Its not about stepfathers/ mothers but personally I think munyika medu mave kutoda total cleansing chaiyo vanhu havachakoshese hupenyu hwemunhu,dai vakuru vehurumende masvikiro,vakuru vema churches vagara pasi vaonesana kuti mweyai wapinda munyika,my opinion
I believe kuti the biggest enemy is Mai Ruvimbo how could you leave your kids with a stranger stepfather is good for you not for kids.. Izvozvi muchadzokerana soo 😢😢😢
I'm in deep pain as a parent last time it was Mavis,s issues from wedza where a group of women beat her and she was lucky to be alive it's not a matter of step fathers both even women they are now on the top of killing and treat bad especially step children even their own let's respect human lives 😭
Mmmh kana 9months first banamai..better kupera marriage wht is murume ncaaa wesu waunoshandira imibhabha majaidzwa.ini ndirikuti Rubimbo talk to them day and night ask them their names and tell them am Ruuu daughter of God...not mother or father's daughter pinda door to do uchibatuma zokuita....kana kutobaita kuti ba urayane pachabo nwanangu moyo warwadza.akunatsitsi apa kana kuseka
Pane panonz neshona ahhh takamuona shuwa haasi munhu… Vanhu vakadero havasi vanhu zveshuwa and havafi vakaita vakaita vanhu … And vanoita zvese zvese… And mnhu kana asina moyo haana… plz ndapota vana amai nevasikana vakagarra mazita mari nema status mudzimba nema relationship budai mamuri murarame upenyu hutsva… zvinorwadza zvakadai mhani…
Vanhu mune dambudziko reku jaja vanhu musati manzwa nyaya mai vaRuvimbo vaive kubasa 1)2) mwana aisagara na step father all along 3) haana kuurawa na stepfather chete ...this has more spiritual issues than what meets the eye. Chakaita vanhu 5 varove mwana nemapurisa wo futi kurova ummmm zvitsvagei zvijeke ... Ruvimbo deal with all who beat and killed you ..i have been following this story from destiny tv and drewmas ..
Its not about stepfathers/ mothers but personally I think munyika medu mave kutoda total cleansing chaiyo vanhu havachakoshese hupenyu hwemunhu,dai vakuru vehurumende masvikiro,vakuru vema churches vagara pasi vaonesana kuti mweyai wapinda munyika,my opinion
Mweya wee zanu pf ndivovarikuuraya vanhu
True kare kwakanga kusina zvakadai wanhu wakutoona kunge kuuraya hakusisina basa
I believe kuti the biggest enemy is Mai Ruvimbo how could you leave your kids with a stranger stepfather is good for you not for kids.. Izvozvi muchadzokerana soo 😢😢😢
mwana akazonotorwa na stepfather anga arikwa sekuru
Akanotorwa namai vake achirwara kubva pavamutora avana kuzomudzosera@@VickieAdams-nc5kd
Ende yangofanana neye kumifakose.iye.yechikomba..chakauraya mwana umwezve chikasiya chacheka huro asi akazotadza kufa umwe..hino munozvivonavo here kudenga kuchizotikangangamwira ..veduwee..saka Ruvimbo..muka zvakoo ..iwee wega hanzi hatitenderwi kutonga.but pamwe pachoo hapagamuchiriki shem.
uuuu masster ruvimbo rwisa dzokers kumhondi idzi ndorwadziwa
Mai sauti hona baba vako kusiririsa so painful uchatarisana navo seiko aaa nfabatikana kuuisa ngozi emumusha iwe wachembera😢
Mukoma Robert hatidi zvekuita senge taana murondatsimba wekuti kwese kwaenda Neshamba motevera,or even kaPahasha kakuda kuenda pamberi penyu sei imi makaenda or kutiza nechimuti kare kare ,hongu dziripo hadzo nyaya dzekuti mese mupinde mudariro seiyi but hatidi kutangarwa nemamedia aya,yaEkedhi makaita coup paye makazo overtekwa nyaya yamudare neKahasha tv tikabva tashaya intererst mazopepuka papaye zvekuti ekhedhi8 9 dzenyu hatina kuzodziona .Veteran Neshamba rakagara haro kumaterraces harina kuda kupinda munyaya yakaKanengo nekuti he knows him well kuti nyaya dzake hadziperi.Otherwise enough respect to you two mareal veterans ekutipa nhau,we salute you ngatichidzokerayi padeclaration yamakaita kuMt Darwin yekuti umwe anopota neuko umwe neuko sezvamaita two years dzese idzi dzapera mushure mekudhumana kumapostori ekufira mumvura.Chimuti ndimi munacho mukoma.
Mainini mataura chokwadi tisakoshese kuroorwa usingatarise hupenyu hwevana vako huchazovepi
Usazorere Ruvimbo irwa bbe grl
I'm in deep pain as a parent last time it was Mavis,s issues from wedza where a group of women beat her and she was lucky to be alive it's not a matter of step fathers both even women they are now on the top of killing and treat bad especially step children even their own let's respect human lives 😭
Stepfatther kugara nevanasikana akoma musadro imi pachivanhu ppedu hazviite hamutye kodai wairepewa munozbiziva her
Zvakaoma Ruvimbo 😭😭😭😭 RIP baby girl
😢zvarwadza izvi ,#justice for Ruvimbo😢
Amai vemwana vane more questions to answer as well
Gogo mamoyo munogona zvekugadzira varume vedu chete, ko kugadzira mhondi idzi hamugoni yere😢😢😢
😢😢😢eish my heart is broken😢
Haaaa ini handidi zvinondinetsa i will be alone hangu nevana vanhu kusvika amen my kids first my kids ❤❤.
Ruvimbo usarare mwanangu
Ruvimbo akarwadziwa shame dai mai vakaziva pavakanzwa mwana achiti ndouraiwa dai vakakwira bhazi fast 😭😭😭😭
Usatombo rest in peace baby girl irwa chaiko
Ma step fathers ndiwo amwe achatipedza takavarairwa 😭😭😭🙌🏾
😢😢😢Haa zvakaoma vanhu Havana moyo veduwee
Imi mai vaRuvimbo nezera renyu shuwa mungati mwana agare nechikomba chenyu shuwa uye mwana musikan uuu zvakaoma
😭😭😭😭😭 nematambudziko veduwee ndarwadziwa hangu.Mapurisa asungwavo here nekuti why vakatenga mwana achiramba achirorwa.
ini mwana wangu haagari na stepfather haagari na stepmother neverrrrrrr
Not all step parents are bad some are very nice kutodarika biological ones zvekutoti vanotoshungurudzwa nemaStep kids ..#people are different
Nhai mastepfather murikuponderei vana vedu.
But ivo baba vacho vapenyu hereo
Mai vaisatozivavo veduvee dai vaiziva vaisamusiya ipapo cherobiye dai aiziva kuti ndichauraiva aidai akatiza sorry hako zororai murugare
My heart is broken 😢😢
Stepfather vamwee nemoyo weutsinye senyokaa Haana chakanaka kuwana mukadzii anokuenderaa kubasa wosara uchishungurudzaa vanake waguta chikafuu chemukdziii..bba lmbwaa chaiyoo Anxaaa
Mwari tipeiwo simba isu ma single mother tichengetewo vana vedu😢
Mupfidze zvekuhakira ezvino ana Mai Sauti vakungotatapurana nengozi mxiii 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Ndarwadziwa nenyaya iyi madzimai ngandi dzidzei kuchengeta vana vedu tiri tega
Hazvisikutambirika kani chemai netariro hama😭😭😭😭
Can someone please tell me the outcome of this sad story ? Have those people been convicted? I don't understand the language
asi weduwee zvakaoma hazvo,vakadzi vakukoshesa zvikombq kudarikq vana,nekuti kuti zvisvike apazvinoratidza kuti mwana akasangana nezvakawanda amai vachiona vachisiya zvakadaro 😢😢.
Ko iwo stepfather wKambogara wega nevanasikana here ko waibatwa chibharo
Uuuuuuuum aya ndoo mahwani chaiwo no coment
Ruvimbo aigara naswkuru bhudi va mai vake stepfather ndiye akauya akamukumbira kunasekuru hanzi hazosara nevanikina vake kusvika adzoka tete vacho ndokuty chindi tsairira mumba ndopakaty andivira mari stepfather ari wrong kunokumbira mwana kuna sekuru vemwana mai Rumbie ankaruku basa we want justice for Ruvimbo kujaira nema kuuraya mwana asiriwake dai munuakauraya munu newe vuraiwawo futy zvifanane rest in peace my daughter bt don’t rest vatambudze kusvika zvanaka 💔💔💔💔
Thanks nemashoko ini ndinobva kwamutoko ndirikuona video ndiri ku S A ndarwadziwa
Mataura chokwadi mainini ummmm ndarwadziwa ndochengeta vanavangu
Baba ava vanoratidza kuti ranga ririzirovha rinimukira chimunya😮
Ehe
Let it be a lesson to all women, musade varume kudarika vana venyu🙄
Problem I divorce, baba vemwana right now unoti vanonzwa sei.
Sry babe girl 😭😭😭😭 shame sorry rest in peace girl
So sad ndarwadziwa zvekuti
So pain shame . you can't buy life but mari unowana imwe. .think before you act 💔💔💔
Ndarwadziwa zvangu
Mmmh kana 9months first banamai..better kupera marriage wht is murume ncaaa wesu waunoshandira imibhabha majaidzwa.ini ndirikuti Rubimbo talk to them day and night ask them their names and tell them am Ruuu daughter of God...not mother or father's daughter pinda door to do uchibatuma zokuita....kana kutobaita kuti ba urayane pachabo nwanangu moyo warwadza.akunatsitsi apa kana kuseka
Uuumm shuwa masingle or chirikadzi ndovona sekuti kana hazvo zvaramba zvekugara mumariage..ngatigarei hedu tichengete vana vedu vakure pane izvi chekutonga Ruvimbo unotanga kutoblamer Mai. Pamwe.achiti dai maivangu vasina kugara nababa vasiri vangu zvingadai ndirimupenyu ndazofa hangu nerufu rwMwari......shuwa toziva hedu...kuti pamwe tinenge tiri vanavadiki tichidavo varume asizve ..kazhinji kacho ..vanastepfathe.havagoni.kutichengetera vana vedu nekuti hama dzemastepfather dzinenge dzoti mangwana..akashanda.haana.chaanokuitira yet ruvoko.rwqchengeta.Mwari haagoni kukangamwa..matirwadzisa veduwee..ruvimbo zvakoo 😂😂😂🎉
Taura hako shaar masingle ngatidzidzeyi kuchengeta vana vedu tega
Shingirirayi mugare mudzimba nevaridzi vevana dzimba dzino shingirirwa
Zvakaoma kani vedu 😢😢😢
Ummmm pakaipa $100 hupenyu hwemunhu hwatoparara
Denga rakatarisa haro😢😢
Denge vaitongerwa Rufu mondi idzo zvorwadza 😭😭😭😭 Ndinoti zorora hako mwana sikana
Yes stepfather was wrong nezvavakaita but imi vehama dzekwababa zvesw na baba vacho maisirei mwana achisvika pakugara na Stepfather muripo.ndiyo tsika yenyu varume kuti kana marambana nevakadzi nevana munobva maramwa kusvika vana vanonogara kuma stepfathers.imi ana tete muchidii kutora mwana kana kuudza hanzvadzi yenyi itorw vana vake.asi kana zvadai vanhu munenge makukanda blame.Mese hapana mutsvene apa.
Mai Ruvimbo asi mwana makahwina paroadshow cz dai makatakura 9mnths musina kuita hunhu hwakadai.RIP mwanasikana
Baba ava vanoratidza kuti vaigara vachishungurudza mwana,vakadzi vakukoshesa kuchaya mapoto kudarika vana vavo zvinoshamisa
Akafira nhamo mwana uyu .ummm ndarwadziwa
Haaa vana needs protection from us
Kurova mwana muskana kudaro here mbwaa imi 100 us imari here 😢 mwana anorohwa ka3kana ati hasi mosiya nazvo not kuswera nekurara muchirova
Imagin, kuzoita tag team
Ndinonetseka nekudaidza mhondi iyi kuti baba kana kuti stepfather. Haakodzeri kudaidzwa mazita anodaidzwa vanhu kwavo.. Zvakare hakuna mupurisa wenyika anosungirira munhu munhu kana kupa mutongo. Idzo imhondi hakuna mupurisa akadaro. Handizivi kuti sei vanonzi mapurisa asingacherechedzi pfungwa dzavanhu vanofanirwa kushandira nyika
Mmmmmm zvinorwadza veduwe mwana wakafira wurombo chayiko
Sei vanhu veukama vachida kuzozvinatsa kana paita dambudziko nhai komakaregere kumubatsiravo achirimupenyu nhai
Haaaaa kana marriage yaramba siya zvakare usape mwana musikana kuchikomba chakooo
So sad😢
Nemwana akaba Mari ngaazvionewo futi akaramba akanyarara mumwe achirohwa husiku hwese
Chokwadi
Vakadzi ngatidzidzeyi kuda vana vedu kudarika chikombaa ini mwana wangu kumberi chikomba kumashuree kune wese mudzimayi aona chiitiko ichii chidzidzoo chikuruu
Amai vaitaura chokwadi kuroorwa hakusi kugadzirisa nhamo nhamo inopera nekushandirwa
R I P Ruvimbo
No bail for vaurai Ava vanhu vanoda death sentence
Hama dzemwana maidikutora mwana or kuphonera vana mune mhosva
Mukoma Robert help mhuri we need justice for Ruvimbo
Handigoni zvangu kupa munhu mwana wangu aslong ndichirikurarama kana ndafa ndopamunoita izvozvo
Tikukumbirawo nyika iyise mutemo wekuti vanhu ava vaurawe mhani
This is sad sure mwana kufira 100 US here.Anamai don't trust vana nanastep father.Tisakoshese marriage kupfuura vana vedu murume haasi hama yako
ZRP is also involved in the killing of the child but hapana kwazvinoenda
Ndinoti kunaamai vanenge vaitiswa mwana ngavambochengeta mwana wavo vasabvume kuroorwa mwana asati akura zvekare ukuroorwa murume anenge akuroora nehama dzake vanenge vasingadi mwNa iyeyo
Havana ku raper here, zvakaoma
Stepfather vanosiirweiko nemwanasikana futi
Chero kuri kuti akaba ndokusvika pakuuraya mwana here mari inotsvakwa imwe manje munhu zvaafa muchadii
Zvakaoma mwari ngavakunyaradzeyi panguva inorwadza kudai
Amai imi pamainzwa wachitaura kudaro maiona pakajeka herr
Veduwe musatuke Mai vemwana vakasiya mwana kwasekuru vake baba vacho ndovakatevera kunomutora
Hoo hrt vakanomutorerei
True that
Single mother ndokuti mvana here ?
Mkotsanjera tibatsirewo kumutsa mwana uyu vanhu varikutojaira kuuraya vanhu sehuku
Ummm mwari Dai mauya
Mwana afiranhamo uyezvinorwadza. Step father ndisatani wemunhu dangwa ralusifa chairo nxaaa
Mai vaBvunzai ndinotenda nemashoko enyu makukutu. Maudza nyika yose mashoko echikuru pamuzera wenyu. Tete vaBvunzai rambai makadaro.
Mhondi mukati or kuurayivavo
Apa kurwadza kwacho mai ndivo vairiritira mhuri kokugara vevana vako ukanzwa kuda murume mosangana kumalodge nomore murume anosvika kumba kwako kunevana
Mai salt avo kaaaa ndivo vaifanira kutodxora vamwe asi iiiiii zvakaoma hazvo
Kwasadza hakukosheswe hupenyu mari ndoyachinhu bcz inongoiswa pasi pemacapert amen amai avo vareva what comes around goes around
Veduwe zvinorwadza
Zvorwadza veduwe ko mwana chero dei aba kokuzouraya
Ini hangu handikoshese stepfather kudarika vana kana murume asingadi vana vangu muchato wacho ngauregwe
Pane panonz neshona ahhh takamuona shuwa haasi munhu… Vanhu vakadero havasi vanhu zveshuwa and havafi vakaita vakaita vanhu … And vanoita zvese zvese… And mnhu kana asina moyo haana… plz ndapota vana amai nevasikana vakagarra mazita mari nema status mudzimba nema relationship budai mamuri murarame upenyu hutsva… zvinorwadza zvakadai mhani…
#justiceforRuvimbo
Zvinorwadza wedu wee
Ngavaurayewo wavo akaba mari
Ko nhya akoma pamanga muchanzwa kuti mwana akutadza kutaura swi musina kumhanya kuendayo makafona kakawanda muchitadza kudairwa mukafona muchinzwa ruzha asi amuna kuita action why why why amanai zvamukutaura dai zvirizvo makaita makamhanyira kumwana kwamaiwe manzwa ruzha
Sai sekuru na mai vemwana vakamhanya zvimwe Dai Ruvimbo achiko
Veduweka tete vatsanangura zvinochemedza mwana uyu arwadza
Baba vakabereka Ruvimbo vakafa hr guys handisi kunzwisisa tete vachitaura apo
Baba vaRuvimbo vakashaya
Yes baba varuvimbo vakashaya kwasara mabrothers Ababa vake ,mai vake vakazoroorwa nestepfather vazouraya Ruvimbo
Mapirisa ngasungwe ayo
Zvinorwadza kani
Rovayi vanhu kusanganisira nezvimapurisa
Vanhu vachinyanya kuda marriage vana vosafa
Vanhu mune dambudziko reku jaja vanhu musati manzwa nyaya mai vaRuvimbo vaive kubasa 1)2) mwana aisagara na step father all along 3) haana kuurawa na stepfather chete ...this has more spiritual issues than what meets the eye. Chakaita vanhu 5 varove mwana nemapurisa wo futi kurova ummmm zvitsvagei zvijeke ... Ruvimbo deal with all who beat and killed you ..i have been following this story from destiny tv and drewmas ..
Stepfather was supposed to protect mwana