No3...why do you want to leave murume wako nhai? Usanyengedzwa nemavara eshato.. uchachekereswa nenyaya yekuda mari nemaprojects emumwe munhu. All that glitters isn't gold.
Third confession... Tete musadaro ..hamuzive chirikumunetsanisa nemukadzi wake ...mashorei pamurume wenyu....yes marriage inomborwadza but kushingirira chaiko....Kana irinnyaya yekuti anemari that's not a good reason cause hamuzive kwakaiwana ...ko akamuka akugadzirisana nemudzimai wake munoita sei
Akauraya akatongwa according to the country’s law asi pachivanhu chedu unotonoripa chete kuti ngozi ipere mudzinza.kuuraya kune ma repuccations nyangwe iriwe wakatadzirwa dont kill.unotozoruza more zvadai
Marriage yareruka shuwa munhu kunyengwa uine murume wako pakaipa ,my sister grass always looks greener on the other side ,muchenjere kuzochema maona akaromba murume iyeye
Ngozi hainei nekuti vakaenda kujeri. There is the rule of the world,in which you served. Now you are dealing with the law of spirit. Hausati varwadzirwa. Enda unotaura kuhama dzake.
Enda kuhama dzake unoripa yes kujeri wakaenda asi hakusi kutipa ngozi enda kuhama dzake unoripa No. 3 chave chihure ichi hidey hanti unaye murume KO akaramba mukadzi wake , KO kana iri nyaya ye ma girlfriend iyoyi atori hure murume uyo ndozvaatori dai anga asiri hure angadai asina kumbotaura newe iye achiona kuti une murume wako newewo futi you are not a faithful wife
Iiii😅 shave here nhaimi mujolo wemu bus ahh kumwe kuitiswa soo ko kuzoteerera munhu wawasangana naye mu bus makato beliviswa makutofunga kuramba hubby ahhh imi itai mushe nxaa
Avo vakaponda boyfriend ye mukadzi am not lawyer but ndakambonzwawo kuti HAUTONGWE TWICE pa same mhosva but l don't know hw far true is this imbobvunza mapurisa/ lawyers
Wati mai vako vanotyisa vane dhuku ravo u say wakavabtsira kuguva ra sekuru and then yr cousin brother akafa in a accident kulnyangwe vachityisa mai vako asi havasi Mwari bible says ITYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA NE MWEYA KWETE KUTYA MUNHU ANOGONA KUUEAYA NYAMA CHERE repent, tendeukai gamuchirai Jesu kristu look for a true pastor confess everything be baptized tanga kurarama upenyu hwekutya Mwari nekunamata uchiverenga bible once wave myna Kristu uchagina kuvarambira vakakuti let's do this asi ukati hazviite kurambira anai hamenoo zvako off course as children tinoita zvatinenge takumbirwa nevabereki KWETE KUITISWA ZVAKAIPA tinofanirwa kueamba bible says ITYA MWARI
No3...why do you want to leave murume wako nhai? Usanyengedzwa nemavara eshato.. uchachekereswa nenyaya yekuda mari nemaprojects emumwe munhu. All that glitters isn't gold.
Sister shavi riye rabata😂😂😂😂..namatai zvakasimba
First confession kumapurisa anodzokera kunodii.....ingozi ka iyi haipedzwi nekudzokera kumapurisa asi kutoenda kuhama dzemunhu wawakauraya wonoripa
Sisi dai maisiya chihure.kungonzwa kuti ane mari mototi he tine chemistry yaani yekudii tibvirei uko
Hure remu bhazi shuwa kusiya murume nekuda chikomba ko kana akaromba uchazvidemba Siya chikomba usapuse iwe
Shuwa ihure chairo
Third confession... Tete musadaro ..hamuzive chirikumunetsanisa nemukadzi wake ...mashorei pamurume wenyu....yes marriage inomborwadza but kushingirira chaiko....Kana irinnyaya yekuti anemari that's not a good reason cause hamuzive kwakaiwana ...ko akamuka akugadzirisana nemudzimai wake munoita sei
Ngozi inoripwa hapana chimwe ...
😂😂 tiza ka nhai wakamirirei
Nxaa
Sister veku maAvenues makashandiswa pakuzadzikisa mhiko, u need spiritual cleansing very fast..
Endee woripa ngozi braaaa
Akauraya akatongwa according to the country’s law asi pachivanhu chedu unotonoripa chete kuti ngozi ipere mudzinza.kuuraya kune ma repuccations nyangwe iriwe wakatadzirwa dont kill.unotozoruza more zvadai
Chokwadi ichocho usauraya Munhu haaurawi zvimwe chete nevakadzi vanobvisa nhumbu Vaya kuuraya
Chokwadi chaarikuda kuti utaure kuhama dzake.then motaurirana wotoripa kuti ngozi ipere asi ukasanotaura nehama hazviperi and zvoenda kudzimwe hama.munopera dzinza riae
Hamuna kudyiwa chibereko here
U need to go kune vanobatsira
3rd confession,sisi musapusiswa mazvihwa imi,vangani varume vanoroorq munhu waanoziva kut ndakamunyenga ari pamurume akaramba murume kut ndiite chihure naye ,,,,mutsai imi muchademba mangwana
2nd confession muri mukadzi benzikuita se Chana kunyengerwa nezvamusingaone
Anemari yakawanda makaiona here kupusa kwacho soo hee anepurazi
Vanhu mukasangana nevanhu kunze uku zivai nhoroondo dzake vazhinji vakatiza mhosva kumusha uku
Shave re chihure racho chokwadi munhu aenda futi ku bhawa opinza chikomba mumba aya kushora kwacho soka
Kubvama kuromba nekuda mari Sisi makazviparira hazvibudike muvhapedza hama nekuda kuchengetwa
Ndofunga akuda kuripwa iyi ya ngozi
Avo vekuda kutiza murume chichamurikuda kubvunza ipapa tizai murume munofa zve kutiza murume nekuda mari yooo muchazozvidemba vakomo siyanai nazvo
Marriage yareruka shuwa munhu kunyengwa uine murume wako pakaipa ,my sister grass always looks greener on the other side ,muchenjere kuzochema maona akaromba murume iyeye
Kkkkkkkk hakusi kureruka asi Chihure chete.
Kuda zviri nyore kkkkk
Umm vakadzi vanoda mari veduwe 😂
Chipiko ngachikwane apa ndicho hure futi aiwa nya h a isisiri yemapurisa enda unonamata zvinopera
Sisi vakuda kutiza murume ko mukanochekereswa
I think sisi vekuda kutiza murume choice mave nayo.asi ziva varume lie haambomurambi mukadzi uyo.kana achikuda ngaaite properly zvinhu zvake
Ngaarambe mukadzi first,okuroora properly.zvekutiziswa izvi unonofondoka kufarm ikoko wobuda pasina mukadzi wake adzoka.siyana nazvo gara nemurume wako.usachiva mari yausingazive yabvepi
Ngozi hainei nekuti vakaenda kujeri. There is the rule of the world,in which you served. Now you are dealing with the law of spirit. Hausati varwadzirwa. Enda unotaura kuhama dzake.
Jeri akatopika kare enda unoripa ngozi chete
Enda kuhama dzake unoripa yes kujeri wakaenda asi hakusi kutipa ngozi enda kuhama dzake unoripa
No. 3 chave chihure ichi hidey hanti unaye murume KO akaramba mukadzi wake , KO kana iri nyaya ye ma girlfriend iyoyi atori hure murume uyo ndozvaatori dai anga asiri hure angadai asina kumbotaura newe iye achiona kuti une murume wako newewo futi you are not a faithful wife
Enda kwamambo wekumusha kwenyu unotaura kuti wakarwa nechikomba chemukadzi ukamukurira ndokubva azofa ariye sezvo waka sever your time in prison you already payed for the crime you committed. Nekuti pane akaruza hupenyu saka ndiye aifanira kukuripa nekuti akafira zvivi zvake iye akauya nebanga kuti akurwise. Saka kana vari mambo vakangwara mukadzi anofanira kukuripa iwe unoripiswa mombe imwe kuti hama dzake dziuye paakafira votaura nemweya wake kuti ndiwe waka para mhosva ukazviuraisa rufu runonyadzisa. Chibva pamusha pavanhu tauya kuzokutora nekuti ndiwe wakatadza tapiwa mombe iyi votinha mombe kubva paaka fira vobuda chivanze nemombe iyoyo kusvika paguva rake vomuudza kuti chivata panzvimbo yako. Zvino era haudzokeri kujeri wakatobvako asi kana wakange watiza mapurisa usina kusungwa ndopaunoenda kujeri zvinoda mambo akangwara kutonga nyaya ukaramba womuona uchazoku parisa imwe ngozi yekuti you won’t defend your self mukadzi nehama dzake ngaauye kudare atongwewo oripa iwe nemunhu waaka uraisa.
Iiii😅 shave here nhaimi mujolo wemu bus ahh kumwe kuitiswa soo ko kuzoteerera munhu wawasangana naye mu bus makato beliviswa makutofunga kuramba hubby ahhh imi itai mushe nxaa
Avo vakaponda boyfriend ye mukadzi am not lawyer but ndakambonzwawo kuti HAUTONGWE TWICE pa same mhosva but l don't know hw far true is this imbobvunza mapurisa/ lawyers
Pachivanhu anofanira kuripa. Ummm chivanhu chakaoma
Murisei vedare ..ndoda kupindura sis vangu avo vekusangana ne boyfriend mubus ivo vane murume wavo..ndoda kungoti muka mwana wamai usafuririka nechihure ..unoparadza imba yako nekuda kwe plot yauri kunzi iriko kuchivhu uko ..vakadzi makayita seiko musingadzidze ..wakamboona murume anosiya mkadzi wake nekuda kwako here...uripo pakurarwa chte after that unosiwa asi yako imba inenge yaparara murume uyu anodzoka kumukadzi wake....let me tell 1 thing chamusingazive vakadzi ..isu varume tikanyenga mkadzi wemunhu akandibvuma ndotozviudza kuti ndine hure rangu and i know kuti ukasiya murume wako uchouya kwandiri , u can do the same to me