@@SippeMngam yaaaaaa munhu nemunhu ane zvaanobealiver.saka its hard to tell munhu kuti bealive kanengo ot Tasvu or kotsanjera kkk.or l only bealive God.
Robert vanhu ava ngavagone kupfeka mhani vekwa Tasvu tsvina dzavanokotamira camera that's be dirty ngavagone kupfeka vose zvavo magaro akasviba kudero sis man
Sekuru vangu havadade ava asi vanozvichenera majaira kuwona anasekuru vasingageze vangu vanogeza tokutendayi sekuru varoyi ngavabatwe
Ini hangu i go for kanengo namukodzachenjere
@@SippeMngam yaaaaaa munhu nemunhu ane zvaanobealiver.saka its hard to tell munhu kuti bealive kanengo ot Tasvu or kotsanjera kkk.or l only bealive God.
Sekuru tasvu wanozvida kkkkk kanengo mukotsanjera Achapola Nyangamutiyani nabunzamukombe wari humble
Vakuchinjiswa nemari yawanda
Sekuru Mukotsanjera number 1 vanosvika vogara pasi vomhoresa vanhu zvakanaka manje vamwe vana sekuru kuzvida haaaa nhamo ichationesa zvimwe
KO mhuri unoda kumhoreswa here kana kuti kurapwa haaa vanhu so
@@xray7simplazprod226 kuvahumble kwacho ndokuponesa here haiwaa
@@xray7simplazprod226 Inga asvika akamhoresa vanhu akati ndonzi Tasvu ndinoda Sabhuku naMambo pano yoo
Mukotsanjera dare anopiwa hake Anoporofita zvekt he is my number 1.
😂😂😂😂😂😂tiripama 1
Masvingo ndiko kumusha ....wish vazosvikawo kwedu nekt heyiiuii😢😢
Iyi mhuri iyi haisi happy nezvikutika vese vanotozvida zvinhu zvavo ava
Sekuru Tassvu kuvona vanoona zvavo asi vanekamwe karough kavanako , amai avo vavabata nemistake, sekuru ngavadzidze kuva humble sasekuru Mukotsanjere
Chikuru kubatsirwa hama yangu
N'anga haifanire kujairirana nevanhu ...inotofanira kutyisa ...ndozvatoziva
Haisi yese mudzimu usina rough imwe inotituka chaiko
mukotsanjera pamwe pacho anopopota wani, nekutaura zvinyadzi
@@williamejacob4300 nhai zvako n'anga ndozvadziri
Sekuru hatirambi munobatsira asi ka rough kenyu karikuita kachikura everyday hameno pamwe imari yawanda plus dhafu dhunda ngaadzidze kutaura nevanhu zvakanaka vanhu havasi mapenzi😢😢😢😢😢😢
Zvega ane rough hake haagone kutaura
Shuwa
Ini ndifarira hngu sekuru tasvu
Ichi ndochokwadii kaa 😂😂
Sekuru vedu vanofamba nechikara chemota + Basa vanobata zvavo
Anoda kunzwa nezva tasvu ngabvunze ini akandibatira mukoma wangu aida kundiuraya chibaba ichi tasvu
Vakanyeperwa
@@tapiwachimbangiza9379 haunyepi ipapo handi ndiwe unoziva kuti ndakabatsirwa neyi
Kkkkkkkkkkkkko vakapona neburi retsono kkkk
Yooo muregererei sekuru muregererei Tateguru, ivo vanhu chiiko nhaimi ko nharo iiii ndanyara iiii
Chimwe chidhoma chavakaisa mumadziro chavakati vote icho
My favorite sekuru
Zvakaoma vanhu vekumusha kwangu, nyoka dzacho hadzipisiwi vanhu vachiona ndoendepi?
But muridzi arikubvjma kuti hongu anoroya
Dzinonopijwa vamwe vankda kuromba😢
Ndatya nazvo vanhu vanogara nezvinhu zvinotyisa ndozvishuvirawo kumhuri yekwangu kumbosvikwa tatambura isu
Masvingo hamusati matanga sekuru kwedu kwandora zvidhoma zvinoda imi taneta nanatsika mutanda
Mukotsanjira number 1 nkt kana pakarombewa mhepo dzacho dzinotsura izvi zvekubatirws twunhu ini hangu haa handigutsikane hakusi kushora asi mungabudisire hembe dzese idzo nyoka imwe chete here apa mosiya madzisadza upfu
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂
Nhaimi ko mabhegi amboisirwei mumba mamune n,anga vachikutura hembe pedzezvo takungoona Ave panze this is not clear
Why always zvidhoma zvichingo Buda mu hembe
It's not clear shuwa...vanenge vaisa nyoka iyo@@mtapemutape4047
Musha wacho wakazara mapenzi chete vese vane hope
Sekuru Tasvu vanobata zveshuwa
Aaah matambudziko tinawo asi ndarama dxcho dzinenge dzichitaurwa eishyyyy ini ndisina pekugwavha gwavha ,,Dai messiah mauya matipawo mari isina zera nesu nekuti dzimwe nhamo dzatinadzo hatina zera nadzo!!
5 mabhuru!!!
I think dai Mwari vangopa havo nhamo kune vanezvingu zvavo
Basa rake anogona Tasvu musamuvengere hembe kuchena akusi kuvhaira mukuda kuona n'anga inetsvina chete
Taurai henyu sekuru vanopfeka label zvichenerei kule vangu
Taura hko vari smart cz vanogeza dzimwe hadzigeze ummm sando kuna sekuru tasvu
Mkoma. Avo. Kufuta. Kwenyu. Kwanyanya
Why kuchigara kuchibatwa same nyoka, same size, same colour 😢
mbavha idzi
Ìwe. Hausati. Waiona. Nhamo
Makananganisa smart Tateguru
Vanhu ivava matsotsi futi ,put your trust only on God .
Munogonà Tateguru Tasvu rambai makadaro.
Ziii muroyi Ziii 😂😂
God
Ma bumms from united states tazomawonawo manje 😂
Ukaona vachiita rough unenge watamba nyaya dzako dzainoziva
Sekuru Tasvu ❤❤❤
Big up Sekuru
Íni hangu zvinondishamisawo chaizvo ruvengo here chiii chinopa kudai. Vanhu kungoongorora chete zvakaipa zvasekuru tasvu asi zvavanoita zvakanakawo kubvisira vanhu zvinhu zvavo havazvionewo ava sekurub bakatumwa nevadzimu
Taurai zvenyu.munhu wese ane weekness yake.even ivavo varikutaurwa vana mukotsanjera kanengo panezvavanoresva vo so dont judges pple
Vese vakudai ava varoyi kuma family avo avo hatiterere zvisina basa ane mudumbu ndiye anotsvaga chimbuzi
Part one yacho yakanzii
Muturukiri pls mudhafu usataure sekut kwenyu hakuna hurobwa .... Rough yaunoita ndeyei manje ... ...aaah plus respect hautorina
😂😂😂😂😂😂ndakarimakisa neka rough karo ikako😂😂😂😂😂
@@blessingmashandureblessing9650 nhaimi nhaimi aaaah anoona sekut akaenzana nemunhu wese
@@tanyamubaiwa1530 kujairira chaiko vanotozviona sevamwari
mumba munosiiwa mazara hupfu 😂,kuita hubvururu...basa rasekuru Tasvu rakaoma umm
Sekuru Tasvu number 1
Robert vanhu ava ngavagone kupfeka mhani vekwa Tasvu tsvina dzavanokotamira camera that's be dirty ngavagone kupfeka vose zvavo magaro akasviba kudero sis man
1 Tasvu
ASI kana unetwaunatwo unogona kushora hako
Tokumbirawo makumbi apfeke zvinovhara musana . Handisi pakurwa hangu
Mmmmmm veduwe zvimwe zvachoka 🙌🙌🙌🙌$500
Ska uda kuti zvikwambo zvibviswe ne$1 ichoo akachitenga nemombe
Ngaangotaure shona uyoarikudakuzviti mumoza iye asiri seiko
Sekuru tasvu vanogona dambudziko vamwe vanojairira avadi kusekererwa
Tasvu vanekamwe kakuzvida usadaro Mai avo please
😢😢😢😢 😢😢😢😢
Zvimahupfu zvawanomwaya ndozinoita kuti tunhu twawo tubude
Aiwa svimbo iyo inonaya inenge ichitosiya zvese ,munosara muchitemana ,
Sekuru mobatsira pafone ere
Torai numb dzakvo pascreen ipapo motaura navo paap zvinoita.
@@farisaimupasu6545 ok
Haaaaaa sekuru tasvu munogona
Pamari apa vanombocharger marii
Haaa sekuru rough itai shoma
Anezvakabata anoshoora
Varoyi unoona nekutaurisa
Sekuru Tasvu 1
Iro rikudira hupfu ridhafu rikufara yhooo
Sekuru makanyanya munogona
Sekuru Tasvu ka murikimberi ndichstosvikawo ikoko tatamudzwa nevanobata bata ava
Simba to the people
Haiboo kunzima
Sekuru maimbogonesa but it seems like makuita basa makadhakwa
Aaabata sure sekuru
Dhafu touya tikakumamisa wanzwa usaita rough
Mbuya tasvu havapo ndosanga pasingaimbiwi
Sekuru munobata bsa veduwe
Y ningabulali nyoka iyaphi
Pakaipa
They are so ignorant 🙄 kunge vari kumanikidzwa ku taura aaah😮
Ini ndanga ndichifunga kuti pamwe vachabata zvimahari hari nezvidhoma kwete nyoka chete
Maybe panenge pasina ka zvihari zvidhoma zvacho nhai kkkkk
Mistake Mistake please dzidzayi kuregerera sekuru tasvu
Yooo sekuru sorry sorry sekuru
Amai vabatikana shuwa kt makore ese uchigara nechikara mumba
Sekuru vakachena
Varimurumbidza tasvu pano vanomushandira uye vanotoziva zvaanoita apa abhaiza haana chaabata taona tinemaziso amboti changachavigwa mubhachi rangarakapfekwa kuzoona kukura kwenyoka iyo aiwa haaihwanda mubhachi umu reblack kkkķ itsotsi vanobikira kkkk ndaona hngu uye nekuvhundutsira
Mishonga gys haugari pqnzvimbo 1 ....idumwa rinotozivawo Kut ndakuparadzwa pano
Veduweee inobvep 500us😢
Is this true?😂😂😂😂
Jende ranetsa kkkkk kuwona jende revakuru
Not fair enough.you are they to help tasvu not what are you doing
Mmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmm
Koizvozvikwamboseyi zvichingowanika mumabhagi chete uuuuuu
Kutsvaga Mari matsotsi qvo
Aiwa guyz ndomazvinogara
@@PreciousMutenda-zk9rbtaura hako iwe
Zvikwambo kana zvakuparadzwa zvinotizira mumabhegi nemuhembe
@@evemunedzimwe6809hameno kuti ivo zvekumba kwavo zvinogara mumapoto hre
Ava vane karough
Rough yemukanwa inokunda here moyo munyoro wavaita wekuzobatsira
@@realNicky480ah pa tobuda mari apa
😢😢😢😢😢😢😢apa achichaja mazimari
Ko zvikwambo zvacho zvinongowanika mu hembe chete
Zvenyu zvinogara pai
Ipapo manje eishyyyy ne doubt aah
Apa zvikwambo zvachona dzinogori nyoka chete ummm
This family is quite havadaire
Vane ka dauite
vane mukonyo ava
Sekuru Tasvu vanobata zveshuwa