Zvakawoma Zvazobuda Pachena kuti sei Passion Java Asingade Nelson Chamisa na Winky D
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 15 เม.ย. 2024
- Zvakawoma Zvazobuda Pachena kuti sei Passion Java Asingade Nelson Chamisa na Winky D
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com/paypalme/point...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios
Manje Winky D na Chamisa hava pindure zvisina basa.
Tinotovadira izvozvo manje ndozvaasingazive
ZANU PF haimisike
ZANPF KWAKUMBERI PASSION MWANA WEZANU UYO AKUTAURA CHOKWADIII
chamisa na winky mabharanzi java anotaura CHOKWADIII chero wakatuka nyika hazvisi kubhadhara
Winky ane power
Do you force people to make choices on which government they want.
Java imboko iyo. inin handichinje Chamisa naWinky d ndichavaterera kusvika kudhara🔥
Java kwakumberi
Inhema in the UK eggs can thrown at the president without any severe punishment like in Africa
His crazy this guy
Why is it I don't see adverts on other channels when I'm viewing?
The Devil hates light we all know it..
Ndizvo zvinoratidza kuti ZANU pf imbwa dzevanhu pavakatanga kuvenga wink d ndipo pandakatonyanyisa kumuda.😊
U can say that again dear. Winky D na Chamisa Vari kubaya panonyatsovadzimba chaipo. I wasn't even listening to Winky D asi pandakanzwa ma attacks wese aya ndakatomufarira zvisingaiti. These pple havadi even construtuve criticism
Don't waste your time because Yu ur backing
Good going baba
Anonyepa uyo Passion in America people have the first amendment right
Hauzivi hauzivi
Level rekunyepa rinaJava ummmm zvazvinhu
Java kwakumberi
Dj holl maromo semakanda emombe aripamoto
Ano respecter mutengesi here chimai chako hachito rester in peace becoz she sold the struggle
Winky d anorema
Big up Prophet to say out because being true it's called tuff love.i love you with the love of Christ but we have to respect your elders muku mukuru hanga ayigare pfunde you respect the leader's coz he's been audained bay the lord siyai Shumba vaite basa ravo nekuti vakasarudzwa namwari hakuna mutungamiri anotonga kana denga risina kutaura chamisa imbomira
Winky kumberi,usatipedzera nguva.dofo
Avaitisa mudumbu Winky…..Winky for life!!!!!!!!!
Winky akanyaya
Unorwadziwa uri musatanist passion
Yah musatanist mukuru ,hameno vasingazvione
Hauna kurambidzwa kuita musatanist
Zidzoro rako musoro wambuyaaa wamai wamai wako wese akupikisa ZANPF mwana wehure anotuka baba vake mubhora ASI painopera bhora hiiiiiiii usandipikisa Ini mwana WEZANU Pf yakauya nechimurenga Kusada ED wakudhunya PAMBERI NEZANU ED HUCHI
Chamisa hana plan nenyika
That's on him but people like chamisa and Big man
Asi iwe mai vangavari Mistresi we Mujolo kutu ma Politicians
Aids ichibva yazo ita Basrayo
Mwana we Joki
🫣🫣🫣🫣🫣🤥
Kkkkkk dj holly ini ndirikutsvaga kuti paari kuti amai anoreva ani bcoz pashoni gava anotaura chokwadi but hamumunzwe bhoo,,,,
Munhu ngaave free kuda party yaanoda semu South Africa
Mnangagwa akabvuta kaviri chaiko kana mwana weGrade1 anotozova kuti president wezimbabwe ndiChamisa
Zvajavha ndezve dzungu kudada nehumbavha musadaro kunge.musingazofa siyanai.nacha.misa mari.dzekubu hakuna kwamusvika nazvo inguva chete java zvinopera
Ukunyepa zimba inemari Shanda majaira kukumbira
Imbwa iyo ngaasiye wink na chamisa and hapana chawanoda kwauri vatorine mari dzawo kupfura dzako dzekuuraya vana amai vako dhodho ronhuwa
Yaa Java aright kuAmerica UK vakashooter uchishopodza nyika unotosungwa kana kutobhanwa zvemusic zvachoo saka muZimbabwe vakaregererwa vakomana vane freedom speech Ndosaka Mugabe aisunga kana kurova nhubu saka gyz batai munhu
Haaa hakana nyaya kamuface
Which party was decided by Mai va Java
Deejay Holy reduce your comment time on the content please
WINKY D I GAFA ORIGINAL
Uyu aneruvengo ari pastor It doesn't mean anything to hate a person who was created by god, his problem is that he wants to be seen by people
Country is bringing fucken American style now for musicians...Java Don knw anything aka kanganwa kwaanobva kare uyoo
Aaaah inga Winky Chibaba ndange ndisingamaziwe malyrics aya .
Java imendari iyo!
Did he just confirm that Mugabe was a murderer??? "Dai iri nguva yava Mugabe agadai asipo" What does that mean!??
Zviri Pachena...
Anonyepa. Thts why zvichinji inyika dzine democracy. Kanonyepa
Origin yako Java,ED.Chiwenga,neumwe wacho murivekupi imi even Mugabe wacho
Ukatora mapfumo okundorwa nemunhu asina mhosva newe,anobaya muridzi wawo
Passion iDUZVI....
Uri murwere wepfungwa panganai. Kubva Ed zvaakapinda akaitei.
I godons,kumanikidza vanhu hamunyare iwe passion.zvichapera chikomana.ndimi dzaunotaura ndedze chokwadi here?wabvarukira chikomana
Munangagwa is not a country he is a simple being just like you. Gara pasi pashoni
Ngasiyane nachamisa ashayanyayahere
Pashon ngaqvenge Wikineri nekusapihwa mota tione
Java is zanu pf he has the right to behave like that
Dj urikufamba nadzo kkkkk zvanzi mazuwa eludhomoka sezvo vatungamiriri vachidhomoka
Morning Mnangagwa killed many people nd we are requesting for u guys may u use language that suits everyone we listen nd enjoy ur program
But guyz hamusi kuona kuti java arikutsonya bofu here kkkkkkk?
Becz uchivenga munhu venga anebasa newe 🎉
Don't get confused mutemo ndewekuti usataure bad about America at large not against any political party or against government.
Chamisa is learned not this dunder head ❤😂😂😂😂😂
Huyai henyu kwaPhresh-Will-Zim munakirwe nemaReaction. 🎉🎉🎉
Kkkkkk kobomu passion java manyama
Mai vake ndivo vakatokanganisira Chamisa, saka vakatadza kurespectwa papi? Inga mai vacho vaipengawo semwana wavo
Hauzivi
Unorwadziwa nenjere uyu prophet weyi wetsvina
Java anorwara uyo
Passion Java uniorwadziwa Na winky na chamiasav suka😅😅😅
Java Uri Horo iwe . Siya winky d .
Mai vako vainzwi Ani vakatora vnhu vachamisa bcz ini handirimembi ndichitorwa
Waka shaya link kaaaa kuna Winky D ndikoko Winky D anoda munhu akadzikama
Iwe ndiwe vakaita kuti Wkd atemwe iwe 😢
Chibaba hamuchimise
Mkoma holy comment after video kwete pakati pe video
Uyu anopenga
Ndogodo Raakataura Winky D Iro
Uuuummmm veduwee Mwari pindirayi 🤷♀️🤷♀️
Uyu idofo permanent ungopihwa hake air play but imboko
Yaa but passion java aright panyaya yaGafa apa coz Gafa rakakuramusoro mbichana mbichana
Java uyu akangoita mari asic hikoro ikokunyepa zvako
But iwewe ahusiwakutotojairira here apa musoro yambuya yadii fut aaaahhhhh hiweee kkkkkk
Uyu anorwara, nxaaaa
Mai vako vane basa rei Iwe futsek….vakamukobora vakagumirepi futsek."…
Java mujairei ibenzi remuzimba iro harina kukwana
But Java ungaty akutaura shuwa wani😊
Ko hapana kubvutwa hr
Iye kana achidya neZanu ngaasiyane nevane maonero akasiyana neake
Iye Mnangagwa akataura wani kuChinhoyi kuti pamavotes tinogona kurigger uri benzi chairo Java .
Chamisa,gaffa
Unorara nebhutsu kana usingavadi
Aaaah kanobaka baka kamuchinda kamunoti java akoo
Koiye pashon ndewey
Unonyepa java,iyi inyaya yaabika ega kushaya zvokutaura,iye ndiye akatoshata mukomana uyu,ngaataure chokwadi chakaitika Pana Mai vake,
True haaite uyu ,manje vanhu vanobvuma kuvharwa meso nayev😮
Ndiko kwatiri America, mutemo upi waanoda kunyepa? Human rights are respected here. Api ma
pothole aanoda kunyepa? Mfes uyo ibenzi. Iye ngaaimbewo zvake zvekuPraiser govt yake yaanoda yacho. He’s totally confused.
Benzi ndiweee
Iwewe taura zvamunoziva wakunyepa
Nhema dza java idzi
Thomas mapfumo akaimba kuti vanhu vatema tikabatana tokunda...but muzim ahatitorina kubatana kwacho...
Anonyepa java uyo
Kuno freedom of speech and human rights hameno America yari kurota
What is java?
Haa ka mhata ako
Ini ndomuda zvakadaro chamisa
Munyika hatina kusununguka munangagwa nanajava imbavha vhaimbi nevaparidzi ngavasiiwe vaite basa ravo tichasunungukarinhi
Anonyepa uyo
Ko Passion mungade kuti ati kudini idzo dziridzo mbavha dzacho nans ED
kukundikaba kwa ED anonyatsokuxiva uyu
Arikudya nevakuru
Airuraya vanhu haasi Mugabe ndiED ..ndiye aiuraira Mugabe vanhu.
Zvisina musoro zvegazvega zvinotaurwa ne ngozi iyo😢
Iwe panganai siyana nevanhu washaya nyaya wadhakwa wakutaura zvisina basa munomupireyiko doro muface uyu haaaa itayi zveChurch mosiyawo zvePolitics
Thts a Lie wt kind of democracy is tht if u cnt criticize the Gvnt we th pple vote for a Gvnt to look after us so wteva the Government does if it does nt reflect yyyy we voted them the constitution allows the pple to either protest or say wt thy want we dnt hv to look into America we look at us Zimbabweans, we all Love Zimbabwe bt it's nt a mandate for us to support a system tht does nt respect it's own pple especially Zimbabwe Mr Passion Zanu pf nd u hv only the interest of yourselves .We dnt need to be perfect bt provide the basics for the pple we have wt it takes to look after ourselves bt dnt steal wt w hve as a country for the few thts nt being Zimbabwean
Borangoma rinoita zvarada 😂😂😂😂
Mwana asingacheme anofira mu...😂 regai ataure gafa
Akutaura kuti javha akauraya mai vake uraya vako kunorombeswa hakusati kwavharwa majaira kukushwa mvura dzevamhu wakafa
Java imhata wck akaramba kuti pashon java roce
Usanyanye kuwanza kutaura voice rako rikubhowa,