DNA results, mombe

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 22 ก.ย. 2024
  • DNA results, mombe

ความคิดเห็น • 76

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +18

    Mdara uyo akaramba ku testwa nemwana wake .....ndiye akamitisa mwana wake

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Mudhara ane nharo ndiye wekuramba kutorwa ropa ka uyu 😂😂😂😂 forogonya

  • @molinamurinye7993
    @molinamurinye7993 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Chief Mutasa ,vakadzidza chaiko .Havanyeperwi nemadofo ayoo hulululu ndapururudza zvangu❤❤❤

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +5

    Mambo itai kuti baba avo vanotestwa nemwana wavo coz mufungo weruzhinji urikuti baba avo ndivo vanenge baba vemwana iyeye Evans. Ndivo murume wamaiForogonya yangu inobva yakwira.

  • @TinasheKamhapa
    @TinasheKamhapa 53 นาทีที่ผ่านมา +2

    Ndaiziwa nyaya iyo tinashe mugabe akamboifambira baba avo ndivo muridzi vemwana

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Pihwai mombe dzenyu 😂😂😂😂 vaNyakutsikwa

  • @makomborerotanhara
    @makomborerotanhara 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Haaaa 😂😂😂😂 Mambo Hanzi pane vakaenda mberi mberi kuisa kusvitsa tambo kuparaffin yeke yeke

  • @NokuChuma-ve2si
    @NokuChuma-ve2si 31 นาทีที่ผ่านมา +1

    How come to you so yaunzwa kwaChief Mutasa nice zvese zvakuzobuda pachena

  • @InnoKapfunde
    @InnoKapfunde 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Chioko muhomwe mapurisa😅😅😅😅

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Baba ava ndovakapa mwana wavo nhumbu.

  • @tmp12349
    @tmp12349 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    But mambo nedare rake havana mafunnies hahahaha 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 mambo mutasa vari intelligent zvekudaro apa wisdom dziri tiii apa makurukota avo vane nharo kkkkk

  • @makomborerotanhara
    @makomborerotanhara 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Aizveee yadzoka nemutsindo zvakare. Udzai MUNHU ari kuuya nema DNA musoro WAKE kkkkkkkkk. Forogonya reloaded

  • @damview3628
    @damview3628 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +7

    Is this forogonya case? Sure nyaya hairove ndafara kuti yauya kwamambo mutasa

    • @monicatsindikidzo4771
      @monicatsindikidzo4771 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

      Yes it is! Forogonya pfacha padare ramambo Mutasa!😂

  • @lazieharsh
    @lazieharsh 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Imbavha mudhara uyo ngaadzose, ngaadzose mombe and onetime yacho mombe yacho ingadai yakatobereka

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    But dai ndirini Baba Ava ndakumbira ruregerero ndodzosera hangu Mombe.

  • @darkskinneddutchess4007
    @darkskinneddutchess4007 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Step father avo vakadya mwana wavo vakuda kuita maro nemwana wavo😂...kuripisa vanhu two pamwana one?😂

  • @tmp12349
    @tmp12349 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Bambo bambo musaita vanhu mapenzi

  • @DeeCM-f3v
    @DeeCM-f3v 18 นาทีที่ผ่านมา +1

    Baba avo ndivo vakamitisa mwana wavo.

  • @stars1531
    @stars1531 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dzvetera ndiye baba vemwana wake

  • @GladysRumbidzo
    @GladysRumbidzo ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Forogonya yadzoswa zvine power 😂😂😂😂

  • @SabinaMuringani
    @SabinaMuringani ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Zibabairi zidzukununu 😂😂😂😂 mapurisa akatora 100 us

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mombe ngaiuye nemhurudzayo. Kana iri mari inevana vayo futi 😅😅

  • @SabinaMuringani
    @SabinaMuringani ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Sahwira wekumbakwedu 😂😂 pihwa mombe dzako nyakutsikwa

  • @MollieMapara
    @MollieMapara ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Baba ava ndivo vakabata mwana wavo nhumbu mnje mai veforogonya vachaitasei kna zvikabuda kuti murume wavo ndiye akarepa mwana

  • @PreciousMubaiwa-s7x
    @PreciousMubaiwa-s7x ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ngavadzose mombe vachiti zidumbu

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    How come to you so,ipai munhu mombe yake

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Ngaadzosere mombe zvichakanakamhata uyo,apa avakurwadziwa kudzosera mombe ari ega nokt vakadya nemapurisa

  • @sammlambo8313
    @sammlambo8313 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Mr Dzvetera vane mukadzi ane forogonya 😂😂 yakanetsa nyaya iyoyo yemwana wavo paTinashe mugabe dna show😂😂

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂😂😂😂 ndiyo Suu kkk

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ehe ndiyo kkkkk ​@@Ashley-up6xy

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Hqhahaha nyaya iyi yaa how come to you so 😂😂😂😂

  • @markmax3112
    @markmax3112 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Good one taishaya kuti nyaya iyi yakazoguma nekupi.

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mapepa emu high court haungaapedzi kuverenga akawandisa

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 4 นาทีที่ผ่านมา

    Dzvetera ndiye akamitisa mwana wake

  • @TatendaNyaguze
    @TatendaNyaguze ชั่วโมงที่ผ่านมา

    How come to you 😂😂😂 yadzoka ft

  • @TendaiMukandakanda
    @TendaiMukandakanda 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mambo muchembere kukwidza mbuya vemzukuru forogonya yavo

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 52 นาทีที่ผ่านมา +1

    How come to you so😅😅

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume3273 8 นาทีที่ผ่านมา

    Mambo tokumbirawo nyaya iyi.munyatsoibata Mai nababa vemwana vakangwarisa.takaona nyaya iyi baba awo ngavaitwe matest nemwana vawo vakarambirei.pane nyaya apa makunakuna chaiwo

  • @davidmakanani5426
    @davidmakanani5426 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    taishaya kuziva kuti murume uyu haasi kuda kukwidza forogonya again sei

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 8 นาทีที่ผ่านมา

    Nyaya yanga isina kupera.

  • @faithmbutsa7837
    @faithmbutsa7837 3 นาทีที่ผ่านมา

    Ndiye musikana uye una Mai wekuti how come to kkkkk

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kkkkkk esaya Pano haungobudi.

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 28 นาทีที่ผ่านมา

    Mambo ita baba vemwana vatorwe ropa

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi นาทีที่ผ่านมา

    Matadza topic apa dai murikuwana maViews hobho panyaya vanhu vazhinji vaida kuzwa mamiriro nemaperero ayo

  • @EdithChingoma
    @EdithChingoma 6 นาทีที่ผ่านมา

    Camera man learn to focus on what's happening at that moment

  • @ngonimazikana7051
    @ngonimazikana7051 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    I think bba vemusikana hawana kunyatsokwana munjere dzawo

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Unosara wakanyenama

  • @miriammuluku3049
    @miriammuluku3049 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ingrish dhondi raiki asiwooo 😂😂😂😂

  • @lesleysamu7120
    @lesleysamu7120 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Forogonya yopinda busy manje

  • @emmanuelmangena
    @emmanuelmangena ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😂😂😂😂 nothing to say zvangu

  • @jr2011f
    @jr2011f 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Haaa long tym nyaya iy ichiripo?

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Pfeee ,,yapinda mudare mamambo!!!! How come to you so!!!! Unokwidza BP forogonya yangu 😂😂

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Ooh ndonyaya iya neh I remember

  • @proleathersupply
    @proleathersupply ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Paita mbavha apa

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Hudyire huchakudzokerai bambo nemapurisa enyu

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Better mai vacho havapo nhasi yainzwirira chirungu 😂😂😂😂

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂😂😂😂😂kamupengo kamai kaya

    • @amandafish3022
      @amandafish3022 39 นาทีที่ผ่านมา

      Vatoona kuti zvaipa😂

  • @faithmbutsa7837
    @faithmbutsa7837 2 นาทีที่ผ่านมา

    Forogonya

  • @PraiseGuguda
    @PraiseGuguda 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Forogonya yadzoka zvakare

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 53 นาทีที่ผ่านมา

    Forogonya 😂ndafara sey

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 24 นาทีที่ผ่านมา

    compensation fo rape here nhai baba musaba imi mune udyire

  • @BarbraMadya
    @BarbraMadya ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kkkkkk forogonya case

  • @tendaigwastvaira-ms8yf
    @tendaigwastvaira-ms8yf ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kokamuchacha kasarirei nhasi😂

    • @TatendaNyaguze
      @TatendaNyaguze 43 นาทีที่ผ่านมา

      Ndiko kanotonga murume apa murume wacho idzenga 😂😂😂😂

  • @ta34ew
    @ta34ew 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Forogonya yadzoka zvakare 😂😂😂😂

    • @damview3628
      @damview3628 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Eehe nemusambo we rhumba manje 😂😂😂

    • @patriciamarangwanda5188
      @patriciamarangwanda5188 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nyaya yanetsa iyi 😂😂😂

  • @tmp12349
    @tmp12349 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    How come to you so

  • @PerpetuaChinhamo-i9v
    @PerpetuaChinhamo-i9v 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😂😂😂. Rape is rape 😮

    • @tapiwachiguvare2605
      @tapiwachiguvare2605 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Haana kurape uyu

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      ​@@tapiwachiguvare2605kkkk aiwa mukadzi wababa vakatora mombe avo,ndiye aidaro kwaTinashe Mugabe