N'anga iyo or mbuya svikiro handina hangu kugutsikana nebasa ravo kuona hapana, sare panhumbu isati yabarwa plus mwana akaguma kufa yaive operation. Chief Mutasa n'anga or maprofita épa dare renyu hapana zvozikanwa they are all scammers. Vanhu ngavatsvage rubatsiro else than kuseri kwechuru. Imi Mambo Mutasa mune wisdom like Solomon munotonga zvakanakisa you understand chivanhu nechirungu zvose. You are a well knowledgeable person but seri uko kwezvuru ummmm hakuna kujeka
😂😂😂😂Mai avo vari right right hre nhaimi apa mambo Mutasa muri kubvuma kuvharwa ne n'anga iyo, nyaya inenge ichito nakidza inotozo guma yobhowa nekuda kwezvi n'anga zvakadhakwa izvo. ma one
Amai avo vane yellow dress plus bhachi re white ndovanechekuita nevazukuru varikufa vakatombotaura kut inn ndne 7vana vakafa now vaadya vazukuru .. you can tell even nemagariro avo munhu arikuZiva nyaya dzake....tinavo vanhu vakadayi 😢😢
Dai mwari varangarira Zimbabwe zvose zvekuswero ungana ku nana n,yanga venhema ava zvaidarika izvi nyaya inotongwa kwamambo pedzezvo voisa n,yanga anenge akutoziva zvose and mai ava magererwo manje
Inini am still convinced that mbuya avo vane kadhuku kewhite nezimainini iro vanozivana vanoshanya vese husiku ndovapedza vana vamaiguru.Maiguru nabamkuru ngavafambe futi vachanobata muroi .Hugs maiguru ❤
Taura hako cuz varoyi avo.maiguru is so humble,zvinorwadza kudyirwa vana
@@ChishongoMadhuve Ndarwadziwa dear kunge ndinovaziva and chimainini she's not even remorseful imagine.
Nyaya iyi inoda mukotsanjera kuti ipere zvakanaka
@@emilyhiya2678 True cuz cos umm marwadzo
Low sound plus zvifoni mumatare ndezveiko
Imi chief imi itai srs nekutsvaga vanobatsira vanoziva zvavanoita kwete uyu anoita zvekufungidzira zvekutaura
Mhuri iyi ngaiende kwa Sekuru Tasvu.
Mambo Mutasa mukaramba mune mubatsiri uyo hapana kwatirikuenda sanika Mambo Marange cz hapana matare anobatwa apo zvichine mbereka izvo kutipedzera nguva nedata
Taurai henyu apana zviripo apo panamanjuzu uyu kuuya kuzonyepera vanhu kwaMambo
Uyo mukadzi uyo n'anga iyo ndeyekunyepa inotarisa mavideo
Kkkkk n'anga dzangwara dzakutsvaga Mari, ma phone Aya 🙌
Imbwa yen'anga
Akutorava Andy Whistle hake
Eeeeh yakaona video kare iyi ndo type dzodyira vanhu mahara idzi
Thought I was alone 😅😅😅
N'anga iyi ummm ini handisi kuichenesa
This is pure drama, Chief Mutasa is very intelligent, educated and knowledgeable about law and order in Zim. Apa vatadza apa, Azvirevi chinhu ichi
Kamusikana aka kanozviita n'anga kanonyepera vanhu kambavha, tsvaga basa uko
Mambo tokumbrawo mutipewo n'anga dzinoona puriziiii.uyo handinyatsomupihwa chaizvo chaizvo...hameno maonerowo angu
N'anga iyi boe here Chief
Vaendeseyi kwaTasvu ava
sekuru mukotsanjera
Respect your area of work nekadoro kt uderere
N'anga iyo inowanikwepi ndiinyenge ,, ndiipe nhumbu isiyane ne nhema dzairi kuita idzooo, Chief Mutasa aaaa makuita sei futi nevanhu venhema avo
Uyu anonyepa mukadzi uyu ngaaende kwatatsvu
Ngavaende kwatasvu please
Haiwawo mbuya avo havana zvavanoziva nxaa
Chokwadi taurai zvenyu
Ko mukotsanjera uripiko nhai muchitambisirwa nguwa
Kkkkk handiti
Kungoita jira iroro
Zvabhadara
Yoooo wamwe warikuita mari😂😂😂😂
Haaa zvakaoma and Jira rake haripandisi matare mufunge , mudzimu wepi unonwira super muchigubhu uye tunhekwe twe plastic 😮 kakabva nepajoza kamai ako karikutobira vanhu dhemeti
Haaa n'anga iyo izero chaiyo
N'anga iyi ndeyekunyepera
Vanhu vasatambe nematare uye nemidzimu iyi ndapota
N;anga iyo chibanda ndeye fake zvayataura izvo yatozviona pa media zvayo
Hapana chatikunzwa.
Zvonofa ana mukotsanjera naana Tasvu kanengo.nyangatayi
Uuuum zvaanenge mahumbwe mbuya awo😮
Mambo pananachiremba ndipo pavari kurasika havo. Ko sekru Mukotsanjera avachadeedzwi nemhaka yei
Vanowandirwa kule mukotsanjera
Very true zvimwe zvese vanogona but panaChiremba apo uuuummm wrong turn
Handiti ndivo futi vaya vekudeedzwa pamudzi paguva hapana chinoonekwa apa
Tsvaga umwe murapii mai iyoo ndeye nhema kana zvanetsa tsvagai muporofita chaiye sa Chief Svosve
Aiwa munhu ane kabhibho ikako in'anga yepi,kutambisira vanhu nguva
Kkkk Andy muridzi urip
Hpna zvozikamwa apa doro nefodya dzenhema hpna zvozikamwa apa haiwawo
Chokwadi vanhu vese vakuru vakadai vangaunganire mahumbwe echimbuya chakadayi
Aaaah n' anga ma1 iyo
Haa Chief apa matambisirwa nguwa ,hakuna n,anga yakadai achikudzidzira torai vamwe .maiguru vakaremerwa vanoda rubatsiro
Ayizve Jah Prayzer huya unzwe zvoitwa nziyo yako iya 😂😂😂
Ya Andy Muridzo
Iyi haisi n'anga munhu arikuzvitsvakirawo mari maiguru fambai aya mahumbwe chaiwo
Ndosaka Chigodora achizoendesa kwaTasvu
Mukadzii uyoo haasii chirembaaa imhataa iyooo
Musapedzera vanhu nguva mhani pamwe matonga mushe wani enda kwatatsvu
Kan'anga mutekwe aka kutipedzera nguva nekushungurudza vanhu vanongohakira nenziyo dzemudzimu dzosvitsa masvikiro haana futi kuyimba magitare
Uuummm mbuya avo havabatsiri chinhu awo aaaa
Ngavaone vamwe vanobatsira kana two more ndokuti zvijeke
Aaaa avo Mai vane drama 😂😂😂😂 hezvo
Chief vhurai maziso muone kuti vanhu venyu vachapqradzana nekunyeperwa nevahera vakangwarusa avo aaaaaa vana vadìki chiiko kuda zvemahara kunga honye nxaaaaaaa
N'anga iyo or mbuya svikiro handina hangu kugutsikana nebasa ravo kuona hapana, sare panhumbu isati yabarwa plus mwana akaguma kufa yaive operation. Chief Mutasa n'anga or maprofita épa dare renyu hapana zvozikanwa they are all scammers. Vanhu ngavatsvage rubatsiro else than kuseri kwechuru. Imi Mambo Mutasa mune wisdom like Solomon munotonga zvakanakisa you understand chivanhu nechirungu zvose. You are a well knowledgeable person but seri uko kwezvuru ummmm hakuna kujeka
Inyaya yechokwadi here o maiActor drama coz Gogo mubatsiri avo kkkkkk vanozogona kuActor Fani. Madzibaba Wickenel varipi vapewo Gogo avo Aqua😂😂😂
N'anga dze zvibuku idzi too much netflix😂😂😂😂😂
Ambuya avo havasi n'anga tsvagai n'anga chaiyo
Mainini avo muroi pamwechete na Amwene usagadzirwe nen'anga iyo unokuvadzwa tsvaga n'anga kwayo inogona
Kan'anga ako ndekabhahari, hapana chinozikanwa
mambo anoshanda nenánga dzenhema. mutasa haaa apa warasika. ndochii ichochi
Zviriko here izvi
Nhaimi chii chakadero.zvakaoma shuwa
Isu takakura tichiziva kuti chembere neharahwa ndidzo n'anga manje mazuvaano chero ama2K dzatovewo n'anga eeeh
Uyu mkadzi uyo haakodzeri zvachose zvin'anga zvemuma village zvemadzidza dzidza haajekesi
Mambo haisi n'anga iyi kni varikuda Mari sis avo
Panyaya dzakadai tsvakai munhu anonyatsoziva zvaanoita vamwene avo vanoda n'anga chaiyo chaiyo noti vemanjuzu ava kujairira vanhu uku
Endai kumwe imi mbuya avo vanenge vanowanza super mainini avo namwene vanozivana kufamba vese usiku mashoko aituka maiguru akamawanepi kana Asiri muroyi
😢 I fake vanotarisa mavideo ava hapana chavataura chinobatika amai chihera
Haaroyi mainini asi kuti anovengerwa kutonga😂
Amwene avo vayitiwo vane vana 7 vakafa, ndivo my prime suspect
Chiremba 000 apana zvozikanwa
Mainn avo is a Witcher naMhayi awo
Haa kupedzerwa nguwa chaiko ndoo tuwangu tunozviti tisu wanhu wekumvuraa mambo tikaramba Tina Sisi awo haa hapana kwatiri kuenda kupedzerwa data mahara kudii ikoko
Mhata dzenyu mese
Yooooh yooooh the sound is very very poor it's better Karanganda TV
Endai kwata tatsvu mhani
N'anga yekumama iyi hapana zvozikamwa
Kati Mwana mudiki haaroye ndiani 😢
Mbuya n'anga mbavha kubira vanhu
Ummm n'anga idzo
Kubvandichikura andisati ndakawona matare kana hakata dzinorohwa pa vanhu. Zvinoitwa pachiukama kwete paruzhinji
Vaendeseyi kwa Sekuru Tasvu, iyo mukadzi uyo idoro rega rega Hapana apo
Hakuna munhu anoshandira akadai
Mambo Mtasa ngavatitsvagirewo n'anga kwayo ....ava vanozviti n'anga ava ngavambonokukuzva Hove havo 😂😂😂 ndeve ku mur mur
Zvinoda Mukotsanjera izvi
Vana vadiki ngavatsvage mabasa vasiye kunyepera vanhu
N.anga ine bhibho here amana vnhu tsvagai varume vchawanikwa
Ayas
Idzi n'anga dzenyu idzi
Hapana zvozivikanwa nen'anga yamatora iyi kupedza nguva nekuimba ngavaende kwatasvu dai vaiona vaingotaura kwete drama ravari kuita iri
Mbuya awa hapana zviripo mambo mutasa marasika papi?
Hapanapa kunyeperwa tsvakai vanonatsogona kubatsira
Ngavaende kwaTasvu vanhu ava
Mbuya Chiremba vango nareta zvataona kwete dare chairo
Umm camera yakabatwa nemunhu ane nhetemwa kkkk
Inhema dziri kuitwa idzi nxaaa pachokwadi
Get away mhani inhema idzi endai kwatatsvu or bunzamukombe
Awa mbuya awa zero chaiyo😅😅
Haagoni kurova dare
Chief , in your own capacity mukutonga nyaya munogona,, but izvo zvekuzoita ma drama e n'anha dzinoita ma drama haaa makuzvidzikisira manje
😂😂😂😂Mai avo vari right right hre nhaimi apa mambo Mutasa muri kubvuma kuvharwa ne n'anga iyo, nyaya inenge ichito nakidza inotozo guma yobhowa nekuda kwezvi n'anga zvakadhakwa izvo. ma one
😂😂😂😂handina kunzwisisa kuti maunza n'anga ere kana kuti iteam remanjuzu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 From mukuvisi straight
This n’anga 😂😂😂😂 I can’t
Aaa hapana zvaitwa apo ndochii chakadaro chinenge ngozi
Akuna n'anga yakadayi
Maiguru vane shavi riri pavari ribviswe kuti vabate vana vane shave rehuroyi rinoda kugadzirwa
Chief Mutasa svakai munhu kwaye anobatsira vanhu izvi zvemafake n'anga siyanai nazvo or else mukudyawo naye this is nonsense
Amai avo vane yellow dress plus bhachi re white ndovanechekuita nevazukuru varikufa vakatombotaura kut inn ndne 7vana vakafa now vaadya vazukuru .. you can tell even nemagariro avo munhu arikuZiva nyaya dzake....tinavo vanhu vakadayi 😢😢
Vamwene nemainn vanozivan
Camera men zvakadhakwa shame
Umm inga varikuimba kunge masongs akumasowe
Dai mwari varangarira Zimbabwe zvose zvekuswero ungana ku nana n,yanga venhema ava zvaidarika izvi nyaya inotongwa kwamambo pedzezvo voisa n,yanga anenge akutoziva zvose and mai ava magererwo manje
Handeyi kumwe pleas
Endai kwaTasvu
Apa hapana zvaitwa
Drama ratangwanaro iro 😂😂
Chingoendayi kwatasvu imi mukupedzerwa nguva apo