Sister vakaitiswa mwana na a Tezvara dont even feel bad. Infact ivo navamwene vanorakidza kuti vakudai. Dzokerai kunaa tezvara vakupei mumwe mwana. Tangai mataura navamwene venyu. Even chero pakadai Mwari anotonzwisisa zvese izvi. Asi musafe makaudza murume wenyu. He is very lucky to have parents like his and you too. Musarare na Babamunini vechidiki ava. Dzokera kunava Tezvara vana vaite Baba vamwechete
Kkkk dzoka kunatezvara vonovaudza kuti you need a second baby. Asi munezviwindi. Beause now mukadanana neumweo vachazviziva kuti haasi mwana vemwana wawo 😅
Makapusiswa ne na'nga yenyu dzoserai ka makadii kungoti toda kudzoserwa mari chete kweykupihwa hari vanhu sooo saka muchaita cy manje namukanya mumusha nxaa
Kunwa ma brufen non stop is dangerous. Ma tablets aya will start to be toxic in yr body. Tsvaga chikonzero chiri kuita kuti uve nepain. Stop drinking ma brufen without the doctors orders
Dzokera kunevakatanga kuronga deal iri newe, ukada kuita zvimwe wakutanga hondo navamwene vako.
Sister vakaitiswa mwana na a Tezvara dont even feel bad. Infact ivo navamwene vanorakidza kuti vakudai. Dzokerai kunaa tezvara vakupei mumwe mwana. Tangai mataura navamwene venyu. Even chero pakadai Mwari anotonzwisisa zvese izvi. Asi musafe makaudza murume wenyu. He is very lucky to have parents like his and you too. Musarare na Babamunini vechidiki ava. Dzokera kunava Tezvara vana vaite Baba vamwechete
Dzokera kuna baba vake iwe . Kwete zvekuda kupedza kurara nedzinza rese
Kkkk dzoka kunatezvara vonovaudza kuti you need a second baby. Asi munezviwindi. Beause now mukadanana neumweo vachazviziva kuti haasi mwana vemwana wawo 😅
😮😮baba vakadya muriwo wemwana
Dzokera kuna tezvara monoiswa zvekare 😅
Taura hako
ndokumbirawo # yenyu mukoma please
😊😊😊
Ko vatezvara vakafa here
Dzokera kuna tezvara asi nyaya yacho yakaoma
Kumwa Hakuna maside effect ukugodzivirira pain kan usingade kumwa mapiritsi shandisa mvura inodziya kumwa
Wakatobatsirwa tenda madzibaba ivavo pamwe dai wakatofa
Makapusiswa ne na'nga yenyu dzoserai ka makadii kungoti toda kudzoserwa mari chete kweykupihwa hari vanhu sooo saka muchaita cy manje namukanya mumusha nxaa
Dzokera kuna tezvara avo vanogona kuchengeta masecrets uko kwamakuda kuenda siyanai nazvo kana kuti makutovachivawo bamunin