ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Dressing yaComic Elder atina zera nayo😂
.haunyepe😂🐐🙌🏾
😂😂😂😂
😂😂😂😂Haa Lee unorema hako kkkkk...I cant believe kuti watova Bae waLandlord
For the first time Nigel avirirana na frets 😂😂😂😂😂😂
Chinhu chinonzi Shock hachichatambirwe zvakanaka😹😹😹😹this is top notch comedy 🔥🔥🔥🔥🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Zvekuvhundutswa vhundutswa hazvichada. Lol
Hamusi kufara hr kuti ndawanirwa nyasha , hamufari hr kuti ndaakudanana naLandlord ,,, Prayer warrior 🌟🌟🌟🌟yaaa .makettles ne nyaya nhai
Akakusanganisai ndiye ane problem😂😂😂😂. 🔥
Kwete mbichana cz combination iyi .. situation
Pandaiti ndanga ndirikuushewekunze ndainge ndriukuku😂
5:50😂 kana tiri muHarare ndini baba, hoo like wangu 😮
Kupfeka kwaComic Elder kkunge munhu akabhenda😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂iiiiiih wangu ndazoseka
Apo nijo ataura chokwadi chinonzi shock hachitambirike zvekudaro❤❤❤❤❤❤ hadzi ndazobvuma frest ❤❤❤❤. Paye pawaiti watiingira basa iri ibasa zveshuwa
Lee anovhura hombe
Lee::tiri side rinori moziva kuti tikubva kupi tichienda kupiLee:: ndokwwndai muka.ndichiswera ndichi rara
Mozosteamer short rangu riye kkkkkk😂😂😂mbavhu dzangu dzakurwadza guys
Imagine 😂😂
Fretz vakandwa kunocleaner toyaz 😂😂😂😂😂😂
waMai Vako Ndewa Mai Vako
Guys ma sin aya arikunakidza don't stop kusvika epd 30
but ma minutes arikuita mashoma 8mins here kkkkk
Kkkk Lee hatina zera naye zvedu ummm Nijo ataura mashoko makukutu kuvapfanha vedu kana hama dzedu dziri msango ngatiziveyi nhamo dziri kwatakabva thanx guys ❤🎉🎉🎉
Nigel wawanirwa nyasha itai vana gogo namdara vapote vachimbouya kuholiday kwete mubox rematches
Frets×Nijo×Comic elder munopedza basa ndabvuma hangu
Muchiita kungee muri mubox remechisaa muchingobuda mumbaa muchiendaa kuu toilet 😂😂😂😂😂
The videos are getting shorter and shorter every episode 😢
Comic alder hatinazera nayo❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkkk lol frets kuita koshokeka nenyaya ,vaita kusanzwisisa nekurasika at the same time mu1 room imimi...Apa madii tyora boys keep it up
Maiziya Wani Lee Akuno Attacker Lendaz manje ndooo Imwe Lesson Apo Vanhu vanotisimbisa kuita zvavano Funga is Impossible Zvazoita manje Vonyepera kunge Vaisa Ziya Vopinda neMwoyo 😂😂😂😂😂
Haa this is great work guys ❤lots of love... 😊
Zvaanechiremerere hand neshona zvinodawo mnh wemurume aite voice zvinzwikewo bae lee wa landlady
Horait baba ... Horait munouya manheru pane zvavakugadzirirai
Guy the episode is interesting buh plz make it long cauz ummm irikunakidza 😂 and mukasikire kuburitsa mamwe ma episode shutout to comic elder
Kkkkk iri iluck chembere mukadzi ende lee soo 😂😂😂
Kkkk murume musoro wemba . Chembere mukadzi hazviyedzane nekurara mugota
Haaaa amana motikwadza nekuseka imimi nxaaaa zvakwana heyiii
Ikkkkkkkkkkkkkk prayer warrior yarasa vanhu ndin chte wainzwa nekunzwisisa ❤
Ndainzwawo ndimi pabonde kkk
Frets maziso ayo bhoo here.
It's ana mama ku holiday for me😂😂😂😂😂😂
Hoyooo nguva dzinofambiswa nepapi fast fast
Kunjanji ndo option😅
This combination is absolutely great
Wanted to hear frets achiti akoma😅😅😅😅😅
uyu ngaasanditsamwira nyaya yedoro uyu,anoshanda ku delta here😂😂😂😂😂hmm comic unondibvisa stress inini
Kkkkk hanzi kuita kunge ndichabva muromo nendimi
Haa combination iyi ...ndachema zvangu😂😂😂
Dai mapoints aibatsira dai mave pane rimwe level hoyooo😊😊😊😊😊😊😊😊
Hoyoooo Lee hanzi uyu i prayer worrie 😂😂😂😂😂 apo akutopa vanhu ma duty sa landlord ❤❤❤❤
Chandoda uve ne better future😢😢can't wait kuudzwa izvi nemwana wamwene😂😂😂😂😂 soulmate where are you nhai?
kana mwana wamwene akukuudza izvi hamusi munnge maakunanga ku divorce😂😂😂 pafunge
@@faraiheart9561 kuti kudaro here kkk
Comic elder hatina zera navo... Hanzi Boys endai munoitira kunjanji 😂😂😂😂😂
Mbedza Tv want to promote you guys ❤❤❤❤🎉
Work with King Jay multimedia ari good zvekudaro
Nijo haasi kuona kuti this is a benefit here kkkk
Ko handi mkomana akavaudza here kuti ndipei mazuva ndinenge ndava landlord 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanouya kwangu uku kwete menyu umu mevakomana umu
kkk asi ka, Mwari ave newe ndoktaurira
I mn Lee
Kkkkkk hanzi shona inotiii baba ndiwo musoro wemba 😂😂😂
Nditori muharare muno ndini ndatova baba vangu hre kkkkkkkkkkk Leeeeeeeeeee to the fullest 😅😅😅😅😅😅
Maomesera Frets boys dzangu 😂😂😂😂
Nigel na Frets vakurwadziwa kuti akoma vapinda mumasofa
Hanzi munoitira kunjanji 😹😹😹😹😹
Tukaz hoyoo tosangana kuIG zvese neku FB now ku YT wadii mugaffa
Ndozvandirikuti pakurara musanyanya kustreeseka😂😂😂😂
Can I have the link to play or download the track which plays when the Skit starts …
Kkkkkkkk hohohodo hanzi saka nhasi manheru munouya pane zvavarikukugadzirirai 😅
Kwanzi ndanzwa nekutaura nendimi kuseri uku mai ava ndi prayer warrior 😂😂. Ukaona wakutaura nendimi unenge wanzwa nekunakidzwa
Kkkkkkkkkkkk boys 3 iri hatina zera naro😂
Kazi huyai muone tv mumasofa 😂🙌🏿 Ndaizviitwa na landlord wangu ku bhuruweyo kana ndabva kutenga magetsi chimbiya chiya chaibva chati sununguka mwanangu uuye uchiona tv 😂🙌🏿
Hanzi maTeapot akasukwa😂
Frets na Nijo makaipa boyz❤❤❤❤
Mkoma Nijo tererai mwana😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Frets eyesight looks being surprised 😂
Aaaah😂😂😂😂😂ndokupera kwemashoko angu
Frets deserve to be called 🐐
Lee udzika kana uchitsiurwa nemukoma wangu
😂😂😂 the ndimi part
ndainge ndriukuku 😅😅😅😅😅 asika
Nigel chibaba Moovah yatokwanakwana
Face yaFretz manje,,,,hanzi iwe usakwindimare zvako ndikukuona,,,,hanzi tine zvatikuda kupupura iii🤣🤣🤣🤣🤣🤣,,,,,,munonakidza amana
muchingoita kunge muri mubox rematches, hamubude😂😂😂
Lee 🔥🔥😂😂..usakwindimare hako maTea pot Ako ndakaita clean
Kkkkkk comic marema apo matove landlord
Haa 😅😅😅😅😅 lem laugh ndisati ndaona
This combination 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chembere mukadz Nijo
For the 1st time nigel awirirana na frets hahhahaa
Mapoints enyu handina kupikisana nawo😂😂😂😂bata chant iroooo
Haa amana tiburitsirei akawanda amana 😭😭
,,, 😂😂😂😂if he confuses you then he has a problem
Hanzi muchiita senge muri mu box rematches 😂😂😂
Prayer warriors anhuwoyeee ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Haaa Lee chibaba anozarura huru😅😅 kungosvika nekutovharirana nalandlady😂
Haah Lee uyo ndibaba venyu mose
Lee muhombe 😂😂........Kwai muri cei cei 😂😂❤
Hanzii muuye kuseri nhas manheru pane zvamakarongerwa😂
😂😂😂I’m dead this combination is superb three rascals 😂😂😂haaa I salute 🫡 u team 🔥🔥🎉keep goin u de best❤️
Cant wait for episode 14
tingangoti ndii Prayer Warrior😂😭😁🤣🤌🏽
Haaa maminuyes mashoma aya slick pastor😢
saka makazoramba kutipa title yeIntro song ?😔
Kkkkk hanzi box re matches ndakutadza Lee
Lee unogona hako mfana wangu 😂😂😂
Lee anoda zvemahara akumirira yerent yaFrets😂😂baba vemusha,mouya kuzoona tv😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Leee hatina zera naye
Kkkkkk asi lee wakaramba Dudzai uchiti vabereki avadi asi wakwekweretsana naLandlady
🤣🤣🤣 hnzi mumwe wko completion ycho inoratidza kti kugara panhu one
Kkkkk comic surrender hangu aaah
Kkkkkkkk ndasimudza maoko hangu guys munogonesa aaaaa ndatenda hangu
@Nigel tha slick pastor takuda ep 15 now
Mawanirwa nyasha kkkkk
Nhaimi where is episode 14
Dressing yaComic Elder atina zera nayo😂
.haunyepe😂🐐🙌🏾
😂😂😂😂
😂😂😂😂Haa Lee unorema hako kkkkk...I cant believe kuti watova Bae waLandlord
For the first time Nigel avirirana na frets 😂😂😂😂😂😂
Chinhu chinonzi Shock hachichatambirwe zvakanaka😹😹😹😹this is top notch comedy 🔥🔥🔥🔥🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Zvekuvhundutswa vhundutswa hazvichada. Lol
Hamusi kufara hr kuti ndawanirwa nyasha , hamufari hr kuti ndaakudanana naLandlord ,,, Prayer warrior 🌟🌟🌟🌟yaaa .makettles ne nyaya nhai
Akakusanganisai ndiye ane problem😂😂😂😂. 🔥
Kwete mbichana cz combination iyi .. situation
Pandaiti ndanga ndirikuushewekunze ndainge ndriukuku😂
5:50😂 kana tiri muHarare ndini baba, hoo like wangu 😮
Kupfeka kwaComic Elder kkunge munhu akabhenda😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂iiiiiih wangu ndazoseka
Apo nijo ataura chokwadi chinonzi shock hachitambirike zvekudaro❤❤❤❤❤❤ hadzi ndazobvuma frest ❤❤❤❤. Paye pawaiti watiingira basa iri ibasa zveshuwa
Lee anovhura hombe
Lee::tiri side rinori moziva kuti tikubva kupi tichienda kupi
Lee:: ndokwwndai muka.ndichiswera ndichi rara
Mozosteamer short rangu riye kkkkkk😂😂😂mbavhu dzangu dzakurwadza guys
Imagine 😂😂
Fretz vakandwa kunocleaner toyaz 😂😂😂😂😂😂
waMai Vako Ndewa Mai Vako
Guys ma sin aya arikunakidza don't stop kusvika epd 30
but ma minutes arikuita mashoma 8mins here kkkkk
Kkkk Lee hatina zera naye zvedu ummm Nijo ataura mashoko makukutu kuvapfanha vedu kana hama dzedu dziri msango ngatiziveyi nhamo dziri kwatakabva thanx guys ❤🎉🎉🎉
Nigel wawanirwa nyasha itai vana gogo namdara vapote vachimbouya kuholiday kwete mubox rematches
Frets×Nijo×Comic elder munopedza basa ndabvuma hangu
Muchiita kungee muri mubox remechisaa muchingobuda mumbaa muchiendaa kuu toilet 😂😂😂😂😂
The videos are getting shorter and shorter every episode 😢
Comic alder hatinazera nayo❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkkk lol frets kuita koshokeka nenyaya ,vaita kusanzwisisa nekurasika at the same time mu1 room imimi...Apa madii tyora boys keep it up
Maiziya Wani Lee Akuno Attacker Lendaz manje ndooo Imwe Lesson Apo Vanhu vanotisimbisa kuita zvavano Funga is Impossible Zvazoita manje Vonyepera kunge Vaisa Ziya Vopinda neMwoyo 😂😂😂😂😂
Haa this is great work guys ❤lots of love... 😊
Zvaanechiremerere hand neshona zvinodawo mnh wemurume aite voice zvinzwikewo bae lee wa landlady
Horait baba ... Horait munouya manheru pane zvavakugadzirirai
Guy the episode is interesting buh plz make it long cauz ummm irikunakidza 😂 and mukasikire kuburitsa mamwe ma episode shutout to comic elder
Kkkkk iri iluck chembere mukadzi ende lee soo 😂😂😂
Kkkk murume musoro wemba . Chembere mukadzi hazviyedzane nekurara mugota
Haaaa amana motikwadza nekuseka imimi nxaaaa zvakwana heyiii
Ikkkkkkkkkkkkkk prayer warrior yarasa vanhu ndin chte wainzwa nekunzwisisa ❤
Ndainzwawo ndimi pabonde kkk
Frets maziso ayo bhoo here.
It's ana mama ku holiday for me😂😂😂😂😂😂
Hoyooo nguva dzinofambiswa nepapi fast fast
Kunjanji ndo option😅
This combination is absolutely great
Wanted to hear frets achiti akoma😅😅😅😅😅
uyu ngaasanditsamwira nyaya yedoro uyu,anoshanda ku delta here😂😂😂😂😂hmm comic unondibvisa stress inini
Kkkkk hanzi kuita kunge ndichabva muromo nendimi
Haa combination iyi ...ndachema zvangu😂😂😂
Dai mapoints aibatsira dai mave pane rimwe level hoyooo😊😊😊😊😊😊😊😊
Hoyoooo Lee hanzi uyu i prayer worrie 😂😂😂😂😂 apo akutopa vanhu ma duty sa landlord ❤❤❤❤
Chandoda uve ne better future😢😢can't wait kuudzwa izvi nemwana wamwene😂😂😂😂😂 soulmate where are you nhai?
kana mwana wamwene akukuudza izvi hamusi munnge maakunanga ku divorce😂😂😂 pafunge
@@faraiheart9561 kuti kudaro here kkk
Comic elder hatina zera navo... Hanzi Boys endai munoitira kunjanji 😂😂😂😂😂
Mbedza Tv want to promote you guys ❤❤❤❤🎉
Work with King Jay multimedia ari good zvekudaro
Nijo haasi kuona kuti this is a benefit here kkkk
Ko handi mkomana akavaudza here kuti ndipei mazuva ndinenge ndava landlord 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanouya kwangu uku kwete menyu umu mevakomana umu
kkk asi ka, Mwari ave newe ndoktaurira
I mn Lee
Kkkkkk hanzi shona inotiii baba ndiwo musoro wemba 😂😂😂
Nditori muharare muno ndini ndatova baba vangu hre kkkkkkkkkkk Leeeeeeeeeee to the fullest 😅😅😅😅😅😅
Maomesera Frets boys dzangu 😂😂😂😂
Nigel na Frets vakurwadziwa kuti akoma vapinda mumasofa
Hanzi munoitira kunjanji 😹😹😹😹😹
Tukaz hoyoo tosangana kuIG zvese neku FB now ku YT wadii mugaffa
Ndozvandirikuti pakurara musanyanya kustreeseka😂😂😂😂
Can I have the link to play or download the track which plays when the Skit starts …
Kkkkkkkk hohohodo hanzi saka nhasi manheru munouya pane zvavarikukugadzirirai 😅
Kwanzi ndanzwa nekutaura nendimi kuseri uku mai ava ndi prayer warrior 😂😂. Ukaona wakutaura nendimi unenge wanzwa nekunakidzwa
Kkkkkkkkkkkk boys 3 iri hatina zera naro😂
Kazi huyai muone tv mumasofa 😂🙌🏿
Ndaizviitwa na landlord wangu ku bhuruweyo kana ndabva kutenga magetsi chimbiya chiya chaibva chati sununguka mwanangu uuye uchiona tv 😂🙌🏿