari tinoida tese
Yuhwii chakafukidzaa dzimbaa matengaa sure btr ndigare namawayaa wangu😅😢zvorwadza shame mai avaa varikufireii havooo
Dhara iyo inofunga kuti gogo vachazvara here
Nhai nhai akuda kuzvara manje ko vakaenda akadii kuvazvarisa,,,kanopenga kamukono ketsambarafuta aka kkkkk😂
Ndakutodawo secret yekukudza imba iyo pane mabhebhi arikudheerera boyz kuno kuti hamutikwanise
This is insane
Kkkkkkkk Imbaa yakakurisaa zveshuwa haaaaaaa this is my first time kunzwaa nyayaa ye Murume atizwaa nekukura kwe Pfutiiiiiii
😂😂😂😂😂😂
But magumo azvo mai avo vachakuvadzwa chibereko vadini kungosiyana nazvo sezvo vakura zvavo.
Kkkkkk
Mambo munogona basa changamire
imwe desperation inoita vanhukadzi inosiririsa !!
chokwadi ungagare nemurume anokushungurudza in and out like that why !
haakupe mari,arimuchirongwa ,anenhengo yedhongi inokukuvadza everyday unogarirei pakadaro 🤷🤷
Desperate yacho yakanyanya iiiii kutadza kuzvishandira here
😂😂😂😂❤
@@emmiesmit1241 zvinotopisa hasha kani 😀😀😀
Ka laughter ka Chief hanzi hehe panzi nhengo yakakurisa 😂😂😂
Kkk ndakazwawo kkķk kanekunyarira kakuoererwa mukati kkkk
Ndekekutanzania zvenhai ndirimuzambi vakooma vanhu ava
Nhamo dzosiyana chivhayo ari kutizirwa diki uyu arikutizirwa hombe
😂😂😂😂😂Nhamo dzinosiyana sure vamwe varikutiza diki vamwe varikutiza hombe
Baba Harare has found His Match 😅
😂 kukumba rakarehwa nema Nigerian( english cucumber)
Banda wakanyanya wena yendaunopfekedzwa ring
Normally hakuna nhengo hombe but vanhu kana musisina rudo mumba bonde rinorwadza nekuti panenge pasisina mafeelings,uye vanhu vakura ava Mai vakurawo vanhu mukatangana nhasi umwe mkadzi ndiwewo zvobuda asi shungu idzodzo dzekunzi mapiritsi nechikomba ndopaunza problem
Patorine nyaya panababa ava 11 vaipera shungu nenonde nenyaya yei
You can tell abusers by their comments
Siyai amai mhandu iyo
Pavakadzi 11 akaroora vangani or aingotora hiring and firing hake
Apa achimwaya chaivhi hake
😊
Ndarwadziwa
Sandoo dzenyu mamboo❤❤❤
Very sad story Indeed
😢😢😢😢😢
Mbuya iyi kurikuda murume here?
Ndorwadziwa nekarume aka la penzi kemurume
Ummmmmm mudzimba umu mune mabasa makuru anotyisa kutsanangura?😢😢😢😢😮😮😮😢
Mudzimba dzipi? Dzimba dzanzi dzakakurisa here idzi?
Dzimba idzi veduwee
Baba Harare has found his match
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu
Ko blambi inozokura kupfuura mwana paanobuda herr
Umm baba ava njere chaidzo andifunge kuti dzinodhonza ini 😂😂😂apa oti ziimba zihombe iii
Sando kuna Chief asi mai vandirwadza ava sure kugarira kutsemurwa here nekuchemera card apa mwana hamuna mukufirei nhai mhai
Kkkkkkkkkkk vakomana musadaro kugarira kutsemurwa .
Muchinda akaromba nenhingi manje mwana zvakuramba .
Ngadzingwe mudunhu munhu uyo rabishi chairo
Weeeeeeeeeeeeeeee Bantu Benkos shuwa bakithi
Pa 8 years apa murume uyu ngaabhadhare
Kkkkkk kwahi musha ibako kukura uyewo tsvimbo mubhadha saka mukuru ndiani apa kkkk. But mai avo vanoratidza kuti murevi wenhemha because haungafungidziri zvaunoziva
ndanzwa tsitsi hangu....
Munonyanya kudya midzi muchikudza kuzasi kunge nzou mudhara uyu anofanira kuripa indururani
Varume anotoda chiga ndanga ndaivapo ndakapedzera ndakutanga munhu semunhu varume anorova saka itorovawo
Mai huru inotya kukwira kudaro musazviitisa imi iraki kuona hombe vamwe vkutoshuvira kurwadziwa nayo imi motochema
kkķk hombe yacho inodakuona kana yaakuitisa maronda yashata
Sad this
Yuwiiiii vakadzi 12.....imba yakakurisa😂
Apo ndiwe waenda kuno mhan'ara kudare woripiswa mazvita mambo huroyi chaihwo uripamushonga wonyepa kti hausi pamushonga vakadzi 12 nayo imba yako yakakurisa iyoyo
Kamdhara ako kaneutsinye
chakafukidza dzimba matenga
Dzimba dzipi? Idzi dzanzi dzakakurisa here?
Ngambono wongorongwa nhengo hombe yacho yachemedza Chembere iyo 😅😅😅😅😅
Lula lula inodiwa
Nezera ravoka apa murume anezihombe😭😭😭😭
Apa anoda katatu 😭😭😭
Uuuuum life soooka ndofunga kwakadoka Mai ava vanoita kumerera
Munogona mambo
Murume ane utsinye uyo kungozadza vamwe zvirwere
Uyu murume uyu muroyi chaiye shuwa eish ende vanehutsinye shame#Chief magona kutonga
Vakadzi vaya vanoti vanoda mazadza dama abiyenyu 13 vakaitiza uko😂
I dieded a die in fact am funeral 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk yoweee
Vanoti tambo ayi sviki ku paraffin ngava tore murume uyu 😂😂😂😂
Hanzi gumi nevatatu vakatiza😂
Mazera acho manje.Sorojena naNehanda nyakasikana imbodongorerai muone zvikuita nyika😮.
Shame so sad😢
Vehombe vauya😂
Zvakaoma
Misha iyi
This man is evil,Very sad story mhamha😏
Nguban yena yena ongamelana lento enzima kanje
Mai ava ava ngavasiye baba va kani i bhinya iri
Uku ndokunonzi kutora mukadzi kumuita nhakwa
Mambo ava ndovakuza mhani