ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mukadzi akanaka uyo ane green dhuku nice voice nice face
Kutaura akataura hake, the fact yekuti abvuma kuti akabvunza shamwari yake akashatirwa its clear kuti akazvitaura achiedza kumutyisa
Waiting for part 2
So why kuchuru kwacho kuchiitwa zvemadimikira, why not kungoti John ndiye akatora period.
Aaaaa it's not fair matongero enyu amunoita mumhangari akapumwa aia asinachinangwa chekuenda kun'anga izvo zvokuti umutiabatsirikana zvabva nepi dzorerai munhu mari yake yakakwana apo matadza kutonga dare renyu
Ko seri kwechuru kwacho kunenge kune n'anga yamambo hre or kune different one.
Kuvhundutsiravanhu