Chief itai muchitora maBreaks. You really need to take time to rest. Its not surprising kuti matanga muchimbhorasika pakuvhiya nyaya. Itai muchiita exercise. Dumbu riri kukura iro. High risk yekuita HBP neDiabetes. You are still young. Toda murarame kwenguva refu.
Muripisei mambo agoguma kuyita zvisina bsa ungatoreremunhu chipfeko chake apa uchimupumha chipfeko munoda kuchishandisei kokana mukanomugangira ndichoke mai imi ndimi muroyi immi mambo ripisayi munhu
A House Divided Won't Stand* Matthew, 12:25: “And Jesus knew their thoughts, and said unto them, Every kingdom divided against itself is brought to desolation; and every city or house divided against itself shall not stand.”🙏🏽
Chinhu chinonzi nhamo hachina kumbonaka. Chino destoyer ma families. Nanga ne mamwe ma profita vano destroyer ma families. Ungati sister yako irikushupikawo akuroya where is the logic for the what. How does she feel if its the other wsy round especially when you know you have not done anything wrong. Generation yana mai vedu loved each other munhamo nemukutambudzika the new generation who dont want to work basa nderekupumha vamwe vanhu. Its not nice. Also by law you not allowed kupumha munhu huroi imhosva. Mambo i follow you and you are very good when it comes to domestic issues you should have told the older sister and be firm with her that its not allowed kupumha munhu huroi.
Ummmm umi mai imika ungati ndimi muroyi imi makunongedza muningina sei akabudirwa nemhepo yacho ndiyani zvinhu zvemanyepo izvi mambo cherechedzayi nyaya iyi idare rakagarwa iri vati ivo avasi kupumha mainni ikezwino vakutawura manje kuti varikuti mainni muroyi ivo cc ndiye muroyi
Dzimwe nguva chief and makurukota seem to enjoy tormenting and humiliating women. Zvekurambwa kwake nemurume zvinei? Nyaya ndeyekupumwa huroyi. Why was chief getting excited about kurambwa kwemunhu pane vanhu????😡 Zimbabwe women WAKE UP!!!
Because that woman ati anedambudziko rekurambwa ne varume and dosent know kuti why, saka he had every reason to question and probe her so as to eliminate kuti hasi kurambwa nehunu hakwe.
@chingombedaries Hazvina basa izvo. He tried to humiliate mukadzi uyu achitoseka nemakurukota ake. Not fair. Ngaatonge zveuroyi. Kazhinji achidaro it's not the first time. Bullying is Bullying. Period
Aaaaaaa mambo akanzi muroi sei imi machinja nyaya musadaro iyi maitonga nepadumbu
Aaaa mambo nemiwo ungati mambonwa muzepete seyi nhasi asi nyaya amusi kuyinzwa hre nokuti amupinduri zvinoenderana nenyaya
Aaa mambo apa hamusikunzwisisa nyaya mashadhura nyaya zvisizvo
Chokwadi
Mambo Mutasa vanomborohwa nadzo big tym
Hmm maporofita ne mhepo dzekwa mambo mutasa 😂😂 vamwe vakazoita pungwe vachitsvaga chitunha munaona zvimwe zvacho
Vanhu ndimi muri kurasika Mambo vari kuziva zvavari kuita. Nyaya vanodziudzwa vasati vauya kudare.
Mambo mutasa ndokufarirai zvikuru asi apa munenge musina kubata musoro wenyaya mambo wangu
Mambo mai varikumashure kwenyu varikuzama kukudzosai kuti mutonge nyaya immi murikutonga zvisizvo nyaya ndeyekupumhiya chte chte itai zvekuphumiwa
Yekupumha huroyi vaipedza wani. Hanty vanzi fambai muzvigadzirise here pavanzi vairamba. Vakabva vati vanoda vakaaununguka.
The only chief ane direction vamwe vese haaaa
Chief aakuti takarasima nenyaya isiriiyo, nyaya yauya mudare ndeyekuti munhu apumhiwa huroyi. Hakusi kutonga ba uku kupenga chaiko. Iyi nyaya yakarambirwa munhu hatinei nayo ba, and hakuna munhukadzi anonzi fambira nyaya dzemusha, and pakafambwa hapana kumbonzi ndeuyu😅😅😅😅 this is total madness
Mambo batsira mukadzi uyu .Munhu anogona kuswera kumasowe asi iye ndiye ane problem
Kubva zvakabva muchinda uya wedumbu wekuitisa mukadzi uya ritual Mutasa pfungwa dzakabva dzatenderera. Mambo waakutomhanya brain. Mambo itofambaiwo makabhenda brain
Kkk😂😂😂
Mambo sometimes he's hyper,
@@muchmuleya9651 akanyanya kupembedzwa akabva akura musoro
Srs Mambo havachagona zvachose
😂😂😂 haaa kubuda musagi chaiko ndokwaakuita anoda kungoti izwai ini
Mambo munozviziva hre kuti mhepo ikaenda pamukadzi murume anosema mhepo ikaenda pamurume mukadzi anosema murume pasina chihure pasina kutukana nekuda kwemhepo
Mambo nyatsonzwisisai nyaya kwete kutaura zvisizvo
Mazuvano mutasa arikutonga munhu haachatongi nyaya dai amboenda kuzororo coz ari kubuda offside zvakanyanya
Chief itai muchitora maBreaks. You really need to take time to rest. Its not surprising kuti matanga muchimbhorasika pakuvhiya nyaya.
Itai muchiita exercise. Dumbu riri kukura iro. High risk yekuita HBP neDiabetes. You are still young. Toda murarame kwenguva refu.
Mambo musiuya makati atitongi mhepo atidikuzwe zvemhepoba vaporofiti vanonyepa haasi wemuline hr
Ava Chief vakagona vanogonesesa, akatadza vanoporongesa. This was unfair to the lady akatoremerwa nenyaya dzake.
Mambo mutasa momborasika nyaya ndeyekupumha munhu bedzi saka akanzi haasi muroyi muchaita sei
Muripisei mambo agoguma kuyita zvisina bsa ungatoreremunhu chipfeko chake apa uchimupumha chipfeko munoda kuchishandisei kokana mukanomugangira ndichoke mai imi ndimi muroyi immi mambo ripisayi munhu
Maporofita ari kupesanisa vanhu ayaaa
Mambo munombodhomoka henyu
Mutasa well done ❤❤❤❤
Anenge aenda kumaporofita enhema anyeperwa
Next time siyayi mwana kumba
Vana mai avo vabva vakageza muteuro here
Problem yake Mutasa anoda kutaura nyaya yevanhu ariega obva aita 30 mins achitaura ...siya vanhu vature nyaya yavo ....
Ita Podcast then, zvevideo iri blanked kudaro hazvishande.
😊😊😊
😊😊😊😊😊😊
Akadhakwa uyu
Mambo marasika panyaya.manhungirwa ndiwo amakutonga masiya nyaya
Esther anogona akashanjirwa nevanhu kuti aonekwe semuroyi vanhu vakaipa vanopfeka face yake
Mambo marasika . mukoma ndivo vanofambaka
Mambo madii apo Makanzwa guwa here
Mambo mutasa veduwee madiniko anhuwoye
A House Divided Won't Stand* Matthew, 12:25: “And Jesus knew their thoughts, and said unto them, Every kingdom divided against itself is brought to desolation; and every city or house divided against itself shall not stand.”🙏🏽
Ummmm mambo zvanhasi marasika pakutonga......makugadzira nyaya isipo imi
😂😂😂😂😂Mambo mapinda mumunda mangu ini ndozvity im very beautful i dont deserve poor man but now ndakudemba bcz im 40 No marriage
@@AyandaChikwadada-hm8to inbox I can make you happy
😂😂😂😂
😂😂😂 umm zvaendwa
@@AyandaChikwadada-hm8to inbox
Mambo munefatigue kasi muukuendepi nenyamuchimbotorahenyu ka annual leave cos mmmap a mheno😂
Umm.musoro wenyaya ndewekupumwa uroi.ko mambo maakutaurei futi.siyai zvemariyeji yake mutonge yehuroi
Anodhomoka muface uyo dzimwe nguva
Mambo mutongi chaiye anogona vanoti haatongi zvakanaka imboitongai tinzwe
Nyaya ndeyeuroyi kwete yekurambwa
Hat irikuendwa nayo mumaporofiti koigadzira
Marasika nyaya mambo nzwisisai nyaya
Waona chokwadi ❤
Imi vana chibanda musahakire nyaya dzisiridzenyu siyai BaTaps vaite nyaya dzaMutasa chii chakadero kutionesa rima pasina pic ...musauye kuno kwaMautasa nxaaaaa
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 heedee imi siyayi atipe baba taps vekudii
@@tatendashumba2317 Pihwa iwe marara iwayo ndoako ...munhu arikutaura pombobuda rima 5mins ...sound quality dololo Chibanda akadhakwa
Chinhu chinonzi nhamo hachina kumbonaka. Chino destoyer ma families. Nanga ne mamwe ma profita vano destroyer ma families. Ungati sister yako irikushupikawo akuroya where is the logic for the what. How does she feel if its the other wsy round especially when you know you have not done anything wrong. Generation yana mai vedu loved each other munhamo nemukutambudzika the new generation who dont want to work basa nderekupumha vamwe vanhu. Its not nice. Also by law you not allowed kupumha munhu huroi imhosva. Mambo i follow you and you are very good when it comes to domestic issues you should have told the older sister and be firm with her that its not allowed kupumha munhu huroi.
Amen and thank you... generation yedu ukatadza kushanda unoita busy kuwenga varikudya cheziya ..busy kuti hee kuromba..ko mwari hawaropa fadze vanoshanda here...kare vanhu vavasina godo shuwa
Taura henyu
Ummmm umi mai imika ungati ndimi muroyi imi makunongedza muningina sei akabudirwa nemhepo yacho ndiyani zvinhu zvemanyepo izvi mambo cherechedzayi nyaya iyi idare rakagarwa iri vati ivo avasi kupumha mainni ikezwino vakutawura manje kuti varikuti mainni muroyi ivo cc ndiye muroyi
Chief panyaya yehat magona henyu hat amboitorerei
Heey imm moda kudzidzisa mambo kutonga hre akatnga kutonga musati mazvarwa vamwe venyu imm
Mambo batai musoro wenyaya apa marasika
Mambo vazoratidza kubhaiza apo zvegumbo mumba panze vazviwanepi apa
Veduwee mwana uyu hanzi chiiko🤔🤔 karikitoti baba
Ndahwara mambo Mutasa shumba mhai wangu chikara munenge marasika panyaya iyi ameno mhai wangu chikara pamwe ndaona sezvisizvo
Mambo munomborasika
Mambo mukurasika papi musaita china padare imi
Ko vana munenge muchivavharirei ko video racho Rob robva rabhowA
Sisi avo vanojairira avo dai ndirini vanamukoma venyu ndaikumamisai
Vanhu varikuti mambo arikurasika ndimi murikutorasika. Mambo is understanding the issue very well.
We in Namibia please mavhariro ako face its too big my guy chibanda
Saka chino shamisa apa chii iwe manas chibanda
Hei ndaona mambo varasika nhasi
Marasika ummm
Hakuna muroyi anoroya akapfuma
Uyu mambo anorasika haatevedzeri nyaya yamhangarwa.Uyu atindakapumhwa uroi not zvaarikutaura mutasa iwe nxa
Amai awo hamuna kuvabatsira
Uno oneswa chiso chewako kuti musabatane kurwisa Hondo.
Dzimwe nguva chief and makurukota seem to enjoy tormenting and humiliating women. Zvekurambwa kwake nemurume zvinei? Nyaya ndeyekupumwa huroyi. Why was chief getting excited about kurambwa kwemunhu pane vanhu????😡 Zimbabwe women WAKE UP!!!
You're a fool
Because that woman ati anedambudziko rekurambwa ne varume and dosent know kuti why, saka he had every reason to question and probe her so as to eliminate kuti hasi kurambwa nehunu hakwe.
Waterera zvizere here her first marriage yakaparara nekuda kuti akarara nemukwasha.akaita chihure ndosaka abvunzwa kuti wakamborambirweyi
@chingombedaries Hazvina basa izvo. He tried to humiliate mukadzi uyu achitoseka nemakurukota ake. Not fair. Ngaatonge zveuroyi. Kazhinji achidaro it's not the first time. Bullying is Bullying. Period
@@ceecee618 zvoungamudi
Mambo dhomo
mambo kana mune mota yedu dakuitora hamugone kutonga , nyaya ndeye kunongedza munhu huroyi off which hatizvede senyika
Ndozvinotoitwa nemadzimambo, hadzidiwe kumacourt emajudge chete nekuti anenge asina proof asi madzimambo ndomatare awo iyayo saka vachizopa vanhu n"anga vanotobvumidzwa kudaro nemutemo wenyika chaiwo. Ini semumwe ari munyika ndozvida pasi nevaroyi
Why is your video distorted
Haa mambo matengwa imi xaa haaa apo mashaisha
Mambo avo havagoni kutonga nyaya.Off topic
Ko zvakatanga riini zvekuvhara face dzevanhu
Hais nysya yechihure but panzi vakomzna havas kusimudza musoro kuti vafambe
Chief havasi varasika here nyaya yavave kutaura handizvo zvavinga vanhu kudare
Idzi dzinombotengwa
Marasika mambo
mambo marasika nyaya iyi sua
Munhu wakapumwa huroyi sometimes mambo vanorasika
❤❤❤❤
Nhasi mambo aitasei kubuda munyaya
But why kutora hat yomumwe
Mambo maita off topic.
Chief apa mati rasikei mbichana
KO kana munhu apumha munhu uroyi ..haabhadhariswi here ?
Anobhadhariswa mombe
@@constancemarifiye6658 saka vadii kubhadhariswa then vozoenda kunaChiremba
Huroi hamuchatonyi
Pane vana ndosaka paitwa white board
Haaa pakaipa ma1000
Apa marasika vamutasa .... vakadii kuuya kutaura kudare vasina kutora hate vakatora hate avo vanojairira
Uyu agone kutonga hake
Mambo mazuvano makutengwa imi
Tinoda kuona vanhu
Mavhariro acho soka
Mutasa unenge wakubhema mbanje iwe ko nyaya yacho irikupi zvamaenda ikoko
KO makavharei
Umm no no
Chibanda is the most boring , NEMA stay tuned