ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Uncle ini nyaya yangu iripakuti vamwe vaisoshanya kuJoni kumwana vachisiya mridzi wemurume cey .vatezvara nemururoora havana mhosva
Zvakabva namai vemurume vaidzwanyirira muroora vaienda kupi vachisiya murume wavo, muroora ndiye waifanira kuenda kumurume wake hezvo
True
sekuruu nhas madzifambira kkkkkkkkk sure munhu nemunhu wake tezvara Havana mhosva
Ivo varume vacho kana varikuno Jonie vanenge vaine ma small house mukadzi achiita nhimba yebonde kumusha
Asi kuzvosvika pakuhura naatezvara here
Aikaka kuti kanhama nazvo. Kumawere kwaenda nyika
Musanyeberwe vese vakadzi varikumuaha varume South zivai kuti kunana mainini kuni varukugara nevarume venty
Yu are the best uncle
Haaaa tunyaya murikupakura kule haaaa iyi ma1
Much love anko
Munhu nemkadxi wake shuwa
Asi zvakangooma hazvo u
Kkkk hakusi kutanga ya dzakawanda but baba avo havasi ryt nxaaa mishonga iyo
Kule sando dzenyu kkkkkkkkk murikudzifambira zvechokwadii
Ko zvino zvakaazodzinga anotii mwana akazvarwa anogarepi iye adding a mwana pamba pavo futi kaaa
Why not visiting chief chireya court
Murikudzifambira Khule
KwaMambo chireya ndokwasekuru vangu
Uncle Saint Sando dzenyu 🙏💙💙🙌🙌🙌💞❤❤❤❤❤
Hezvoooo
Hello sekuru it's true they must stay together
Sekuru apa ummmmmm zvakaoma hazvoooo wanotarisana sei nemwana
Zvakaoma tezvara avo vane moyo kana iye muroora wacho akadiii kuramba
Ko ndikaenda kujeri ndoenda naye here kkkkkkkk
Baba havana jukwana vese nemuroora kusazvibata kwevanhu
Murisei Sekuru
Munhu gara nemkadzi wako ,,, mjolo yave pandemic iyi .
Kkkkkk nhasi uncle maafambira😂😂😂😂
Muroora sei kusazvikoshesa yoooo kuti kuibwa nekutsuro wakashinga vatezvara avo vanorwara njere vatoumba ruvengo nemhuri yavo
Tezvara vanoda kumamiswa
Mwana uyu ndewemumba no problem
Kule muripiko. Nhasi ndandiri muHrw. Ndandichifunga kuti ndichadhumanawo nemi kkkkkk. Gokwe iya yatanga kkkkkk
Uuuuu mashura rudzii nhayi sekuru veva zukuru
Ummmmm zvakaoma veduwe
Vanoda kuchaiwa maningi atezvara ivavo,vese nemuroora wacho havagone kuzvipa control, saka mvura isinganaye naiwo makuna kuna iwaya,
Much love uncle Saint 💕
Makadiii Sekuru Baba mukadzi Joni muroora murume kujoni aaaaaa ndoomuyedzo Sekuru vaiitawo sei vanhu vanenzara vese kkkkkkk
Iiiii zvakaoma pasi rapinduka chokwadi sekuru
Zvakuitika these days kule zvinotyisa , MWARI tibatsirei
Nyaya apa Hapna wangosangana wasina kukwana 🤣🤣🤣🤣🤣🙄🤔🤔
Sekuru hausi muyedzo asi baba awo hawana hunhu chete
Musiyane nekumusha kwangu imi😂😂😂😂
Ngavatofara kuti dzinza rakura Iye waigara kujoni waiti mukadzi anopona nei kkkkkkk neiye muroora wacho dai asina kuzoita mimba zvakaperera mukufara 😂😂😂😂😂
tezvare vanogona basa
Gokwe yazviita zvekare
Kkkk
Hie uncl
kkkkkk aaaaaah eeeeeeh ma1
Gokwe yedu hazviita zvakare😂😂😂