ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndatenda vekwaSoko takuonekawo pazvivhiti vhiti ngazviende mberi my father council.
Babamukuru Shumba namainin Chihera 👏👏tinotenda nebasa ramirukubata .Drewmas media taking you to another level
Drewmas media taking you to another level ❤👏
tinotenda mhondoro ayehwa zvinotendwa ndadzosera zvanza👏👏👏👏👏
Shumba and mampofu special am very proud of you keep shinning and smiling always
Ko chihera avana kuenda Ku u.k here. Ndakapedzesera vachioneka
Dzimwe nguva kutumwa kunorema. Kubva kwamutoko netsoka ndanzwa tsitsi
Nhasi nderimwe zuva.. Fambai naro basa Drewmas taking us to another level
Nhasi ndini ndatanga kupinda pano and I'm being taken to another level ne Drewmas Media
Music to the world 🌍
I Inonzi song yaimbwa video yakupera
Dai pasina Drewmas,dai tiri marombe kuno kunyika dzevarungu
Muchibva ipapo muende kundo register musango tamba nekuimbira svikiro
Shumba update ye mwana wegrade 1 akafira mumvura
Sure mai Denzel nabaDenzel vacho , naMuvhevhi
Muvhevhi is something else sure
Drewmas Media will never disappoint. Taking us to another level 👏 💖
Keep it up drewmas media
Homeboy pakawere apo
Ndipoo changamire
❤️ you Drewmas
Vanhu vaye vatanga nguva yemaelectiion ndozvavanoita
Kkk taura hako mapfupa anofukurwa towards elections since 2000 😂😂😂
um here
We lv u drewmas
Shona irikutwaurwa naSekuru inodadisa mufunge
Yaah isvikiro iri taritambira not kwamunosienda kuya
Mampofu aka chihera ngesindebele imhondoro li hosana lobs ngamahosana labo anikazi beNjelele.
Nyamuzihwa shumba
Chivanhu ngachidzidziswe kumhuri yeZimbabwe!
Hie
Wow
zvaonekwa homberamue ngaave manake
Neniwo
tinotenda nedzidziso yenyu
Chihera ndovada avo vakarorwa here
Haiwawo ana asekuru vacho ava ndivo mhepo dzacho
Pakuzongoti musangano apoo aaaaah
Ndoskiri ravo takupinda muma elections remember
Wafunga musangano upi 😅😅😅😅
Number dzasekuru?
Mandela
Magona sando dzenyu
Mazana mashanu ( 500) that’s a lot!!
5$yakawanda here
You mean chihera can't tell us wat is mhondoro in ndebele
Nhai drewmas ko sei chembere dzose dzisina kupfekedza misoro yavo sure imvi kuti mbuu zvinoda here
Nehanda aisunga musoro here
@@roots44 mmmm hooo kudzidza hakuperi chokwadi
Inini ndakapiwa choice. Kana ndisingadi kusunga dhuku mudare ndinofanira kuita rasta. Ndaka chooser rasta. Chembere idzodzo kana dzichipoterwa dhuku ragara richabiswa kana tateguru vauya
Only in Zimbabwe. There is no one country like such.
Chihera vakafitwa neshort hair🤦♀️
Mukuru idziita itsanangudzo chete nyika kuichenesa kunotodaiye wedenga omene
Kadhimba kanotamba lol
Chihera uko

Inini ndakapiwa choice. Kana ndisingadi kusunga dhuku mudare ndinofanira kuita rasta. Ndaka chooser rasta.
Chembere idzodzo kana dzichipoterwa dhuku ragara richabiswa kana tateguru vauya