ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ummm Mashonaland central hakuroorwe zvechokwadi unofa nekubhadhara kwedu Masvingo hakubhadharwe seizvizvi umm uku kunodhura veduweee.Kwedu tinoita zvibinge equipment to mombe huru,rugabe same nezvibinge,mabhachi same same,then mombe mbiri yababa neya amai then wotonziombe dzedanga mybe 10 kana wapedza wozovisa pwanyazhowa mboe 1.Vhura muromo ,kupinda mumusha,zvimari zvana tete nana ambuya kana azvitakura then kusungira .But ikowo kunodhura
kkkkkkk ndakakurongerwa nababa Harare ndanga ndisingakudi kwaaaaa zvekurongerwa muchazvirega
Mukumumanikidzireiko kutora munhu waasingadii anourayiwa mukadzi uyu aah
Murume anoshungurudza uyu anooneka
Hapana zvemurume apo
Why mambo nyaya dzenyu dzichi kopera pasina judgement? Seiko
Murume ane problem uyu.
Ndiwo ma results ekutora muchero wemusango uchidzvara pamusha, unokuvara nekudzinga makudo...Apa Cde makabhaiza. Ungaroore njapisi yakatiza murume uchiita mukadzi here?Ukaironda zvakanaka nyaya iyi uchaona kuti wacho arikunzi ndiye baba vevana haana kunyange ne cent raakabvisa kumusha kwenjapisi iyo, nokuti kudai ainge akaroora sezvakaitwa na gunners haaizombosvika pakuparadzana nemukadzi uyoo🙄
Iwe murume nyaya kana vaipedza enda unoramba bhishu iro
Kikkkk
Dzoserai musoja tshelete yake nokuti mwanasikana anouraya ne murume uyu .
Gunnerz dzungu kuda kutyisa munhu wese naMambo. Dzikama
Masoja avayo kkkkkk vana sikana kuda zvinhu uuuum.
Mmmmmm vakadzi inenhamo chokwadi unogar cy nemunhu akadaro
Why did this lady marry so quickly l think they dated for a short period to even get to know each other. If they dated longer this woman would have known what kind if z wiman is she about to marry
Hanzi usandibate asi maimbobatana kkķkkķ
😂
Murume uyo yoooo 🤦ibasa rakazvigaraira haro mwana sikana gara wasiya zvichiri pedo
Ummm Mashonaland central hakuroorwe zvechokwadi unofa nekubhadhara kwedu Masvingo hakubhadharwe seizvizvi umm uku kunodhura veduweee.Kwedu tinoita zvibinge equipment to mombe huru,rugabe same nezvibinge,mabhachi same same,then mombe mbiri yababa neya amai then wotonziombe dzedanga mybe 10 kana wapedza wozovisa pwanyazhowa mboe 1.Vhura muromo ,kupinda mumusha,zvimari zvana tete nana ambuya kana azvitakura then kusungira .But ikowo kunodhura
kkkkkkk ndakakurongerwa nababa Harare ndanga ndisingakudi kwaaaaa zvekurongerwa muchazvirega
Mukumumanikidzireiko kutora munhu waasingadii anourayiwa mukadzi uyu aah
Murume anoshungurudza uyu anooneka
Hapana zvemurume apo
Why mambo nyaya dzenyu dzichi kopera pasina judgement? Seiko
Murume ane problem uyu.
Ndiwo ma results ekutora muchero wemusango uchidzvara pamusha, unokuvara nekudzinga makudo...
Apa Cde makabhaiza. Ungaroore njapisi yakatiza murume uchiita mukadzi here?
Ukaironda zvakanaka nyaya iyi uchaona kuti wacho arikunzi ndiye baba vevana haana kunyange ne cent raakabvisa kumusha kwenjapisi iyo, nokuti kudai ainge akaroora sezvakaitwa na gunners haaizombosvika pakuparadzana nemukadzi uyoo🙄