The last time I checked. Pakanzi Munya akakurira kwana sekuru achinzi baba vske achazivisa vanhu kana atanga aripwa kuchinzi ane house number yaachavapa, ko ava vabvepi vari kunzi ndi baba vake , sly media DZIDZAI KUBVUNZA ZVAKAKWANA,
Paya makamboti munyaradzi haazivikanwe kuti baba vakw ndiyani sezvo mai vake vakangomitiswa akazokura achigara nanasekuru wekwaamai nasisi vamai vake all of a sudden mane munin'ina wababa vake musade kutijairira
YES SHOKO RINOTI THOU SHALT NOT KILL , AGAIN REVENGE IS FOR THE LORD . HAKUNA MUNHU ANESIMBA REKUMUKA PASIROSE . TESE IN THE END TINONGOFA . CHINONZI NGOZI IS NOT NATURAL , THATS WHY MUCHIONA HAIWANIKWE KU NDUDZI DZOSE INGORI MISHONGA INOGADZIRWA NEHAMA DZEMUFI .
You now have 270 thousand viewers. That is an impressive number but your production is poor, very poor. The sound on this clip is awful. We can hardly hear to interviewee speak.
Munyaradzi is number one dzake anorwa ega.
Ita basa rakho munya I wish that lesson to be in South africa
Maybe vangazosiyawo kuraya
😂😂😂😂😂 yes true
Ngatingibva kumba kwevanhu
Navo homie Munyaradzi gadzirisa vanhu kusvika vaita order vanhu vapfidze kuuraya vanhu se huku
Ini ndinoti munyaradzi muka usamira
True❤
improve soundsystem slymedia
True
Yes
Amen
Mhepo yakawandisa
Amen munya narwo humondi hupere kuuraiwa nehama dzawaishanda nadzo ihama kaa ko mutorwa wanenge wanotogocha
Sound plz
Irwa kukuru Munyaradzi vose vane ruoko pauri rwisa usa kundwa shanda basa Munya vanhu vadzidze kuti Mwari ndiye ano tora munhu nokuti ndiye aka muunza pano panyika
Thanks for updating about chibaba munyaradzi
Dzimwe nyaya hadzisi dzinopepedzwa nemadzimambo ngozi mutemo wayo kuita zvinoda mufi.
Back on track ndaitot yaapera nyaya heya iripo big up Munya I salute u bruh
Gooo Munya gooooo keep on going my brother well done irwa chaiko uvapedze vose vane chekuita nekufa kwako mnhu haauraiwi
Keep on going Munya well done my brother
Slymedia munofanira kuziva weather conditions kuri windy zvirikutaurwa hazvisikunyatsonzwika upgrade mutori venhau
Donate please 😂
Bhora mbeeeeri mwanangu🎉🎉
The last time I checked. Pakanzi Munya akakurira kwana sekuru achinzi baba vske achazivisa vanhu kana atanga aripwa kuchinzi ane house number yaachavapa, ko ava vabvepi vari kunzi ndi baba vake , sly media DZIDZAI KUBVUNZA ZVAKAKWANA,
Koita sokut kwaakafira ainzi aive kwamainini mai saka ava vanofanira vari bamnini baba
kufunga kwangu kubva muhurukuro imwe yandakamzwa
Murume wemun'ina wamai vake , I guess.
Haiwaooo nhai SLY pls hapana chatirikunzwa isu
Interview inoda munhu akachangamuka zvese neVoice
Kubva zvasiya Robert Sly media yadhakwa
Shanda munyaradzi pedza vese kusvika vakuripa
Good Munya ramba vakadero iwe
Ramba wakadzwanya red button kuti ntiii munyaaa🎉
Isu tinoti munyaradzi pedza vanhu
Kkkkkkk
Well done Munya ,munhu haauraiwe kunge Huku
Tangidzai interview iyi, and improve the sound quality, hapana chatanzwa isu
Sly media endai kune vakauraya vacho tinzwe kwavari zvavari kusangana nazvo makungotipa one side rekwamunyaradxi kubva kare
Vanotya kufa iko kumhondi kunoendeka here 😂😂😂😂😂zvotyisa
😂😂😂😂😂@@leahChinyere-ts9eu
Vari kunenerwa vakaramba kare kuti hatisisu vakauraya. It’s a dead end from the other side
@@SlyMediaTv kana varikunenerwa bhoo famba munya famba avachabvuma havo munyaaa next
Yooooooooooh ko, vainenerwa ndivo vavakusangana neizvi
Haasati atanga munya keep on going munya uraya vose usambomiswa kana vachapera
Asi vanhu hamuna kwenyu, maiti mic inoita senge chikwambo payanga yakaitwa sound proof yemhepo 😂😂nhasi yauya isingatyisi maakunzwa mhepo😊maakucomplainer futi 🙌🏾Aiwaaa. Sarenda.
Vaisaziva kuti kuvhara mhepo iyo sky yaifanira kutsanangura kana ini ndausazivawo
Because of the windy weather its better you do the interview inside not outside
Welldone munya
Navo chikomana
Keep going Munyaradzi urikugona
MAPURISA AYAKA DAI VASIYANANA NEZVEKUPIHWA CHIOKO MUHOMWE PAVANHU VANENGE VAFA NEKUPONDWA AVA
Ufunge uri wekufa
Nema nesi akasona Munya dai zvamuwanawo
@@vivianmugowa3918 but thats her job nevertheless
Bamunini endai munondiudzirawo munyaradzi hanzi naChihera bhora mberi usamira am fully behind nawo madinga famba munya famba
Kkkkk afambe hre Munya kkkk
@@Nancychimangaro yaaa ngaadzifambire ega chedu kungoti next
Keep going munya tamba navo
Famba Munya famba
Sounds pliz
Volume please
😂😂😂😂😂 munya is the boss of the mortuary 😅 good one mutsa bese vaka urayiwa join hands there n teach mondi kuti life yemunhu yaka kosha😂
Go Munya go
Vanhu vanofarira kuponda vamwe ngavafe kusvika vakuzvininipisa musaende ma elders aMunyaradzi kusvika zvaringana
Thanks for an update
Makanganwa kuti bakati baba vamunyaradzi hamuzivi kwavari
Haaa it's now confusing Munyaradzi baba vake vainzi Munyaradzi akati achavatungamira kunosvika pavari
Avo ndi babamunini
Famba Munyaradzi famba rovavbasa munhu haauraiwe sehuku fambaa
Ko vanenge vatumwa naniko vana vasatani ava. Ngaarambe kuvigwa and deal with all culprits
Paya makamboti munyaradzi haazivikanwe kuti baba vakw ndiyani sezvo mai vake vakangomitiswa akazokura achigara nanasekuru wekwaamai nasisi vamai vake all of a sudden mane munin'ina wababa vake musade kutijairira
akazovaperekedza wani kumusha kwake
1st Degree goes to🗽 (MANYARADZI GOKWE)
Ramba wakadzvanyaa kusvika AMEN😅
poor sound 🔊 plizzz
I wish ndidzoke samunyaradzi if ndikaurawa zvisina tsarukano
Vanhu ngavadzidze kuti munhu haauraiwi.....keep it up Munya fight for yr battle
Mahure nemasmall house chete ndivo vanofanira kuuya
Munyaradzi usamire kupengesa vanhu. Kusvikira vati ekeee sorry Munya takatadza takakuponda. Uye kusvika vakuripa zvaunoda chete. 😢😢😢😢
Go Munyaradzi
Baba vamunya vakazowanikwa how vaimbonzi havaziikanwe wani
Ndamunini ava
That's great vanhu ngavaurawe
Ndokuti Munyaradzi varatidze nzira chaiyo nxaaaa mhondi ngadzishandwe
Shanda nesimba Mai Brother Munyaradzi tiri kurwadziwa. Shanda chaizvo kusvika zvako zvaita
Munyaradzi kumberi ngaadzidzise vanhu cz zvanyanya vnhu vakuuraya vnhu ngaagadzire vnhu mnya kumberi
I agree dai zvamboitikawo kuvanhu vekuno kuSA
Taura hako dea
Zviii zviri kushinyira izvo haisi kunyatsonzikwa volume yacho
Munya for President tateguru
Navooo Munyaradzi navo usavarega hakooo ndokuti vanhu vadzidze ende muchazvirega henyuzvee zvekuponda vanhuuu
Buritsai mipengo yacho mhani zvinhu zvongoswerera here gore munhu munaye asati avigwa,ishumairi futi Nyika iringori zii vakuru ndavapindire chivanhu chiitwe zvinhu izvi zvipere
I used to like these SA people ndichiti ma neighbours..asi vane utsinye
..Ha handivade vanhu ava vanouraya maZim people zvinondibhowa fani
Eee zvakaoma mwana hadikuzororora here please zvinosiririsa
😮
Bhora mberi Munya Gokwe hoyee
Munya dai vamboita husahwira nababa vangu panjanja apo vakaisirwa mushonga vamukewo
Pedza bhora Munya nanganisa matununu mhunhu hasi huku va have to tech them good lesson..
Dzifambire nyaya dzacho MUNYARADZI
Zvakaoma shuwa yooh
Livingston mukawo kani hona vamwe vakumuka ndorwadziwa inini
Please ndokumbirawo number dzako mudhara
Famba Munyaradzi famba mwana wamai mhondi ngadzipere
Famba Munya famba usadzore tsvimbo
Munhu haauraiwe sehuku
your sound is very poor,dont juss post zvinhu zvinozhezhera check your videos bfr posting ,nwy thanx fr update
Mukoma Neshamba amai avo itsotsi rechikadzi tsuro kungwara hako asi mumuti hakakwire kana muchiziva mahure kana kuti majoki ari mumba ndiwaya
Irwa wega munya vanhu vapfidze kuuray vanhu sehuku munyik 😢
Sound yatikuvadza Munya usamire
YES SHOKO RINOTI THOU SHALT NOT KILL , AGAIN REVENGE IS FOR THE LORD . HAKUNA MUNHU ANESIMBA REKUMUKA PASIROSE . TESE IN THE END TINONGOFA . CHINONZI NGOZI IS NOT NATURAL , THATS WHY MUCHIONA HAIWANIKWE KU NDUDZI DZOSE INGORI MISHONGA INOGADZIRWA NEHAMA DZEMUFI .
Poor sound quality
Pakaipa ndipeiwo number yabab vaMunyaradzi
Ndiudzeiwo kwamakaenda veduwee ndakaponderwa mwana 1 year ago but hatisat taona mhondi dzacho
Ini ndakaurairwa hanzvadzi yangu last year 😢
Batai slymedia
Munyaradzi bata vese vakakuurqya nevakatora maparts ako nekwaakayendeswa kwacho pengesa vese usarega
Ko ndinodawo kuti munyaradzi andiroverewo vamwe vanhu...haanga ndinzwewo here ikoko kwaari veduwee
Sound system is bad
Penga pfuka Mnyaradzi wakaurawa iwe ponda nurse akakusona ponda wehurumende ane m@parts ako usambozorora Munya ndizvo!!!!!!
Famba mwanakomana ndorwadziwa newe mwana muzukuru
Ngavapenge vese kusvika varipa zvirikudiwa naMunyaradzi.vaifunga kuti amhuka here yavaiuraya
Munyaradzi usaneta tora chero 3 pa mwedzi woga woga uye vano fanirwa kuripa mombe 50 ne 3 vasikana mhandara
Famba Munyaradzi Famba
Irwa Munyaradzi, musanyarare kusvikira nhudu dzese dzapera
Munyaradzi ukugonesa ,gadzirisa wega
Ko pakutanga vayiti kudzinza kwamunyaradzi havaku zive Wani vachiti munyaradzi achava tunga mira kuenda kudzinza rake wani,Ava babamunn vabvepi
chimiro chamunyaradzi hachina kumira mushe endai munoripa
Famba munya usarare
You now have 270 thousand viewers. That is an impressive number but your production is poor, very poor. The sound on this clip is awful. We can hardly hear to interviewee speak.
Ngaarwise
Chizorora mwana
Munyaradzi urimhondi iwe nemapurisa akapiwa chiiko muhomwe ngavapenge vese
Munyaradzi number one
Ko baba ava vabvepi boz mnyaradzi ainzi akarerwa naskru kumusha kwamai bba vake havazikanwi ava ndevapi
Famba navo mukomana havasati vatanga munhu haaurave munya Rova chaizvo