RUSHINGA .....MUCHEMBERE AKATANGA KUSVIKIRWA ARI MWANA

แชร์
ฝัง

ความคิดเห็น • 27

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 10 หลายเดือนก่อน +10

    Ngavabatsire mhuri dzevana vekushaikwa vaye chokwadi

  • @user-ei6ic1mi1f
    @user-ei6ic1mi1f 10 หลายเดือนก่อน +10

    Chiri kundishungurudza mazuva ano.n'anga maporifita sei vose vakuti tinoshandira varimhiri kwenyika ??hakusi kutevera kune mari hr? Pasina chinozobuda😢

    • @bridgetoparmoyomabulawa5519
      @bridgetoparmoyomabulawa5519 10 หลายเดือนก่อน +3

      U cn ask tht again ..coz..zvimwe chete mazuvano vakuda mari too much coz kana vakuru vechitawura vanoti vakare vayir
      Apa munhi kana apora ochinzi bhadhara zvakati uye kwayi noti mazimari bur nw mmmm

    • @angelakunatsa4316
      @angelakunatsa4316 10 หลายเดือนก่อน +1

      😢😂😂

    • @alfamj7412
      @alfamj7412 10 หลายเดือนก่อน +1

      Aiwa asxana vanhu varikutambura kushaya kweku batsirwa chaiko kana vari kunze kwenyika saka varikuto gona ana ambuya nana sekuru varikuti vano batsira vanhu ,Vanhu vanenge vachitambudzika varikunze kwenyika vamwe kushaya Mari dze ndege vamwe kushayawo Mari yebus chaiyoo saka zvinoita nyoree kuti urikubatsirika hako uri kwauri pasina kukwira mdege or bus

    • @lameckzisengwe6517
      @lameckzisengwe6517 10 หลายเดือนก่อน

      ​@@alfamj7412Zvino kana munhu achishaiwa mari yendege zvino sei vanachiremba ava vachizotaura mazakwatira emari kuti vabatsire. Ini ndakabirwa mari kuno mhiri ndikubva ndafonera vamwe Sekuru vanembiri kwazvo kumusha ikoko. Sekuru vaye vakatindinofanirwa kuvabhadhara $2000 US kuti vandibatsire.

  • @MwoyoWangu
    @MwoyoWangu 10 หลายเดือนก่อน +3

    I like this gogo her explanation s are clear & to the point.

  • @TeresinaMadzvamuse-tm8lp
    @TeresinaMadzvamuse-tm8lp 10 หลายเดือนก่อน +4

    Ndavepo pamhepo,
    Maswerasei hama dzadiwa

  • @marymudzingwa1652
    @marymudzingwa1652 10 หลายเดือนก่อน +4

    dai VaNeshamba muchiti mukaita interview nevanhu ava then movapa kumhuri dzine matambudziko sevaya vekushaya vana even zviri kuitika kudomboshava kti vabatsirewo pachena

  • @TeresinaMadzvamuse-tm8lp
    @TeresinaMadzvamuse-tm8lp 10 หลายเดือนก่อน +2

    Drewmas Media
    You are taking us to another level 👍,
    Thank you

  • @emmanuelkumalo5110
    @emmanuelkumalo5110 10 หลายเดือนก่อน

    keep it up Andrew n crew

  • @sibundlovu990
    @sibundlovu990 10 หลายเดือนก่อน +1

    Taking us to another level

  • @LucinerKuonza-zk5tr
    @LucinerKuonza-zk5tr 10 หลายเดือนก่อน +2

    DM family makadii

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 10 หลายเดือนก่อน +2

    Ndirikutotsvagawo tete vangu vakaenda nenyika nguva yecyclon iya . Tatambura nekuvatsvaga

  • @zimharomunyaradzi4416
    @zimharomunyaradzi4416 10 หลายเดือนก่อน

    Thank you drewmas

  • @nevanjiangie2556
    @nevanjiangie2556 10 หลายเดือนก่อน +1

    Hello drewmas hello everyone

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 10 หลายเดือนก่อน

    Hipppy dhurumasi yowe

  • @felistursmanyika
    @felistursmanyika 10 หลายเดือนก่อน +2

    Shumba piwaiwekuputa mugotipa testimony motiratidzawo kt zvaita hr tinoda foto re before ne after 😂

  • @shillamoyo9642
    @shillamoyo9642 10 หลายเดือนก่อน

    I need help for blood clot.

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 10 หลายเดือนก่อน +4

    Vaneshamba munodhuva nekutengesa number zvimwe zvose boe makangoipira pakutengesa number

    • @tamarigwinji
      @tamarigwinji 10 หลายเดือนก่อน +2

      Ipapo vaneshamba ndipo pavanorwadzira ipapo....saka toshanda sei nemwi vaneshamba ......zvimwe zvese bho pa number ndipo pamunonyima zvekurevesa...mukatinzwavo ipapo munenge matigonera

    • @patiencenhidza5049
      @patiencenhidza5049 10 หลายเดือนก่อน

      Taura hako ini ndakanzwaro futy

  • @faithmaiba6434
    @faithmaiba6434 10 หลายเดือนก่อน

    Drewmas media endai nevanhu vekushaya vana vaye kwagogo chokwadi nyaya dzevana hadzidi kutaurwa pasina rubatsiro ndatenda

  • @EdithNkomo-mf6ri
    @EdithNkomo-mf6ri 10 หลายเดือนก่อน

    Heee

  • @Margaret404
    @Margaret404 10 หลายเดือนก่อน

    Tiripo pamhepo

  • @prachie937
    @prachie937 10 หลายเดือนก่อน +1

    Taking us to another level