Bhudhi na Sis Rhodha Vakaitisana Pamuviri, Mwana Ave Ne 21 Years Now, Zvese Bvuu NaTateguru Tasvu
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 24 มิ.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Isu tisati tanzwa kuti mkoma Robert vari kuda kutipei tobva taisa LIKE ndochekutanga 🔨🔨🔨🔨
Ndiwo anonzi matare chaiwo ayo 👏🏽👏🏽kubuditsa zvakavanzika kuti bvuuu kuita kunon’ona secret 👏🏽👏🏽👏🏽Titende tateguru Tasvu batsirai mhuri Zvinorwadza zvakaitika
❤❤❤ Tasvu 1 Tasvu 1❤❤❤ waaaaaaaa king of journalism Mukoma Ribooos tinotenda Bhora mberiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii
😢😢😢YOHWEEE Mambo weDenga Tenzi Jesus Christ Vabereki vedu ava havadi tirarame zvakanaka. Kutisiira Nhamo Nematambudziko anenge achiwira Mhuri nonstop ...kuGuruve kumusha KWANGU munovhura hombe nediki
Nomsa akafanana nemukomana arikurwara
Hezvoka kunevaya vanoti chero zvodii musavenga Vaberiki kana kuvarasa. Munenge musina kupinda munhau dzakadayi .
Handina kuti vengai or kuramba asi nzwisisai nhau mobatsira vanoremerwa nadzo Upenyu hwavo Hwudzoke.
Taura hko😢
Taura hako unenge usimo mazviri
Nyika yakarema weduweee maitabasa sekuru tasvu
Mai Nomsa naNomsa black beauty
True
True
Can't wait mkomah Robbie....
❤❤❤❤Tasvu 1❤❤❤❤
Nomsa achaona hke video
Vaburitsa video vapedxa kuvashandira,vakatopora
Upenyu mutoro chokwadi, sandi mhosva yako Rhodha at least zvafumurwa naTateguru Tasvu, zvinorwadza hazvo pane rimwe divi tinoti pave ne solution, zvinopera auntie Rhoda
Tasvurai❤❤❤❤ salute.
Guruve heyi haaaaaaaa unongoona vakuru veMadzibaba vanotangira maChurch awoo ikweyoo iyoo heyi.
Thanks nekuburitsa zvakavanzika
Vanhu ava vanehutema hwakanakisa😊
Rhoda na Godwin vakatoshandisirwa mushonga naamai vavo. Saka Hapana chipomerwa chatingavape, vakatoroiwa nekudaro tinofanirwa kutonzwa tsitsi kwete kushora Rhoda.
Sorry Rhoda shame wakakanganisirwa hupenyu na amai
Hey zvakaoma zvakaitwa nagogo vemhuri iyi, zvino ndivo vakauraya murume and bhudhi first born, kana hurombwa hwacho mbiri chete yezita😥
Uyo Patrick why asking such a childish question to your sister apa ayitivawo mwana wen'anga ayishandisirwa mushonga.💔
In love with the song 🎵💕
Thank you mukoma Robert
I really enjoyed mbira idzo really nice🙏🇿🇼🔥
Ummm ndarwadziwa shame yooo ko vakazourayirei mwanakomana haaa mai vaive kamuroyi chaiko kakafa zvezvinhu zvako
ndarwadziwa.... kuberekwa inhamo
Mai wako chaiwo hr weduwee 😢😢😢😢😢
😢Wonzwa rimwe richiti hakuna amai vanoroya vana vavo nxaa
Tinotenda Sekuru Tasvu❤
#Mukoma Robert ❤
Muridzi we hosho haiwa kuseri chaiko
Waiting
Ndomatare Aya sekuru, ndatenda hangu ❤
Mukoma Robby thank you nekutsiura Patric
Ndarwadziwa 😢😢😢nyika yakatakurema kurema Mwari wee tiitirei nyasha 😢😢😢😢
❤❤❤❤
Nomsa acha seachrr hke kt y ndaburitswa pnze
Amai varodah vaive nehutsinye Shem sorry rodah
Tasvu 1 tasvu 1
Yaaah zvakaoma Tasvu 1❤
Mmmm amai vaRhoda kukoshesa hun'anga kutengesa hupenyu hwevana vavo benzi ramai. Vakaendepi mai vacho kana vasina kufa ngavauyewo
Sorry Rhoda long live tateguru
Mai awa wairoya 😢😢😢
Muri sei mkoma Robert
Mkoma Robert saka vakazobatsirwa here, ndanzwa inyaya yaane mazuva mairecorder
Nomsa wacho imhenya
My favourite Sekuru
Vabereki ivai nemoyo wekubereka veduwoye 😢😢
Tasvu 1 apedza hake basa❤
Boss Tasvu❤❤
Shame so sorry Rodha😢😢
Ko mwana nhaimi achazvitambira sei
Yeah,panyika.Kachembere ikako kaishereketa
Brother Robert makanyanya MA? Munopa zera sose zvekuti anoona wese hasare hasarene??
Mwana uyo anofanira kuziva chokwadi pliz
Life
tasvu one mhondoro
Umm zvinorwadza
Bhoo here kule Tasvu asi mirii iri kudzimba here nhasi hamuna energy yamunomboita kunge Van Choga nhasi makanyanya kupora kule asi marwara here kana kuti kungoneta nekubata varoyi nekubvisa zvikwambo mumamisha😊.
Ufunge ndatozvionawo kuti Sekuru vanenge vasiri kunzwa mushe nhasi
@@daisymachina3186 kana ini ndazviona hangu basa racho ravawandira nyama inoneta
@@RumbidzaiGonoremvuuyaah coz vari pa low battery 🔋 chaipo, vano fanhirwa kumbozvipa time yekumbozorora and I say this fully aware that there are a lot of people that need his help,but hatidi kuti vazongo dzima tozo shaya kwekupotera kuno batsirwa,nyama Inova kuzorodzwa from time to time even The Almighty himself rested on the 7th day after creation.Nway hope all is well with kule and let's hope kungo neta chete and not sickness
Rhoda Rhoda Rhoda ndakudaidza kangani Rhoda
Zvakaoma
Nhy zvenyu imi foni apa kakuzvikudza kacho futi hameno
Family ine vanhu vakanaka.nehutema hwakanakisa
Munhu anonzi munhukadzi ane secret hey
Join our WhatsApp group
chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Ma1
Dzvi.
Saka mwana haazoona here video iyoyi pano pa you tube 😢
Akanaka mukomana arikurwara uyu
Sure henyu kana apora azonditsvaka
That dance is mapfuwe
Zvakaoma hazvo 😢
Hapadaviriki ko maizviitirei nhai apa akafanana naFrancis ummm zvakaoma sure
Ndanzwa tsitsi kusvika pakuchema ...... Why vabereki why
Makunakuna
Shame usacheme watopona
Simba atovasimbi inodya dzimwe
Haisi mhosva yake aisatozvidawo
Mukomana anekazumu anotamba anet/shirt yewhite nejean
Kuudza mwana chokwadi kwakanaka
Veduwe vabereki chiiko nhai uroi hwakadaro mmmmm
Anarodha imhombwe
Kwana iwe haupenge
Ummmm
Kkkkkkkkk mukoma Robert makanyanya
Ndokupanda matare uku
Musindomumayard 😂😂
Sisi Rodha 😢
Svikiro rave kubata phone mudare futi
Ehe, vazukuru vanenge vachifona, ndipo pamunozoti Sekuru havadaire phone
@@robertapfumaneyi Thank u
@@robertapfumaneyi❤❤❤❤❤
Zvinhu zvacho iwe ayasi
Kkkkkkkk rodha pindura mibvunzo
Ana homie 😮
Zvakaoma