Makurukota aya are very respectful to people eventhough l dont agree navo all the time asi vanotonga nyaya zviri fair. Welldone Mambo Bushu nemakurukota enyu. Dai ndine chekukupai zvenyu ndaikupai
Musapandutse vanhu imi madzimambo especially imi mambo Bushu we respect 🙏 you nyatsowongororai nyaya ,This man anokakama and people don't have to take advantage of him please it's being unfair,towel can't be humbowo hungashandiswe ne dare no very wrong.
@ColleenChikanya-h5c you might be right but honaka rakawuya nekamwana zvekuti amai ava ndosaka vairamba vachiti ndaiva ndisipo,pangava ne nyaya zvechokwadi asika haisikunyqtsobatika wangu vanogona kudana mwana ozviramba panonetsa
@@neversonbutau5232 mwana doesn't lie vangamuudze zvekutaura kumba agouya agotaura izvozvo 1st statement but makurokota ayo pavanotanga kumubvunza mibvunzo anotaura zvese bit by bit varume vakuru chaivo vanopedzisira vataura chokwadi chavabva kumba achiti handitaure... Plus chikomba pataurwa nyaya yekuti ndakavhara nyaya yake yeumwe mkadzi wemunhu he didn't deny it meaning it is true
Haaa nyaya iyi ndakamboiona kune imwe Channel I believe +3 months back,asi then Chief Dotito wasn't there and and on ZIGO's channel ndikuona Chief Dotito is there and iri recent zvombofamba sei? I thought it was a continuation but irikutotanga kutongwa futi.
Iwe mdara iweuri dofo what do u mean kana uchiti makagona here kuti manzwa chinhu monyarara ?this was not a secret kana mai ava vanyarara pane chakaipa here?musatonge nyaya musingazive
Takakura tichitukwa tichinzi urirema rekwaBushu.....Mambo avo varivega vanogona and he is very intelligent but team iro rema elders nevamwewo havazive zvavanoita.They think munhu wese amhangarirwa anemhosva.
Mambo Mutasa havatonge mahumbwe nehearsay. Shuwa makurukota andofarira aya mandiita disappoint. I hope they time to watch this videos. Nekuti pavanotonga maybe havazvione.
mambo matonga zvekumama apa there is no evidence kana ka1 ...mattoita investigation as of m,atova detective ...u r suppose to deal with evidence not creating evidence....ndokutembai but mamira basa ...
Apa mambo mazora madhaka apa mabvunza mubvunzo uri straight kuti murume uyo ngaataure chinobatika chinoratidza kuti akahura haana chaakataura chinobatika. This is not right sei muchidzvanyirira vanhu so. Shuwa kutsikirira vanhu so. Haapana evidence mobhadharisa vanhu. Hapana kugadzirisa vanhu apa mukutobvoronga imba dzevana plis itai zvinhu zvakanaka.
They must appeal , what a ridiculous decision
Makurukota aya are very respectful to people eventhough l dont agree navo all the time asi vanotonga nyaya zviri fair. Welldone Mambo Bushu nemakurukota enyu. Dai ndine chekukupai zvenyu ndaikupai
@b1nice923 true zigo but vanombobvunza mibvunzo nhando zvekuti pakaita bhanditt chairo hapana chavanotonga.
Kutaura chokwadi apa mambo matonga zvisizvo apa, becz murume uyu haana Prof yekti akabata chikomba . Ko kna murume uyu achida kungobhadharwa chte . Dai ndiri mukadzi uyu ndaibva ndaramba murume uyu zvachose idofo remunhu . But apa mambo maita zviri anfree
@@KudzieGondoro ndowirirana newe ipapo
@KudzieGondoro true my brother hapana humbowo hunogutsa apa
Mambo apa matadza kutonga mabatira mukadzi uyo kusvika pakuchema
mambo bushu dzimwe munogona but apa marasika,hapana humbowo apa
@@martintemwenjele9752 true ndowirirana newe
Apo pabhaizwa apo unotonga munhu kuti une mhosva pasina proof sei nxaa ma court aya sometimes ndeenhema aya
Murume uyu haachade mukadzi
Kkkkkk choda chibaba che blue suit ichoooo matopedzera hazvidi kupoterera churu makomo ariko ❤❤❤❤❤❤❤❤
Kkkk baba avo vataura
Ka smile kaMambo love it apa mboma pakutonga
@ChipoMureyatu he is a good man he changed long back he respect ma families
Hazvina humbowo mambo matadza kutonga nyaya apo
Zviriko here izvi, humbowo hwemakuhwa wotova effective mudare iri, pamberi pemadzimambo maviri. Uku ndiko kukundikana kutonga nyaya. Chief Bushu na Chief Dotito dzokerayi kuchikoro chekuva vatongi.
yes but kune chinonzi circumstantial evidence
@@richardephraim8695 ndowona sekudaro pakateswa apo
Chidare chekumama ichi
Wisdom ina mambo Ava deserves kuti vaitwe Mambo
@ishmaelchihota5655 true he is a clever man.
Musapandutse vanhu imi madzimambo especially imi mambo Bushu we respect 🙏 you nyatsowongororai nyaya ,This man anokakama and people don't have to take advantage of him please it's being unfair,towel can't be humbowo hungashandiswe ne dare no very wrong.
Tauro ritori nenyaya henyu kupihwa tauro yaive nyaya yekuti vakapukuta naro vapedza kudya bota... Tauro was message we can't ignore it
Zvakaoma
Iwe zigo send imbondipawo contact yako shamwari
@ColleenChikanya-h5c you might be right but honaka rakawuya nekamwana zvekuti amai ava ndosaka vairamba vachiti ndaiva ndisipo,pangava ne nyaya zvechokwadi asika haisikunyqtsobatika wangu vanogona kudana mwana ozviramba panonetsa
@@neversonbutau5232 mwana doesn't lie vangamuudze zvekutaura kumba agouya agotaura izvozvo 1st statement but makurokota ayo pavanotanga kumubvunza mibvunzo anotaura zvese bit by bit varume vakuru chaivo vanopedzisira vataura chokwadi chavabva kumba achiti handitaure... Plus chikomba pataurwa nyaya yekuti ndakavhara nyaya yake yeumwe mkadzi wemunhu he didn't deny it meaning it is true
Aaah kuroorerwa mukadzi namumwe murume dofo remurume iweee ndooo pavava kuchidanana manje cz aroora pazvimhu zvaaaina kuita mambunyikidza munhu kuripa zvasina kuita apa kukakama kwemunhu imhosva here machinda amambo imi haa apa matadza apa
Iyi chief maitadza nhasi haina kubuda mushe inetumakuhwa mukati
Mambo matonga nyaya iyi pachitororo nekuti murume uyu hana kubudisa humbowo hwekuti murume uyu chikomba anodanana nemukaszi wake .Apa mambo hapana kuita zvakanaka hamuna kutonga zvakanaka
Vanhu murikumanikidza munhu nyaya yasingazive hazvina humbowo izvi
Mambo musazorasika kusvikaapa
Apa mambo makoniwa kutonga mose nemakurukota enyu
Ini murume wangu akadanana newife yemunhu handizvi bvume kunyangwe ndichitozviziva
Amai avo avana havo mhosva mukuona kwangu.
aah varume matongero enyu haaite munongotinga nhema imi.kudzvanyirira vanhu uko kungoripisa vanhu zvisina kana line rese .
Uuumm 2 vana mambo kubatsirana kupinda kudaro. Kkkkkkk I feel sorry for for your districts. Why mukumanikidza pasina umboo maraca henyu
The woman is innocent why hudzvinyiriri kudaro.Mambo wakadhakwa brain
Mmm pakaipa. Kukakama kunoita kuti utsitsirirwe nenhosva. Dai mambo manzwawo sabhuku.
Murume uyu arikuda pfuma chete ummmm
Haaa nyaya iyi ndakamboiona kune imwe Channel I believe +3 months back,asi then Chief Dotito wasn't there and and on ZIGO's channel ndikuona Chief Dotito is there and iri recent zvombofamba sei? I thought it was a continuation but irikutotanga kutongwa futi.
Chief matadza apa
Hmmmmm hapana kunyatso kutongwa
Musapandusa vanhu madzimambo. Tongai nyaya sezvataurwa kwete kuisa njere dzenyu
Hunzvanyirire vanu vezanhu haaa matadź kutonga nyaya apa chiii chakadaro vanhu vakuru kutitambisirà data mahara 😢😮😮😮😮
How far namai TT mudare. Asi amai vetawuru munin:ina wamai TT
Ndirini mukadzi ndisina kuzviita ndaidziramba
Ndafara kuona Chief Dotito vachibatsirana naChief Bushu kutonga nyaya iyi. Kuratidza kuti zvikomo zvinopanana mhute
Nyaya iyi maikonewa mambo Bushy,munosindigonera apa hameno kuti nokuti mambo dotito varipedyo here maita nhodzerwa
Apo mambo vapotsa ....hapana umboho hwungapiwe munhu mombe......vatongi ngavatonge zvinobatika plz
Madzimambo ,maviri Aya aneuchenjeri kwazvo
Ndokutonga nyaya manje mhosva inorambwa asi inozongobata muridzi
Unfair!
Uyu bushu anodhomoka zvinobhowa zvinhu zviripachena pasina kana humbowo apa dhemeti mhani nxaaaa
Zigo, stay tuned
Haiwaaa makurasika kutonga
Kumakomba moiteiko mukadzi onokumbira Moto musadaroba
Transfer it to chief Mutasa
Mambo Bushu munositonga zvenyu nyaya bt apa mabhaiza hapana humbowo
Nhasi bushu atadza kutonga ummm apa hapana nyaya apaa
Iwe mdara iweuri dofo what do u mean kana uchiti makagona here kuti manzwa chinhu monyarara ?this was not a secret kana mai ava vanyarara pane chakaipa here?musatonge nyaya musingazive
Bt mai vehat yered vakachenjeresa vakazvitaura vachida kusvibisa zita ramai Marve
Mambo Bushu munombotonga nyaya zvakanaka asi apa matonga sei nyaya iyi musatonge nyaya nemakuhwa pasina humbowo
Mambo apa hapna mhosva .mukufungira
Vakaziva sei kuti uyo ane shirt ye green ari kutengesa foni
Hapana chihure mambo Mai vakataura kumurume kuti ndanyegwa ndiyo mhosva yaripiswa zviro zvese izvi mombe dzabuda Mai motodanana nemurume uyo zviro ndezvake baba avo vatoroora nyegwai zvenyu nababa avo machatiswa
Apo Mambo Havana kutonga zvakanaka hapana humboo hwekuti akahura
ini ndakazviita nanhasi mukadzi wangu haagezese tauro iroro mambo varikutaura chokwadi tauru rakashandairoro
That was unfair
Saka anenge aroora ndiye here Kana chikomba? Pamombe ipapo ishe
Hhhaaa matonga nhema apa
Takakura tichitukwa tichinzi urirema rekwaBushu.....Mambo avo varivega vanogona and he is very intelligent but team iro rema elders nevamwewo havazive zvavanoita.They think munhu wese amhangarirwa anemhosva.
Mambo atadza kutonga murume uyo dai aramba kusaina kwacho inhema idzo
Uyo arikutaura kuti ndakaudzwa tichi wacha imi sedare hamuwone here kuti hadzina kukwana ,imi vematare nemiwo wakeup sure mungateerere munhu wamurikuwona kuti pfungwa hadzina kukwana.
ini ndomaonero andaita uyo ndiye murwere manje
Chiiko ichi,varume vakuru kutonga makuhwa here shuwa,???
Mmmmmmmmm iss not make sure
Vnhu ava havadanani kamukadzi kane red ako ndiko hodzeri
I normally trust BUSHU but apa a mbukinyidza vanhu. Patadza kutongwa apa
Kutonga makuhwa munhu wa Mambo iii apa mazvidzikisira apa
Mambo matadza kutonga hapana chokwadi apa
Kana mchinzi matadza kutonga vharai matare Acho mumbonorima henyu kana vakukudai vachaziva zvekutaura pamberi pevakuru kkkkkk ndaenda ini
Mambo Mutasa havatonge mahumbwe nehearsay. Shuwa makurukota andofarira aya mandiita disappoint. I hope they time to watch this videos. Nekuti pavanotonga maybe havazvione.
Mambo maporonga nyaya
Avo baba navowo chikomba because haana kuroora. Akutoda kunoroora nemombe dzeumwe?
Kapfidze kutaurisa iyezvino kakuramba nekuti mombe dzkuda kuenda.
Uyo arikutaura kuti ndakaudzwa tichi wacha imi sedare hamuwone here kuti hadzina kukwana ,imi vematare nemiwo wakeup sure mungateerere munhu wamurikuwona kuti pfungwa hadzina kukwana.Uye tokumbira nyaya idzi musati maisa mutongo imboisai pamhepo tikubatsirei Pamutemo nyaya dzisina humbowo musabate munopesanisa vanhu mudunhu
Mukadzi anoda chikomba chake uyo
Mambo makonewa
mambo matonga zvekumama apa there is no evidence kana ka1 ...mattoita investigation as of m,atova detective ...u r suppose to deal with evidence not creating evidence....ndokutembai but mamira basa ...
Kikkk nyaya hayibvumwe chikomba icho
mambo matadza kutonga,mabatirira munhu
chimwe chaita bhadhariswe its his history
Apa paita kaudzvanyiriri apa, nyaya iyi yaifanira kuitwa appeal, patongwa nhema apa
Vanhu avo vavakutonodanana cz maripisa munhu mhosva yaasina then mai avo kuchema kuramba kut havadanane soo mavachatisa
Iye akaudza mai vane heti ye red kuti arikutengesa foni ndiyani ini I don't trust mukoma vane green shirt
Hapana humbowo makuhwa ayo chii chakadaro
Hakuna dare rakadai bushu you are gradually loosing dignity
Hapana kana humbowo hwekumibata ko akaregereyi kumirira kuvabata
Mambo makonewa apo mukubatanidza zvisipo apo
Saka munhu akafungidzira chenge chatove chokwadi here
Zigo Madedido
Hpna kana nyaya apo
Madzimambo nyaraiwo ,iwe Zigo usaisa nyaya dzakapusa kudai pamhepo please this is nonsense
Apa mambo mazora madhaka apa mabvunza mubvunzo uri straight kuti murume uyo ngaataure chinobatika chinoratidza kuti akahura haana chaakataura chinobatika. This is not right sei muchidzvanyirira vanhu so. Shuwa kutsikirira vanhu so. Haapana evidence mobhadharisa vanhu. Hapana kugadzirisa vanhu apa mukutobvoronga imba dzevana plis itai zvinhu zvakanaka.
Ava baba ve leather jacket idofofo - haagone kutonga very biased always
😂😂😂😂😂😂
Nyaya iyi haina kutongwa zvakanaka
Chikomba hachigoni kutaura
chikomba nemukadzi wacho varikunyeba... mastatements avo ane pakasiyana
But vanhu vakutsvaka upfumi nevanhu
Bushu haugoni kutonga bastaaard
This is nonsense. Hakuzi kutonga nyaya uko. Hapana evidence apa. Kubatirira vanhu chete.
Ko inga zvakaoma mufunge