Nyaya YaGogo yeMoto Yanetsa,Mambo Vounza Maporofita Mudare Kuti Vabatsire Kufumura PART 2

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ธ.ค. 2024

ความคิดเห็น • 47

  • @BUSTOPTV
    @BUSTOPTV  หลายเดือนก่อน

    Maporofita Auya Kudare Part3 th-cam.com/video/Xf4gLxmoA2s/w-d-xo.html

  • @ShamisoMuzunze
    @ShamisoMuzunze หลายเดือนก่อน +4

    Mambo apa matonga nyaya sezvairi excellent ❤

  • @Blessedhop
    @Blessedhop หลายเดือนก่อน +10

    Mambo mamuka magona. Mune uchenjeri, kwete jinda renyu rinorasika ane huori. Shandai nesharkwa wendebvu chena. Anotonga nyaya kwete munhu

    • @ShepherdMupambwa-mp4no
      @ShepherdMupambwa-mp4no หลายเดือนก่อน

      Magona mudhara weZiso 1'uya ingwere pakutonga bigup to th old man

    • @SusanChimondo
      @SusanChimondo หลายเดือนก่อน

      Chokwadi avo baba vendebvu namambo vanotonga chaizvo

  • @wellingtonmusanhu
    @wellingtonmusanhu 4 วันที่ผ่านมา

    Mambo is very intelligent. The only problem panyaya iyi is jinda ramambo rigere kurudyi, ane huori. I think akabhadharwa chiokomuhomwe or else rakange richitodawo mukadzi ari kuzviti muzukuru wemufi. Contrary to his behaviour, the other jinda riri kuruboshwe kwamambo is very intelligent and fair. He is trying to enlighten mambo kuti vaone kuti muchembere haana mhosva. The poor lady ari kunzi Suspect haana mhosva because hapana ane first hand information or witnessed her doing the setting on of the fire 🔥. Hapana ane concrete evidence yezvakaitika. The former sabhuku is the person ari to blame for all these shenanigans. Airwa hondo yake naSabhuku mutsva nemhuri yake. Well done mambo 👏👏👏👏

  • @chanadolu
    @chanadolu หลายเดือนก่อน +2

    Mambo took a power nap, vakauya vakajamuka kkkkk

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde หลายเดือนก่อน +5

    Ini ndri kuside kambuya ,musanetsa chembere idzi plz

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 หลายเดือนก่อน +3

    Very true hapana proof. Thank you Mambo.

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe หลายเดือนก่อน +6

    Kwete zirume riri pa side na mambo rinongobhabhauka kusanotaura mombe dzekuripa

  • @gordin2shifty960
    @gordin2shifty960 หลายเดือนก่อน

    Changamire mucha Sura mudare
    Hamurarhwe kwete
    🧐🧐🧐🧐

  • @mzilamoyana6137
    @mzilamoyana6137 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    This is absolute abuse of innocent people. Why would this women be harassed without anyone giving evidence first of what she did. The fact that people accused her of setting the fire does not make her any guilty. These kangaroo courts must be banned.

  • @AuxiliaMaposa-f5u
    @AuxiliaMaposa-f5u หลายเดือนก่อน +2

    I'm the first today

  • @Innocent-i7q
    @Innocent-i7q หลายเดือนก่อน

    Vanhu ava hama dzevafi vakanonoka kuita nyaradzo ndosaka varidzi vezvinhu vakapisa midziyo yavo. Vanoita zvechirungu vachikanganwa kugadzirisa nyaya dzemumusha

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r หลายเดือนก่อน +1

    Uhhhmm im lost nyaya kunge irikutenderera ndatoita fuza chairo

  • @RonikaNyadombo
    @RonikaNyadombo หลายเดือนก่อน

    Ndatadza kunzwisisa nyaya

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo vanotendetera heyi

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve หลายเดือนก่อน

      Ndaiti ndini ndega ndazviona😅haaaa

  • @shumbanyakurungwa8814
    @shumbanyakurungwa8814 หลายเดือนก่อน

    Vatori vemazwi nemifananidzo madii kuti panotaurwa private personal information, movharidzira.
    Munokonzeresa.

  • @NyaradzChihumwi
    @NyaradzChihumwi หลายเดือนก่อน

    Mambo magona kutonga apa

  • @NoreenGauche-di2ui
    @NoreenGauche-di2ui หลายเดือนก่อน

    Second 😂

  • @27brigade
    @27brigade หลายเดือนก่อน +1

    Can I have a job as a second cameraman? Then I'll focus on the other side nekuti iyi camera is always fixed pana mambo 😢

  • @berthapaison7905
    @berthapaison7905 หลายเดือนก่อน

    Was their fon # , house # and address disclosed to the whole nation 😢😢 plz try to protect vanhu vanouya mudare, mute kana masvika ipapo yhoooooo

  • @NyashaJoseph-q4q
    @NyashaJoseph-q4q หลายเดือนก่อน

    Saka pamba pasinga Gari munhu munhu panokodzero yekupiswa hre uyu mambo uyu

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em หลายเดือนก่อน

    Iwe mambo kwana mhani iwe,unenyika ndiwe mwari here?kutswaga kuda kubira vanhu.

  • @LloydMapfumo
    @LloydMapfumo หลายเดือนก่อน +1

    Ko vakadii kudzokera kumuprofita kuti vanzwe kuti moto wwkatanga sei ?

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 หลายเดือนก่อน

    Bustop nditsvagireiwo number dzachief kandeya want to give him drink pliz help

  • @rhodagore-k7s
    @rhodagore-k7s หลายเดือนก่อน

    Thirtd

  • @archiekushinga2721
    @archiekushinga2721 หลายเดือนก่อน +7

    King I don’t know what level of education do you have but you should let your administrating people do with details out of cameras because you can’t be recording peoples personal details and it was a lot of time for the proceedings. You should hire some clerks who should collect all these details before the court starts

    • @Rene-u5r
      @Rene-u5r หลายเดือนก่อน +2

      Very true, no consideration for Data Protection. Naivoo vanhu vacho could have raised it

    • @chickiesangel1
      @chickiesangel1 หลายเดือนก่อน

      You could have raised your point without being offensive or patronising!!! Level of education yaMambo Makope hs nothing to do with the cameras. Yes it's hooening in his court o your point should be to request for Data Protection respectfully...key word #Respectfully!!!!!

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora หลายเดือนก่อน

    Musanetse vana ava imi 32 yars and 30 yars havana chavanoziva ava

  • @NyashaJoseph-q4q
    @NyashaJoseph-q4q หลายเดือนก่อน

    Kutonga nhau kwakonekwa apaa obvious uyo anoreverera Mai vake so mambo kkkk kutonga ibasa kovaka viga Vega hre vafi vacho musajairira vanhu imimambo imi

    • @gwaimanitinotenda8641
      @gwaimanitinotenda8641 22 วันที่ผ่านมา

      Asi manzwiro ako from part 1 urikutoona Mbuya vakapisa here apa

    • @gwaimanitinotenda8641
      @gwaimanitinotenda8641 22 วันที่ผ่านมา

      This could be aiputa fodya hake .

  • @bishop4294
    @bishop4294 หลายเดือนก่อน +1

    Please edit and remove people's personal information especially id numbers BUSTOP TV

  • @phillthedrill
    @phillthedrill หลายเดือนก่อน +1

    Ndazvitaura kare on the first video kuti that family yezvinhu zvakatsvira mumba ndiko kune nyaya yemoto. Asi mambo muri biased, muri busy to persecute the councelor na sabhuku @3:34 why go ahead asking questions as if ndiye anga ari the sitting sabhuku. Mambo une bias over this issue you have shown your beef kuna sabhuku, just accept kuti, pamwe pacho he wasnt a sabhuku he can not held accountable. If you wanted more clarify you would have summoned the previous shabhuku and have a clear picture but it seems mambo is obsessed in finding the interim sabhuku guilty of one or two things. Nyaya iyi is straight forward but mambo varikudzugaira muimba yeround

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 หลายเดือนก่อน +1

      @phillthedrill
      Agreed in fact the person who has a problem with the sabhuku and the councillor is that mupurisa/gurukota ramambo. He is the one who came up with a baseless accusation of the councillor selecting/appointing people according to who buys him more booze!! His theory that gogo is being protected by the son is baseless!!

    • @phillthedrill
      @phillthedrill หลายเดือนก่อน +1

      @ even mambo, mambo wanted answers on things that happened musiri time yake, and councillor repeated so many times but mambo kept asking for details yezvinhu zvaanga asiri part of

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 หลายเดือนก่อน +1

      @@phillthedrill This is the very reason why Zim jails are full of innocent people because the justice system is a kangaroo court. Here there was NOT A SINGLE witness who saw Gogo set fire to her own grass in her own yard nor any evidence to that effect. In fact she claimed that there is video evidence which shows that her grass was not burnt BEFORE or DURING that fire. That video evidence was NEVER ask for. In light of all that she should have been found not guilty and the case dismissed!! All the other discussions about the councillor and the sabhuku should have occurred as a separate case with the Gogo free!!

  • @NyashaJoseph-q4q
    @NyashaJoseph-q4q หลายเดือนก่อน

    Imi hamuna proof futi yekuti havasiivo vakapisa ingoti hapana proof yekuti ndiye akapisa chete not kuti uyu haasiiye akapisa hamuna proof mamboo

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 หลายเดือนก่อน +1

      @NyashaJoseph-q4q
      Ko kana pasina proof either way Gogo avo vanogogarisirwei pachigaro chemunhu anemhosva? Decision yekuti Gogo avo varambe vari accused/suspect is baseless. Those who sued her failed to produce a single piece of evidence (even circumstantial) against her other than hearsay!! She should have been acquitted and compensated for being falsely accused( defamation of character). Mapurisa amambo aifanira kutsvaga twuvana twunonzi twakamutsa Gogo nyaya isati yapinda mudare!!

    • @matosi-n5t
      @matosi-n5t หลายเดือนก่อน

      ​@@rascocky6366you are right ❤

  • @GrayLayLeatherUpholsteryServic
    @GrayLayLeatherUpholsteryServic หลายเดือนก่อน

    But weather dongo or not imba yatsva so if sabhuku is acting defensive that's a red flag there, chief vaifana kusiya their advisers they were doing the right thing not kuzotenderera kwaitwa uku

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 หลายเดือนก่อน

      Vane proof here ko kana kuri kungovenga munhu

  • @solomonchirombe5305
    @solomonchirombe5305 หลายเดือนก่อน

    Zvikwambo izvo

  • @nicholaskadondo7023
    @nicholaskadondo7023 หลายเดือนก่อน

    why not censor ma personal details nhai @bustoptv