It's true. They need help but ma1.. mainini is still young and a bit imature to handle imba. Gwabvu yavanotaurirana nekusvotesana shows vese havasati vakugona zvemba.
Me too. Ndiriini a leader in Zim, l would arrest any man anonyenga mwana achirikupfeka school uniform and kumhuri yemusikana (if not raped) is pay mombe 3 kuna Chief. Pamwe vana vangapedza chikoro and be more serious with their future.
To us varikumiririgwa well well nema 2000🎉....if you see this comment girl try and go back to school you are very strong dust yourself empower yourself even mu marriage imomo Woitawo someone muupenyu ❤
Soo inappropriate Mr Mugabe hahaha. Don't ask stuff like that. Vamwe vanhu vari superstitious panyaya yekudza vanhu how far their pregnancy is. And havasirivo vauya kunyaya so it's offensive to put her on the spot.
Mr Mugabe you should advise your guests to be respectful & not chew while they are being interviewed. Your platform requires you to maintain professionalism by both parties involved.
Mature yekufuratiraa murume achitaura newe karamba hug kari kutsenga kachitaura ma stubborn answer ana bho awo she is th worst ever resistance woman on earth
Thumps up to this lady.. though she has some childish behaviour, she's not a push over. She stood her ground from the beginning and also wanted her side of the story to be heard. They're a lovely couple together only that they need counselling to build a strong marriage.
Tht little girl has a lot of reasoning,She has a very powerful mind,Watch out tht little girl is naturaly clever,very clever not zvefunny,I like her strong narration,Bigup ssta😏
Ndanakidzwa ndichinzwa chief mutasa show yake ye4days ago achiti iwe mkadzi waifanirwa kumhangara.kuti ukunyomwa bota.ndikati tinashe you.have made it easy for people to talk about sex(bota).well done tinashe this is amazing (bota family)
Mukomana arwadziva ne maresults he a big time bomb uyu.Hapana zvemunhu nyadzi kuti dzireruke unoti sorry kwete kutsamwa.Kubata mwana wevamwe senhapwa.There is a lot happening behind the scenes.Kiss haidi kutangira paMugabe mumba dololo.Varume musadaro so.Ndarwadziwa hangu mkadzi uyo ane zvirikumushungurudza zvakanyanya.
I suspect the guy wanted the wife's birth certificate possibly to hide it away so there won't be any evidence of her being underage at the time of conception.
@@innocentsithole2752 true anga achitoshaya zvaakatadzirwa paanga achinzi ataure. Musikana ane ka l dont care attitude. Ahas kuziva kut market yakatodonha. Akabva pamurume anenge aku approachwa netimu inongoda kurova bota yakaenda. She needs to put herself inorder as she is no longer a kid anymore.
This girl has an attitude oooh my God. Ko kutsenga manje throughout 😊. So she had the intention of the boy child to be arrested nekuti she is young and yet she has been sleeping with someone else. They shouldn't be together it's toxic 😮
Murume is calm mainini need to be taught or told kuti ndoyatoimba watomumusha mawaroorwa she knows how to talk for herself but she's arrogant hope they will get counseling and voendesana kuchikoro but ka attitude ako she can be stubborn oita don't care attitude ndoenda kumba kwedu.
Mkadzi achiri mdiki hake so hunhu hwake huchirivo hwemunhu musiki asi oa 17 years anga atozhakisa bota nevanhu 2 karimu fast kamukadzi aka respect kumurume ichiri shoma ft panebasa chaiko imba irikudaJesu iyi
Mukomana was diplomatic over protective of his marriage. Anga asingade kuti tumwe tunyaya tubude. Pakuti ndiratidze kuti naye murume ari wrong Mai vabva vazviita expose.
stress yese iri kutaurwa nemusikana iyi haisi yezera yake, she should be at school not stressing about marriage nekuti murume azoisa status yekuti single. etc.
Is there a way yamungaudzawo ma guests aya vasatsenga pavanenge vachitaura, some of us are listening on headphones 🎧 tikubva taita kutsengerwa munzeve chaimo😢
Bhabhurugamu rinosvota asiri kuritsenga. I thought Mr Mugabe vasvitsa tissue kuti aise iro bubblegum. At least the results are possitive. Baba wo manga musina nyaya. Mumba macho munenge masangana vanhu variChildish vega vega
Hapana imba inomira nekuchenama kune kamwana ako. Even counselling yamuri kutaura haishandi. She's too young to understand a lot of things. Dai adzokera kuchikoro,upgrade herself and become a better person. Kana ada zvemba otobva asiya makwikwi aari kuita nemunhu wakugara naye. Uyo blaz idzenga remunhu hake
Facial expressions from wifey kkkk especially after the results. Both parties were diplomatic and the wife loves her hubby. Be blessed.
Vanoda cancelling vana ava ,vavake imba yavo zvakanaka ,Mr Mugabe hero basa
It's true. They need help but ma1.. mainini is still young and a bit imature to handle imba. Gwabvu yavanotaurirana nekusvotesana shows vese havasati vakugona zvemba.
Zvaitwa Mhara Mbuya
Vakabva Dzete
Gusho maita
Mbuya Chikonamombe
Vari Chivhu
Vasingashandure mutupo nekubvakacha
Museveradama huswa hwakambundirwa nemasvosve
Vakachakwaira nebani regan?a muMhondoro.
My daughter you didn't disappoint
My sister ❤
@@Senatorcm nice one. Mutupo madetemba. Zvaienda nepi
Dzoserai mwana kuchikoro abuse muabuse
Mhara yangu
Ama2k never disappoint ini l need mwanasiakana anotaura zvekuva rude ndezvimwe akasadaro anozvisungirira varume ava sometime mapenzi nxaa
Uri right iwewe
I think they both need counseling, thanks Tinashe for bringing closure to this family 👏🏾👏🏾
Looks like teenage pregnancy yatova a trend. My heart breaks hangu ini. Ndorwadziwa
Iyesu takabvako torwadziwa varipo vacho Havana care zvakangooma hazvo
Me too. Ndiriini a leader in Zim, l would arrest any man anonyenga mwana achirikupfeka school uniform and kumhuri yemusikana (if not raped) is pay mombe 3 kuna Chief. Pamwe vana vangapedza chikoro and be more serious with their future.
@@consymuri479vana vacho kadiro kavari kuita tsvimbo yaSamere ma1. Vamwe vacho vanototanga varume. Unotonzwa umwe achiti "haundigone iwewe"😂
True that 75% iteenage pregnancy. Lord have mercy
To us varikumiririgwa well well nema 2000🎉....if you see this comment girl try and go back to school you are very strong dust yourself empower yourself even mu marriage imomo
Woitawo someone muupenyu ❤
I like this girl. She throws jabs. “Wakatsika asi waakuti mudhindo hausi wako”
Deep language I can't say Deep shona because I don't know if it's shona Never heard of such phrase.
Gono tsvagai dzinza renyu imimi .mwana sikana uyo hagariki naye uyo .
Haagarike naye on what grounds. She seems humble to me. Arikutaura zvakaitika nezvirikuitikain real life
Yeeesss nyaya yapera ngaachitipe tizwe mukomana.
@@MadzingaLearnmore une dama Learnie
Mukadzi ari mberi ne zvima % pa reasoning, dai akapedza chikoro akaita Prosecutor cross examination yacho yaiuraya munhu. Gadzirisanai mugare zvakanaka
Murume dzirikudhonzera kumashure
Mukomana anotofunga zvakanaka sei airambirawo birth hudiki huripo apa
😂taura hako
Musikana dai akaita zvake zvechikoro pane kufunga nebeans.
Chimhinduro chekuti "hapana" masvotero achondiita soo!!
Kana neni
Haureve nhema shuwa hapana inosvota kani hauna mhinduro here kana zvekutaura pane kt hapana nxaaa
😂😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105 taura hako me too ✋️ zvinosvota last number chaiyo 💯.
Sorry Shingie
She was confident. Kuzongotsenga hake achitaura. The wife can talk hake.
Ane chipo chekukurukura.
Thank you mwanasikana hauna hako kunyadzisa
But you are still young dai wamboti kurei 17 yrs ma1
Apa she's saying vakatanga rudo 2022 meaning anga ane 15😅ende zvakaoma
Hana kunyadzisa hake asi hunhu hapana
Vana vode bota Mazuvano imi ndimi mnotoona kut mudiki
Team Live chat chimbosiyai ma likes😂😂😂😂😂muchingotenda nekubviswa stress ne DN show especially ma Singooooooo😂😂
😂😂😂😂😂😂😂iweka
I don't want peace 😅😅Ko kuzoti DN kuda kuti kudii nhai 🤔🤗
@@ChiedzaRice-lk3nq kuti ndini pamwe 😂😂😂😂😂
@@BiaBianca-qn5tx Aiwa ndakazvi ona hangu 😁😁🤗
I miss u jack Shaa..ndanzwa nekusaona ma live 😅
I honestly think these guys don't need to be together... Imba haimire kana Paine ma simuka tienzane
You are only worried about that not nyaya ye statutory rape😳
Ah Mr Mugabe ko kuzobvunza kuti nhumbu yava nemwedzi mingani 😁😁
Soo inappropriate Mr Mugabe hahaha. Don't ask stuff like that. Vamwe vanhu vari superstitious panyaya yekudza vanhu how far their pregnancy is. And havasirivo vauya kunyaya so it's offensive to put her on the spot.
Akutoda kuuya kuDNA (DN)
Maita a mhara , mbuya chikonamombe ,amaromo ,amapala .
Wauna kunyadzisa younger proud of you..
Bamunini like really nyaya yekunotora birth shuwa here 🤦rwudzi rwa Adam urwu 👐
ndidzo nyaya hombe idzodzo. most of you munenge muchitya kutoresa birth nekut varidzi vevana vanenge vataura
Mr Mugabe you should advise your guests to be respectful & not chew while they are being interviewed. Your platform requires you to maintain professionalism by both parties involved.
Iwo matsengero acho😁
Haurevi nhema.
Matsengero acho very irritating
But zvinoita here kuti Mugabe ataurire munhu
@@fambailangtonshasha1661 Zvinoita, some interviews can also suggest dress code, and some make up too
This can be a good family. The father can u understand and us willing to move on. Thanks young man.
This young lady ari mature than our bro ,anotaura zvinemusoro mkoma wangu vanofanira kukura papfungwa
Mature yekufuratiraa murume achitaura newe karamba hug kari kutsenga kachitaura ma stubborn answer ana bho awo she is th worst ever resistance woman on earth
Msikana haana zvake kutaura chokwadi she has been through a lot nekuda kwekupomerwa
Maggie wanga uriko here😂😂😂
Sure
tinashe unobvunza zvako plus haukanganwi kubvunza
Anita senge anga achinyora pasi haakanganwi zvese zvinenge zvataurwa EXCELLENT MR DNA MAN
Ko makadeleter futi maphoto emwana mufoni...
😅😅😅 😅😅
Mr Mugabe panyaya yeBota haaa makapanzwisisa 😂😂😂
Thumps up to this lady.. though she has some childish behaviour, she's not a push over. She stood her ground from the beginning and also wanted her side of the story to be heard. They're a lovely couple together only that they need counselling to build a strong marriage.
She is still a child ka she is 17,so what do you mean childish behavior 😂
😂😂😂😂 she is a child 17 yrs I hv a 17 yr old in my house pfungwa dzacho dzichirikutamba raka raka
😊
@@gracemadanire4490 me too my first born daughter now 17, ipwere zvadzo.
Kana madzida dzimba ibvai madzikama pliz izvi zvekuzviti ndorema unopera kuzongoita vana vanana Baba vakawanda
Cc vane attitude inobhowa, zvaari Kuita kumeso zvinobhowa.
haaaaa ma1 sis vachivadiki vanotoda kuitirwa moyo murefu nekutorairwa zvakasimba
@@tinshen6714 Shuwa
@@JohnBright-pb3ti kkkkkkk heya
Taura hko kuita kunge ari kusemeswa kna kusada kutaura
@@JohnBright-pb3ti😂😂😂
Tht little girl has a lot of reasoning,She has a very powerful mind,Watch out tht little girl is naturaly clever,very clever not zvefunny,I like her strong narration,Bigup ssta😏
baba musasiya henyu mukadzi ari humble wise and soft spoken batisisayi.
Aaaa mukadzi uyu ritori dambudziko. Ndiyo iya yainzi na baba vangu pfavirakutana nyama yemusoro.
Very soft and clever kamwana ako
Ndanakidzwa ndichinzwa chief mutasa show yake ye4days ago achiti iwe mkadzi waifanirwa kumhangara.kuti ukunyomwa bota.ndikati tinashe you.have made it easy for people to talk about sex(bota).well done tinashe this is amazing (bota family)
Mukomana arwadziva ne maresults he a big time bomb uyu.Hapana zvemunhu nyadzi kuti dzireruke unoti sorry kwete kutsamwa.Kubata mwana wevamwe senhapwa.There is a lot happening behind the scenes.Kiss haidi kutangira paMugabe mumba dololo.Varume musadaro so.Ndarwadziwa hangu mkadzi uyo ane zvirikumushungurudza zvakanyanya.
Tarisai masides ese muskana uyu haana kana kurairwa haana hunhu ...kugara nemukadzi anotaurisa kwakafanana nekurara mumba munodonha makatsemuka marata haudziwane hope... mainn ngavagadzirise hunhu hwavo vabatwe zvakanaka...ngatidzidzisei vanaskana vedu uye isusu vaskana todzidzawo kut chiii chinonzi marriage usati wavhurira munhu makumbo
makapedzisira kukiswa riiniko 🤣🤣🤣
Pandangonzwa zve Birth Certificate ndabva ndaziva kuti ndomahumbwe aya, handiwanzoenderera mberi nokuteerera zvangu zvakapusa kudaro, kutongonanga kunonzwa maResults zvangu
Kikkk kunge ini
She is still young ,humble and her reasoning capacity 👌gadzirisanai muchengetane vakanaka all the best🎉
Agusho magona hamuna kunyadzisa, mamirira dzinza rese. We are proud of you Amaromo❤
Pakuzotsenga vachitaura apo agusho asi vatimiririra zvavo
I suspect the guy wanted the wife's birth certificate possibly to hide it away so there won't be any evidence of her being underage at the time of conception.
Chokwadi vabereki ngatizamei kutarisa vana vaende kuchikoro zvichioma sei asi kana zvave kudai kumwana sikana zvonyadzisa chero hunhu chaiko haana hakee dai vakawana anogara navo pasi imba yavo iende mberi Mwari anovaitira zvakanaka 😊
Ndozvinoreva kuti achiri mwana zvekusaita hunhu izvozvo haa 17yrs dzichirikutamba nhodo
@@nomsanyika151 Zvinowanikwa muku kura shuwa😁
Achiri mwana mudiki uyu 17 kana vaberek vakataura zvinengei ma 2k ma1
Tinashe can ask pliz yooo
women mature so fast mentally. always outsmart guys in the debates in most episodes.
Amaromo Weldone you didn’t disappoint
But mwana ndewako hako mukwasha mukunda wangu looks innocent
Cameraman paskirt yeblue apo
mainini ngavarega kutitsengera mature pa camera
😂😂😂😂😂
Mother is on top notch ❤who else agree with me
Unenge wahwa nekugara uchi konorwa nekutukirwa zvausina kuita moyo unosvipa rudo runopera and it takes time kuregerera vanhu vakadari
True
But haana kumbotukwa from my understanding
@@innocentsithole2752 true anga achitoshaya zvaakatadzirwa paanga achinzi ataure. Musikana ane ka l dont care attitude. Ahas kuziva kut market yakatodonha. Akabva pamurume anenge aku approachwa netimu inongoda kurova bota yakaenda. She needs to put herself inorder as she is no longer a kid anymore.
Kkkkk age iri kutonga zvayo kumwanasikana wangu hahaha very childish 😂
I love this program, we want something like this in Matebeleland❤
Thank baby girl hauna kunyadzisa nehudiki hwako ihoho
I miss the flashy cars that TM used to drive. Just thinking aloud zvangu
This girl has an attitude oooh my God. Ko kutsenga manje throughout 😊. So she had the intention of the boy child to be arrested nekuti she is young and yet she has been sleeping with someone else. They shouldn't be together it's toxic 😮
Ungatadza kuitaa attitude here veduwee munhu achikuitira rough!
Mukadzi achimudiki hapana chati chozikanwa, how to carry herself eg kutsenga achiridza mukanwa vana vedu ava busy kudzinga mbiri chikoro nevarume kkk
Kanenge kaitotsenga chewing gum nemuclass.
Hapana toxic apa vezera rake varikutamba pada achirimudiki chete zvinozopera nekukura
@nomsanyika151 Pada at 17 years. Ndekupi ikoko. The fact is haana akaraira chete.
Wadabisa mwana sisikana congratulations 🎉
Hoo hanzvadzi ndistep brother hapana ukama mmm kazhinji panopfungaira utsi pane kamoto.
Murume is calm mainini need to be taught or told kuti ndoyatoimba watomumusha mawaroorwa she knows how to talk for herself but she's arrogant hope they will get counseling and voendesana kuchikoro but ka attitude ako she can be stubborn oita don't care attitude ndoenda kumba kwedu.
Mutsengero waarikuita anotoratidza kt kadidiya chaiko pane basa
Dzese ipwere zvadzo kubva kumkadzi nemurume kusvika kuvaperekedzi hameno kut musha uyu hauna vanhu vakuru here uyu
Taura hako pamwe vakafa vakuru vavo
Chokwadi wena, ndopari kunetsera nyaya yavo vapwere ava...kushaya nhumgamiri dzabva zera
I noticed thst.
Musikana haana hunhu. Her attitude stings. She’s so ignorant. She has no respect at all.
@@karenmbidzo4766 She's only 17, hupwere hwega hwega, nechaimhanyirwa
Bamunini vakuda mkadzi zvino Munin'ina wangu pane basa.. achazoida hake imba apedzwa panonaka pese nemafudza mumba
Kkkk taura hako. Dzungu racho. Kupudzisa rurimi nekumonya muromo. Haàah ibasa chairo.
Akarwadziswa mwana uyo
Vanavanenge vachirivadiki
her facial expressions are so rich 😂😂
😂😂 ibubblegum ririkunaka
Pakaipa
😂😂😂😂😂
Wow, well done little girl, you did not disappoint. Just get your identities in place and get birth certificate for your kid.
MR MUGABE God bless you
34:14 Gesture ya amai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mukadzi haagarisike chiiko chair I kupisa here plus kutsenga gum ummm seis😊
Kushaya hunhu chaiko
Matsengereiko akadaro pavanhu nhai muroora..
😂😂
Mkadzi achiri mdiki hake so hunhu hwake huchirivo hwemunhu musiki asi oa 17 years anga atozhakisa bota nevanhu 2 karimu fast kamukadzi aka respect kumurume ichiri shoma ft panebasa chaiko imba irikudaJesu iyi
Vamwe tiri kukikiritsana nayof5 mumwe anemhuri😂😂😂
Mukadzi achiri mwana mudiki shaame anotoda kuita achidzorwa kkkkk ndapera strong pakuramba kana hug zvichireva kuti kumberi vari kunotangidza kunetsana na ba mwana
Pabota munobvunzisisa 😂😂nyatsoipanana henyu hug....Mr Bota munozvinyanya
Hanzi saka bota maita kwenguva yakareba sei. Kkkkkķkkkkkkk apa tinashe wanted kuti maiita kangani kkkkķk
Mukomana was diplomatic over protective of his marriage. Anga asingade kuti tumwe tunyaya tubude. Pakuti ndiratidze kuti naye murume ari wrong Mai vabva vazviita expose.
Arikutya kupinda Jeri 😅
Hapana chakaoma sekunzo nyarara apa waishungurudzwa zviripachena
Chappies pho mkhafuliseni tuu syenyanya thina abanye an I chappies iyadelela
Nemawandiro akaita vakadzi ungamanikidza kamkadzi kanooneka kuchenama nepacamera kudaro nxa😊
Hezvoo ko ka murume iko kaiti munhu anwe mapiritsi 7 ikokuti ndozvisungirira kabenzi wo aka😂
Kazonyanyawo. Nyangwe kari right , she must show some respect.
I think inyaya yekuti sisi vadiki anotya kusungiswa bhudhi uyu
Wanoda counselling vaviri awa
Mai vemwana she is beautiful,
Anongoda ka small panel beating
Kungodiridzirwa anobva ablooma
Murume uyu haana nyaya
😂😂😂 makot wacho pane basa,ko rurimi kusvotesa here kkkkkkk
Tichangozoda hedu life after DNA apa mrMugabe tizoona kuti how they are living after the show
Mwanawedu mukomana uyo haasi mbwa nyoro here. Kushusha at 24 years here nhai
I beg to differ. Establishing facts requires one to be direct with their questions.
mai vanozvinzwa avo l think kusa respector murume inyaya yekuti she still young
Mainini muri stubborn imba iyi haina kwairi kuenda
Wapedza haana hunhu mwana sikana
Taura hako murume wacho ane nhamo
At least zvataurwa nemukadziwo.
Ndazviwonawo
Ya hunhu hapana
Hameno kuti ndini ndega here but kutaura nemunhu ari kutsenga tsenga kunondibhowa zvokuti 💔💔
Hamunyepi kanii Simboty zvinobhowa too bad,ka babe kacho hakana hunhu kwedu kuChiweshe hatitambire muroora akadero 😂😂😂
NdiMatsvororo Pee mufaname ndakunhonga ungavhunduke kut ndiani andiziva kkkk
@@pee1908 😂😂😂😂 tokashura aka zvekut show inozoitwa kakatsamwa
@@pee1908 kkkk mfaname wadii ...hakuna mumwe anondidana nemutupo kunze kwako 😂
Hahaha saka manga mandiziva Simboty... otherwise zvirisei longtym warova
😂😂😂😂😂hanzi kondikafira kuhope
the way amai is chewing gum vakuda violence 😅
😂😂Mr Mugabe panyaya yebota hamukanganise
Hakuna mhara inonyadzisa, she might be young but not stupid.. very mature for her age
Mai may need time to heal. Zvichaita hazvo.
stress yese iri kutaurwa nemusikana iyi haisi yezera yake, she should be at school not stressing about marriage nekuti murume azoisa status yekuti single. etc.
Mukadzi uyu haana kupusa kkkkkkk welldone
Thank u mwanasikana hauna hako kunyadzisa
😢😢😢birth rake wairidii kamukono ketsambarapfuta iwe . Kunyangwe chitupa chake unichidii waifanira kungomuudza kuti tora chitupa titorese mwana birth certificate
Zvimwechete wani aifanira kunotora birth rake kuti atore chitupa votoresa mwana wavo birth
Pa next door apo,chiiko chakayanikwa pa washing line
😂😂
Hey iwee😂😂😂😂😂
Aaaaaa zvadii 😂😂😂😂😂😂😂
Mukadzi ane kakudheera soo.....
Kasingaite
Angori munhu ane bitterness yaakapiwa nemurume yekushupwa
Akashupiwa papi ariiye ayitoramba kunotora birth kuti mwana atoreswe birth@@MuZimbabwean.
Haana ma qualities ekuwa mudzimai wemumba
DN seems to be the new shortcut 😂😂for DNA
Ama 2k..she asked Mugabe who told u so😂😂😂zvakaoma
😂😂😂 its the chappies for me kkkkk bt bhoo here
Wadadisaaa my gender❤
Is there a way yamungaudzawo ma guests aya vasatsenga pavanenge vachitaura, some of us are listening on headphones 🎧 tikubva taita kutsengerwa munzeve chaimo😢
Its crazy that in Zimbabwe we still have people who does not knowhow to read DNA results.
Bhabhurugamu rinosvota asiri kuritsenga. I thought Mr Mugabe vasvitsa tissue kuti aise iro bubblegum. At least the results are possitive. Baba wo manga musina nyaya. Mumba macho munenge masangana vanhu variChildish vega vega
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂
Yaaah hazvina hunhu apa achaita tsengu tsengu kunge ari kudya dzimbe or dohwe
Counseling vaviri ava imba yavo inomira kusato ziva kuti zvinofambiswa sei zve mhuri pa kuroorana apa☺
Hapana imba inomira nekuchenama kune kamwana ako. Even counselling yamuri kutaura haishandi. She's too young to understand a lot of things. Dai adzokera kuchikoro,upgrade herself and become a better person. Kana ada zvemba otobva asiya makwikwi aari kuita nemunhu wakugara naye. Uyo blaz idzenga remunhu hake
@@bluevein1666 Nyaya iripo ndeye kuti vose zvavo vanenge vakakura pasina vakuru vanoraira tsika ne hunhu saka zvinoti netsei nyaya yekuti musikana mudiki ndizvo Iye murume dai akakumbira mukadzi kuti airesva anga dai akanzwisisa kwete kuda kumu putsira pavanhu 😁🤔 Varume o zvimwe vabvume kuresva dzimba dzinomira 🤗🤗
team rekumaraini kwangu kkkk
Karumekano shushaaka hawukagoni waitamwana mudiki😢
Yhoo mukadzi anobhohwa uyu
But pple some of yo coments no no do you consider Kuti mwanasikana uyo achiriri mudiki
Cc vakachengeta grudge rekunzi avhise nhumbu plus kurambirwa mwana I still feel counseling inodiwa apa .....asi zvinorwadza kuzvifunga
Congrats girl vadadisa
Lo cc yooo nge chapis kahloniphi ngisho really kumbe yikungafundi ukuhlukansa ebantwin