Changamire are u married asking for myself 😅😅😅anyways vana bmkuru varume ana tete vedu they take advantage of us😢Changamire ipai munhu mutongo munhu osungiswa nxaaaaaa
Hapana kumanikidzwa apa asi Kungoti sex game styles dzavo chete kana zvaakutaurika....vaitozivana styles of playing n sex session idzi ndaidziona kuBoys tichakura kuti ndiwo mapungudzirwo akaitwa MOMBE yacho.....
musaendese vana kunana babamukuru hazviperi mushe vazhinji vacho vanehutsinye
This case must be taken to police. Mukuru uyu ari dangerous
Chief nyamaropa & mutasa havana utsinye madzimambo akanaka
9:45 amainiñi andina kumborara navo ini ñdakabatwa nani ndakarara navo faaaaaast forward 18:08 amainini ava ndakadanana navo ndakarara navo katatu 🙌🙌🙌🙌 bamkuru i surrender you.
😂😂😂😂
Very Professional Chief
Chief vanotonga zvawo awo ...munoziya Basa rawo🎉
Baba ava vanoda kurohwa maziseo senyimo awo
😂😂,,,😂😂😂😂ndamboda kuzvitauravo zvemàziso kkkk plus kusvika kkk
Zibaba renyuchi vanoda kumbogariswa mujeri
Ngaaende ku jeri baba awa kupa munhu chirwere 😢😢😢😢😢
Mukadz aitodawo uyu. Azongonzwa kuti Aids aka chinja nyaya
Yaaa mukadzi ayitoda akazotya zve Aids you very true ipapo
Muzukuru wangu chishiri ,haa ma1 aya
Mface uyu akada kufanana naOscar Pambuka.
😂😂😂😂😂 wachema@@gaingtztawodzera979
Ndanga ndichitonetsekana kuti ndinomuzivira kupi Muface uyu. Mystery solved 😂😅😂😅😂
😂😂😂😂
A@@nnnsandra
the guy must be arrested ,its a criminal offence yaakaita iyo
16:13
Jeso, Babamukuru vanomwa mapiritsi😭😭😭
Bamkuru Ava munhu anehutsinye chete e way he's denying he surely did it
Changamire are u married asking for myself 😅😅😅anyways vana bmkuru varume ana tete vedu they take advantage of us😢Changamire ipai munhu mutongo munhu osungiswa nxaaaaaa
Ngaa report kuPolice ripe case
Taurai zvenyu😂😂😂😂😂😂😂
yaibva hre
Plus he is hiv positive apa airova nyoro
@@gaingtztawodzera979😂
Maziso awo abamukuru aaaa ndeetsoti chairo hiiiiiiii
Best Chief
God you are our ears, eyes, sensitivity, vision?!
Please review to us
17:09 My goodness. Babamukuru vairara naye kubva asati aroorwa? Ummmm
A very sad situation. How the HIV virus is just spreading like that
Chigodora people must learn from this
Kwana
Haunyepi chigodora ma1 chaiwo
@@StembileHapaori-sd9ns iwe ndiwe ungatokwana boe yako haisi boe yeumwe
Mambo you do your job well done 🎉
Tsinga idzo dzati tande mumsoro wabamkuru says it all ..vakadya bota ava Kuna mainini.so sad kt paita hurwere .police saaa bamba lo munthu
Kupusa here chaizvo
Mukadzi aida zvake
Babamukuru,ziso heyo tochi
Traditional courts don't sit for criminal cases like rape
18:23 "Mainini ndakarara navo katatu." Shame
Bmkuru ngavasungwe chimusoro chavo
Uyu akaroohwa anotaura 😅😂😂
Amai taurai zvakaitika..... 😅😅Muna 1980 mbudzi ye ktanga ndopayakatengwa...... 😂😂😂😂
Baba ava vakarohwa mushe vanotaura pese pavakaburitsa kadora kavo mu life yavo
Kkkk
Kkkkkkk
Denny Denny Denny ndakudana ka ngani 😂😂😂😂
Ahhh😂😂😂😂😂😂
Bamkuru vane utsinye ivava nxaaa it hurts
Hazvitoshamise kuti mwana ndewa bamukuru tinashe mugabe ngaamboifambira
15:48 Vana vaidzingidzwa kunzi endai kumango.
Nhaiii veduwe mkadzi uyu aimanikidzwa heree kunogara musango nabamkuru shuwaaa here kusvika pakuburutsa mwana managing kusvika pakurara ka three achimanikidzwa asingataure kuna tete or kumapurisa zviri zvekumanikidzwa here nhai mambooooo 🙏🙏🙏🙏apa chokwadi ndechekuti now mainn nemrume wavo varikuda kuripirwa chete kkkiii kuda zvemahara and vakurwadziwa kuti vaidanana nabamkuru vanechirwere
Hapana kumanikidzwa apa asi Kungoti sex game styles dzavo chete kana zvaakutaurika....vaitozivana styles of playing n sex session idzi ndaidziona kuBoys tichakura kuti ndiwo mapungudzirwo akaitwa MOMBE yacho.....
Chief pachirwere magona ngavatestwe
Katsotsi kamudhara .....ngakasungwe
Professional chief Makon uya utore maadvice kuno
Uyo anoda kurohwa, kunyenga mukadzi wenumuningina, vatonge murivakuri vedu munhu tipeyi timorove please.
MAMBOOOO matonga muchiona chokwadi chakaitika panyaya iyi bamnn ava vakabhadharwa vakazofurirwa kuti nevamwe kuti piwa mombe yet akabhobvuma kuripwa nembudzi
Imagine
Chief munogona basa yenyu mwari ngarambe achikupai huchenjeri
Mutoko mukunyanya kuroora mahure , mahure kumba kwavo.
Bamukuru vanonyepa ngavasungwe
Vachapinda buzz ne maresults.
Ku Zimbabwe shi hire itori business ,yendai ku Malawi mushaona kuti tinoita sei hatiyende ku dare se zvenyu izvo
Good job chief
13:51 Ummmm😂😂
Munhu kumanikidzirwa bonde
Vanhu wamwari zvakakosha kuti wapinda mu relationship. Nemunhu endai muno.testwa
AnaAmai ava vakadzi vemunhu uyu kureverera kwavari kuita murume wavo mangwana achabata mwana pamba
Apa makadya bota nemwana ko chirwere 😢
Ko chirwere nhaiwe Chishiri sei usina tsitsi iwe nako kusakura kwako ikoko aaah bhadhara wakabvira kare hutsinye iwee
Changamire vari handsome😊
Ndopanotangira Kut murohw nyoro
Asi kana mukadzi ahura kudare ndenge ndichadii?
For the first time ,Mambo makapedza basa apo
Iye akaroora here
1 mambo anotonga nyaya sezvairi uyumurume ngachengetwe mambo mwari ngakuchengeteyi munodzitonga chipo munachi
kadhara ako kari funny😂
Dzvimbo zvichireva dzakawanda saka chazomutuma ku repoter chii.Hongu bamukuru vakatadza kuvata pasina dziviriro asi mainini hamuna iuchenawo.
Mambo vanotonga ava. Asi Babamukuru vane hutsinye
Wise chief
Kkk face yabamkuru iyo showz a lot igevha iyoo
Zidofo ...wabvuma nyaya yako....wopedza woti zvandakaripa ndozvida 😢😢😢😢😢
Wise king
Nyamaropa to the fullest
Ndimambo Ani ava ndineyangu nyaya
Kupusa here nhai veduwee? 😢
KO bamunkuru zvoyomira mudare hanzi zvadii
Vabatwa namainini
Chief vanogona hawo
Chief vanogona basa avo
Vanhu ava vaidanana zvavo. Nyaya yakazoipa pakazikanwa health status yabamukuru. Monyura anabi angu. Karume kacho wo kamboko. Kanoda kudya basi. Imba handioni kuenda mberi kwayo. Jail again bamukuru
Aids yapinda mu brain mukadhara ako 😂😂😂😂
Maiwirirana maibviswa bhurugwa makangotarisa sei,, makanga mabvira kare.
Isai comment one please musatinyaudza😂
How about ye HIV status yaasina kuita disclose. Imhosva to deliberately infect munhu uchiziva kuti anahwo hutachiwana
Big zuze amayenge baba avo .vaneAids
Hona madziso echi dhara kunga nyoka mhungu
Kutarisa mambo kut aruuda kut chii kkkkk zimhombwe
Iye mwanayo una zvooo kuda zviro
🤣🤣🤣🤣🤣
😢😂 Vanenge vari baba vako vachifona vachiti arikuda mari yekuripa dare kkkkk
Ka mudhara aka kanoda kumamiswa
Baba mukuru vari Rude , mambo ndokupai sando dzenyu munogona kudzidzisa kutonga zvese mune rudo munoda kuti vanhu vagarisane sevanhu .
Pakurara nemunhu usina kuzvidzivirira uchiziva kuti uri pachirongwa...ummmmmm.hutsinye
Ziso bhoooo here iro zvakaoma shuwa vakadzi vacho vane nhamo.........
Imagine shaa kutandira tsinga 😂😂😂😂😂
Mambo madziwa zvakadii zvinoda kuendeeswa kuPolice.mkadz akabatwa chibharo uyo.daidzai police
Chibharo ka3 here mainini vaidanana nabamukuru
Ngaavasungise imharadzi nxaa
Mapurisa apa ngaaite basa
Bhangu Arikuda kuGwarisa .tsinga dziri mumusoro idzo .chii vanoshandisa mushonga madhara aya.hunhu hwakaendepi nhai ishe mainini mwana wako iwe
Mainini road maiiziva henyu komaitevererei nekusango dai maisada zvenyu kovana vavripi nguva iyoyiye
Demon renhamo ...ukutozvitamburira hako waparamura 😂😂😂😂
Karikutoganza apa kachiparadzira muzvezve
Kudenga kure shuwa😅😅😅😅😅
Anoroya mudhara kuurayisa murume uyo ndarwadziwa mufunge ummmm.
ko mukadzi uyu ko kuramba kurarwa kwacho nhy
Kanoti twuma ziso kusanyarawo here
Iish bamkuru so😢
Mambo kurudzirai mkadzi uyo nemkomana uyu vaende kunotestwa vese na bamkuru na tete kana vase vanechirwere vapinde pachirongwa
Mainini itsotsi vakangozotaura Asi vakabvira kare nabamukuru
Chibharo icho baba ava vanofanira kusungwa
bamukuru avo vakuziva nyaya yvo
Musadaroba bamukuru ummmm kokuramba hanzii
Yakambotaurwa na bhozhongora iyi sad