God uses people like sekuru Sithole to convince us God is the light . ( you shall be witneses for me in Jerusalem , Judea and Samaria) Acts 1:8. Thank you sekuru for being true.
My son is a prophet. Asati atanga single atanga kudhakwa and hanging around with wrong teens. I had a dream someone telling me to tell him not to do that because it wasn't his calling. One evening he was coming back from his friends and when he approached the gate he heard a voice telling him to stop because that wasn't his calling. That's when he started to be serious with church. This is 17 years ago and all that he does God shows me. At one point he started charging one on one sessions and God came to me to tell him to stop for his people are poor and the gift he has is a free gift given to him so he can help the people for free. God doesn't like it when Prophets to charge at all
At 1st i didn’t like this N’anga but now i got nothing but mad respect for him. Not only did he shed light on madziDaddy but also made it clear chero n’anga zvinhu zva satani hazvifambirane na Chisto. Paakati chero ukabatsira kundodzosa zvabiwa kana go back to sender unenge watorombeswa kuti zvishande nokuti iro simba romufi ne bvuta romufi ndipo panobva simba rekuita minana yakadero. Akachizokomekedza kusiyana kwemarombero asi rubatsiro rwese rwaungawane ku n’anga kana madziDaddy hunotoita nokuda kwechikwambo. Kana mishonga yacho atinozoti ma herbs 🌿zvirikunzi unonga watodyariwa pa rinda romufi. Good for him for exposing the hidden truths kana denga Mwari kudai vagokuitirai Nyasha.
Haaa mapostori anomora vanhu haaaya ini i lost my car sefunny soon after ndanzi hiya tipare nyora dziripauri asi instead yekuti zvifaye mota yangu gone 😢😢😢😢😢vakatondishandisa spiritually kutora mota yangu i suspect them
Improve your journalism. You basically asked same questions on other channels nothing new. Sekuru is very patient. He repeats without any change of his facts.
Ko panonzi kujoina satanism saka vese vanenge vauya kwamuri sekuru vatove masatist here ko vaya vanozoshandirwa nana madzibaba vakaromba vanenge vatojonawo here satanism
God uses people like sekuru Sithole to convince us God is the light . ( you shall be witneses for me in Jerusalem , Judea and Samaria) Acts 1:8. Thank you sekuru for being true.
where does he get all these guts to air out all these allegations?
Very eloquent and true sekuru in exposing the dark stories of underground world masquerading as the light of God.
Amen - vanopfeka makushe e hwai asi ari mapere
Mhondi, pfuta revanhu vanenge variwana sei. Bvunzai izvi Journo
Sithole power,fumura zvose mudhara
TAWURAI zvese SEKURU
👏👏👏👏👏🦾
I like Sekuru Sithole, very open
Ruvangwe yanetsa sekuru hadeedzi vanhu imi ndimi munoendako saka mhosva yawe handione
😂😂😂 maisavaziva chete ndevekudhara awo takakura variko tikatabvako vaisabuditswa pamedia chete kkkkkk
Makajaidwa munodakurohwa hamungati mafuta emunhu munodakusungwa
Thank you va Sithole for enlightening pipo
Exactly sekutaurwa kwazvaiitwa pa interview yasekuru kafera mishonga yavo vaitoti vanoida bk
Tinotenda sekuru Sthole mataura chokwadi chizere, maporofita mazhinji aveko ndeenhema aya havana zvavanogona kunze kwekutora vakadzi vevanhu muchurch
He tells the truth sure this Sangoma
Wangu munamato ndewekuti Mwari ndirangarirewo mawoko munazvose zvandinobata namawoko, zvan'anga izvi hwava 💯
Asi kwaProphet vanoromba
Sekuru your days are numbered
Mazvinzwa here kuti ana sekuru vane zvikwambo zvoda ropa revanhu imimoenda nehama hanzi anoroya sekuru voti ndakuuraya nekuti anoroya imi moti muroyi ngaafe muchipira zvikwapo zven,anga asingauraye hame dzake kupira zvikwambo zvake
Seni ndiri Madzibaba asi handichavimbe nechiporofita
😂😂😂
@@MckyStyMckySty srs wena. Chabuda hapana
😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Sithole anotaura chokwadi chinovaka zvirikwauri kufuga kana kuwaridza nekiti in'anga shoma dzinotaura chokwadi chakadai
Frank wezere my fav journalist
talented! born to do it!!
Many are called but Frank is chosen
Thank you so much for the support ❤
@aaronguri8777 thank you so much for the support ❤
@SueEland-y7s thank you so much for the support❤
My son is a prophet. Asati atanga single atanga kudhakwa and hanging around with wrong teens. I had a dream someone telling me to tell him not to do that because it wasn't his calling. One evening he was coming back from his friends and when he approached the gate he heard a voice telling him to stop because that wasn't his calling. That's when he started to be serious with church. This is 17 years ago and all that he does God shows me. At one point he started charging one on one sessions and God came to me to tell him to stop for his people are poor and the gift he has is a free gift given to him so he can help the people for free. God doesn't like it when Prophets to charge at all
At 1st i didn’t like this N’anga but now i got nothing but mad respect for him. Not only did he shed light on madziDaddy but also made it clear chero n’anga zvinhu zva satani hazvifambirane na Chisto. Paakati chero ukabatsira kundodzosa zvabiwa kana go back to sender unenge watorombeswa kuti zvishande nokuti iro simba romufi ne bvuta romufi ndipo panobva simba rekuita minana yakadero. Akachizokomekedza kusiyana kwemarombero asi rubatsiro rwese rwaungawane ku n’anga kana madziDaddy hunotoita nokuda kwechikwambo. Kana mishonga yacho atinozoti ma herbs 🌿zvirikunzi unonga watodyariwa pa rinda romufi. Good for him for exposing the hidden truths kana denga Mwari kudai vagokuitirai Nyasha.
Ende vanotaura vakagwinya zvakaoma chokwadii 😊
Ko sekuru stole vavakufumura asi vakuda kusiya hunanga her
VaSithole havana kurombesa mupositori wese Zim ihombe iyi asi vaya vane mukurumbira vanozadza vanhu kuita vasvoswe ndovakarombeswa vaya .
Yhoooooo zvakaoma nyika yarema veduwee
Vanhu vachatsva zvedu . Zimbabwe yawe pamberi nemaminimini ayaa
Itii akarombesa vamwe vanozviti vaporofita Sithole haana kurombesa mapositori ose inhema idzedzo
Ndepapi paati ndiye ega anorombesa? Dzakawanda n'anga dzinorombesa. Vamwe azviti maporofita makuru vakaenda vega ku Nigeria, Ghana, Cameroon, Moza, Gambia, Malawi, kunorombeswa!! Iwe ramba wakakotsira uchifunga kuti zvemachechi ndezvechokwadi!!
Sekuru wakarombesa maporofita ,kwete mapositori chete nekumaPentacost church especially we 1 on1 to say yes or know it's true
Tafa ngekubirwa South Africa kuno
Endai mega kumaporofita for own risk....sekuru hahahahaha havana chipfuva endefutika😂
Vatumwa naMwari kuti ataure chokwadi we never knew all this
Haaah zvakaoma. Ndatya hangu. Mwari ka.
Kule is a highly truthful person havana secret im sure even ana paradzai are very unhappy with him for running his mouth 😅😅😅😅😅😅😅
ZimNews bvunzireo Sekuru kuti Ana mkona Paradzarai varisei mazuva
Ndinotora vana vangu hezvooooo ayas nyika yashata
Mwari waGuti kudzungaira chaiko😂😂😂😂
Well father🙏🙏🙏🙏🙏❤
Haaa mapostori anomora vanhu haaaya ini i lost my car sefunny soon after ndanzi hiya tipare nyora dziripauri asi instead yekuti zvifaye mota yangu gone 😢😢😢😢😢vakatondishandisa spiritually kutora mota yangu i suspect them
Mwari waLazaro
Futa remunhu morikora kupi sekuru yohweeeee nhasi ndafa nekusekaaaa
Sekuru muchavengwa namadxibaba imi 😂😂😂😂
Whats funny is this Sithole man can preach better than ALL Harare " prophets "
Kuke apo makabatwa nekasuper chaiko apo kkkkkk inhema here pindurai
Yoo ko futa remunhu vanoriwana payi
I like it'
😂😂😂😂😂😂aaaaah muswe wembudzi ndafa zvangu ini veduwee rombayi at your own risk yooh
Tell them papa go deeper papa
Zvinotyisa veduwee
Securu ndaindao muchonga
explaining something that he doesn't know now.
Kuromba kuriko chokwadi maProphet akawanda akaromba uye unonzwa achitoganza achiti ndine shiripiti zviri pachena kuti hurombwa
Frank star 🌟
Nhamo kune vanovimba nemaporofita nhaka muchanoripa Kwa Sithole
Big up
Improve your journalism. You basically asked same questions on other channels nothing new. Sekuru is very patient. He repeats without any change of his facts.
Kkkkk yaaa kamudhala aka ka trender
Nhasi vakadzikamei kudai kulez 😂😂😂😂
Havatirimuke 😂😂😂 vanoita nharo dzinotobhowa wachiti tisuisusu
Makanyanya sekuru
Ndokumbira wo # dzasekuru
Mheno zvavo vanoita zvemadzibaba
Nyangwe vana papa vano from a too bad
Zuro uno tainzwa zvamadzibaba bond nhasi shefu ava
Frank 8 amanya naye
Baba ava ka ndi Satan
Havasi coz havadeedze munhu munoyenda mega
@@AngelaCampbell-w4e kudaidza kana kusadaidza asi varikushandira satan
Ko panonzi kujoina satanism saka vese vanenge vauya kwamuri sekuru vatove masatist here ko vaya vanozoshandirwa nana madzibaba vakaromba vanenge vatojonawo here satanism
Mucharira henyu
Kkkk
Ko muporofita uyu ndewipi tikuda kuziva
Madzi daddy 😂😂I
Kuinyanga havavanze hurombwa
Frank Youngman treading on soft but dangerous grounds
Sithole why usina mari
N`ganga haite mari shamwari
Aka kanonyepa ko
Mwari wa Endby kkkkk
Ari seiko Andby