ความคิดเห็น •

  • @gazilinakunyeti1992
    @gazilinakunyeti1992 ปีที่แล้ว +8

    Inini ndoona kunge zviri kungoita nevanhu vemu nzvimbo iyo nokuti hapana stranger inongofembera kuti apa pakavigwa munhu kadzi.End result kugadzirwa chete or kupenga nenyaya yekushungurudza vakazvizororera.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 ปีที่แล้ว +32

    The councillor sound knowledgeable about his boundaries the legal responsibilities of one's office!

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 ปีที่แล้ว +13

    Zimbabwe iiii surrender. Huroi manyanya

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 ปีที่แล้ว +14

    Sabhuku wacho anoziva zvirikuitika

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 ปีที่แล้ว +28

    Zimbabwe yakutyisa😭

    • @greenpeace7380
      @greenpeace7380 ปีที่แล้ว +1

      Some parts of Zim, not the whole country. Lots of evil stuff happening

    • @ednakucherera3596
      @ednakucherera3596 ปีที่แล้ว +2

      Zvekutyisa zviye

    • @elizabethaaron1120
      @elizabethaaron1120 ปีที่แล้ว +2

      @@greenpeace7380 kuromba kwacho kwanyanya even vana vadiki .

    • @charibannywell
      @charibannywell ปีที่แล้ว +1

      Inzara

    • @elizabethaaron1120
      @elizabethaaron1120 ปีที่แล้ว +1

      @@charibannywell 😂😂😂nyangwe hazvo

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 ปีที่แล้ว

    Happy new BaTaps nemhuri.ko sekuru Tasvu hawakwanisi kubatsira hr apo

  • @anesuchitambira9245
    @anesuchitambira9245 ปีที่แล้ว +5

    Do we have DNA forensic audit in zim

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 ปีที่แล้ว +8

    Uuuuum this is too much Zimbabwe

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 ปีที่แล้ว +13

    The only person anogona kukubatsirai onai tateguru tasvu vanokuratidzai wanhu ivavo vanobuda pachena

    • @maideitakawira3531
      @maideitakawira3531 ปีที่แล้ว

      Taura hako kwaTasvu kaHwani ndakabvako musiuno hmmm ndakapakutenda murume uya akatumwa zveshuwa

    • @beautysbongilesawana8776
      @beautysbongilesawana8776 ปีที่แล้ว

      @@maideitakawira3531 urisei mudikani

    • @maideitakawira3531
      @maideitakawira3531 ปีที่แล้ว

      @@beautysbongilesawana8776 ndiribho dear urisei hako

    • @sharonmoyo6810
      @sharonmoyo6810 ปีที่แล้ว

      Varikupi tateguru ava

  • @tendaichinorinda5134
    @tendaichinorinda5134 ปีที่แล้ว +15

    Vakadzi tinodiwa nevarume tiri vapenyu ,tozodiwazve nevarume tafa🙌🙌🙌 vamwe vanhu so

  • @promisemanyore4968
    @promisemanyore4968 ปีที่แล้ว

    U have wisdom mambo wangu

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว +14

    Don't try Tsikamutanda, imbavha dziya.

  • @memoencube3621
    @memoencube3621 ปีที่แล้ว +5

    Mwari huyai vanhu venyu vatanga 😭

  • @shalomn9233
    @shalomn9233 ปีที่แล้ว +37

    When Mugabe died he told Grace to make sure they don't take his body parts for rituals hence the refusal by the family that he must not be buried at heroes Acre. So if the highest office in the land use body parts what about the poor ordinary people who do not fear God.

    • @godknowsdembure1572
      @godknowsdembure1572 ปีที่แล้ว +4

      It was not abt rituals but the coffin was empty the guy wasvtaken to Makawi he wasn't there in the coffin

    • @nyashamandeyah3439
      @nyashamandeyah3439 ปีที่แล้ว

      Excellent

    • @sthabisiwencube1160
      @sthabisiwencube1160 ปีที่แล้ว

      @@godknowsdembure1572 aqqb2bæwbw

    • @sqrd3536
      @sqrd3536 11 หลายเดือนก่อน

      The very reason the country is in a mess. He was Malawian after all even after death.The country's morals deteriorated soon after independence.Ngozi dzonetsa.

  • @rue3575
    @rue3575 ปีที่แล้ว +1

    Hmmmmm amunawee .Maninji aya ndakazvitaurazve mazuwa ekutanga.Zvachiite urombwa ere.Kana rinyari svikiro ro ngarindoona ririkwaari riuye ribatsire kani.Zvashata kani

  • @chelesanimalinga6866
    @chelesanimalinga6866 ปีที่แล้ว +2

    🤣🤣🤣🤣Coffin ravhugwa Nani? Manyika awa. Tafa tinoteerwa😅😅

  • @munyakatema23
    @munyakatema23 ปีที่แล้ว +5

    Yeaa mazuva ekupedzisira shuwa

  • @alicemakonyere7158
    @alicemakonyere7158 ปีที่แล้ว +8

    But vanhu ava varikufushunura varikushanda nevanhu vemunharaunda nekti stranger yoziva sei kti apa pavigwa munhu kadzi nhasi

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 ปีที่แล้ว +12

    But pavawana piki nefoshoro i think they were suppose to tell police then voguarder nzvimbo iyoyo in case varidzi vazvo vaidzoka then vobva vavabata it was simple

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 ปีที่แล้ว +3

    Baba TAPS waivepo here maprofta achingouya achingoti tuzu😂😂😂😂

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 ปีที่แล้ว +8

    Hutungamiri hwezvimbo iyi vanoziva zviri kuitika. Why the silence when suh a thing is happening?? It has happened to 13 graves and you are waiting for individual families to deal with it individually. 13 is a big number for the leadership to keep ignoring the problem vachiti its up to the families. The leadership is in on it esp Mambo we area iyoyo.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +1

      U may not be correct.

    • @memorymoyo8287
      @memorymoyo8287 ปีที่แล้ว +2

      Uri kutaura chokwadi iwewe kqnq vasina chavanoziva ngavatore matanhoka

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 ปีที่แล้ว

      @@memorymoyo8287 unoda vatite sei nevanhu vaani. Ini ukandibatira hama yangu tinoita hondo chaiyo

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 ปีที่แล้ว

      Yaaaaaa azviiiti izvi . Leadership is responsible

  • @elizabethmatanha4449
    @elizabethmatanha4449 ปีที่แล้ว

    Uuuuuuummmmm Mwari tibatsirei veduweeee .nyika yashata iyi.ko muraini mwaodzi imomo hamuna anechironda here mubate nhubu iyi yakachekwa nerata

  • @patiencemudadi1694
    @patiencemudadi1694 ปีที่แล้ว +7

    Zvakaoma zvivindi zvacho unotozvishaya🤣

  • @makatendeka4084
    @makatendeka4084 ปีที่แล้ว

    Ndarwadziwa nemuMethodist uyu church yangu Mwari

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 ปีที่แล้ว +2

    Tall trees 🌳
    Wasi haumugone

  • @mediamutandwa2497
    @mediamutandwa2497 ปีที่แล้ว +1

    Zvakuda kutoidira cement ne concrete pamwe havazokwaise kuvhura

  • @tindomawara8414
    @tindomawara8414 ปีที่แล้ว +4

    Whoever is doing this akuda zvekutomamiswa manje, this is really bad.

  • @muchemberenaphiri223
    @muchemberenaphiri223 ปีที่แล้ว +1

    Hamusi kuona kuti makanganisa kuratidza mwana private parts yaamai vake...inga muri vanhu vakuru...padhaya sahwira ..mukoti kana wechikuru here

  • @ProgressTonto
    @ProgressTonto 2 หลายเดือนก่อน

    Avo soko website awo neisisi vangu kani ndokumba kwangu Hooo anhuwe zvakaoma kani akafurwa ndisahwira wangu😢 shem

  • @givemoremachokoto9122
    @givemoremachokoto9122 ปีที่แล้ว +2

    Counceller ataura mashoko akanaka ekuti vanhu vavige nekutoisa cement zuva iroro

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea ปีที่แล้ว +1

    Yowe shuwa ngavaite action now!

  • @shingynavs8235
    @shingynavs8235 ปีที่แล้ว +11

    ZRP ngairare kumakuva yakachengeta😂😂😂😂

    • @masibandamhazishumba2241
      @masibandamhazishumba2241 ปีที่แล้ว

      Kkkkkk

    • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
      @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 ปีที่แล้ว

      Iiiii veduweee tinenge tichiapa marii mapurisa acho kkkl haa tenge tawawanzira ngaapenge anhu achoo shuwaavo

    • @shingynavs8235
      @shingynavs8235 ปีที่แล้ว +1

      @@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 kkkkkk pakaipa…..chero hushingi hwacho umhhh

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 ปีที่แล้ว +1

      Danai.sekuru.tasvu

    • @shingynavs8235
      @shingynavs8235 ปีที่แล้ว

      @@masibandamhazishumba2241 😂😂😂ndiko kushandira cheziya chaiko….

  • @ruthmurungweni2317
    @ruthmurungweni2317 ปีที่แล้ว +13

    Imi hamusi kuona here kuti vanhiu Ava varikutumwa ne ny'anga nemapositori kuti vawane basa nekukubirai Mari nezvipfuyo ...... hope one day your ears 👂 and eyes 👀 will open 🙏

  • @tinashemangundatinashe1917
    @tinashemangundatinashe1917 ปีที่แล้ว

    Makadii baba motibuditsirewo nyaya yemapere anetsa ku Watsomba Mwoyoweshumba

  • @emikudz6199
    @emikudz6199 ปีที่แล้ว +5

    Ngavaise CCTV

  • @ronicachikata3131
    @ronicachikata3131 ปีที่แล้ว +3

    Inga zvakaoma

  • @MarthaTholanah
    @MarthaTholanah ปีที่แล้ว +3

    This is being done by very evil people. Traumatising people who are grieving. Kuramba achitonese ronda rekufirwa.

  • @tsarukanaikashaya7012
    @tsarukanaikashaya7012 ปีที่แล้ว

    Mazimbuya arikutaura zvekunyan,ana ayo mazihure chaiwo

  • @givemoremachokoto9122
    @givemoremachokoto9122 ปีที่แล้ว +1

    Apa panoda Gogo Chihoro munhu iyeye anodzoka ega achitaura kuti ndini ndakachera

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 ปีที่แล้ว

    Endai KwaSekuru Tasvu hama dzangu asi sure zvivindi zvacho uuuu kufukunhura munhu akafa sure idzo ng'nga dzacho sure uuuuuu imika zvakutyisa izvi rimwe zuva gava richadambura muswe

  • @faraymufuni
    @faraymufuni ปีที่แล้ว +1

    Police must take fingerprints on shavels and all those thing found on the grave.

  • @judx34
    @judx34 ปีที่แล้ว

    Hmmm zvakaoma zvikuitika

  • @abigailsaunyama5250
    @abigailsaunyama5250 ปีที่แล้ว +1

    Security kumakuva irikudiwa hunhu hupi hunorwadza kudai

  • @nicholaszuze7009
    @nicholaszuze7009 ปีที่แล้ว +4

    So 😢sad

  • @aleeyahtate9194
    @aleeyahtate9194 ปีที่แล้ว +9

    Sekuru Tasvu #1

  • @user-jb4xq3zg5z
    @user-jb4xq3zg5z 2 หลายเดือนก่อน

    Endai kwa Mambo vadaidze sekuru Tasvu

  • @marshallnyamadzawo8553
    @marshallnyamadzawo8553 ปีที่แล้ว +18

    There is DNA in the blood, there are also fingerprints on the tools he used that they found, shavels etc...

    • @ishy1294
      @ishy1294 ปีที่แล้ว +4

      Yes. They police must have collected that and then compare it against ma suspects achauya thru ven'anga avo.

    • @charitydinkel9916
      @charitydinkel9916 ปีที่แล้ว

      Excatly

    • @timothynyathi6980
      @timothynyathi6980 ปีที่แล้ว +1

      You are true there is DNA on tools used

    • @JB-kq2iz
      @JB-kq2iz ปีที่แล้ว

      Haaa zim ichiri kumashure pama levels a DNA aya

    • @highlyfavoured6823
      @highlyfavoured6823 ปีที่แล้ว

      True

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 ปีที่แล้ว +3

    My question goes to kuna Chief this is the second time makuva achivhurwa pasina any action yavakaita mambo chikonzero nei vasiri kutora action pachiitiko chakadai chino shamisa mudunhu ravo

    • @pgambizah4962
      @pgambizah4962 ปีที่แล้ว +1

      Ipapo apana kundijekerawo

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว +1

      Councilor vataura wani kuti hapana dano rati ratorwa as a community nekuti maaffected families vachiri kuda kuita zvavanoita without community. Kana vakuda kuti vabatsirane pamwe nevenharaunda nachief vachataura

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 5 หลายเดือนก่อน

    Nezita rajesu. Dai aneropa iroro kana achekwa ronda racho rirege kupora. Kusvika achazvitaurira ega zvakaita. Mai vakacherwa guva ravo ivavo Vange varikumurwisa zviripachena. Ngatigare tichazonzwa. Mwari vachazvibudisa pachena. Ibasa ren"anga ndivo varikukonzeresa izvi kunyepera vanhu nenyaya dzekuita mari

  • @spiwechiwungwe
    @spiwechiwungwe ปีที่แล้ว +1

    Haaa nyika zvayakuenda kwamupfiga nembwee pindirai mwari

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 ปีที่แล้ว +6

    Vanhu vakuda hupenyu hwakapfava kutsvaga hurombwa ne zvitunha

  • @lindamakina1034
    @lindamakina1034 ปีที่แล้ว +3

    Nyika yedu aisisiri safe

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 11 หลายเดือนก่อน

    I would haunt them for generations to come. Kuromba ndiko konetsa. There's a very sick group of people. Ngozi ngaitange.

  • @archiefordsikoti5848
    @archiefordsikoti5848 ปีที่แล้ว

    Hanzi kwabiwa chitunha how far

  • @TandaiChipeta
    @TandaiChipeta 3 หลายเดือนก่อน

    Nyaya yadecember yakubusiswa nhasi itai serious

  • @rebuildsakubva
    @rebuildsakubva ปีที่แล้ว +3

    Ko boys dzemunharaunda dzadiiko kuuya voita guard or way lay vanhu ava. Nharaunda iyi vari kuwanza hope. Shuwa munhu kuchera guva nefoshoro uye kubvisa mascrews epaCoffin vanhu vakangorara chete?

    • @Angel-iw6zk
      @Angel-iw6zk ปีที่แล้ว +3

      Potse potse futi boys dzemu area imomo dzitori involved in these macabre activities of grave desecration and tampering, in connivance nema outsiders who may be giving them hard cash to accompany them to the graveyard to do that. There must be tupfanha twemu area imomo twunonyatsoziva kuti which local woman has died and where the deceased female has been interred, in order to pass on that information to outsiders who are hell-bent on zvekuda kuromba. An outsider can’t guess kuti afa ndiyani kana kuziva kuti avigwa papi mu cemetery iyoyo. Mapurisa & the local community vakabata 1 mupfanha ari involved & interrogate him big time, achadura syndicate rese rikuitika! Hazvisi zvega izvi…..aaaaaaa😳

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 ปีที่แล้ว +2

    Ii tatodzokera ku 1890 chsiyo!

  • @linetymabika9807
    @linetymabika9807 ปีที่แล้ว +1

    Ko kumbozama ma fingerprints pa foshoro ne pick iyoyo

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 ปีที่แล้ว +1

    mbuya ndipeiwo bute 😀😀

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 ปีที่แล้ว

    Ummm Dai pavawana vanhu vanonohwandira vanovabata vanhu varikufukunura zvitunha

  • @mcdthedev
    @mcdthedev ปีที่แล้ว

    4:41 i am dead laughing

  • @nyashamandeyah3439
    @nyashamandeyah3439 ปีที่แล้ว

    Mai imi hamuna nyaya nyararai motipedzera data amai vatanga kutaura

  • @lovemoremachuma1653
    @lovemoremachuma1653 ปีที่แล้ว +4

    This is simple .torai sample ye blood remhunhu akachekwa nerata.take that blood ku n' anga .they will fix him nekuti hupenyu hwe munhu huri muropa

  • @opadzumbunu1606
    @opadzumbunu1606 ปีที่แล้ว

    Masvikiro arikufa mari ayo imbavha kusanganisira neati ndichabvunza kuti vanodya marii ndivo varikutuma vanhu varikufukunura kuti mugozoenda kwavari muchitsvaka rubatsiro mobhadhariswa as a community mbavha idzo

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma sure council anorongei kunyarara kudaro. Ngakuuye maswikiro

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 ปีที่แล้ว +6

    Police wr supposed to come and swab the shovels for fingerprints

    • @charibannywell
      @charibannywell ปีที่แล้ว +1

      Kkkkk munorevera ZRP here

    • @PrincessC22
      @PrincessC22 ปีที่แล้ว

      @@charibannywell asika usadaro iwe🤣🤣🤣

    • @HaisonMuzungu
      @HaisonMuzungu หลายเดือนก่อน

      DNA ndooinoshanda pakadai koz finger print apa haishandi

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว

    Sa council ngavaronge iye munhu wacho ngafe

  • @memoestarr
    @memoestarr ปีที่แล้ว

    Daidzayi Muzaya Ndunge panyaya iyi BaTaps

  • @Angel-iw6zk
    @Angel-iw6zk ปีที่แล้ว +11

    Potse potse futi boys dzemu area imomo dzitori involved in these macabre activities of grave desecration and tampering, in connivance nema outsiders who may be giving them hard cash to accompany them to the graveyard to do that. There must be tupfanha twemu area imomo twunonyatsoziva kuti which local woman has died and where the deceased female has been interred, in order to pass on that information to outsiders who are hell-bent on zvekuda kuromba. An outsider can’t guess kuti afa ndiyani kana kuziva kuti avigwa papi mu cemetery iyoyo. Mapurisa & the local community vakabata 1 mupfanha ari involved & interrogate him big time, achadura syndicate rese rikuitika! Hazvisi zvega izvi…..aaaaaaa😳

  • @faraimagwa
    @faraimagwa ปีที่แล้ว

    Izvi ndezve mushonga ,sure itsi zvenyu mega

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +1

    Vamwe vanhu vanogona kukupedzerai dambudziko iri zvigure.

  • @monicakunyendu1694
    @monicakunyendu1694 ปีที่แล้ว +1

    Chembere dzinenyaya idzi

  • @BANTUKING_
    @BANTUKING_ ปีที่แล้ว

    Itai DNA then finger prints..then ese aripo ma finger prints motora vanhu wacho moita DNA tests kwaari if it matches then otaura nyaya yake

  • @rosemarange3173
    @rosemarange3173 ปีที่แล้ว

    Wainyepo hre ,ktii chuuu

  • @rue3575
    @rue3575 ปีที่แล้ว +5

    Baba Taps ZRP ngaiise kasecret camera kani .Zvashata izvi

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 ปีที่แล้ว +1

      Wataura chokwadi iwe camera ndizvo vanojaira zvisina basa

    • @judahsanhanga6024
      @judahsanhanga6024 ปีที่แล้ว +1

      Haione chinhu husiku

    • @rue3575
      @rue3575 ปีที่แล้ว

      @Judah Sanhanga ..ehe dear but hakuna malight ere?

    • @rue3575
      @rue3575 ปีที่แล้ว +1

      Kana dziya camera dzoshandiswa ku National Parks dzinoona husiku dziya....those are the same cameras am talking about

    • @Angel-iw6zk
      @Angel-iw6zk ปีที่แล้ว +2

      @@judahsanhanga6024 There are definitely small WiFi spy cameras that can utilise Day mode & Night mode to capture any footage/activity. These can be discreetly set up at random points around the graveyard & footage of any illegal activities within the graveyard area can be monitored centrally even via an Android phone or iPhone that is paired with the camera or several cameras. I’m also highly suspicious that some of the perpetrators of such ghastly acts are from within the local community there in Odzi, who may be conniving with outsiders (because an outsider can’t frequent a cemetery they don’t know about unless they’re being led or in the company of local people with a knowledge of the graveyard). Zvave kutyisa zvemuZimbabwe……aaah!

  • @catherinemusiyiwa7023
    @catherinemusiyiwa7023 ปีที่แล้ว +1

    Ko mambo Makoni varipi?

  • @blessmoreconstruction1128
    @blessmoreconstruction1128 ปีที่แล้ว

    Nyaya iyi inoda kuitwa prvt vanobatwa

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 ปีที่แล้ว +1

    Kuenda kwamugabe toonerera

  • @iam_innocent
    @iam_innocent ปีที่แล้ว

    Mapurisa arikutambira mari dzegovernment mahara, ndavanorara kumakuva vachitsvaga nhunzva tunzva idzi

  • @elizabethchikona5166
    @elizabethchikona5166 ปีที่แล้ว +2

    Maybe vakatora ma finger prints pamafoshoro akavigiwa vanogonakuvabata

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 ปีที่แล้ว

    Madhiri aya anotangira kuzanu chaiko even Mugabe chaiye aitoitambawo nyaya iyi that's why akaramba kuiswa paHeroes acre because aiziwa yawaitamba nemitumbi yewanhu.
    Many comrades died refusing to be buried at heroes acre but by force Bob took them there to fulfill their dirty shenanigans.

  • @givemoremachokoto9122
    @givemoremachokoto9122 ปีที่แล้ว +2

    Hey 2 weeks munhu ari pasi asati ashata kana kunhuwa haa pane vari kuita zvemishonga apa vachichera makuva

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 ปีที่แล้ว +7

    This is too much ahhhhh

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว

    But vanhu vacho vasiirei ma fochoro acho kusafunga ikoko vadi kudeedza police yayita ma fingerprints

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 ปีที่แล้ว +1

    Sabhuku uyu iduzvi haangati munhu kana atofa atowigwa mobva matomuisira congrate unozivira vanhu budget here ko kana vachinge vasina mari yacho ipapo ipapo rufu harutaure kuti ndakuuya vvekuti vanhu vagadxire mari yekuzotenga cement uriduzvi mudhara iwe hapana chawataura apo even kutema miti kumakuva kwacho zvovayadzisa here vanhu ukuita basa ravo chero matema miti fambai chete kumakuva kugadzirwe nen,anga kuti anganofukunura guva remunhu chete abatwe aripo

    • @unityrunganga7103
      @unityrunganga7103 ปีที่แล้ว

      Iii wy kutuka munhu kudaro Inga he said they approached ma families vakati vanoda kufambira nyaya dzacho Vega.. Havana say pamakova evatorwa vane pavanogumira... Inga vati affected families cn do zvavanoita kana vawana help

  • @tjnyamutsamba
    @tjnyamutsamba ปีที่แล้ว

    Let us vote, people are desperate in Zim and they're capable of doing anything...vanhu vatambura veduwee

    • @raheelchitonya6042
      @raheelchitonya6042 ปีที่แล้ว

      Kunzvimbo kwandinobva uku vanhu wese warikutaura apa ndovaziva eish this is sad

    • @vendettadettaway3242
      @vendettadettaway3242 ปีที่แล้ว

      Wangu not zvekusvika pakuchera mufi

  • @limbermist2904
    @limbermist2904 ปีที่แล้ว +2

    Zvakaoma Mambo Makoni we need action

  • @simbarashemapfumo2764
    @simbarashemapfumo2764 ปีที่แล้ว

    Endai Kuna sekuru Kanengoni ku Harare chokwadi mochinzwa

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 ปีที่แล้ว

    Ropa iroro munhu anodzoka achireurura kani. Vanhu vanoziva varipiko

  • @prettymachingura4281
    @prettymachingura4281 ปีที่แล้ว +2

    Methodist Methodist

  • @allenmushaninga
    @allenmushaninga ปีที่แล้ว

    Ngawaone tsikamutanda original anonzi Sekenhamo Sekuru makudo ndovanodzigona nyanya idzi ndakamboona akabatsira umwe musha kuRosaramu uko .

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +1

    Zim yashata shem

  • @josephinemugwagwa5323
    @josephinemugwagwa5323 ปีที่แล้ว

    Chenjerai maporofita acho iwayo nekuti vanhu warikuromba

  • @BrianKanyeredza
    @BrianKanyeredza ปีที่แล้ว

    😢tuzu

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 ปีที่แล้ว

    Bataps kkkk hanzi vakadzi varikuitwasei uyai tizwe

  • @aloiskaviya7354
    @aloiskaviya7354 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma, zvakaoma vanhu vatema taakuda mari zvisinakunaka , zvakapfurikidza ,,, kuda kupfuma nehuroyi

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 ปีที่แล้ว +2

    That blood is DNA police collect maybe come 2030 you will have equipment to investigate using modern technology criminals act never expires

    • @sirclassics_uk
      @sirclassics_uk ปีที่แล้ว

      Let's forget about DNA records because even KG6 haitorina any DNA data base chaiyo.

    • @jabulanincube9089
      @jabulanincube9089 ปีที่แล้ว

      In Zim we don't have that technology for that forensic files

    • @sithgasa2063
      @sithgasa2063 ปีที่แล้ว +1

      @@jabulanincube9089 technology can catch and old crime files reopened as long as evidence is not comprised the culprit can be caught if still alive

    • @JOETSINAZ
      @JOETSINAZ ปีที่แล้ว

      @@sithgasa2063 by then nyaya inenge yatosolveka kare

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 ปีที่แล้ว +3

    Ngavaite neighborhood watch. Varume vemu neighborhood umu ngava ite ma shifts watching the graves. They’ll eventually catch the culprits unless the culprit is one of them…

    • @tanatswa9458
      @tanatswa9458 ปีที่แล้ว

      Obvious he is 1 of them

  • @kudakwashejubileemakwara6941
    @kudakwashejubileemakwara6941 ปีที่แล้ว

    Vakomana mapurisa varikumborarei mudzimba Havasi kufanira kutaimira zvinhubu izvi here .

  • @marvellousnyaruvanga6989
    @marvellousnyaruvanga6989 ปีที่แล้ว

    Variko mbuya vanobatsira maOdzi hameno