Mhuri Yapera Vanhu Vachifa Mushure Mekurwara Nepfungwa Dambudziko Rava Kuuya Kuvana Vangu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 31

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 3 หลายเดือนก่อน +5

    Ingozi mhai

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 3 หลายเดือนก่อน +1

    Presenter Rasta renyu 😮😮

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 3 หลายเดือนก่อน +4

    Hazvisi pamba asi zviri mumhuri

  • @shimilulu756
    @shimilulu756 3 หลายเดือนก่อน +3

    Anzi ring kudii na sahwi

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 3 หลายเดือนก่อน +3

    Ko ring ya sahwira hanz inebasa reiko.

  • @mikemataka6309
    @mikemataka6309 3 หลายเดือนก่อน +3

    Mhai kubva kurinani pamba pakarema apa nevaroora futi haha zvakaoma ummmm

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ee sly mhuri iyo ngavaende kwasekuru tasvu vanozvi pedza

  • @SavanhuMolly
    @SavanhuMolly 3 หลายเดือนก่อน +2

    Hanzi ring yadii nasahwira

  • @TalentTakaindisa
    @TalentTakaindisa 3 หลายเดือนก่อน +3

    Ko ngavaende kumusha kwavo ungaremerwa nezvisi zvako aaaah

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 3 หลายเดือนก่อน +2

    Iiii kudakunzi ndarorwa here iii ngazvigare

  • @mundurumanyonga6804
    @mundurumanyonga6804 3 หลายเดือนก่อน

    Ngavaende kwa Prophet Miracle Paul KuChitungwiza

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 3 หลายเดือนก่อน

    Ibvai pamusha pevaridzi chii chamungagadzirisa 😮mhai imi

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ummmmm Sahwira avo ndine mibvunzo mukuru?😂😂😂😮😮😮?

    • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
      @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 หลายเดือนก่อน +1

      Bvunza hako dea 😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 หลายเดือนก่อน

    😢😢 upenyu

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 3 หลายเดือนก่อน +2

    Ummmm sahwira uyo?

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂 Sahwira mukuru

    • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
      @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 หลายเดือนก่อน

      ​@@Madzimai-v1h😂😂😂😂😂😂😂😅😢😢

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 3 หลายเดือนก่อน

    Imbo kweshai madziro ayo tsina yanyanya

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co 3 หลายเดือนก่อน

    Izvo zvinoda sekuru tasvu please

  • @EuleriaNyagano
    @EuleriaNyagano 3 หลายเดือนก่อน +4

    Ko musoro uyo tuma dreds chii kudaro

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂 Ndaseka zvangu

    • @ElmarFadzai
      @ElmarFadzai 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂 Ndandisingade kuseka but iiii zvandikurira Finally comment yandaitsvaga yazonyorwa 😂😂😂

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ko havana kumbotsvaga here nehama kuti vazive chiri kukonzera inogona kuve iri ngozi uye mushonga wayo kuiripa

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg 3 หลายเดือนก่อน

    Amai murikuti murimutorwa hamukwanisi kubvunzira zvemusha wevanhu asi murikukumbira rubatsiro munobatsirika sei musingatauri zvakazara zvamunoziva

  • @SavanhuMolly
    @SavanhuMolly 3 หลายเดือนก่อน

    Ingozi kufunga kwangu

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 3 หลายเดือนก่อน

    So sad zvinorwadza

  • @sithabilebaloye
    @sithabilebaloye 3 หลายเดือนก่อน

    Kubi CC

  • @johnbuchan9334
    @johnbuchan9334 3 หลายเดือนก่อน

    Kumaraini kwedu mwari pindirayi

  • @hazel4463
    @hazel4463 3 หลายเดือนก่อน

    😅😂mbare muripo