Demand for bonde ndiyo iri kurovesa munhu. Mudhara uyu has to understand kwete kuramba achisakadza vana vevaridzi. ONE child out of 12 marriages/unions mahwani chaiwo
Chief Bushu you are well respected person. Plz less noise in court . Why too muçh noise . Any way this day it much better but put more effort. Mune basa chief in your area
Dzimwe nyaya dzinoda vehukama before musati masenda kwaMambo mukaona vehukama vakoniwa mochienda kwaMambo haaa mudhara usadaro vataura Shona yakadzama zvino vanhu vachataura kuti idzi hadzigare nevakadzi neyaya yehombe watozvifumira pamberi pevanhu hazvina chimiro chakanaka
Well done 👏 Chief
😂😂ini bushu anondiitira hangu🎉❤
Thanks Chief Bushu
Thanks chief bushu 😢😢
I hope mahure ese anzwa kunowanikwa ma Big bedroom mahombe taneta nekunzi tudora what what endai Tanzania
😂😂😂😂😂😂 vanokuvara uko pano chema machembere uko
This is very sad story
Mwari wangu betserai nherera Mwari inzwaiwo tsitsi nesu mukadzi uyuari munhamo 😢
Pamadzise ese andaona paSocial media , Chief Bushu Inhamba 1 patsika nekutaura mashoko Asina Zvinyadzi
Kamdhara kakutadza kufamba kuremerwa nemboro😅
Zvorwadza nyaya yakaoma momz vakapiwa chirwere
sad story this one
Life has no balance vamwe vanoda hombe vamwe varikuiramba hombe yacho
Iwee chero vakada hombe iyo inenge yapfuuridza hukuru hwacho 🤣🤣🤣vakadzi 11 chaienda kutiza hukuru hwayo
😂yohweee ko chakaita ikurise chiiiko nhy Mwari
Mbolis ihombe huyai nayo muharare munovapedzera mabhishu brongo kkkkki
Haaa ndisati ndaenda kure but I'm watching until to the end.Welcom to Zigo channel vabura hombe nhasi ngatitendei Mwari nemasikiro anotiita whether ihombe or diki let praise God vanochema vakati vachi havasi kuguta zvino hamuchaida hombe why kuti hapana vavakaita here mudhara uyu madzidza chidzidzo even yakaita diki ifarire kna iyo hombe yacho ifarire futi vazhinji varume vari kuiLarger kuti ikure tendai masikurwo amakaitwa
Ava ndimambo vechokwadi, very wise
Umm ndachema zvangu baba ava vakaita utsinye😭😭😭
Nyaya idzi hadzidi kwamambo guys but mambo anogona kutonga nyaya
Mambo munotendwa nematongero enyu Zigo uripo here 😂😂😂
Wigi😂😂😂😂😂 haaa imi ka
this is very sad to watch
Kuromba chete😢 naivo Mai avo vakapusa
😂😂😂😂😂😂 momboitirei hombe
Chief bushu ndovadira kt havana nhafu nekutonga vanopawo wamwe vavo rambai makadaro mwari akuchengetei
Mambo mune basa 😂😂😂
Zvinorwadza chokwadi pavakadzi 12 haangambo shaya chirwere
Ummmm 😂😂😂😂 munondivaraidza guys 😂😂😂
Chief Bushu makarongeka munoregera zvenyu vamwe vachiita dzungu sokugona kutonga mozotsvaira zvenyu...well done Mambo❤
ko vamwe vanotiza hombe dzacho futi…vamwe kusiyanmisha nediki….😂
Zigo iwe iwe
Haaa chikupisa
Imba hombe marwadzo
Yeah wakawura choyizvo kujayudzwa nhema
Maita basa mubaiwa
Baba ngavanoiswa ring kuti pavanosangana naamai ine painogumira isingazopfuuriri yose saka visit kuchipatara mubatsirike
😢zvnonzwisa tsitsi shame kasatani karume ako
hozi yakakurisa🤣🤣🤣🤣
So kana ukatadza kuripa zvinofamba sei..I dont see kandururani ako kachiripa anything..sad
Ndarwadziva. Baba vane utsinye kunge umwe murume vandoziva soo
Ummmm bba ava vanopenga avana pfungwa vayi kudzireyi nhengo kukopa chihure chevalier svikira wakudza nhengo hezvo radambudziko mumba
Mudhara vakutotadza kufamba kaaa avo
Shemu ndarwadziwa namai ava
Womupa chirwere hautare apa wakatakura vakorinde unoshusha futi uuuum varume denga ramu hapinda nderema mawatch tower rekuonera mubook
Murume uyu kukamhina ne mboro hombe😂😂
Kkkkkkkkk mandikuvadza mbabvu nekuseka apo huhwere pamwe havakwane muprotector
Very sad that lady survives a very miserable life. Thank you very much chief fir helping that woman. Help her to leave that evil man
Zvakaoma kanhi dayi mwari atibatsira i😢
Kkkkk
Magona changamire misodzi yatombo buda uumm amai awo zvakaoma
Ndanzwa tsitsi
Yakanyanyokuraseiko imba yemdara team repaTZ mishonga kani
Kkkkkkk imba yakakurisa mudhara ndiye aneError kkkkk
Pane wigi yandawona
Zvaka dhakwa kuti munhu ano rara ne munhu asi achi nyatso ziva kuti ano rwara aaaa zvaka oma murume uyu mu royi chaiye imbwa ye munhu chaiyo
Demand for bonde ndiyo iri kurovesa munhu. Mudhara uyu has to understand kwete kuramba achisakadza vana vevaridzi. ONE child out of 12 marriages/unions mahwani chaiwo
Haaaaa chief vazonyarawo nhas
Ummmmmm ka baba ako iiii kane hutsinye
Haa zigo pota uchiendawo neni uko please
Chief Bushu you are well respected person. Plz less noise in court . Why too muçh noise . Any way this day it much better but put more effort. Mune basa chief in your area
Murume ane hutsinye
Uyu muurayi chaiye apo acha ita mwana upi neku chembera ikoku.
Vane utsinye baba ava
Kkkkkkkk pakaipa veduwee
Imba ihombe mai vari munamo ava. Maronda here vasikana
Andi rwadzisa
Apa une chirwere
Kkkkkkk
Mubhadha wembolis
Ummm zvazviri kutopa tsitsi nhaimi vakadzi tofira title here
Sooo sad
Yowee vakadzi vanojairira
Vajairira papi
aikaka
Havana Vana here Amai avo
Arikuita kukamhinha neVhombi kukura
Ndachema zvangu kamudharaaka kambwa
Anemwana panze kana kuti mbudzi
Ko vakadyei kut imba ikurise