Hongu kuna Tinashe aripabasa hake but he is very considerate, unonatsoona kuty he is trying to fix families. He has a passion for this, he has found his calling. God bless you sir.
Thank you my sister for acknowleging The DNA Man chokwadi I agree with you, to him it's not just about giving people DNA results and getting views and likes it's more than that. It's his calling. Matendwa vahanzvadzi😊😊
Baba musati amai vachinge hunhu, iyemwi chinjai hunhu hwenyu baba.....kuita makuhwa nezveimba yako ndochi ichocho...ripa mombe baba. Iwe friend ziva pekugumira ka. Ita zveimba yako. Hanzi mange makubata mwana muchurevha amai avo, maizviitirei izvozvo. Venyu vana mapedza kuvabata here ? Thank you ladies for putting that friend in his place indeed maziso sandi madomasi kikkk...
Baba vanonetsa Ava very abusive he is still in love with his ex even if this lady leaves him achamutevera futi aona kuti agere zvakanaka nokuti iye haagone kuzvichengetera zvakanaka vanogona kushusha chete nechokochoko
Thank you ana mai nhingi mamira nemumwe wedu panguva iyi, baba ava vane rushusho makuhwa murume mukuru and mwoyo wavo uchiri kuda ex wavo why kufukura hapwa kwaari zvese zvemumba menyu kuna ex. Toda mombe yedu muvape muripe kumuti hure.. hugs my little sister wabuda zvakanaka ❤❤❤🎉.
Chokwadi guhwa guru ende kushungurudza nherera because Vano ziva kunherera hwake i hope Tinashe foundation will also help her atori muchoto zirume rekunyepa kunyepera kunyarara decent crook that guy
Siyanai nevarume vasiri mature! Mwana ari 26 has more maturity than that 37 yr old man-child. Hapana chinhu chimosemesa semurume anemakuhwa kudai! Kufukurira hapwa wese wati hanzii! Nyarai baba imi apa ruoko rwegudo kungodai marova munhu! Hahada! Kana neni ndodzoserawo! Cherai chikomba musvipire baba imi. Nxaaaa! Ndatsamwa sei!
Proud if you murandakadzi wakachangamuka wakaita hsko munyana wekusangana nedofo remurume ndobva asanganawoo nasahwira dofo ,kusvika rinhiko tichi shungurudzwa vanhukadzi chinonyanya kurwadza ndechekuti vanhu vari kushungueudzemwa nemadofo ,turume tusina kana value in the name of marriage ,varume vakakura vachipfura shiri nerekeni nekuteya nekuchera mbeva you are big problem l'm happy for you mukadzi akachangamuka
So happy for the lady and so sad for what she's going through. This guy is still in love with his ex why would he tell her everything that's happening in his marriage. I pray he changes and treats this young lady with love and respect.
Iye mkadzi uyu ngaudze mrume arikugara neava vaimbova mkadzi wababa ava azviziv kt kune something chikuitika kumashure chaasiri kuona why vasiri kuudz mrume wacho wemkadzi yeye arikupanana mari nababa ava
Nxaa baba avo vanetsvina , zino kuita khaki apa kushusha . The lady is clever stand up for yourself ukarohwa ngavambosungwa vanedzungu. Uchaurayiswa netype yemrume uyu
I TRUELY WISHED HE WAS NOT THE FATHER, HE IS VERY TOXIC ABUSIVE AND HAS NARCISSISTIC TENDENCIES.SAKA MUKADZI WEKUTANGA AKAKUSIYA. URIZIBENZI ROMURUME KUVUDZA RAYINI ROSE ZVAKAPFUKIDZA DZIMBA MATENGA. I really like this girl baba is very violent.
I agree with you dear murume anemakuhwa ,anoterera hama dzake , anoti hama dzakauuya mumba anomhanya kugadzirisa chikafu kupa hama iwe uchiri kufunga iwe atovapa hamise imba
Thank you baMugabe , another thing ka mukadzi uyo ngachifonera mukadzi achibvunza mwana wake nokuti ndiye anobika nokumuwachira , akasiirei imba yacho kana achitora more than 15 minutes achitaura nemurume aakasiya .. well done mamaa auna kunyadzisa 🎉
Sister walk away baba awa mmm hapana musha even vari iwo baba wemwana.Havafe vakachinja mitauro hobos havana kana nyadzi.Baba wemusha must know kuti respect is earned munhu hwawo hunofanira kuchinja but hey apo hapana zvababa guhwa too much plus kutaurisa apa vachitisemesa mbovha miromo iyo.
This episode was so interactive and different DNAMAN.Another way of spicing the programme the truth being said by close community members❤.baba nasahwira vashaya pekupinda sure😂.
Thank you so much Mr DNA and your team work God bless u masunungura mukadzi uyu mwana mudiki arikushungurudza ne zisekuru iri it's sad murume arikushungurudza anorova mukadzi uyu and maita basa Nekupa mukana kune vamwe vanhu kadzi vange vachiona kutambura kwemukadzi uyu
Baba avo ngava respecte mukadzi wavo , so that she will do likewise. Ngava funge se murume and not to believe in rumours. Nherera ino dawo steady and decent marriage please
26 versus 37 Dofo Ndiani Apa??? Rongoti zingwani kunyepera kutaura zvinyoro nyoro . Inhubu iyi. Uyu mukwasha dai ndiripedo ndayimbomupa CHEMATSENGA NZUNGU. Maroto enhema. Abusing mother and child, you are a sad case
Sahwira agonokwa ndiye aikuchidzira, kuzofamba achitaura hee mwana akatsvuka zvino wanyadziswa nevakadzi vese. Thank you ladies for standing up for another woman. Imi baba imi musiyane nezvekuudza first lady yenyu zvemumba menyu.
I fail to understand you my people mavakutotuka ere i thot this is fair if the child is the father’s he pays and same applies if the child is not the wife needs to pay as well. Gender equality. Just like if someone claims to have been raped while lying the woman must serve also 7years in jail
I believed this man first but when I heard the lady for few minutes ndaona kuti tsano avo vanonyepa, kutonyepa chaiko. It’s so unusual for someone anoti anoenda ku church.
Asi varume denga hamumborione ,why is it kuti kugara nemukadzi rudo runopera unenge wakurova,kushushu kuita ruvengo chairwo ,hating that you love😢lm just failing to understand zverudo ini.its so tiring 😫
Men in the comment section please know kuti ku scan naweeks enhumbu are usually counted from the last menstruation date not day you had sex 😢😢😢. This ignorance is costing a lot of people. So mostly scan is about 4 weeks ahead but munozoona nekuvarwa kwemwana the right time. Educate yourself man morega jubgwarira bhora chete
Typ yechimurume iyi ndoiya inongouya yakakoka yokwira yodzika hainei nekuti wanakirwawo or i love u haibudi nxaaa mhani vakadzi dzidzai mhani kuroorwa neanokuda
I TRUELY WISHED HE WAS NOT THE FATHER, HE IS VERY TOXIC ABUSIVE AND HAS NARCISSISTIC TENDENCIES.SAKA MUKADZI WEKUTANGA AKAKUSIYA. URIZIBENZI ROMURUME KUVUDZA RAYINI ROSE ZVAKAPFUKIDZA DZIMBA MATENGA. I really like this girl baba is very violent. He needs to be arrested
marriage yes inoda Jesu 4rm what they are saying imba yavo yakapinda satani and vese vakabatsirana kupinza satani mumba mavo no trust, no respect 4 each other, problem after problem
Thank you ladies for standing with mama..❤❤🎉that's the spirit of a woman.covering each other's backs.
Im happy to see women stand together and supporting the abused woman.Baba vanofanirwa kunyara.
Hongu kuna Tinashe aripabasa hake but he is very considerate, unonatsoona kuty he is trying to fix families. He has a passion for this, he has found his calling. God bless you sir.
The lady's eye is still recovering
Thank you my sister for acknowleging The DNA Man chokwadi I agree with you, to him it's not just about giving people DNA results and getting views and likes it's more than that. It's his calling. Matendwa vahanzvadzi😊😊
My sentiments too
Baba musati amai vachinge hunhu, iyemwi chinjai hunhu hwenyu baba.....kuita makuhwa nezveimba yako ndochi ichocho...ripa mombe baba. Iwe friend ziva pekugumira ka. Ita zveimba yako. Hanzi mange makubata mwana muchurevha amai avo, maizviitirei izvozvo. Venyu vana mapedza kuvabata here ? Thank you ladies for putting that friend in his place indeed maziso sandi madomasi kikkk...
madomasi kkkkk!
Am happy kuti zvanyorwa neumwe murume
This lady is wise mhinduro dzake dzine hungwaru
Ane wisdom kudarika murume mukuru waari kugara naye uyu
Thanks ladies nekumira nemumwe wenyu
Ndambozvireva kuti bestie vanoda zvinhu,hezvo madzimai akuzvi taura
Baba vanonetsa Ava very abusive he is still in love with his ex even if this lady leaves him achamutevera futi aona kuti agere zvakanaka nokuti iye haagone kuzvichengetera zvakanaka vanogona kushusha chete nechokochoko
Bestie vaikuchidzira
Ahoyi anamai.. I liked this women standing up for your gender. Show them kuti takabatana
Vakadzi takabatana kunge 😂😂magaro isu
@@PricillaChidhanguroJeeesus kkkkkk
Thank you ana mai nhingi mamira nemumwe wedu panguva iyi, baba ava vane rushusho makuhwa murume mukuru and mwoyo wavo uchiri kuda ex wavo why kufukura hapwa kwaari zvese zvemumba menyu kuna ex. Toda mombe yedu muvape muripe kumuti hure.. hugs my little sister wabuda zvakanaka ❤❤❤🎉.
Chokwadi guhwa guru ende kushungurudza nherera because Vano ziva kunherera hwake i hope Tinashe foundation will also help her atori muchoto zirume rekunyepa kunyepera kunyarara decent crook that guy
I am a man, and i agree with you. Aka ndiko kamukono kedzmbarafuta chaiko kwete uya wekuMarondera. This man is a liar, subtle and foolish.
@@nettiemashy9116 nxaaa kuda kungwara nhema murume mukuru vanoshaya anorova muromo iwoyo vachifurirana nhena nasahwira wacho uyo anofanhira nyaya dzevaridzi nxaaaa
@@trymorezgororo5978 true wena uyu ndiye kamukono ketsambarafuta kufurufusha mwana wevaridzi kumujairira nekuti akanyarara. Apa vanga vabatwa nenyadzi chaidzo.
This guy is very stupid .
Kuepworth hakuna vanhu vakadzungaira sey udzokere kwawakabva.
Dankie Mr TM nekumisa imba yanga yoparadzwa nema porofita enhema
Maporofita muchasiya rinhiko nyaya dzenyu dzeku nyonganisa vanhu
Tsvee kuparidza zve salvation
Pane pamakambo verenga Jesu achipunza misha
Airapwa wese aingonzi go sin no more.. hapana aiudzwa muroyi wake
Apa ndomahure emakoko maporofita iwawo
Kuhwairahwari vuziso benzi remurume
After watching this...ndoda kutenda Mwari nemurume wamakandipa.Zvemutemo inegumi iyo bodo 🤗
The pain is written all over her face thank you sister for being loyal God heal and protect you.
13k views but less than 500likes 😢, bota family let’s do better. I love how Tinashe encourages reconciliation at the end♥️
Siyanai nevarume vasiri mature! Mwana ari 26 has more maturity than that 37 yr old man-child. Hapana chinhu chimosemesa semurume anemakuhwa kudai! Kufukurira hapwa wese wati hanzii! Nyarai baba imi apa ruoko rwegudo kungodai marova munhu! Hahada! Kana neni ndodzoserawo! Cherai chikomba musvipire baba imi. Nxaaaa! Ndatsamwa sei!
Proud if you murandakadzi wakachangamuka wakaita hsko munyana wekusangana nedofo remurume ndobva asanganawoo nasahwira dofo ,kusvika rinhiko tichi shungurudzwa vanhukadzi chinonyanya kurwadza ndechekuti vanhu vari kushungueudzemwa nemadofo ,turume tusina kana value in the name of marriage ,varume vakakura vachipfura shiri nerekeni nekuteya nekuchera mbeva you are big problem l'm happy for you mukadzi akachangamuka
So happy for the lady and so sad for what she's going through. This guy is still in love with his ex why would he tell her everything that's happening in his marriage. I pray he changes and treats this young lady with love and respect.
Yeah bba awa ichupeti,mukore uno anoda kurohwa akamira kuita chidzoyi ndiyani ungazikunde hko asi unotofanira kuonawo scar yanku, vakajaidzwa iwe iye mukadzi mukuru akamboenderey kna uchimuda
Iye mkadzi uyu ngaudze mrume arikugara neava vaimbova mkadzi wababa ava azviziv kt kune something chikuitika kumashure chaasiri kuona why vasiri kuudz mrume wacho wemkadzi yeye arikupanana mari nababa ava
@@GraceMapfumo-ep9txMaSnitch haadiwe
@@GraceMapfumo-ep9tx taura zvako ende ex wife zidununu chairo hatozivi kuti imba yake iyoyo inogona kutoputsika futi.
Weldone ladies mamira nemumwe wenyu.
ADHALA vanoshusha zvechokwadi bt THANK you mwanangu wadadisa and THANK you vakadzi vemukomboni mamira neumwe wenyu and muchitara chaicho kuzvima dhara izvo
Team madzimai manyama 🔨🔨🔨🔨 dzenyu makona nekumira nemumwe wenyu . Anyadziswa murume anofanira kutomuripa chokwadi kumusvibisa achimuti hure . Wadadisa muranda kadzi 99.9 per cent yeeee 💃💃💃💃🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤
yaaa dai akaramba boyfriend ka she is good lady n disciplined but stubbon why asina kuramba boyfriend?
Kusaramba boyfriend hazvirevi kuti ndiye muridzi we mwana and hakusi kurara naye she's faithful
It is...THE BEST SHOW OF THE WHOLE AFRICA!!!!,I love it❤
What a community this is a wonderful one! Irombo rakanaka kugara munzvimbo ine vanhu vanokuraira zvakadai.
Nxaa baba avo vanetsvina , zino kuita khaki apa kushusha . The lady is clever stand up for yourself ukarohwa ngavambosungwa vanedzungu. Uchaurayiswa netype yemrume uyu
I TRUELY WISHED HE WAS NOT THE FATHER, HE IS VERY TOXIC ABUSIVE AND HAS NARCISSISTIC TENDENCIES.SAKA MUKADZI WEKUTANGA AKAKUSIYA. URIZIBENZI ROMURUME KUVUDZA RAYINI ROSE ZVAKAPFUKIDZA DZIMBA MATENGA.
I really like this girl baba is very violent.
Say it louder vana mai vazviramba
Tibvire iwe wakazivira chirungu pamusoro ndiyani anemisha usina kunetsana tseki zimvana
@@chapter9363bvapo iwe benzi
@@chapter9363 Ndiwe imbwa yemurume iri kutaurwa.
Hausi murume zikono redzambarafuta iro💔
Madzimai arikudzvinyirirwa mudzimba umu .....ukaona murume aneguhwa haafi akamisa imba inomira hezvoo atova musecond marriage 😊
I agree with you dear murume anemakuhwa ,anoterera hama dzake , anoti hama dzakauuya mumba anomhanya kugadzirisa chikafu kupa hama iwe uchiri kufunga iwe atovapa hamise imba
Thank you baMugabe , another thing ka mukadzi uyo ngachifonera mukadzi achibvunza mwana wake nokuti ndiye anobika nokumuwachira , akasiirei imba yacho kana achitora more than 15 minutes achitaura nemurume aakasiya .. well done mamaa auna kunyadzisa 🎉
Mabread basket akaoma musoro shame😂😂😂😂
Breadbasket i saskum dzimwe brain dzakasara kumutwin
😂😂bread basket
😂😂😂😂
Big up to all the ladies nekumira nemumwe wenyu madadisa
Sister walk away baba awa mmm hapana musha even vari iwo baba wemwana.Havafe vakachinja mitauro hobos havana kana nyadzi.Baba wemusha must know kuti respect is earned munhu hwawo hunofanira kuchinja but hey apo hapana zvababa guhwa too much plus kutaurisa apa vachitisemesa mbovha miromo iyo.
Thanks ladies nekumira nemumwe wedu.asahwira rume avo ndazvireva kuti mumwe wezviporofiti zvenhema
Thank you ladies nekumira neumwe wenyu❤❤❤❤❤❤
Still the best show the whole of Africa🎉❤
Baba muchiri kudanana nemukadzi wenyu wekare imi, dai taiziva murume wake taimuudza
Kkkkk😅
Zvako
😂😂😂😂
Taura hako hama, murume arikufaanira kuziviswa kt ex achiri kudya kkk
😂😂😂😂😂😂😂
This episode was so interactive and different DNAMAN.Another way of spicing the programme the truth being said by close community members❤.baba nasahwira vashaya pekupinda sure😂.
"Ndiwe bread basket repamba..." 😅
😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 this statement killed me
Haaaa ndaumburuka nekuseka
Vana wedu vari panguva yakaoma mudzimba umu at list good girl vadadisa🎉🎉🎉
Thank you madzimai nekumira neumwe wenyu.
Still in the process of watching, the woman seems intelligent than the old dude
This lady looks so innocent
Thank you so much Mr DNA and your team work God bless u masunungura mukadzi uyu mwana mudiki arikushungurudza ne zisekuru iri it's sad murume arikushungurudza anorova mukadzi uyu and maita basa Nekupa mukana kune vamwe vanhu kadzi vange vachiona kutambura kwemukadzi uyu
Tinotenda nharaunda nekumira nemukadzi uyu. Sahwira deserves MBABMA
Vakadzi itai pride. Murume akanyorwa hurombe all over uyu munomuda weyi?
Thank you ladies, haa team iyo yema trousers hapana wisdom.
Tiñashe must be a marriage officer and counselor.I liked his stance on this one.THUMBS UP!!!!
@@HiltonChimbizi-hy2rn 💗 you can say that again
The friend was embarassed mavhuriro ayanga akuita maziso 🤣🤣🤣🤣🤣
Vanyadziswa shame. Big yp to thise ladies shuwa munhurume ane makuhwa asingavake mumwe wake
This man 🙄needs help , sisi praying and hoping u will get peace, heal and move on , you deserve a good man who will love u and care for you ❤
The question is why did he separate with the first wife? Something is wrong with this man
Munhukadzi akangopuwa Moyo umwe unogumbura imwe nguva, unogo shungurudzwa naRazaro hake uchingoti murume wangu. Baba ava kusasvoda makuhwa anoda munhukadzi uye ane achitorwara njere not ari normal.
Thanks Mkoma Tinashe for bringing peace and joy to this family….. maziso haaasi madomasi for me
I like this woman ,she knows how to defend herself ,thumbs up cc
Yes we support you ukarohwa dzorera
Iwee ita mushe vakiridza
Sweety girl sweety, ❤❤❤ mwana ndewake and stand your ground. Urirove zikadzi biyako saka rine makuhwa.
Pukutai mate!Baba munonyepa!Dzikamai!
Say that again 🤮I kept skipping coz I can’t stand it, it’s disgusting 🤮
❤❤❤❤❤my lovely Sarah....as u grow a yr older u get even more prettier everytime 😊😊
The father's ladies friends are perfecto! They take no prisoners.
Good mainini hamungarorwe makatarisa .Chaanoti anonamata chii murume uyu iye achirova mukadzi.
Baba avo ngava respecte mukadzi wavo , so that she will do likewise. Ngava funge se murume and not to believe in rumours. Nherera ino dawo steady and decent marriage please
Baba vanonyepa ava. At first he spoke with confidence kuti ndorohwa and boom ndiye anotorova.
Nyaya irikunetsa apa ndeye age difference, that’s why mface uyu ane kuchengera kunenge moto. Ngavasiyane nenyaya yekufukura hapwa kunyika. Hapana musha usina zvawo. Musangoteerere maporofita ese ese. Maida kurasiswa ropa renyu apa.
But Happy Birthday maiimba by ginya 😂😂😂😂😂!
THANK YOU MADZIMAI OMUNHARAUNDA NEKUMIRA NOMUMWE WENYU. Zirume ndo zibenzi rinoshusha, nekashamwari kabvotomoka Pa TV.
Denho ndiri pedo sister ndayikutengera Keke nema Drinks okudya nehama dzako dzauya kuzvokupa much needed support.
Happy Birthday Baby Girl 🎂 🎂🎂🎂🎂🎈🎈🎈🎈🎉🎉🎉🎉🎉
26 versus 37 Dofo Ndiani Apa??? Rongoti zingwani kunyepera kutaura zvinyoro nyoro . Inhubu iyi. Uyu mukwasha dai ndiripedo ndayimbomupa CHEMATSENGA NZUNGU. Maroto enhema. Abusing mother and child, you are a sad case
Murume anoshusha uyu well done girl 😢
Sahwira agonokwa ndiye aikuchidzira, kuzofamba achitaura hee mwana akatsvuka zvino wanyadziswa nevakadzi vese. Thank you ladies for standing up for another woman. Imi baba imi musiyane nezvekuudza first lady yenyu zvemumba menyu.
Apa ndipo pasina nezve relationship apa. 😅
😅😅😅😅😅 true
Murume anoshusha uyo purizi👐🙆
Dzorera iwe mwanasikana ribinhe dutye iro itonamatira ma spirits iwayo anokupfeka auye ari 45 mumubhure kusvika zvindebvu zvake zvadonha zidzoro ziguvhu bomboklat😢
" 21:09 vanoramba vakaomesa muviri vari pasi ipapo...ko mukavadzira pasi ipapo... " statements from Tinashe killed me😂😂
Proud of you woman
Ini hangu se bread basket yepamba pangu ndiri kuti ahhhh ......tawana peace of mind.
🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥marasta manyama
Thank you ladies nekubatana ,kamkono ketsambarafuta ako karikuda rumamiso
VaSahwira bestie kubuda paCamera kubudira kunyadziswa shem yonge yakwira mubhazi zvino
Chiremba Epworth woyeee 🎉🎉
Thank u Mr Mugabe ...
Kamurume ngakaripe ako mainn i would suggest moving on coz baba avo varikutodya beans kuna ex wife imi muchisufiswa nekuchengeta mwana asiri wenyu
Baba vanoshusha ava unovaona nemaziso usina kumbogara navo..nemakuhwa munhu wechirume hazvidi
Varume vanongodyara pese!Blaz muri benzi.Vhara zipi wangu!Unofa wosiira vana nhamo!
Even mwana akabuda asiri wemurume, ngaasungwe. No to gbv
Zvinoda murimika mukosho
😂😂😂😂aizve zvatove zvekutukirana mudhoto hre
I fail to understand you my people mavakutotuka ere i thot this is fair if the child is the father’s he pays and same applies if the child is not the wife needs to pay as well. Gender equality. Just like if someone claims to have been raped while lying the woman must serve also 7years in jail
Quiet interesting show todah
Mukadz ngaaende uyu. Shrz so beautiful anowana zvirinani
She is going through a lot 😢😢
😂😂it's the birthday song for me😂😂,bt baba imi Mirai rushushoo
Me too 😂
Mukdzi uyu is very intelligent murum ndorubbish
Thank you vaMugabe ne happy birthday song
Nhasi jachu ririkurohwa kuvhura mwana nzeve😂😂😂 ndafara zvikuru vakadzi vachipa rutsigiro kunemumwe mukadzi ❤❤❤
😅😅😅
If im the husband to the "first wife"... kutorambana straight away
It's the bread basket for me😅😅😅😅😅ndini nani tanzwa bread basket
Bread basket 😅😅😅😅
😂
Kano Shusha Ka Bamnin kuti kumukadzi usadya ndisipo mutemo here ?
Kkkkkk
I believed this man first but when I heard the lady for few minutes ndaona kuti tsano avo vanonyepa, kutonyepa chaiko. It’s so unusual for someone anoti anoenda ku church.
Thank you ladies
Thank you so much nekumira nemumwe wenyu
Sahwira wanted kutoti sahwira arambe mukadzi. Thanks to the whole community. Ini sahwira handidi kumuona mumba mangu futi hakuna zvakadaro anondiona chete
Best friend iyo anopardza. Keep away from marriage yevanhu. Murume regera makuhwa. Amai musatuke mirime
Welldone ladies vemukomboni halalalala asahwira vanyadziswa, zi Judas kuzobango imba happy Birthday nxaaa
Vanhu mose huyai😂😂
That one killed me😂😂😂
That man is a problem, baba benzi , whr are we going as a notion
Asi varume denga hamumborione ,why is it kuti kugara nemukadzi rudo runopera unenge wakurova,kushushu kuita ruvengo chairwo ,hating that you love😢lm just failing to understand zverudo ini.its so tiring 😫
Hameno kuti vakavatorerei kwavaigara ivo vasina rudo navo mai ava it’s so sad
Wadadisa mwanasikana, nhasi bota unodya zvese nemakoko kkkkk😂. Baba imi siyanai naX munamatirane nemudzimai wenyu uyo musiye makuhwa kunge mukadzi. Mr DNA munotendwa nekuunza peace of mind pamhuri.
😂😂😂😂
😂😂😂 kudya bota nemakoko achoo kwaa
Ndaona marriage yamaiguru yaparara uko , mainini baba avo vatori munhu ano abuser , and haana respect newe , infact handione marriage apa .
Team Epworth mune noise kani tatichitotadza kunzwa interview😢.Thx amai nekusatinyadzisa😊
Ndavasungwe ungarove munhu akazvitakura
This many seems to be victimized a lot mumusha umu anotaridza kushungurudzika
Sahwira was acting like a good man until the lady in an orange tshirt started talking😂
Men in the comment section please know kuti ku scan naweeks enhumbu are usually counted from the last menstruation date not day you had sex 😢😢😢. This ignorance is costing a lot of people. So mostly scan is about 4 weeks ahead but munozoona nekuvarwa kwemwana the right time. Educate yourself man morega jubgwarira bhora chete
Kunyangwe zvikanzi ndokupa 5thasa ukangokisa baba ava zve2sec,, ha maya ndofa zvangu nenhamo yangu ndobva ndato rega kudya sad za nelacto zvangu...
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Wandikwadza nekusemeswa nemabori emumaside memuromo mavo nxaaa havasi kuzvinzwa here?Yuck
Zvichena pamuromo kutitadzisa kudya mukaka
@@memorymakoni9916zvakuri kuzvijaidza
Happy birthday to you yoimbwa nezvidhara
I love the support system ❤
Typ yechimurume iyi ndoiya inongouya yakakoka yokwira yodzika hainei nekuti wanakirwawo or i love u haibudi nxaaa mhani vakadzi dzidzai mhani kuroorwa neanokuda
I TRUELY WISHED HE WAS NOT THE FATHER, HE IS VERY TOXIC ABUSIVE AND HAS NARCISSISTIC TENDENCIES.SAKA MUKADZI WEKUTANGA AKAKUSIYA. URIZIBENZI ROMURUME KUVUDZA RAYINI ROSE ZVAKAPFUKIDZA DZIMBA MATENGA.
I really like this girl baba is very violent.
He needs to be arrested
that guy is abusive zvekudero nxaaa zimbwana kudherera mwana wakamutoreyeyi
Thank u ladies nekumira nemumwe wedu ndakufarirai
Choko choko choko wosiya for me
Baba vanga vachidyei chirikuita sadza pamuromo wawo😂😂😂😂😂cirikusèmesa ichòho
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
marriage yes inoda Jesu 4rm what they are saying imba yavo yakapinda satani and vese vakabatsirana kupinza satani mumba mavo no trust, no respect 4 each other, problem after problem
Kababa aka kano shusha,kamukono ketsambarafuta