ความคิดเห็น •

  • @JuliaMadanha
    @JuliaMadanha 21 วันที่ผ่านมา +19

    Mambo munombovhiringidza munhu zvinobhowa imi siyayi munhu atsanangure mozobvunza apedza kutaura
    Ndizvo zvamayiita pangozi yaTonde maingobvorongodza vanhu mobhowa dzimwe nguva

    • @user-gv2my2me6b
      @user-gv2my2me6b 21 วันที่ผ่านมา

      Nhai zvako kuitwa serema unotopedzisira wakubvuma zvisizvo

    • @CleopasKapoli
      @CleopasKapoli 21 วันที่ผ่านมา

      Mambo vengozi yaTonde ndiMambo Marange

    • @ltm454
      @ltm454 21 วันที่ผ่านมา

      ​​@@CleopasKapoli I think mava kusanganisa Tonde naSimba, yaTonde ndeye uya wekurohwa mabhora akafa akazvimba anwa poison

    • @yukonmutetwa6959
      @yukonmutetwa6959 21 วันที่ผ่านมา

      Zvobhowa zvekudaro at times

    • @JuliaMadanha
      @JuliaMadanha 21 วันที่ผ่านมา

      @@CleopasKapoli
      Tonde weTv wekurohwa nemutsvairo ndivava vakaitonga itarise uone

  • @NormanNetsakamano
    @NormanNetsakamano 21 วันที่ผ่านมา +7

    The only chief that can't take bribes.

    • @johnchakaza6685
      @johnchakaza6685 21 วันที่ผ่านมา

      Uyo ane Mari dzake uyo ane ma bussinse ake

    • @Will94150
      @Will94150 21 วันที่ผ่านมา +1

      Yeah but paneuya wekupukuta chitunha chaasina ukama nacho hapana kundibudira bhooo

  • @rekayitsokodayi3438
    @rekayitsokodayi3438 21 วันที่ผ่านมา +14

    Argh Mr Mutasa ko kurega munhu achitaura nhai

    • @bsmazzy6304
      @bsmazzy6304 21 วันที่ผ่านมา

      Taurai henyu anonyanyokata Kata vanhu

    • @mulnykays4386
      @mulnykays4386 20 วันที่ผ่านมา

      chief is wise aona kare issue iyi pekutanga

  • @user-xn6ei2hf7x
    @user-xn6ei2hf7x 21 วันที่ผ่านมา +7

    Mambo Mutasa ipaiwo munhu ngava yekuti atsanangure

    • @faraitrevorzaba7898
      @faraitrevorzaba7898 21 วันที่ผ่านมา +1

      Vakuda kuita kunge Kwa Chigodora kusinga puwe munhu nguva yekutaura

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 21 วันที่ผ่านมา

      Aiwa kwaChigodora vanhu mukana vanopihwa ​@@faraitrevorzaba7898

    • @dzivasambiriable
      @dzivasambiriable 21 วันที่ผ่านมา

      But vanhu vakutenderera nyaya iri clear. Mambo vari clear kuti iyo icriminal not community.

    • @ruthtapiwa6311
      @ruthtapiwa6311 21 วันที่ผ่านมา +1

      He is right, community court haina jurisdiction. Even if they tell you the story, they must still go to Magistrate court & sue each other ikoko poitwa evidence etc.

  • @KudakwasheGeorge-q6o
    @KudakwasheGeorge-q6o 15 วันที่ผ่านมา

    Munotongei musati manzwa nyaya ipai munhu mukana orondedzera mozotonga manje imimi munotomhanya ungati moziva nyaya Kare

  • @preciouschabayanzara4696
    @preciouschabayanzara4696 14 วันที่ผ่านมา

    Sei musingapi munhu nguva yokutsanangura zvakaitika,ndozvainge zvoitika kwa heardman Chigodora chiiko warume imwi

  • @yukonmutetwa6959
    @yukonmutetwa6959 21 วันที่ผ่านมา +3

    Mambo mabhaiza this time

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 18 วันที่ผ่านมา +1

    Maomero arikuita muromo wa gogo, vanenge vanoshama. Dry mouth yavo haisi normal

  • @cathrinenyandoro4861
    @cathrinenyandoro4861 21 วันที่ผ่านมา +3

    Ko chief chigodora akaenda kupi

    • @GeorgeFabulous-nh7nf
      @GeorgeFabulous-nh7nf 21 วันที่ผ่านมา

      Dunhu rake ikozvino rakachena zvikwambo zvese akabvisa

    • @user-cl9mu2dj2u
      @user-cl9mu2dj2u 21 วันที่ผ่านมา

      Kana neni ndakambobvunzawo kuti vakaendepi

    • @sandranyakuseka1286
      @sandranyakuseka1286 19 วันที่ผ่านมา +1

      VekwaChigodora vakati havachadi baba Taps,vave nechannel yavo vega,

  • @christabellamhlanga4996
    @christabellamhlanga4996 20 วันที่ผ่านมา

    mambo vanombo verengawo here macomments ipai vanhu nguva yekutaura vanhu vanonotonga vashoma vanoziva zvechitungu zvamunoisa mukati

  • @A_JM585
    @A_JM585 21 วันที่ผ่านมา +3

    Ndasuwa sekuru bheeechuu

    • @rhodhachiumburu
      @rhodhachiumburu 21 วันที่ผ่านมา

      Wandiuraya😂😂😂😂😂😂😂 wazvifunga seiko chokwadi

  • @NorestChitombo
    @NorestChitombo 18 วันที่ผ่านมา

    Mambo awa wanotovhiringa munhu aaaa,ko kupa munhu mukana atsanangure,ini wakutondibhowa

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume3273 21 วันที่ผ่านมา

    first ❤❤

  • @nyashahodzi6030
    @nyashahodzi6030 21 วันที่ผ่านมา +1

    Ndasvika ini🔥🔥🔥

  • @takudzwagumbo8801
    @takudzwagumbo8801 20 วันที่ผ่านมา

    Mambo siyai nyaya yekupedzisira munhu nyaya yake munomhanya ,,,hamupe munhu mukana wekuti atsanangure ,,,zvinobhowa dare renyu rakubhowa kuterera ,,,uyezve siyai nyaya yekutinga chambered bemadhara nechirungu please please taurai nechivanhu munoitisa vanhu confusion macamera haasi kuti taurai nechirungu teedzerai chichivanhu

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q 21 วันที่ผ่านมา +3

    Mambo vakapiwa sando vanobva varasika asi chii nhai ipai munhu mukana wekutaura apedza moti mwanangu iyi idai idai ko rough ndokutonga here mambo vanhu, Vanhu ndimambo plz

    • @thandiesithole4143
      @thandiesithole4143 21 วันที่ผ่านมา

      Exactly yho

    • @user-up6uv7hg2n
      @user-up6uv7hg2n 21 วันที่ผ่านมา

      Rinonyura munhu achitenderera tsvee kutaura pane point

    • @vivianmasamha9111
      @vivianmasamha9111 21 วันที่ผ่านมา

      Hapana chaviri kutaura ava vese vari two😅😅

    • @vivianmasamha9111
      @vivianmasamha9111 21 วันที่ผ่านมา

      ​@@user-up6uv7hg2nvakutaura nonsense zvavo

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 18 วันที่ผ่านมา

      Do you think he reads your comments?

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 21 วันที่ผ่านมา +1

    BaTaps rambai muchikanda chief Mutasa kana 3times a day

  • @mandi1288
    @mandi1288 21 วันที่ผ่านมา +1

    Kune vose varikuti hapana nyaya apo murai munzwe, mutemo unoti member yega yega inowana 400us kana yawirwa nedambudziko, so ava vakadzingwa bt vambosaver, so vanofanirwa kuwana benefit cz havana kusiya vega saka varikuda mari yavo inowanikwa nemember

    • @vivianmasamha9111
      @vivianmasamha9111 21 วันที่ผ่านมา

      Ivo vairamba kuti iende kumaus ASI Ivo vakuda maus 😅

    • @mandi1288
      @mandi1288 20 วันที่ผ่านมา

      @@vivianmasamha9111 ndikachengeteswa mabond ndinodzosa Us hre, bt police yeburial society inopa Us kana paita dambudziko

  • @tlamakunda366
    @tlamakunda366 21 วันที่ผ่านมา

    Dai Mambo vasina kutambira nyaya iyi from the beginning vasinakupedza nguva dzawo,

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 21 วันที่ผ่านมา

    Good afternoon baTaps 🔥

  • @LinaHwingwiri
    @LinaHwingwiri 21 วันที่ผ่านมา +1

    Ndatoti dheshee zvangu

  • @christabellamhlanga4996
    @christabellamhlanga4996 20 วันที่ผ่านมา

    vakadzi avo are now bullying that woman

  • @christabellamhlanga4996
    @christabellamhlanga4996 20 วันที่ผ่านมา

    mambo munhu akavigawo vanwe ndoyaari kuda chete asi mumnonborasikawo mambo vanga vasati vadzingwa mhosva hairovi

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 21 วันที่ผ่านมา

    Haaa gogo nasekuru vapererwa sekuru vanga vachiti vakada kutaura vobva vanzi eeeewwhh nyararai 😅😅😅😅

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z 21 วันที่ผ่านมา +1

    Chief vacho vanekakumhanya mhani,haaaaaaaaa

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 18 วันที่ผ่านมา

      He handles a lot of cases. He’s just straight to the point

  • @tituspeter8334
    @tituspeter8334 21 วันที่ผ่านมา

    🎉

  • @monkeyplayvr
    @monkeyplayvr 21 วันที่ผ่านมา

    Baba namai siyanayi nazvo garayi zvakanaka nevamwe

  • @RuthyChindimba
    @RuthyChindimba 21 วันที่ผ่านมา

    Number 5

  • @A_JM585
    @A_JM585 21 วันที่ผ่านมา +1

    Ndagarira mahara kuti dhessheee iyi yangaisina musoro zvayo

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 21 วันที่ผ่านมา

    Iwe woshoora 🎉

  • @EthieNyama
    @EthieNyama 20 วันที่ผ่านมา

    Haaaaaaaaa iyii nyayaaaaaa irikutadzika kunzwisisika iyii apa munhu awuya kudare kuzomhan'ara nyayaa iyii ndiyani kkkkkkk

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 20 วันที่ผ่านมา

      Apa vaaavese mukadzi nemurume nekuti icontribution yavo vese
      Haisi kutongwa vari secretaryba
      Nyaya iyi maybe pakashaikwa evidence yenyaya yacho
      Vari kudzurudzuta kutaura kwavo
      Kana kuti it was postponed sine die iiine out of court settlement

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 21 วันที่ผ่านมา

    Mudhara akatakura ma file 😀

  • @vachihoro
    @vachihoro 21 วันที่ผ่านมา

    Karanganda ❤❤❤❤sandinyole

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 21 วันที่ผ่านมา

    Mwaiepo ere

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 21 วันที่ผ่านมา

    Taiyepo dhesheee

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 21 วันที่ผ่านมา

    Tuvazukuru ama2000 afurira gogo nasekuru kuti mune strong case gogo 😅😅😅😅

  • @kelsykellybanda4099
    @kelsykellybanda4099 21 วันที่ผ่านมา +1

    Number 8 kkkkkkkkk zvadadisa izvi

  • @user-mu5oj2jw5e
    @user-mu5oj2jw5e 21 วันที่ผ่านมา

    Dhesheeeeee

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 21 วันที่ผ่านมา +1

    Best Mambo asingadi wasting of time .....anongoda straight to the point ....uyezwe usiri muridzi wenyaya unongorohwa ne punishment plus move ....bhobho rakamirira kukudambura

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 21 วันที่ผ่านมา

    Aiwavo muvbuwi waniko 😂😂😂😂😂

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 21 วันที่ผ่านมา

    Aiwavo mubwi waniko 😂😂😂😂😂

  • @ApoloniaDamburayi
    @ApoloniaDamburayi 21 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkkk haaa umwe unonyura

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 21 วันที่ผ่านมา +1

    Mambo mutasa is good becoz hatongi nyya idzi that's why amuti Mirai kutaura

    • @tlamakunda366
      @tlamakunda366 21 วันที่ผ่านมา

      Asi vanotambirei nyaya dzavasingade kunzwa. Vanhu vanobhadhara here Kuti nyaya dzawo dzitongwe?

    • @thobelikhayandlobvu765
      @thobelikhayandlobvu765 20 วันที่ผ่านมา

      Hawana kuramba kutambira as such hnty wataura then wakaudzwa kuti munodai munodai but Iwo pachawo mambo hawatongi nyya idzodzo

    • @thobelikhayandlobvu765
      @thobelikhayandlobvu765 20 วันที่ผ่านมา

      Correct 💯 percent

    • @AntonioDeure
      @AntonioDeure 19 วันที่ผ่านมา

      $20 kumhangara and $20 ya accused so it's $40 on every case​@@tlamakunda366

  • @user-nu2nv7qx8b
    @user-nu2nv7qx8b 21 วันที่ผ่านมา

    Ndirini ndikuitirwa dzungu rakadai namambo uyu ndaimudeedza nezita rake 😂😂

    • @EuniceMujati
      @EuniceMujati 21 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂😂

    • @user-nu2nv7qx8b
      @user-nu2nv7qx8b 21 วันที่ผ่านมา

      @@EuniceMujati kkkk shuwaka anonyanya kuvhiringidza munhu achida kutsanangura

  • @user-sn4jk6ck4r
    @user-sn4jk6ck4r 21 วันที่ผ่านมา

    Matovapo

  • @faraimazhindu850
    @faraimazhindu850 21 วันที่ผ่านมา

    mambo uyu akunyanya ziFull of I know, anoda kupinda mupfungwa dzemunhu b4 munhu Wacho aexplainer🙄🙄🙄🙄, let them people explain themselves 1st, zvinosvota🥺🥺

  • @charitymango4498
    @charitymango4498 21 วันที่ผ่านมา

    Ka fundraising kenhema nhema mai na baba

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 21 วันที่ผ่านมา

    Chief Mutasa so 😂

  • @bsmazzy6304
    @bsmazzy6304 21 วันที่ผ่านมา

    Ko kwaChigodora how far ndookumwe kunonakidza kuye

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 21 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkk bhadhara Mari iwe

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 21 วันที่ผ่านมา

    Sofaaa ressee

  • @faithchipere6126
    @faithchipere6126 21 วันที่ผ่านมา

    Pano ndopedu zveee

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 21 วันที่ผ่านมา

    🤣🤣🤣 chief Mutasa hatongi zvisina maturo kkk

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa5453 21 วันที่ผ่านมา

    Mambo siyai munhu atsanangure please you're so quick to judge

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 21 วันที่ผ่านมา

    Kuendesana kudare nenyaya yemabond, hapana nyaya apo.

    • @mandi1288
      @mandi1288 21 วันที่ผ่านมา

      Nyaya iripo apo ndeye compansation, member yega yega ikafirw inowana 200us nemari yebox 200us pamwe chete 400, so ava vakadzingwa bt vambosaver saka vaifanirwa kupihwa mari yavo

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 21 วันที่ผ่านมา

    Baba Taps ko dzinoenda kwamukitsanjera dziye dzichibva kuna Chief dziripiko nhai

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 21 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂 vabvunzewo sure todzida

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 21 วันที่ผ่านมา

      Ndakambozvibvunzawo

  • @A_JM585
    @A_JM585 21 วันที่ผ่านมา

    Kuside uku hakunawo amurume asati aroora ere ,ndafunga kugara pedo namambo Mutasa ,kudare every time ndendiriko

    • @user-vl9qi6oc2w
      @user-vl9qi6oc2w 21 วันที่ผ่านมา

      Ndiripo

    • @A_JM585
      @A_JM585 21 วันที่ผ่านมา

      @@user-vl9qi6oc2w 😂😂😂😂😂😂😂unemunda here wangu ,ndingode zvekurima

    • @user-vl9qi6oc2w
      @user-vl9qi6oc2w 21 วันที่ผ่านมา

      @@A_JM585 hauupedzi pedyo nemvura

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 21 วันที่ผ่านมา

    Vanoti Bechu itai ayee

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 21 วันที่ผ่านมา

    Pane kuti munhu apedze nguva iyo yatoonekwa Kare kuti imari ykadyiwa

  • @noreennxumalo7413
    @noreennxumalo7413 14 วันที่ผ่านมา

    Mambo ava ko zvavanombotonga kwazvo apa chii chaizvo👎

  • @user-tu1gm5et5t
    @user-tu1gm5et5t 21 วันที่ผ่านมา

    Tasvika

  • @DrKays
    @DrKays 21 วันที่ผ่านมา

    Mambo ipai vanhu chance to explain

  • @MavisMupunganyi
    @MavisMupunganyi 21 วันที่ผ่านมา

    Apa mambo matonga ne demo

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 21 วันที่ผ่านมา

    👏👏👏

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 19 วันที่ผ่านมา

    New idea burial society? Dodgy name. Zita racho chete rinotaura roga. It is a criminal case Fraud and Theft is not for this court. The husband should let his wife speak she's the purse holder. If she has written evidence why is she here? She is trying to make a bit of money out of this case.

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 21 วันที่ผ่านมา

    Sofa reeeeeese

  • @davidbendezi4670
    @davidbendezi4670 21 วันที่ผ่านมา +1

    Uyu mambo aakutorwara

  • @munyahwacho
    @munyahwacho 21 วันที่ผ่านมา

    Obasanjo zvirikutsvobida here?

  • @olisamanyenya2090
    @olisamanyenya2090 21 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂 sofa rese kuti dheshe

  • @user-yy2rm9hy9z
    @user-yy2rm9hy9z 21 วันที่ผ่านมา

    Best chief in Zim mambo Mutasa

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 21 วันที่ผ่านมา

    Maswera sei pano

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 21 วันที่ผ่านมา

    Nonsense hapana nyaya apa ...

  • @Guvakuva
    @Guvakuva 21 วันที่ผ่านมา

    Tisvikewo pano

  • @MiltonMaposa
    @MiltonMaposa 21 วันที่ผ่านมา

    Tasvika