ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mudzimu uyu ndinoona sewekunyepa coz munhu akafa kana achitaura anotoziva zvose .at other side maybe mufi anenge akatsitikwa akushaya simba rokutaura avharwa nemishonga😢
Akatsipikwa mufi
@@naomimafemera4860 haasi kunyepa
uyoo akakama akuda kuramba kt akamwa doro nemufi sei
Mishonga yakabatwa apo
Manyepo ayo uyo anoda kurohwa
Ummm zvinhu zvacho murume uyuu haasi kunzwisisika kautaura kwake mufiwo haasinzwisisikawo Saka mmmmm
Ndinemubvunzo kuna Ishe wangu🎤🎧 bvunza tinzwee.vanofa vakadhakwa kana vakudenga vanenge vasober here
Midzimu imwe inoda kumamiswa chaizvo 😂😂😂😂
Taura hako
Uyu mukadzi uyu anoda kusungiswa uyu akarohwa mushe mushe anotaura chokwadi chinonzwikwa zvese ahachanyatsoziva yet ati kuneuyo achitaura amuti taura chokwadi murume ndazvidziwa saka ukuzvidziwa nemunhu asi kana wanzi chitaura chokwadi wakuti handichanyatsoziva mubvunzei iye anoziva amai ka mukapukunyuka apa zvikoshesei uye muve nenyadzi munyika munevanhu 😂😂😂
Mrume akupomherwa uyo itsotsi arikuzviziva vakauraya mnhu cz haaz kutaur zvinonzwisisika cz akutaur semwanana zvke,mhuri ngaichimire nemufi anorwisa kumhur yakauraya
Dare tongai zvakanaka ngozi inozonetsa mangwana ngozi haisi sadza😢😢😢
Munhu akauriwa akadhakwa kana awakuda mudzimu anofanira kuziwa zvose zvino mhepo irikungoti haizivi pamwe nyakuuraya arikushandisa mushonga
Anenge achitsipikwa panongoda mubatsiri anomusunungura kana akauraiwa shuwa anotaura zvese
Eheee
Panyamhanda pagara vanhu wanouraiwa zvakanyanya
Drewmas Media taking you to another level ❤
Vakafa vakadhakwa nanhasi uchingori vakadhakwa zvesure
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
In love with music 🎼
Kana iri chokwadi ngaarwe hondo dzake ega sezvo achiramba
Ende ngawaende anorwiswa ega kana zvirizvechokwadi
Mweya mutsvina padare.....mkadzi akarohwa bhooo kupenga kunoita kushoma
Kkkkkk mother ava varikunyepa ngavangokumbira ruregerero 😂
😂😂taura hako hakuna mudzimu vakadaro vakarohwa vanosimuk ipapo
😂😂😂
Matiza akadhakwa, mhuri ngaifambe izive zvakaitika
How can the spirit not know the person who killed him . When someone kills you even if he is a stranger when you die , your spirit will know the person who killed him .
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk saka vana vacho vazviramba
Ma RASTA TO THE WORLD. Iwo muteyo wacho wacho akagarwa nemudzimu anofana kunwawo muteyo wacho. Haiwawo haiwaa
I always like before I watch. Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤
Same same
Yakazodiiii nyaya iyi
Handiti munhu akauraiwa anotaura voice remufi hre paifanira kubudisa voice rechirume hre panenyaya
Plus anogara semurume
Rinamanyanga hariputirirwi turukuziva zvese
Kkkkk😂😂😂 mudzimu uyu ndofackmanje
Uuuummm. Munhu ukafa vadzimu vekwako vane vachiona havangatadze kuziva mhani imi. Mhepo yakare ngaiendeka kune vakauraya. Ngozi haidaroba. Ma statement aya akutaurwa haashandisi nyaya dzekunzwa here obva agayawo zano. Zimbabwe ka. Havachaziva paseri pacho iyo iri mhepo. Nezuro aiti akakandwa mumota. Harisi dramma here?
Aaaaa mukadzi uyu akutii
Drewmas media taking us to another level..nhasi rava rumwe zuva
Drewmas Media hayipererwe always taking us to another level 💃💃💃
Can't wait zvinoperasei
Kunga arokutaura nyaya akabudirwa wacho
Hakuna mudzimu wakadai yhoo
Waiting for part 2,Drewmas media good job rambai makadaro
Nyaya dzacho
Sei akazobuda later kuguva akadii kubuda musikana uyu achingosvika pamba asati asangana nevanhu vakawanda, nekuti parufu panotaurwa zvakawanda zvemakuhwa....Musikana uyu akanzwa makuhwa parufu ndokugadzira nyaya hake,...Chero hazvo murume uyu(Matiza) anogona hake kunge riri binya.
Mudzimu kuti don't worry ummmm kutanga kuzvinzwa😅😅😅😅
Arikunyepedzera uyo anoda kurohwa zvekuti
😂😂 mother avaka varikungoti drena ropa pachikona handisi kunyatsoziva
There's no smoke wthout fire
Nhasi rarimwe zuva
Can't wait to see part2Drewmas media taking you to another levols
Ngozi yacho ikutaura chizezuru kunzvimbo yaanaSamanyika hutinyi zvino
Dare racho🙌🙌🙌🙌🙌
Mai ava vanoda shamhu ndanzwa hasha mudzimu wakambonyararidzwa wobva wany arara here mudzimu unotawura chirungu itayi mushe imi
Waiting for part 2
Imi amai dzikamai hakuna zvakadaro
Mental health is real plus mudzimu hautaure chirungu
yes true Hakuna mudzimu unotaura chirungu
Mudzimu nengozi zvakasiyana plus ngozi iyi munhu wechi mamanje not wakudhara... Tho am not saying mugarwi is the truth or not
Nhasi rava rimwe zuva chokwadi😅😅😅
Drewmas media taking us to another level
Waiting
Shuwaa ngavatsvage chirikutaura .. Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤
Panonetsa pekuti handichaziwiba hee mumota hee netsoka
Asi baba ava vanenyaya zvavo
thank yu bro nokupinda mumusha vangu NYAMAROPA
😂😂😂😂😂😂😂😂 na drama be this mudzimu unganzi nyarara wonyarara here kkkkkkk musatisetse guys
Me thinking that too😂
😂😂😂😂hakuna ngozi yakadaro inototaura nyaya zvayo kunyepa ukuu😊
Mudzimu unotawura chirungu anoda kurohwa zvekuti ayitesobha
Ndaneta nekumirira zvangu
Drewmas Media, taking us to another level. Nhasi rave rimwe zuva
Chakaitika apa ndechekuti mhuri yaHondo nyakubiwa ropa yakatoudzwa kare dhiri rakaitwa naMatiza Nege’a rake kuti varimu business rekutengesa ropa revanhu. Mhuri ya Hondo irikushandisa wisdom yekuti vanoti Matiza arikumhwa nemhepo uye ivo vanoziva kuti mupeta ndivo vakauraya baba Vavo. Vanoziva zvavo kuti nyaya ikaenda kumasvikiro zvichanzi mhepo iyo hausi mudzimu asi masvikiro achabvataura kuti Hondo akafa sei uye kuti akauraiwa nanaMatiza.
Good assessment
Chanyepawo iwe
Tamirira😮
Mhosva hairovi regai mufi azvirwire
Hmmm pamudzimu uyu pane question mark 😋
imhepo iyi ndeyenhema mufi anoziva zvese nekuti yave mhepo
Uyu mudzimu unoda kurohwa uyu kufungira
Pamberi nebasa mr neshamba
Mhepo yekunyeba iyo mothers iyo inonyeba zviripachena apana zvemudzimu uripo apo dzirikuto actor firimu idzo
Drewmas media big up
Kutunhidza ma demon uku nxaaa ngavapiwe shamhu vanoita mushe
Ngavangoende pa Tendanai village 9 kwa Chief Saunyama handiti kuna Mukotsanjera arikuita zvengozi. Its all Manicaland.
inhema idzi
Mukotsa Njera anopedza nyaya idzi
Inhema
Maiava variku nyepera hapanakana ngoziiapa kunyebaukuu
Mkadzi uyo dai makavhuna shamhu makashwapura maizoona zvaitika, munhu wepi anouya kuzoita drama parufu
Vana vemufi avo vanenge varimo mudhiri
Nyamaropa hamusikuiziva imi
Drewmas media zamai kubudisa vanhu kwazvooo tionewoooo kwete chirima ichiì
Chikwambo ichoo
Kunyebera kuripachena hamuna zvakadai
Mudzimu ukunyepa uyo
Mambo ava havagoni kunatsotonga he doesn't want other people's views
Waiting ✋
Ndaona baba vangu vakabata shaya maita basa
Haaa kungee nhema. Aah
Chidhakwa chirikuziva nyaya
Mvakatodhakwa ava ,Mambo endesai vanhu vanocheneswa
Asi nyakupomerwa uuuuuuum???
Ehee nyakupomerwa anenyaya even matauriro ake anenyaya
Mudzimu uyu hauzivr zvesr
Mudzimu wenhema Uyo ndichikwambo manje icho weya wemunhu akafa ukabuda pamunhu unotaura zvose and unenge achitoziva zvose zvakavanzika zvakamuuraya
Munhu haurawi sehuku, panenyaya apa, the truth shall come, Tete from nowhere kubva vatsanagura kubvawkudoro kubhawa, Mudhara anenyaya uyu
I like honesty of the two guys testifying what they think killed their father. They are not gullible.
I personally know some of these people, I can't believe this😢.
Tatononokerwa nekuona
Chiterei tigoziva nyaya
Thanx u masvikawo kumusha kwedu
We a waiting for part 2 Andrew
Mudzimu ndewenhema hakuna ngozi isingazive
Mdzimu uyu ndewenhema bcuse zvarikutaura unongononga nhonga vasasvibisa zita remnhu madri ayo
Mudzimu uyu unoda kurohwa
Nyaya iyi vanhu warikubudirwa ngawafambe nevanhu warikupomerwa kana kusvika chokwadi chabuda kana uyo achinyeperwa anofanirwa kuchenurwa zita rake
Arikunyepa arikutaura zvaakanzwa uyu
Changamire has wisdom
Ari kutsenga mashoko
Uyo handimudzimu asi kuti ingozi iyo
Kkkkkk haaa mai awa wari kunyepa,munhu kna vafa unotofanira kuziva vanhu vakuuraya dai ndri padhuze kumurova zvkt anotaura kt ktamba hangu andina kusvikirwa kkkk nhema idzo
Chirongwa chandinofarira drewmas media taking me to another level

Sei akazobuda later kuguva akadii kubuda musikana uyu achingosvika pamba asati asangana nevanhu vakawanda, nekuti parufu panotaurwa zvakawanda zvemakuhwa....
Musikana uyu akanzwa makuhwa parufu ndokugadzira nyaya hake,...
Chero hazvo murume uyu(Matiza) anogona hake kunge riri binya.