Im not a fan of passion or calaz but these two guyz they are not good at interviews they take one side or weeker one thats not how it works shiri ishiri hombe kana diki calaz anga ati perei guyz zvaJah ndopima namakuruwani mudai maviews ake explains a lot
Blaz ava ka...kumuitira hasha kupedza nguva!! but to be honest he is intelligent in his own right
calaz chibaba as we talk nw
big up mabhadhiti
Haaa Javaa utori musataa iwee......Anhu ese akutofaa nekudaa kwakoo apaa unoitaa mbiri nemazita evanhu...unodaa kungopindiraa pese parupisa imii
Kinnah ane ma Fanz ake anomuda akapera akadaroooo😄😄
Mamugona Java, ngaagadzire Hit nemfana uyo tione kkkkkkkkk ajaira kushandisa mazita evanhu vakasimuka kare
Passion Ari kunhepa, calaz aana kupera, assi shinoitica ndechecuti passion hanogodo, zvirikumurwadza,
🤣🤣 hanzi unobvisa album ripi Natty O,Exq and Calaz Passion kaa
Kkkkkk zvino mapfumo anokupedzera passion apo dzikama
Hapana apo Calaz ndomira naye chero zvikadiii
Kkkkkk Java hanzi honoring
Calaz kubva pakapinda ayirirra every year blaz ndavasanyebe avaa kkkk
Java akaremerwa na..Calaz😅😅
True Java haareme calaz chibaba
i think Pathisani is full of it
Zvamwari panga haa unojairira
Pathisani haasi kutonakirwa na Passion zvamuchose
Kkkk iwewe unoona sure Java imbwa anobhowa neni anondibhowa
Haa nyare panganai uyo
Calaz mdra wako passion
Twabam lol my favorite guy
Passion moto 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Passion Java akangwara guys... Kopoooo
POWER FM
I support calaz
Iro rinopedza masports ahhh
Uyu ibenzi musiyei ah ... kkkk kutomuvenga kupedza nguva
Kkk very true ibenzi wapedza
Winky na jah ma boss leave them
Winky haaapere
Winky chibaba
Gaffah
Apa maface awo anenge angoriwo kuside kwaCalaz avo vakatomaka kudhara, vakatoisa ma marks kudhara saka hapana hapana, Java chopisa ichi
Anopisa ani hpna zviripo apoo
Mufesi uyu anoenda nekudzoka kuAmerica kunge mutown kasi kumba kwake kunobhowa kani
Anotsva Mari kah
Saka ndiwe ani unomaka masongs evanhu
Munomufonera here????😂😂😂😂😂😂
Passion unopisa mdara
Iwe haapisa Java anobhowa akanetsa kare now hapana anotomuda munhu uyu
Hakuna mabasa zveshuwa
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🤣🤣🤣🤣
Baba wanopenga
Haaaa uyu arikukwata Calazy kk cz calazy akabvurumudza muface uyu asi iye arikutotya kumupisawo
voice rako rikunhuwa nzara🤣🤣🤣🤣 i like 1 thing anoremekedza enzol ishal
Claz ngatende gyz Passion muri mdara
Calaz mudhara
Kkkkk its true
Java aremerwa both side 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
this guy anonakidza nekudenha kwake kkk
Shumba you're very poor interviewer, you dont have to take sides.
anotobhowa maitiro acho
usanyepere vanhu iwe,Shumba vanoita interview yacho inakidze
Im not a fan of passion or calaz but these two guyz they are not good at interviews they take one side or weeker one thats not how it works shiri ishiri hombe kana diki calaz anga ati perei guyz zvaJah ndopima namakuruwani mudai maviews ake explains a lot