HARARE......BISHOP VEKUBATA MUROI VANOTI HANDIJAIDZE VEZVIKWAMBO, MBAVHA NEVAROI

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ม.ค. 2023
  • ONE ON ONE NABISHOP VAKABATA MUROI
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 296

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 ปีที่แล้ว +37

    Pride baba iite shoma ndapota nokuti simba harisi renyu rine muridzi, uye tauya zvakawanda

    • @pellagiatigere4642
      @pellagiatigere4642 ปีที่แล้ว +1

      yaaa kskutsvinya kari po kuti handisi we5rand ndokuti munhu wamwari

    • @phinnyndhlovu8543
      @phinnyndhlovu8543 ปีที่แล้ว +2

      Ko vana Makandiwa zvavanokurovai ma US$500 ema 1 on 1 munodii kutaura nezvavo?

    • @mavischikumbirike4347
      @mavischikumbirike4347 3 หลายเดือนก่อน

      Munotaura chokwadi bishop vanhu vazhinji varasika nekufunga kuti mudzimu idhimoni . Dai tadzokera kuchivanhu chedu tairarama zvakanaka isu vanhu vatema

  • @innocentbanda1117
    @innocentbanda1117 ปีที่แล้ว +13

    He said the truth about chivanhu. Enough respect ✊ to this guy. Straight to the point. Thank you Drewmas

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +11

    Endai navo kumhuri yakashaikirwa nemwana sikana wekurumwa nenyoka

    • @sarudzaimasunda8346
      @sarudzaimasunda8346 ปีที่แล้ว +1

      Isu tine dambudziko nevanhu ivava vanoda kuzvitutumadza pamatv vachitadza kubatsira vanhu .moyo dzedu dzinorwadza mwana akarumwa nenyoka muchikoro nhasi pane amai varikuchema.vakashaiwa mwana we 13 years girl .saka izvi hamuoni here mubatsire vakadaro basa kutaura nhoroondo pama tv please stop this nonsense

  • @jacquelinevotanincube8099
    @jacquelinevotanincube8099 ปีที่แล้ว +4

    AMEN Bishop murikutaura chokwadi tiri kudzidza ipapa rovai basa

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 ปีที่แล้ว +6

    Thank you shumba and MaNcube special I'm proud of you keep shinning and smiling always

  • @tre642
    @tre642 ปีที่แล้ว +26

    I sense pride kuzvikudza plus kuzvida.

    • @mandla9267
      @mandla9267 ปีที่แล้ว +3

      Even me

    • @kaie7308
      @kaie7308 ปีที่แล้ว +1

      ya kuromba

  • @dogmanman4413
    @dogmanman4413 ปีที่แล้ว +6

    Haasi bishop in'anga iyi kubatsira angabatsira hake asi in'anga

    • @TonyChatyoka
      @TonyChatyoka 4 วันที่ผ่านมา

      Sure hapana cha Mwari apaa

  • @movementforsuccess23
    @movementforsuccess23 ปีที่แล้ว +7

    This guy I n'anga.

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 ปีที่แล้ว +8

    He needs to be calm... Kadzungu karipo nekuzvikudza... Bishop Chilai idjai firidji

  • @patriciavimbaizvaita8370
    @patriciavimbaizvaita8370 ปีที่แล้ว +4

    kkk ava bishop vakupedzerai ma sports aNeshamba na Sokostina.kkk
    shuwa shuwa here kubva mashaiwa zvekubvunza next.kkkkkk
    keep it up dremas tirikudzidza🥰😍🤩🙏

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 ปีที่แล้ว +9

    Yea Bishop vanozvifonera ava

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 ปีที่แล้ว +4

    Munozviziva here hama, kuti kune varoyi vanotsvaga mbiri? Vamwe vanoroya pagedhi reHospital vana vese voita nova dzisingaperi kusvikira mwana iyeye aendeswa kumuroyi iyeye. vamwe vanofuridza pamaShops, pamharadzano, patsime...etc vanhu vasina midzimu yakasimba pavari manobatwa nepfari/kupenga/kuhumana ipapo sezviya zvinoita vanhu kwanaTsikamutanda vachireurura uroyi hwavakaita asi pasina chiripo. Ini, semaonere angu varoyi vanodya vanhu vari nani pane muroyi anoroya munhu/vanhu kuti agowana mbiri vanhu vagoita chipatapata vachienda kwaari kundobatsira, apa ndiye aroya wawavakubatsirwa naye.

  • @preciousmazinyane66
    @preciousmazinyane66 ปีที่แล้ว +2

    Sokostina navaNeshamba how are you guys 💕 you are doing a great work 🙂♥️🙏

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 ปีที่แล้ว +34

    Wby di i feel like its a marketing strategy 🤔

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media taking you to another level 👏👏🥰🙏

  • @similonkomo3247
    @similonkomo3247 ปีที่แล้ว +1

    Pride bishop yakanyanya, siyayi ndege neshiri mudenga imi seat down

  • @rainahkaritushu944
    @rainahkaritushu944 ปีที่แล้ว +4

    todawo number

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว

    But I didn't understand the last guy ataura we trailer achiti "nanhasi haasi kuita zvakanaka through mukomana iyeye"
    What does it mean? Aireva nezvaani?

  • @sweetlily456
    @sweetlily456 ปีที่แล้ว

    Good bye my friends tichawonana rimwe zuva - nice music 🎶

  • @trymoremutandwa8317
    @trymoremutandwa8317 ปีที่แล้ว +4

    Tipeiwo number dza Bishop kaaa

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 ปีที่แล้ว +5

    Dzungurubheti

  • @brainmahori7633
    @brainmahori7633 5 หลายเดือนก่อน +1

    Thx bishop mataura chokwadi

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi4795 ปีที่แล้ว +2

    Marketing strategy, pride ,dzungu ,kungwarisa here umm hameno

  • @catherinempofu1627
    @catherinempofu1627 ปีที่แล้ว +2

    Can he help my niece her visiting visa was refused by the ukvi maybe they will reverse the decision 🤔

  • @muvirimig
    @muvirimig ปีที่แล้ว +1

    this is really on another level

  • @rosemarydzamara7857
    @rosemarydzamara7857 ปีที่แล้ว +7

    Bishop dzikamai

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 ปีที่แล้ว +1

      Havasekereri sadza risina muriwo zve🤣🤣🤣

  • @skhanyiswemhlanga7445
    @skhanyiswemhlanga7445 ปีที่แล้ว +2

    Number neshamba pls🙏🙏

  • @user-ss8zg7ze7q
    @user-ss8zg7ze7q 5 หลายเดือนก่อน

    Dremas media taking us to another level thank you shumba and aunt mancube

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 ปีที่แล้ว +4

    Ndichihera chaivo pastor kupaparika

  • @tblo9107
    @tblo9107 21 วันที่ผ่านมา

    N'anga yakakwana iyi.Hakuna Bishop anosanganisa Jesu kristu nechivanhu.Hakuna zvakadaro.

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว +1

    Bishop vandipedza, ndini ndoda kufa ini 🤣🤣
    I appreciate he doesn't hide that he charges money for the work he does

  • @ceemu3966
    @ceemu3966 ปีที่แล้ว +1

    49.47 ambuya veshavi reuroi mavaona here 😏mkoma neshamba and team rambai makadaro we're enjoying

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +2

    Matauriro amukoma ava zvichiri zvamwari hr or makaromba muri kuzvida handioni sekuti chipo chenyu chinobva Kuna mwari

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +2

    Daikuvhura masowe kuri kuvhura macompany maidaro muri mbinga Bishop

  • @neriamuponda8493
    @neriamuponda8493 ปีที่แล้ว +2

    Another level

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. ปีที่แล้ว +1

    Mbavha nevaroi ngazvipedzwe pamberi nebasa bishop... number dzenyu ndingadziwana sey

  • @shepherdmanhendera9526
    @shepherdmanhendera9526 ปีที่แล้ว +1

    Munebasa munhuwashe, vanhu havasi kutya mwari urombwa uroyi mbavha ngadzishandirwe vasiye mabasa akaipa, sando dzenyu bishop vanhu ngavasiye mabasa erima vazive mwari!!!

  • @tamarisimango3620
    @tamarisimango3620 ปีที่แล้ว +3

    Tipeiwo number dza bishop ava

  • @itayikaseke3480
    @itayikaseke3480 ปีที่แล้ว +2

    Don't give glory to yourself,pride can be ur down fall, just say by the grace of God I do this and that, even the devil be4 his down fall was saying 1

  • @luciatayengwa3343
    @luciatayengwa3343 ปีที่แล้ว +2

    Rambai makadzvanya bishop

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 ปีที่แล้ว +4

    No market strategy apa u can not say ths openly infront of pple
    We call it -straight talk

    • @mulnykays4386
      @mulnykays4386 ปีที่แล้ว +1

      Munovharwa vanofembera ava

  • @hazel4463
    @hazel4463 ปีที่แล้ว

    Amen Bishop

  • @promiseshadaya3886
    @promiseshadaya3886 ปีที่แล้ว +1

    My brother 🐘🐘🐘❤️🙏

  • @Nzungu
    @Nzungu ปีที่แล้ว +2

    Good marketing strategy

  • @sketchersproductioncorp166
    @sketchersproductioncorp166 ปีที่แล้ว +1

    Mhoroyi bhudhi wangu, iniwo ndinoyera nhari

  • @lovenessmasawo8457
    @lovenessmasawo8457 ปีที่แล้ว +3

    *Pride*

  • @leonamoni4333
    @leonamoni4333 ปีที่แล้ว +4

    🤣🤣🤣handisekerere sadza risina muriwo kkkk

  • @yeubabes
    @yeubabes ปีที่แล้ว +1

    nhari unendoro we love our totem

  • @mamaruuruexy4823
    @mamaruuruexy4823 ปีที่แล้ว

    Baba Ava vaimbova madzibaba ende zvekutaura kunge vanozvikudza kunge vanoganza ndozvavo chaizvo.enge zvekuti vanogona kungoita zvinhu zvisinganzwisisike vanozviita.vkambokwenyesa umwe murume ndiripo Mmmmm ndandakutonzwa tsitsi zvakaitika 2017

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +2

    Varikutsvaga keshi avo rovai bhegi Bishop

  • @luxygraphics
    @luxygraphics ปีที่แล้ว +3

    Mbiri kuvanhu , itai basa bishop

  • @shyletmakwiranzou3841
    @shyletmakwiranzou3841 ปีที่แล้ว +2

    Munemakore mangani bishop

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 ปีที่แล้ว

    Shumba Soko and Drewmas team tokutendayi .taking us to another level

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 ปีที่แล้ว +2

    The way he reapeted,"handingasiye program yangu yandange ndafambira🙄🙄

  • @user-iy2tj2nh6p
    @user-iy2tj2nh6p หลายเดือนก่อน

    Mukahuru bsa ngaribatwe

  • @Smusumhi
    @Smusumhi 3 หลายเดือนก่อน

    Bishop havadi kushandiswa nevaiti vezvakaipa zvirigood chaizvo kuramba kuitiswa mudzimu uripavari ndewe pfidzisa vaiti vakaipa munyika vanhu vanogara zvakanaka ngavaite bsa ndava mudzimu urikutungamirira ndezvedzinza chipo chirimavari

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 ปีที่แล้ว +3

    Bishop havapotereri nemo nemo

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 ปีที่แล้ว +4

    Skiri rekutsvaga bag pa twn skiri tobooo kkkkk

  • @Owen-hc5um
    @Owen-hc5um ปีที่แล้ว +1

    Reality pastor help us

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 ปีที่แล้ว

    Sotai munhu Bishop...Either mukunzi muri n'anga or muporofita....Mbavha ngaezigadzirwee

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 ปีที่แล้ว +3

    Big Sam comedian huyai mutore hama yenyu lol

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 ปีที่แล้ว +2

      Kkkkkk ndaonawo kufanana shua

  • @melaniachingware8650
    @melaniachingware8650 ปีที่แล้ว +2

    Ndine Dambudziko rangu rokuvharwa Saka mukoma tovabata cei Avo

  • @leniencychabata7545
    @leniencychabata7545 ปีที่แล้ว +1

    🙆hameno kwatiri kuenda

  • @TonyChatyoka
    @TonyChatyoka 4 วันที่ผ่านมา

    Hapachina zvaa Mwari apaa

  • @kudakwashemunyengeri2085
    @kudakwashemunyengeri2085 ปีที่แล้ว +1

    Team rakuda kumamisa aaavakunyanya kushandisa vanhu

  • @beatricemarapara3434
    @beatricemarapara3434 ปีที่แล้ว +3

    Amen Bishop. I do quite understand you.

  • @fadzaichisweto
    @fadzaichisweto ปีที่แล้ว +3

    Kunamata nekuzungaira zvinhu 2 zvakasiyana ndaseka nhasi

    • @vongaimarinde
      @vongaimarinde ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @libtychaka5726
    @libtychaka5726 ปีที่แล้ว +2

    Tino tends Mukanya neku ramba muchiti simudzira pama big 5 pakare po!

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 ปีที่แล้ว

    Umh Prophet ava Umh haiboo

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 ปีที่แล้ว

    Haman pamatanda ake 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 i like it😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @princechibaya9565
      @princechibaya9565 ปีที่แล้ว

      Yaah apo pakuzvikudza apo pokuti handisi munhu we 5 rand apo kuzvikudza uye ari kutaridza kt anobhabharisa ipapo ndoparikupesana neshoko raMwari

  • @richardchipenzi7389
    @richardchipenzi7389 ปีที่แล้ว

    Mwari ndimi moziva ummmmm

  • @maudysvipo3358
    @maudysvipo3358 ปีที่แล้ว +3

    Tipei number dzavo tivaedze tione kuti ndizvo here

    • @kuzimunetsi9420
      @kuzimunetsi9420 ปีที่แล้ว +1

      Drewmas ino bhadharisa number

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 ปีที่แล้ว +1

      @@kuzimunetsi9420 nothing is for free even in FreeTown

    • @kuzimunetsi9420
      @kuzimunetsi9420 ปีที่แล้ว

      @@monalisakaetano8083 zvinosiyana vamwe vanongoisa #

  • @richardmashingaidze1012
    @richardmashingaidze1012 17 วันที่ผ่านมา

    Kabhithopu katho kkkkkkkk.. Defination yaubishop munoiziva here imimi nxaaa

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 ปีที่แล้ว +2

    Sure Bishop piwai mari ne nhubu idzodzo

  • @patiencesara9214
    @patiencesara9214 ปีที่แล้ว +2

    Anenge angomuguma chete ..saka vanhu nekundiziva nekunditya 🤪🤪mbiri ndeya Mwari Bishop

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 3 วันที่ผ่านมา

    Hanzvadzi yangu soko stina❤

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +2

    Batsirai vanhu Bishop

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 ปีที่แล้ว +2

    Vaneshamba, kkkkk....makaoma Shumba. Mandifungisa David Matanganyise (Access to Capital fraudster) who the Newspaper reporters said "The CEO has a baby face". Apa masakura nekuzudza in just one question. Mabva maita gariraneko naSoko, Soko vati "Saka masimba enyu anobva kumidzimu here kana kuna Mwari"? (Asi baby-face Bishop ava vagona kudavira zvineungwaru uye chokwadi , ESPECIALLY pavati 'Vadzimu vangu ndivo vakatendera kuti ndiite Bishop'.

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 ปีที่แล้ว +1

    Baba ava vane pride havo asi mapindirirero avo imuvhunzo haaa anehuchenjeri

  • @teclakugas140
    @teclakugas140 ปีที่แล้ว +2

    Varikuita zvese yes but mweya waMwari haudai

  • @peterchando1773
    @peterchando1773 ปีที่แล้ว +1

    Maswera sei Drewmas

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 ปีที่แล้ว +1

    When ever one is always insist like i do this, i do that. It means it's his/her. Basa raMwari harisevenzi richidaro

  • @mariabanda2415
    @mariabanda2415 หลายเดือนก่อน

    Amen Prophet

  • @tanyachikoxa848
    @tanyachikoxa848 ปีที่แล้ว +7

    According to the witch, she ate her husband first, then her 2 children, and according to the bishop. the husband is alive, just that they are divorced, which kinda confuses me

    • @givenmunyuki6235
      @givenmunyuki6235 ปีที่แล้ว +4

      Mai ava vakaroorwa nmurume wavo wokutanga ndobva afa....bba vemusikana wekupedzisira bba vake varipo

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 ปีที่แล้ว +1

      @@givenmunyuki6235 asi muskana wacho akati baba vakafa,kwasara vanabamkru

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 ปีที่แล้ว +1

      Vakadya mrume wekutanga vasirivo baba vemusikana uyu, vemusikana uyu varipo

    • @kudakwashemunyengeri2085
      @kudakwashemunyengeri2085 ปีที่แล้ว +2

      Staged

  • @ruvarashehondo2035
    @ruvarashehondo2035 ปีที่แล้ว +2

    Ko zvandokuziwai nhayi

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 ปีที่แล้ว +2

    🤣🤣🤣🤣🤣 Bishop havadi kufa nezvavasina kutsvaga hanzi bata wega kkkkkkkk

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 ปีที่แล้ว +2

    Kkkkkkkkkkkkk ayaaas

  • @irenemukombwe3798
    @irenemukombwe3798 ปีที่แล้ว +3

    Maporofita tichaneta nawo

  • @mabeltiriwepisanyamahwe5124
    @mabeltiriwepisanyamahwe5124 ปีที่แล้ว +1

    Apa Bishop mwana mudiki sei....zvinoshamisa.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 ปีที่แล้ว +1

      Hanzi zvikasadhamisa haasi Mwari

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 ปีที่แล้ว +2

    zvinotendwa

  • @IshmaelMashy
    @IshmaelMashy 27 วันที่ผ่านมา

    Tipeiwo number dzavo

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 ปีที่แล้ว +3

    Handisekerere sadza risina muriwo🤣🤣🤣

  • @promisematowe8623
    @promisematowe8623 ปีที่แล้ว +1

    Pakusota vanoba apa Bishop rovai basa mbavha ngaisotewe

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 ปีที่แล้ว +3

    Bishop panebasa kkkkkkk

  • @ReubenM27
    @ReubenM27 ปีที่แล้ว +2

    Bishop vanemoto

    • @tracykume9689
      @tracykume9689 ปีที่แล้ว +1

      Ndevechidiki bishop dzungurakawandisa

    • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
      @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 ปีที่แล้ว +1

      Ini pandakaona vidio Rai vaye vachitaura zvemuroyi uyu ndakangoti tichanunzwa hedu auya haizi marketing iyoyo kna chiri chokwadi totenda mwari tosunungurwa shuwa

  • @theresamazhawidza9265
    @theresamazhawidza9265 ปีที่แล้ว

    Hamaan pamatanda shuwa Bishop

  • @mercygambiza8590
    @mercygambiza8590 ปีที่แล้ว +1

    Pamidzimu hamunyep mudzimu haudzingwi unokumbirwa kut ndoda kunamata

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +1

    Andrew ko mota yako wakazodzoka here soterwara namadzibaba avo idzoke uzotipawo number dzavo kkkk

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 ปีที่แล้ว +2

    Mari dziri kutaurwa naBishop ma$500 aaah kutokunda Doctor

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 ปีที่แล้ว +1

      🤣🤣🤣🤣 ko ndi Doctor vekuDenga zve

    • @malinideviya534
      @malinideviya534 ปีที่แล้ว +2

      Haaaa kutsvaga mari uku ndikatsanya ndonamata haaa nfokunda

  • @rosemarymaumba9358
    @rosemarymaumba9358 ปีที่แล้ว

    Bishop kubatsira munobatsira asi pride inenge yati wandei