This is not normal and it’s so sad fambai fambai chete panashe azviendese ega ku police shuwa munhu ago ponda munhu vanhu vakatarisa pasina anobata mmmm
Drewmas media inondibhowa pakutaura ne ndebele part iyoyo inondibhowa zvokuty aaa ..dayi vakati video one re ndebele two re Shona bcz haaaa ka part ako kendebele uuuummm 😅😅
NESHANGWE PAMUSHA PASEKURU ANGU KWANDAKAKURIRA N chief the late ndovaive sekuru vangu .ndiri mwana WekwaDhangwa .thanx drewmas mandionesa kumusha kwangu
Dhangwa, Gokomere ward vana Sinyoro
Luckson muka umudzokere irwa hama yangu.
RIP Luckson 😢
Ngaamuke apedze dzinza rese
Baba siyai zvakadaro zvichapedzerana nemufi...nematambudziko hama
Munhu wese angova mhondi muroyi hakuchisina wandinochenesa
Vabereki va luckson mukada henyu ku mirira kuti panashe achabatwa mogona kumirira zvachose. Dai zvaibvira matsvaga vanogona kumutsa luckson anorwisa panashe kumushaisa rugare zvese nevanhu vepamusha paakaponderwa bcz vanhu vepamusha uyu vanotoziva they had this planned and panashe uyu kwaakabva anogona akatoponda vanhu hobho.
Police haina maresources but pakadai something should hv been done kubata mhondi iyi
Pa Sadza nepa kwenda cery close how can police take more than a day to follow suspect on a murder case . xaaaa
😢😢😢ndarwadziwa vaberki nehama dza Lucky nyararai henyu ngozi haitiziwe😢
Endai kwasekuru Mukotsanjera vamutse mufi vanopedza zvese
Mwari nyaradzai mhuri yenyu zvinorwadza itai kuda kwenyu mwari ndabatikana
Pamusha pangu pa sadza apo inga zvakaoma
KwaSadza kwakuita kunge kuhonde valley kuurayana kwacho kwanyanya
😢😢😢 zvakaoma and zvinorwadza veduwee,Lucky shaisa vanhu rugare nevese vaivapo pawakapondwa😭😭😭
Ngozi dzanyanya kuNjanja mabhinya acho hasungwi, tine mumwe anonzi sabhuku Dzviti akangopondwa zvikatovharana kana kusungwa hake, zvanyanya kwaNeshangwe uko
Zvakaoma hazvo kana munhu uyo akapondiwa vanhu vakatarisa vasinga bati hokoyo nengozi kumunhu vese anga aripo akatarisa ndakazvidzidziswa na Dr mukotsanjera kunyarara vakagona ingozi siyayi zvakadaro acharwa ega mufi
Mmm Baba marwadziswa hazvinei hazvo.
Hugs to the family
Sungai hama dzake varikuziva kwaari
Kuparira dzinza rese ngozi uko. May his soul rest in peace 😢🙏
Fambai atange kupenga please musagare pasi 😭😭😭😭
Kumusha kwangu ikoko, thanx drewmas media. Pangu paZvamatobwe apo kwaMwerenga 👍🏽. Eishhhhh kuponda munhu zvekudaro
haa ndokwanguwo kuzvamatobwe ,muraini rekwaKwenda ,
Achabatwa chete mhosva hairove plus ngozi iyo munhu asina mukadzi haaaaaaa avo vachachitaura zvavo varidzi vemwana wekuuraya
Munhu asina mukadzi asi ngozi dzinosiyana here hama kutoda kuziva
@@theebarbiey tongonzwa kuti anozoti anoda mukadzi since akauraiwa asina,hope ndapindura zviriizvo
@@gloriamarvellousmutindivar5349
Munhu haaurayiwi veduwee.... Chero mukazama kuvhara kana kutiza zvinongokudzokera chete
Gozi iyo
umm thats my home area ndiripa sadza kadye
Rest in peace zvorwadza
This is very painful
Very sorry baba mhosva hairovi achauya zvake akauraya wacho ega
Nhy nhy kutadza kudziva sure munhu kurohwa kusvika pakufa vanhu vakatarisa😢moyo yekunzwirana takaisepiko
Lucky here veduwe
Ummmmm zvakaoma sure chiiii chikunetsa kumusha kwedu nhayi
Ndamboonawo kumusha
Very sorry Baba
Sabhuk wangu
Shuuwa aiva munhu akanaka
Zvakaoma
Sungai hama dzake
Zvakaoma veduwe
Zvakaoma shuwa
💔💔may his soul rest in peace
RIP luckson
seNyika havapana chonakidza panezvakaitita chero vanomuziva even kuno kunze kweNyika taurai munhu wakadai anofanira kupiswa
Idzo hama dzacho sungai ndinoziva kwaari chokwadi munhu kupondwa varipo here 😢😢 veduwe zvakaoma
Soon they will catch them musatamba nepolice yedu.
Handibvumirani nemi mkoma police yeZim yakuwanza huori.Hakuna kwainoenda nyaya iyi .
@@KayceeDate-p6l mukoma ndiyanizve
Kwaive kudhara cuz zvaizvozvi police yedu yadhakwa
@@reeghanmakuwerere3707 shuwa here Mari yaipa
Njanja express kumusha Kwamai
Aaaah vanhu vese vaivepo vachapera nengozi,saka kurova kwese uko nekutemwa nemasimbi nezvitina vanhu varipo shuwa,but kana vakatya vakadii kungofonera police,kut police yezim kumamisha havakurumidziri nyaya chiikoo asi? Mmmm zim yakutyisa
Shumba Shumba hanzi vairovana kuti yava lunch vombomira 😂😂😂😂😂
Ropa rakatorwa kutsipika ngozi haamuke zvekumhanya.
Tipei photo rake mhondi uyo
Sorry baba
Umm inga kumusha kwedu kwashata nhai
Zvakaoma Zvakaoma henyu
Very sorry mhuri yaLucky mwari vakunyaradzei
Dai mhondi yakabatwa baba vaiita stress shoma
KwaSadza uko ndakambozvireva ityai mwari. Mhuri yekwanalucky mwari akunyaradzei
Zvakaoma Lucky muka
Rip Luckson
Kuno kuJoni vari kufira foni
Monomuradzika Mumba Maira mhondi iyoyo momufukidza machira emhondi iyoyo
This is not normal and it’s so sad fambai fambai chete panashe azviendese ega ku police shuwa munhu ago ponda munhu vanhu vakatarisa pasina anobata mmmm
Drewmas media inondibhowa pakutaura ne ndebele part iyoyo inondibhowa zvokuty aaa ..dayi vakati video one re ndebele two re Shona bcz haaaa ka part ako kendebele uuuummm 😅😅
Hezvo inga chero news dzoti Shona dzoti ñdebele
Zvarwadza izvi asi ndadzidzawo kuti ropa haritakurwi nemawoko
Sad story😢
Monomuradzika Mumba Maira mhondi iyoyo momufukidza machira emhondi iyoyo anozviyitisa
Usarara lucksone irwa😢
Yendesai mutumbi wemufi kumusha we mhondi mochisiya ikoko .
Hama dzake dzikuziva kwaari
Vanhu zvavakungouraya uraya vanhu veduwe mmmmm
Zvakaoma kwakuitika mashura mumamisha umu
Ummmm humhondi hwakadai hwakaoma yoh 😢
Ngavainde kuChipinge anodzoka Asina kutsvagwa
Zvorwadza weduwe
Zvakaoma 😢
Anoda kupengeswa Panashe
Zvakaoma munhu kupobdwa vamwe vakamira kutya kubata hre
Shame kumusha kwangu zvakaoma
Zvakawoma veduwe vanhu vekumusha kwangu muri kuita seiko😢😢😭😭
Vanhu havasisina matyira
Zvakaoma hazvo😭😭😭😭😭
PaMutekedza paKwenda apo
Ende zvakaoma ndatì
Mhoroyi vepano
Dai vafamba adzoka abatwe
Munhu munhu anoshanduka
Shame. Zvakaoma Chokwadi.
People are so 😈 🦹♂️ vedu vee nematambudziko baba. Asi luckson muka plz plz
Mwari ndapindirire chokwadi
Chero mai vako kana mwana wako anokuuraya saka hapachisina mutsvene pasi pezuva
You can say that again bro.zvakunetsa kuvimba nemunhu nyange hama yepedyo chaiyo
Mhondi
Vabereki va luckson mukada henyu ku mirira kuti panashe achabatwa mogona kumirira zvachose. Dai zvaibvira matsvaga vanogona kumutsa luckson anorwisa panashe kumushaisa rugare zvese nevanhu vepamusha paakaponderwa bcz vanhu vepamusha uyu vanotoziva they had this planned and panashe uyu kwaakabva anogona akatoponda vanhu hobho.
seNyika havapana chonakidza panezvakaitita chero vanomuziva even kuno kunze kweNyika taurai munhu wakadai anofanira kupiswa
Very sorry baba
Zvakaoma
Zvakaoma 😢
Vanhu vavekutora hwunu hwejoni