Mwana uyu anotori nemusikanganwa kurumura kudaronjzara ndiyo inokonzeresa plus baba vacho Havana kuraira mwana vari kuti mwana under Age what what ehe but I don't think I will have it muzukuru waaamai vangu amitiswa nemurume wangu this is so heart broken 😢, kusaendesa vana kuchikoro ndiko kumwe kuri kukonzera kuti kumamisha girl child aite mimba. Plus this child is stubborn akanzwa muchero wepakati and this mukushwa take advantage yekuti ane mwana kare ndokubva avapa mimba
😢😢😢zvese izvi zvakaitiswa naAmunangagwa naMgabe vakaporonga nyika. If our economy was stable people wouldnt have gone through this foolish ordeal. Nhamo ndiyo inoita kuti vana vatsvage varume before they mature enough to face marriage stuff.
Chief ava vakaneta avo firstly ngavasunge murume wekutanga kumisa mwana ane15 years apo ko she is 17 now mwana waanaye anegore nehalf pafungei chief muritsotsi imi
That girl is a minor. The Chief is missing on the real matters and focussing on makunakuna emukwasha naambuya. The first thing is that girl is a minor and she already have a child. The father of the child should be charged in court and this current boyfriend as well. The Chief should uphold the law of no child marriage
This is so true. I also complain about it kwa Tinashe Mugabe kuti we have a problem in our society kuti girl child anotonzi " Amai at 14 " woshaya kuti zvirikufamba sei ? Handisati ndambonzwa baba vane 14 asi girl child atova amai. True first person aka mitisa ndiye anemhosva. This girl is an angry child that was never protected
what is going to happen to the pregnancy, if the child is born who is going to take care and what is the mother going to tell the child about the father kkkkk....uuuuuu a lot need to be desired on this case....its justice which matters
Ambuya vacho kutokonya minho😂😂😂. The storyline 😂😂😂. Ndovakwasha vemazuvano nana ambuya vacho. Marriage is based on financial dependence. So the girl's mother went for her daughter's husband. This is really scary and sad at the same time.😢 Mwana wacho naro mhani! She's too forward.
What is hambuya?what's the relationship here and what prevents the gentleman to marry the already pregnant hambuya? I like the program but understand other terms
Mambo siyai varorane vana awa murume uyo achengete mwana wake mwana iyeye anozochengetwa nani mukavarambanisa hapachina chamuchamisa apa yakatodeuka kare iyi haichadyorereki, kana muchiripisa ripisai chete makunhakunha
ummm not fair murume ndiye oripiswa only ko mukadzi haana kukanganisawo here? ana mambo havagone kutonga sometimes. plus yadeuka yadeuka apa vanhu ava vachatongo continue usatambe panoitiswa munhu nhumbu
When I saw the headlines , I thought I was going to see a grown ambuya ,come on guys these are stl kids ,she is stl 17 and technically can't make good judgement itai mushe madzimambo
Varume hawana tsitsi. Kumitisa under age yakatobereka mwana ku musana futi, at 18 yrs atova ne2 vana. Apa panehukama futi. Ma Adults fungai sevanhu vakuru kuita life mahumbwe sevanana kudaro
Umm Pane kubunyikidzwa kuri kuitwa pakutonga apa. Nhau yauya mudare ndeye kurara naambuya asi yatongwa ndeye kurara namainini. Mwana kadzi ari kuti haana chaaiziwa asi kuti mukoma wemurume wakaroora tete. there is no case answer apa. these Chiefs ngawasangotonga zvekuda kuripisa vanhu chete. They are not suppose to rush into conclusion
The girl is 17 and our laws are clear that children under 18 cannot consent to sex or marry. Child marriages will never end as long as we keep such a blind eye.
Musikana uyu is still under age apa ane 17 yrs munhu akamupa mwana wekutanga anofanira kuendeswa kumatare edzimhosva through police munhu atongerwe rape case yake nemukuwasha futi chero pane hukama kana pasina akamanikidza musikana akatomboramba amudzokera akazobvuma which means akaita advantage coz the girl is still under age mutemo wenyika yedu musikana uyu ahasati akura zvekuzvi sarudzira akambunyikidzwa asi iyewo mwanasikana pakangwariswa hapo anoda help ave neruzivo zvehukama vakuru ndivo vaitoziva kuti zvinorevei akangonzi uyu murume aka roora vatete vako kwaari hapana zvimwe zvaizozivikanwa kuti zvakamira sei kana munhu achinzi akaroora tete vako
Haunyepi wangu vanotsikirira munhu hakas kekutanga and vanotyisidzira munhu especially kamudhara kariryt kwaMambo Ako tsumo yakanongoziva Hanz kupera muramba watwat pese pese here
Mwana watete vemusikana akaroorwa nemununguna wa blaz ava varikutongwa nemhosva yekumitisa ambuya, ngavabve kunzvimbo kwavari vanotanga new life, so long blaz vasiri married
Kamwana ako katova nevana 2 kasati kasvitsa 18years? Tukadzi tunonotambisa magaro tuchiti ED Pfee itwotwu. Kane moto kanokara bonde too bad kane nyere aaa kanoda kutorombeswa aka unoita mari.
First munhu akamumitisa ngasungwe teere mukwasha vese they take advantage of a girl she is too young for sexual consent mupfungwa hamuna chozikanwa so sad her future is ruined panosvika 21 anenge anevana vangani nhymi
Ukama hwacho hwandivhiringa. Ko kana Tete vemusikana vange vakaroorwa namukoma wemurume ari mudare ko sei kusimbirira ukama hwakadximwa kare. Ko uyo akamupa nhumbu ne 15 years matii naye. Vakaregera kunyoporana here Apa. Uuuuummm monyepa
this chief needs education. he is focusing on the minor things so called makunakuna but he is missing something big mwana uyu akuroorwa ari mudiki sterek akamuroora should go to jail
Haiwa leave them alone murikungoda mombe ndimi makamitisiwa here
Mwana uyu anotori nemusikanganwa kurumura kudaronjzara ndiyo inokonzeresa plus baba vacho Havana kuraira mwana vari kuti mwana under Age what what ehe but I don't think I will have it muzukuru waaamai vangu amitiswa nemurume wangu this is so heart broken 😢, kusaendesa vana kuchikoro ndiko kumwe kuri kukonzera kuti kumamisha girl child aite mimba. Plus this child is stubborn akanzwa muchero wepakati and this mukushwa take advantage yekuti ane mwana kare ndokubva avapa mimba
😢😢😢zvese izvi zvakaitiswa naAmunangagwa naMgabe vakaporonga nyika. If our economy was stable people wouldnt have gone through this foolish ordeal. Nhamo ndiyo inoita kuti vana vatsvage varume before they mature enough to face marriage stuff.
Unonyepa iwe.. Zviri kuitika Pasi rese otherwise Zim irinani ... Chiri kukonzeresa mazi BCG ari kubaiwa mwana
@@solomonmagweva2469 Ma BCG arikukonzeresa how ?
Wakurwara shandisawo pfungwa
@@tichakundamoyo7378 anorwara ndimbuya vako
Ma1
Mambo avo vanotsikirira nyaya, havape vanhu nguva yekutaura their side. Hatina kunzwa hukama apa
The chief must be interogated bcoz that girl is under age haakwanise kuzvimirira mucourt anoda vabereki vanomumirira
Chief ava vakaneta avo firstly ngavasunge murume wekutanga kumisa mwana ane15 years apo ko she is 17 now mwana waanaye anegore nehalf pafungei chief muritsotsi imi
bt kana mukoma weuyo akaroora tete vemskana vanozoita ambhuya pakai,am confused
Wakaroora Mwana watete
Kana mukoma wauyo akAroora tete vemudikana hapana nyaya apa atori mukadzi kwaari zvekuti amai or ambuya zvinopinda papi
That girl is a minor. The Chief is missing on the real matters and focussing on makunakuna emukwasha naambuya. The first thing is that girl is a minor and she already have a child. The father of the child should be charged in court and this current boyfriend as well. The Chief should uphold the law of no child marriage
Chokwadi uyo mwana mudiki
But he did nekuudza mwanasikana kuti adzokere kumba kwavo ambonokura before afungazve zvekuwanikwa
This is so true. I also complain about it kwa Tinashe Mugabe kuti we have a problem in our society kuti girl child anotonzi " Amai at 14 " woshaya kuti zvirikufamba sei ? Handisati ndambonzwa baba vane 14 asi girl child atova amai. True first person aka mitisa ndiye anemhosva. This girl is an angry child that was never protected
Hukama hwavo hausikunyatsotsanangurwa imi!
Say that again
Baba vemusikana vati Muzukuru vachitaura muchinda uyo,,Kureva kuti muchinda Uyo akarara naMainini=Maivake
Murume watete hanzvadzi yababa vake hre ndatadza kunzwisusa ini
what is going to happen to the pregnancy, if the child is born who is going to take care and what is the mother going to tell the child about the father kkkkk....uuuuuu a lot need to be desired on this case....its justice which matters
Mbavha dzeZANU PF ibvai apo siyai mwana awanikwe who do u think will look after that child,mapenzi evanhu
Vamombove ambuya pakudiniko
Kana neni ndiwo mubvunzo wandiinawo iwoyo
Nekuti mkomana akaroora means watete wemsikana uyo
Ambuya vacho kutokonya minho😂😂😂. The storyline 😂😂😂. Ndovakwasha vemazuvano nana ambuya vacho. Marriage is based on financial dependence. So the girl's mother went for her daughter's husband. This is really scary and sad at the same time.😢 Mwana wacho naro mhani! She's too forward.
What is hambuya?what's the relationship here and what prevents the gentleman to marry the already pregnant hambuya? I like the program but understand other terms
Ambuya is the mother of her wife
Hukama hwevanhu ava varikunzi ambuya nemkwasha handisi kihunzwisisa,baba vemskana vati haasi mkwasha wangu mzukuru,mskana arikuti ndoziva kt mkoma vake vakaroora tete vangu
Zvandinetsawo kunzwisisa ini
Mambo siyai varorane vana awa murume uyo achengete mwana wake mwana iyeye anozochengetwa nani mukavarambanisa hapachina chamuchamisa apa yakatodeuka kare iyi haichadyorereki, kana muchiripisa ripisai chete makunhakunha
Hukama ngauve kwawo kwete izvi zvisiri kunzwisisika regai vana vanakirane ava
Taura hako hpna nezvemkasha apo vanhu ngavadanane avo
this is abuse ana mambo ayo are abusing a minor too hapana hapana choziikanwa
Under age kudii kwacho iye akatombozvariswa mwana mukanyarara maivepi ambuya nemukwasha havana ukama vanhu ivavo vanoroorana siyai mwana uyo vanhu vanotodanana patove nenhumbu saka muchaita sei nayo
ummm not fair murume ndiye oripiswa only ko mukadzi haana kukanganisawo here? ana mambo havagone kutonga sometimes. plus yadeuka yadeuka apa vanhu ava vachatongo continue usatambe panoitiswa munhu nhumbu
When I saw the headlines , I thought I was going to see a grown ambuya ,come on guys these are stl kids ,she is stl 17 and technically can't make good judgement itai mushe madzimambo
Chidare ichi chakadhakwa and the way yavanotuka nayo vanhu so.
Wagara hauzive chinonzi nyaya iweee nxaa
Munhu arikuda kupedza kutaura zvakaitika but Mambo arikutsikirira munhu
these mambos havagoni kutonga nyaya ava. they are shallow minded
Varume hawana tsitsi. Kumitisa under age yakatobereka mwana ku musana futi, at 18 yrs atova ne2 vana. Apa panehukama futi. Ma Adults fungai sevanhu vakuru kuita life mahumbwe sevanana kudaro
Rinenge team rekumapurazi ka staira kemukomboni ikaka
Huambuya apa hausi direct
Saka handioni mhosva iripo
Dai ari mkadzi watsano kana kuti mkadzi watezvara
Mambo uyo anokara mari
Zvekumama izvo tsvagai mabasa
Hamudi kubvisa zanu busy kunetsa vana
Vakadanana zvee imhosva here
This kid is not getting it. She wants the guy. This is sad. She is a kid with a kid and pregnant.
Damage yeiko munhu ane mwana kare uyo mvana inobvisirwa damage yeiko apa
Aah ukama hwekt tete vanga vakaroorwa nemukoma wemurume hukama huri papi ipapo saka kureva kt mukoma nemuninina havacharoorwe pamusha mumwechete nevarume vakasiyana
Dananai tipinde mu 20 million senyika..mkwasha congratulations vanhu ngawavande coz corona yakatora vanhu
There are just wasting time to ask them anything this people there are in love
Ukama Hatina kuunzwisisa apa. Uye volume yakanyanya kuva pasi.
The court is so good & educative please improve the sound quality!
Dare rinobowa kutaurira pasi😂😂😂
Murikuvangira kuvanza mvana mumisha dzisina varume .mambo makanganisa ipapo regayi vanogarisana zvirinane
zvoita here
Umm Pane kubunyikidzwa kuri kuitwa pakutonga apa. Nhau yauya mudare ndeye kurara naambuya asi yatongwa ndeye kurara namainini. Mwana kadzi ari kuti haana chaaiziwa asi kuti mukoma wemurume wakaroora tete. there is no case answer apa. these Chiefs ngawasangotonga zvekuda kuripisa vanhu chete. They are not suppose to rush into conclusion
Anonzi ambuya mukadzi va tsano ,mukadzi vabhudhi or hanzvadzi yemukdzi wangu or mai vake vangawe mainn munin'ina vamai vake or mwana va sekuru vamadam ndiwo ana ambuya kkkkkkk awo vanhu marudziii chaizvo pachishona hazviko vanopenga nazimambo rawo reku Malawi iro hapana zvinozokanwa
The girl is 17 and our laws are clear that children under 18 cannot consent to sex or marry. Child marriages will never end as long as we keep such a blind eye.
Anenyaya mbiri mukomana uyu. Imwe ndeye kurara nemwana mudiki under 18yrs
Regai vana varorane this girl 2 kids now and mamurambisa murume tongai mushe vakuru
200k subscribers. Weldone Sly media. I subscribed when you had 16k subscribers.
Makuna kuna is that really shona pliz l am learning
Yes its under age bt anoda zvinhu
Musikana uyu is still under age apa ane 17 yrs munhu akamupa mwana wekutanga anofanira kuendeswa kumatare edzimhosva through police munhu atongerwe rape case yake nemukuwasha futi chero pane hukama kana pasina akamanikidza musikana akatomboramba amudzokera akazobvuma which means akaita advantage coz the girl is still under age mutemo wenyika yedu musikana uyu ahasati akura zvekuzvi sarudzira akambunyikidzwa asi iyewo mwanasikana pakangwariswa hapo anoda help ave neruzivo zvehukama vakuru ndivo vaitoziva kuti zvinorevei akangonzi uyu murume aka roora vatete vako
kwaari hapana zvimwe zvaizozivikanwa kuti zvakamira sei kana munhu achinzi akaroora tete vako
Picture quality needs a lot of work. Wedzerai lighting and cameras and sound quality is poor. Plus tipei masubtitles
Ambuya vacho vakapihwa nhumbu chirudzii. Vakapihwa mumaoko here. Mai vanoda kunerwa, kukumurira mukwasha bhurugwa, nyadzi dzakaendepiko. Kana imbwa mongokwirwa henyuka. Akomana mwari chiuyai henyu
Uyu chief uyu haana kana brain maenzanisiro anoita nyaya dzake akawora zvisingaite
Haunyepi wangu vanotsikirira munhu hakas kekutanga and vanotyisidzira munhu especially kamudhara kariryt kwaMambo Ako tsumo yakanongoziva Hanz kupera muramba watwat pese pese here
This story hayi they is no case at all here
Regai vanhu vadanane
😂😂😂 kuti pakadai ipapa panoita kusiya here haa kaa nyama ako hukama hwachoo dai ariiye akabara mukadzi panga parinenyaya manje apa hapana nyaya 😅😅😂😂
Uyu mambo ngaambotipawo #dzake
Nhai tiri kuenda kupi senyika nhai 😭
Please tinokumbirawo mugadzirise sound iripasi
Nyaya dzaakungoitika munyika medu inyaya dzelula chete nhai saka tichaita sei😢
Ticharamba tichingoita Lula Lula kusvika tafa
Vanhu avo kana ndanyatsonzwisisa Havana hukama hunoita vasaroorane vtori varamu vanoroorana, nekuti kana mukima wake akaroora vatete vemukadzi uyu kureva kuti naiye mukadzi kudzinza ikoko not ambuya. Hapana kutsanangurwa zvakajeka apo pahukama, uye ndatooba kuti mambo vatovacatisa cz mukadzi uyo anototi murume Wangu.
Mukoma vakaroora Mwana watete which means Mwana wemusikana uyo
Mwana watete vemusikana akaroorwa nemununguna wa blaz ava varikutongwa nemhosva yekumitisa ambuya, ngavabve kunzvimbo kwavari vanotanga new life, so long blaz vasiri married
Kana mukomana uyo mukoma wake ariiye akaroora tete wemusikana... zvinebasa reiko musadzvanyirira vanhu ambuya wekuita sei... regai waroorane wakatopedza masports kare vanhu ava...
Haa kutonga kwacho ko hukama hwacho dare ririkuti mukwasha ivo vakuti muzukuru ko ngavabuditse hukama hwacho
Vanhu ava vazivana mvura payaka jenga ino jenga ino jenga uyo murume akatora advantage yehu diki hwe musikana n kusaziva kweke chidiwa apo icheka ukama hapana chicha putswa apo yadeuka yadeuka
Ngaaendeswe hospital musikana anorwara iko kunongedzera vakuru pane vanhu
audio hainzwikwi gadzirisai maaudio enyu
Chief hamuchatonga nyaya tongai nyaya sezviri mwana anga asingaziwe kuti pane hukama and hamuna kupa musikana mukana wekutaura
Naiza boom
Volume yenyu is very low please...
Haaa chief varkureva kuti orega kurora mkdz ko Mwana anochengetwa na Machief akuda muripo asingatongi nyaya
Asi ko seiwo baba wemusikana wadaira kut mwana wawo ayiziva kut pane hukama hmm
Aaaa mukadzi uyu itsotsi kuda kubilivisa vanhu neface ine confidence asi achiziva muridzi wemwana wake
Uyu sabhuku arikuita basa eekutsvaga nyaya ukaona nyaya zhinji dziri kutonga mudhara umu dziri kubva nekuna sabhuku anotoita nyaya dzekutsvaga
Mumapraz umu murikuitwa zvinorova mkoma Sly imbopindai Mumapraz muone maunder age arikuenda kuvarume ma15years
Hukama uhu hunenge huri very far… hazvisikunyatsojekeswa… baba vakuti mzukuru, etc haaa tatova confused isu….Makunha kunha acho hamusi kunyatsotiudza kt ndeapi…
Kamwana ako katova nevana 2 kasati kasvitsa 18years? Tukadzi tunonotambisa magaro tuchiti ED Pfee itwotwu. Kane moto kanokara bonde too bad kane nyere aaa kanoda kutorombeswa aka unoita mari.
Musikana mwana mudiki uyo batai murume musikani ati ane 17 aha kwanise kuzvimirira
First munhu akamumitisa ngasungwe teere mukwasha vese they take advantage of a girl she is too young for sexual consent mupfungwa hamuna chozikanwa so sad her future is ruined panosvika 21 anenge anevana vangani nhymi
Ambuya Mai ve mukadzi or????
Chero ini handisi kupanzwisisa bcz 17 yrs mai vacho😂
@@talentmlambo3512I think mwana wehanzvadzi yaamai
@@habbitz. mwana vatete vemukadzi vemukomana
Mukoma wemukomana ndiye akaroora tete hanzvadzi baba vemusikana
Musikana wacho mudhinhiwe hake,paachatanga kutambura nevana ivavo achaona kuti haana kungwaraba.Kuberekera vana nhamo
Face yemusikana ma1,akatonakirwa nayo haachatodi kuisiya😂😂
Kkkkkkk mambo so kkk
Mwana itsotsi uyu haachatotsiuriki
Yadeuka yadeuka haichadyorerwe mambo nedare rake vose vorasika . Pane nhumbu apa , dare riri kumanikidzira hukama husipo nekuda kuripisa munhu mombe dzedare kunyangwe zvakadaro kuti pane hukama hapasiripo here panobviswa mombe yekucheka hukama . Mukadzi ane mwana kare plus nhumbu achazoroorwa nani dare zvariri kuti ngaadzokere kumba kwavo plus bota harichamira kudyiwa apa .
Mambo ivai munovaka kwete kwete kufunga kuzadza danga pamusoro pazvo muchitaura zvisina hunhu , ratidzai hunhu nehutungamiriri hwakanaka kuti vanhu vedunhu renyu vagodzidza kubva kwamuri .
Vanhu two asati asvika 18 years ma1
Ukama hwacho hwandivhiringa. Ko kana Tete vemusikana vange vakaroorwa namukoma wemurume ari mudare ko sei kusimbirira ukama hwakadximwa kare. Ko uyo akamupa nhumbu ne 15 years matii naye. Vakaregera kunyoporana here Apa. Uuuuummm monyepa
The girl is too young she should be at school this is so sad 😢
Haaa ishe apo mmm ko mimba yake yodii ngapa bviswe cheka hukama
Kamusikana kanzenza aka
Zvese izvi zvikukonzerwa nezanu, siyai vanhu vasvirane ndozvega zvasara mu Zimbabwe
Nhai Fortunate unodarirei kuipisa zita rakasonaka kudai😂😂😂
Imajeni hako. But hameno imi ana Fortunate. Isu ana Fortune hatidaro.
Ambuya nemukwasha vanoda shamhu
Hapana nyaya apa. Kunzi ambuya kwacho hatina kunzwa kuti kwabva papi
Mwana ane muskanzwa zvake uyu anoshota shamhu chaiyo
Hayaaaa. Unopera strong sure
Poor sound quality
Anonzi ma 2k changamire amhusikuvaziva vanotoramba vachidanana nyangwe akadzokera
Zvakaoma kusvika pakuitisa ambuya numbu
Pure quality
Imi madhara kwanai musaita mhoswa kunge nyaya ma rehearsal amakuitisa vanhu haana kukwana
Ndini nanikoo nhyveduwee tisiri kunzwisisa pane hukama hwacho
Mukoma wemukkmana uyo akaroora mwana watete vemusikana,saka musikana uyo achiona murume wemwana watetevake mukwasha wake,uyo murume uyo anobva aitawo mukwasha coz mabrothers maibata.......
Haa zvakaoma apo
😂ndezve kupenga hapana nyaya apa chinhu ngachipiswe
Ummmmm chief Madziva maita hudyire hapana hukama apa
Mutemo recognises hukama only as upto 3rd cousin. Zvimwe zvese izvi zviri out of context
@@financialcrimeswithabraham Hamunyepi hapana hukama apa
Aagh ichi chandisvitsa pano nekukasira ichi yowee mkwasha kutopa ambuya mwana here wedu wee
this chief needs education. he is focusing on the minor things so called makunakuna but he is missing something big mwana uyu akuroorwa ari mudiki sterek akamuroora should go to jail
What's happening here.. I'm confused
Um hukama hwacho
Regai vanhu varoorane.
Saka mimba mukuti hachachengeti here makutopatisa mwana uyu motonga SEI
Ambuya vanoda kurohwa dai vari amai vangu l was going to disown her mudare imomu
Ambuya varikutaura apa ndimai vemkdz herre
@@talentmlambo3512 ehee
Inga pakaipa
Heading is misleading us. Mkwasha akamitisa ambuya... Baba vemwana varikuti mukomana akamitisa mwana muzukuru wangu zvichireva kuti ndimai nemwana.
17yrs ine mwana aripamusana plus nhumbu haaa nyika yacho so pakaipa
Hapana hukama siyai vana vakatoita kare havacharegedza
AMBHUYA wacho ummm i surrender
Tabva tadanana,tadanana, tadanana😂
Kkkkkkkkk