😂😂😂maprofita ave kunyara honai uyo akutotadza kusimudza musoro. Onge mwenga muroora ari kuda kushonongorwa. Vari kuremerwa nemazijira avakafuga. Mambo musape ma leading answers to your questions. Vanyepa kuti vakafa ndeve local ngavarove pasi data ratopera
This is pure nonsense, this chief should not be allowed to preside over any case aya ndomashura chaiwo, chii ichochi. Now the chief ndiye akuudza maporofita kuti nyaya ndeyemusha wakatsva, saka vavingei kana pasina zvavarikuona Rubbish
Kkkkkk Team iri ka harina zvariri kuona iri kokungoti hatina chataona hazvirambidzwe unenge usina kupihwa kwete kutaura zvisina basa pari kuda kutaurwa nyaya yemoto
Ko mambo maudzirei muporofita nyaya yemoto kkkk.maporofita arikudhomoka ngavabve pabench apo hapana choziikanwa ko kungoti moto wakapiswa nanhingi period.
Paground pei pavanoda kusvika, vaudzirwa zvese zvemoto uyu mambo avakutodawo kuripisa. Apa ave kuti vekuMalawi asi maprofits aya anga asina kuzviona. Mambo murikuitiswa chitsotsi nemaprofits enyu aya. There is a cost involved isiri kuonekwa nedare ngavachinje vambotsvagawo kana n'anga chaiyo
Chief apa hapana zvamaita bvisai maporofita tsvagai n'anga dzetsika dzenyu,izvi zvekuti maporofita ngavaite voga kwavo kwete kumatare edu echivanhu,
Chokwadii 😂 neni Andina kugutsikana nazo😮😮
Mapositori nyarai imimi endai kuna sekuru tasvu mubate mhosva Havana chavanoona kana ❤❤❤❤❤ichayi mwari imi tairai chakapisa kutenderera mahara
Tasvu is a scam
Kkkkkkkkk yah maita mambo mationesao boys rekunyepa iri kkkkkkkkkkkk
Mambo ava vakapusa big tym, vari kupatiswa nekupedzerwa nguva nezvinhu izvi zviri kuti tiri maporofita.
Amen yechii pfutseki iwe
Mambo please siyanai nembava idzi tapota
Muporofita dondo,hapana kana 1 chaataura zvemapfundo zvinei nenyaya iyii nxaaa trikuda nyaya yemoto
Mambo vatoudzira muporofitala😂
Maporofita enhema achakurumbira tariraiwo hama 🎤🎤🎸🥁🎷in Mathias Mhere's voice
Hapana zvinozivikanwa neporofita renyu iro ngavangoenda straight pakabva moto kaa
Kkkkkkk😅😅😅😅 atori pameat zvake apa nyaya anenge akaiona zvake payuchubu
Amen yako,vanhu varikutokotsira😂😂😂😂
Mambo Makope idzo imbava. Vamboti vana ava mukadzi nemurume😂😂
Mambo ibvai kuhope nembavha idzi mweya ngaungovona murikure kwete kuti ndoda kutanga ndasvika panzvimbo ifake idzi
Fake prophets saying nonsense
Maporofita ngaa kandwe mugomba re shamba 😅
Jinda ramambo rakadhakwa kufunga kwaro 😂😂😂😂😂
Kkk iyi yatove gas work
Kkkkkkk😂😂😂 veduweeka nhasi ndaseka maporofita Aya veduwee denga ririkurekure kwazvo
Dare iri asi richiri kutanga hr amna ka 😂😂😂😂😂
Havasi vaporofita ava hapana chinozikamwa
Manje Mambo vabva vati zvese bvuuu! Maporofita aya ati vanhu ava vakafa ndevenyika ino ivo vari veMalawi. Hapana kubetserwa kuchaitirwa mhuri iyi.
Mapororita enemha achakurumbira ngwariraiwo hama 👐🙌🙌🙌
Irimawo zvaro porofita renyu iri 😢
Mambo ndimwi makutoporofita kkkk
Mmmmm hameno Mwari ndimi munoziva 😔😎
Haa Ava havasi vaprofita matsotsi Ayo Mambo munesure kuendesa mbavha muhomwe dzevanhu musadaro imi
Zvemaporofita izvi matoto, chiiko naMambo ava. Moto inyaya yemapurisa who can investigate. Musatamba nenjere dzevanhu imi
😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu aaaah
Muprofita havoni uyu toda nhau yemoto mhani
Mambo mutsai
Dare renyu dololo
Taurai nyaya dzemoto wakatsva😂 kwete kungoti Amen Amen nonsense... Tikuda nyaya yeMoto simple
Fake prophets fake prophets fake prophets
Kkkkkkk
Maporofita mazhinji kungotenderera vachipedzera vanhu nguva...hapana chinoziikanwa 🙌🙄🙄🙄
Hanzi pane munhu akafa ane kufamba kwaari kuita 🤣🤣🤣🤣
Mambo mutsai
Dare renyu dololo
Prophet anobvunza kuti muri vanaani,ko adi kuzviwona mumweya xaaa suka
Umm ingotaurai straight to the point zvekuti Jura dema munhurume war wag vamwe madimikita hatiakwanise pliz
Hapna chozikanwa 😂😂😂😂😂😂
Havana mweya ava
Wow maporofita vari kutadza big time. Please mambo vaporofita havasi kuziva ava please please vachazononyepa manje
Uyezve chief teererai nyaya apa makuti vanhu ava ihanzvadzi nehanzvadzi ivo vari mukadzi nemurume
😂😂😂😂😂dhomo
Vanga vatadza kunzwa cz vazvi introducer vachiti vazukuru saka vangofunga kuti ibrother&sister
😂😂😂😂😂Mwari huyai vanhu vatanga
Team remaporofita ayo inhema dzega dzega idzo 😂😂😂😅
Handina amend yechii pfutseke kkkkkk
Kunyepa uku maporofita aya vanonyepa 😂😂😂😂😂 mambo vakuda kuziva chakapisa musha
Hapana zvataurwa 😂😂😂
I think these prophets are a syndicate of the chief
Kkkk maporofita enhema yeah
😂😂😂dhemeti… hamuone imi
Nyaya yanga iri yekuchenesa gogo not zvemusha wakatsva
Aya matsotsi aya , don't give them money,vanhu varikuvharwa kunze uko,fembera
😂😂 mmmh madzibaba musadaro
😂😂😂😂😂😂😂shameeee muporofita wepiko uyo
😂😂😂maprofita ave kunyara honai uyo akutotadza kusimudza musoro. Onge mwenga muroora ari kuda kushonongorwa. Vari kuremerwa nemazijira avakafuga. Mambo musape ma leading answers to your questions. Vanyepa kuti vakafa ndeve local ngavarove pasi data ratopera
Zvemaporofita muchazvirega henyu
Apa unenge vabuditsa mari Uchiha kuziva chokwadi
Dare iri confusion yega yega,🙌🙌🙌
Arikunyepa. Rovayi. Munhu. Itsotsi. Muporofitauyu. Na. Chief. Wachohaagone. Kutonga. Ingozi. Chete. Ngava. Ripe. Uyuhazvigone. Tererayi. Mufeki. Uyu. From. US😁. .
This is pure nonsense, this chief should not be allowed to preside over any case aya ndomashura chaiwo, chii ichochi. Now the chief ndiye akuudza maporofita kuti nyaya ndeyemusha wakatsva, saka vavingei kana pasina zvavarikuona Rubbish
Mambo apa murukupedza nguva coz vaprofitha ava ndevenhema ndivo matsotsi anomba mari dzevanu
Mambo haikona kukudza hope mudare ikozvino mavakudana ma learner echiporofita mudare
Idondo ririkutaurwa apa 😂
Chiporofita chematuzvi sis nxaaaaaaa tsvagai n'anga imwi chichief iyo imbavha haihwa
Hapana apaaaa
Munoona kurasika kunoita mapostori kana vachibata matare avo...kana vanhu vagara pamberi pemuporofita unofanira kuona nyaya yafambira vanhu...this typically tells you that vanhu vanofanira kufembwa nevanhu vanobata matare eCHIVANHU (ndozvinoreva kuti TRADITIONAL CULTURAL VALUES zvinoda ma traditional healers) ...aya matare ECHICRISTO anopesanisa dzimhuri...I suggest machief ese aende kuZINATA opihwa vabetsiri varimunzvimbo dzavo vane reference inozivikanwa then vavanoshanda navo
Kana maporofita anobvumidzwa but mapostori anodhomoka zvawo
Maporofita enhema chaiwo.Chief taurirai vanhu awa kuti warikubira vanhu wachinyepa zviripachena semuswe wembudzi.
Tsano ava vanoda kumamiswa vanonyepesa
Mukati vana vanodziidzira mu class umu vanotobudao nechinhu ipapa kirasi inoswera mapenzi
Yooooooooo
🔥🔥🔥🔥
mweya wanzvenga hahahaha kwangova kudzamba dzamba hako asi kubvuma kwakanaka kt handione
Mambo hunzai vehakata nekuti handina zvandanzwa ini
Zvima postori izvo ndezvenhema vari kutaura zvisipo😅
Maporofita imika motopa mambo sure bsa rekutaura ska mauyorei nhai Koo dzimwe dzimba dzakatsva hamuna.chamuri kuona imi
maporofita hakuna hakuna ahh 😂😂😂😂
Kkkkkk Team iri ka harina zvariri kuona iri kokungoti hatina chataona hazvirambidzwe unenge usina kupihwa kwete kutaura zvisina basa pari kuda kutaurwa nyaya yemoto
Hasi maprofita aya
😂kunyepa
Matsotsi awo batayi munhu
Haaaa bhai vakomana vaporofita itai easy
Hapana dhiri
Mambo munoziwa chivanhu imi musarasiswe nemutongi wenyu uyo anoshevedza maporofita itai n,anga yenyu yamunotemba
Kkkkkkkkk ndaseka hangu masowe bodo bodo bodo😅😅😅😅
Nyaya yarasika
Maporofita marombe Aya akutsvagao kkkk
Nhai vanhu ava vazukuru papi pacho. They just say tirivazukuru , mmm prophecy dzacho ma1
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂vanga vachimuona varipai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂zvakaomao veduwe
Mambo don't use mapositori aya zvakare. Nhema! Nhema!
Ko mambo maudzirei muporofita nyaya yemoto kkkk.maporofita arikudhomoka ngavabve pabench apo hapana choziikanwa ko kungoti moto wakapiswa nanhingi period.
Taurai nyaya yemoto madzibaba
Kkkkkk vakutoudzwa namambo kkkkk zviri kudiwa kkkkk Team iri rakadhakwa iri ngavabve ipapo
Mambo nyaya yemoto haiinei nenanga ndeye forest commission
Prophet from TEMU
Ava va profita venhema. Imi sei kuvatungamirira. Dzingai varofuta venhema.
Haaaa hapana apa
Mambo marasika apa zvemaporofita enhema Aya hazvienderani yechivanhu chedu pangadai paita zvechivanhu vanohaka mhepo yacho totaura yega kwete madimikira enhema echiporofita
Hana mweya uyu
Paground pei pavanoda kusvika, vaudzirwa zvese zvemoto uyu mambo avakutodawo kuripisa. Apa ave kuti vekuMalawi asi maprofits aya anga asina kuzviona. Mambo murikuitiswa chitsotsi nemaprofits enyu aya. There is a cost involved isiri kuonekwa nedare ngavachinje vambotsvagawo kana n'anga chaiyo
Zvatova zverinda futi😮😢
Haaaa musapedzera vanhu nguva nemaporofita enhema
Chief uyo akadhakwa
Ini chipotofita chinondibhowera kutenderera dai iri n'anga dzinongoti joo pane dambudziko,chiporofita chinosiya nemubvunzo ,kufungirana kusiko kungoti pane murume pane mukadzi aniko , dambudziko chero munhu asiri panzvimbo panongotaurwa kut pane zvakati zvakati zviri kukonzereswa naningi vanhu vochizonozvika panzvimbo zvobviswa pocheneswa...
Prophet miracle Paul vanongoti jgoo pasina kutenderera
Vari kuedza nguwa ye dare maporofita enhema
Mambo madzibaba nhasi havana kupihwa dare varasika zvachose