we need to prove our evidence and defense outlines. Principles of natural justice requires both sides to be heard in court. The woman is denying the allegations and yet they are finding the accussed woman guilty and they appear to force her. We must have ventilated the story from her denial. then facts are cross examined. There must be a sense of justice!
village courts must upgrade their way of ruling....they should learn to hear all sides and rule from facts not to be too sided and rule from assumptions.
Mai vecup vanofanirwa kuno actor ku four seasons kkkkkkkkkkk
Vanokanganisa team redu ngavaende ku naiza boom
Ndikuti mambo vane wisdom 🎉🎉❤
Pa cup mapedza masports ese madam 🤣🤣🤣
Mambo dai muchiita zvekurowa magaro nemakatsi kuda zvingapera izvi nyika yanyanya chibhishu zuva nezuva mudare ramambo inyaya yekubhishurana bodo zvanyanya izvi tiri kuendepi nenyika
Shamwari kutorerana murume apa monamata mese shame denga riri kure mucha ri goole💔
Hanzi mombe inouya riinhi 😂😂😂Mucha mama nekudyirwa zvinhu😂😂
Hazvisi zvamambo izvo
Takati madhuku machena hatiade mucourt inhubu idzo
Team remadhuku machena rinonyengesa ndati
Cup ndooo yatonga nyaya iyi...cup represented a deep evidence of what she saying was true hence the chief find it easy to give a ruling
😂😂😂😂😂 cup to the fullest
Mambo dai muchingoti mombe 10 kugura chihure
Varohwegwa musaga na mambo 😂😂😂
Amai ava vakapfava ende vanogona kutodanana nemurume wako kusvika muguva 😅😅😅😅😅
😂😂 katsotsi chaiko unototi katsvene izvo kambwa kanyoro😢😢
Cup manje kkk im dead🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pama comic awards ngavasasre
Mambo Bushu mombe dzamuri kuchaja ishoma.
Madzimai ekumasowe matora chimutu kumatare 😅😅😅😅
Ndaseka wena vari Kuda hurume hwemurume wavo haagaye manje dare mavhurwa hombe chaiyo
kudzosa chii? haa zvakaoma, mapostori musadaro😂
mambo uyu imhata anotonga nyaya angonzwa 1 side nxee dhodhi rake
Side rechi2 rinobva papi ipapa panyaya yakadai
😅
Hanzi mvura haiinaye😂😂😂😂
Wisdom.kkkk fugama ukumbire ruregerero kkk rwei.kudanana nemurume wavo
KwaBhishu kunebasa chokwadi
Mjolo wanetsa
Nhai mambo musamanye tongai nyaya kwete kumanya torayi nguva
Taura hako vanomanyira kupa mutongo vasina umbowo
Kkkkkkk varikuda tushoms zvatwo kkkkk
kkkkk vanhu pfidzai chihure chakashata
😂😂😂😂😂 vajaira kkkkk ngavadzose tushoma😂 ndetwako wena😂😂😂😂
Varume vanoregerera mkadz ahura kkkkkkk varume makashingq
Haaaaaa mvura hainaye changamire wangu
Apa anochema kkkk
Nyaya takaiwona last week why delaying kuposta guys
Kkkkkkkkkkkkk mapositori kaaaaa😂😂😂
Madiii mambowapa mukana mai awo nababa awo wekutaura
Abatatwa uri wrong autaure
Kana vedare vachiti saina hatina nguva Koo munenge muchimhanyirepi imi mune basa rekutonga nyaya,tongai nyaya sezvazviri kwete kusainisa vanhu musati mave nehumbowo.
Isirwai mucup 😂😂😂😂😂 coz zvinga shupa😂😂😂😂
Mambo musamanyisa vanhu or kupa mutongo pasina nyaya yabuda bhoo
Mai vekapu vanemoto 😂😂😂
Cup cup cup ndapererwa ini
Murume uyu hadzimo 😂😂😂
Ndichatorongawo newangu mudiwa tunyepe kuti adanana nababa vekumaraini kwedu tiwane mombe fast fast
murume wacho ari low key handsome
Apa hamuna zvamatonga apa
we need to prove our evidence and defense outlines. Principles of natural justice requires both sides to be heard in court. The woman is denying the allegations and yet they are finding the accussed woman guilty and they appear to force her. We must have ventilated the story from her denial. then facts are cross examined. There must be a sense of justice!
Mutongerei nyaya kana muchimhanya nhai mambo muri kuvhiringa vanhu
Zvemashamwari muchazvirega henyuu zvakaoma hazvoo
Mukadzi aripakati akangwarisa vanogona kugadzira nyaya
Nyaya haigadzirwe zvekudaro but amai avo varikutya kurambwa nemurume wavo
Plus ukaona uchigadzirirwa nyaya unenge waonekwa kunzi abiyangu izumzum
I ws following crt proceeding uummm Mambo give pple time to explain, y rush to conclude matter by fine
Vanhu ava ndinovaziva vanogara Kwedu
Ishuwa here kuti pane zvaiitika
😂😂😂 Varikuda tushoma chete nyika yaenda kumawere
Pa cup mapedza spot kkkk
Kkkkkk mukadzi anogona uyo
Zingo ..haaa mastreets haasi safe
Iye Murume ari weak anochema nekuvhudzwa nyaya dzake unomudii
Manbo b
Ndovadeedza Mambo Solomon vanehuchenjeri
Kowanenge wakafanna wani varume awa
Ehe nhai
Monyadzisa kutopfeka madhuka eku church makasviba vanhu imi
Kana munhu auya kudare,hamufanire kumugura gura kti astaire zvirimumoyo nekti anenge abhadhara mari yedare ipai vanhu nguva,haikona kungoda mari yedare chete
Unreasonable murume akabatirwa shamhu here?
Mombe 4 in 3 months hkna zvkdro iye asina kna 1 ha this is corruption kdra we used ti know vnhu vairipa machongwe mbudzi not zveMambo veunjire
Mvura hainganaye shuwa
Mambo Bushu ma1
Vana veKurawa vave kuitawo zveMujolo
Madxibaba wakapusa zvawo awa
Mambo ane chitsotsi inzwai nyaya yese kwete kuvharidzira
Matsotsi haumazive nhai kakunyarara kamai avo munodanana iye achipretender
Tushoma zvakaoma
Mambo musatonge ne demo yu need to hear both side
Hudonyo ngahudzoke
Amai vecup budai church muno actor henyu madrama 😅😅😅
Kkkkkkkkkkk kkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Cup cup cup
village courts must upgrade their way of ruling....they should learn to hear all sides and rule from facts not to be too sided and rule from assumptions.
Mabiyangu zvinorevei
murume uyu anenge Mukoma wa Pogba kkkkk team kuchema
Taimboti ama2k bt eishy mujolo wayambukira uyu
Makamboona kuti vanhu vetwuma dhuku mahure zvekuti
Cup shuwa veduwe 😢😢😢😢
Love is complicated 🤦💔
Mambo huyai kuno Ku kepitauni
Murume wekudyirwa mukadzi anenge akadzungaira chokwadi
The cup 🍵 if Bill 💸
Kkkkk panebasa
This is drama.
Is this really enforceable?
nzvimbo iyi chihure chakanaka
Nhai mari iyoyo inowanikwa kupi nevana ava
Haaa zvakaoma. Kamufesi kemukadzi wekuhura kakadhakwa ako. Shame.
Dei wakamupisa neiron
Aya masaramusi chaiwo vanhu varura nechihure
16:11 imagine
😂😂😂😂😂😂ndazoseka manje anzi cup iyayazara
Mukwasha akapusa uyu
Kkkkkk kanyika kedu Maone 😂😂😂😂😂
Vashe vanogona avo
The zigo
Cup yazara
Kukanganisa chinamato
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣
English please
😂😂😂
MAIWEE BONDE RINOPARIRA SIYANANI NAZVO
cup cup cup
Kkkk
Akapiwa tushoma anozotushandisei
Odirawo ka muchibereko chake
@@nomsanyika151 kkkkk hazvishandi