Madzibaba Inga munenge munoziva ma bible verses makanga madii henyu kungoita u n'anga muchishandisa mashave enyu mekuzvarwa nawo musingashandise zita ra Mwari but u ssy maida kupa mukadzi nevana venyu a good life hamuzive here bible says in Revelation NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA Jesu kristu arikudzoka kuzotonga ityai Mwari madzibaba gehena ririko variko but on the other hand l thank you for sharing your confession vanhu vaziva kuti most madzibaba simba renyu haribve kuna Mwari good life yekupiwa na Satan is vanity of all vanities dai mate Deckard musati mafa
My ccter mwana wamaida kuuraya anaMwari wake moziya here zviya zvinonzi nguruve yakazvikanga nemafuta ayo uye ateyA musungo ngaabatwe nemusungo wake sezvakaiwa namaivako ,aitachakanaka azviitira aita chakaipa azviitira rest in violents mummy not in piece
Inga vani zvakagara zvakarehwa kuti muchejere vaparidzi venhema. Havasi vese vabodana zita rake muzvokwadi. It is time to seek the spirit of descenment. Each one one us was born with the inner heart that sense when things are not right, with God, you will activate it even more, never question it. Pasi rapanduka, hatichaone. Mombwe dzaakutibata pamusoro vachidana zita raJesu shame
Hakuna nzira dzakawanda the bible says Jesus is the only way the truth and life no one can come to Jehovah except through Jesus dai masiya kumhura zita ra Mwari muchiita zvinhu zvinopesana naye
Nyika yarema iyi
Last confession ahhh kurumwa nechekuchera kwamakaita...
😅😅 iwe na mai vako mune shav renhamo
Last confession mida kubata ropa risina mhaka.😢
Madzibaba Inga munenge munoziva ma bible verses makanga madii henyu kungoita u n'anga muchishandisa mashave enyu mekuzvarwa nawo musingashandise zita ra Mwari but u ssy maida kupa mukadzi nevana venyu a good life hamuzive here bible says in Revelation NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA Jesu kristu arikudzoka kuzotonga ityai Mwari madzibaba gehena ririko variko but on the other hand l thank you for sharing your confession vanhu vaziva kuti most madzibaba simba renyu haribve kuna Mwari good life yekupiwa na Satan is vanity of all vanities dai mate Deckard musati mafa
Eish, makazvikanga nemafuta enyu muri 2 naamai. Enda unoreurura that's how it will end.
Maswerawo sei vedare namkoma Nash
Ummm Mwari pindirai
Ist confession iiii
2. Mwari havarare, Ru anodiwa naMwari. Uchapedzisira wakupenga. Iwe nechipo makashata nxa
My ccter mwana wamaida kuuraya anaMwari wake moziya here zviya zvinonzi nguruve yakazvikanga nemafuta ayo uye ateyA musungo ngaabatwe nemusungo wake sezvakaiwa namaivako ,aitachakanaka azviitira aita chakaipa azviitira rest in violents mummy not in piece
Inga vani zvakagara zvakarehwa kuti muchejere vaparidzi venhema. Havasi vese vabodana zita rake muzvokwadi. It is time to seek the spirit of descenment. Each one one us was born with the inner heart that sense when things are not right, with God, you will activate it even more, never question it. Pasi rapanduka, hatichaone. Mombwe dzaakutibata pamusoro vachidana zita raJesu shame
Hmmmmm nyika yaoma...ma porofita acho chawo a mwari ndeapi chaiyo...
Pakaipa wena. Zvava kutonetsa.
Happy new year brother Nash @@ZimSecretsandConfessions
Apana maprofita akapera Kare kwane n’anga
Vana mai tisadaro huwo ndivo vakazova usazvipamwe zve zvekuuraya mwna iye zvee uchaura vako vana kana kuurya murume wako mwana igirozi yamwri
Top fan since 2022
Avo vane confession yekupedzesera makabvuma here kuti mwari ariko mai vako vaka mukarumwa neche kuchera mwana akachengetedzwa gozi iriko chero wakanamata sey ita zvavakareva udza hama dzavo hati ndovakauya nemushonga
Uuum zvakaoma veduwe
Mmmm 1st confession you really need Jesus Christ. Makatorasika chaiko
Happy new year team Zim
Hakuna nzira dzakawanda the bible says Jesus is the only way the truth and life no one can come to Jehovah except through Jesus dai masiya kumhura zita ra Mwari muchiita zvinhu zvinopesana naye
2nd confession chivi chinodya mwene wacho, ngozi hayo hainei nekutii kana wanzi reurura itoenda hako unoita saizvozvo
Kkkk zvinoita Mwari soo 😅😅😅 itsika yavo Mwari makauraya Amai nekuda kuvenga Mwana thank u Amai kwamuri ikoko nekurwira Mwana wenyu kwamakaita at least huku yakadya mazai Ayo Amai 6 under feet nekurwadziwa zvisina basa Mwana anga atadzaneyi nemiwo varume dzidza kuudxa munhu chokwadi ukaona munhu asingadi Mwana or vana vako ibva wasiya zvichiri pedo kunyangwe mukadzi ukamuda sei dai vabereki vese vakafa vachirwira vana vavo sezcakaita Amai vemwana iyeye haudzidze kaa ukuda kuwedzera hutsi nen"anga 😅😅 kuchachemwa l hope Mwana iyeye ukumubata zcakanaka bcs vake Amai vanomirwira ukada kuedxa futi kuvhiringa mwana ndiwe ukufa enda unoudza hama dzamai vako chokwadi wakatoparira vana vako nhamo
@@RutendoChanzenza-fr8jv well said 👏
Mwana ane midzimu yake uyu serves you right iwe namai wako
Nyika inekurema iyi jesu Ava pedyo
Uum hama dzedu hadzina zororo kumakuva uku nekuda kwevanhu vakaromba shuwa
last cofesheni, reurura zvese kuhama dzemurume nehama dzamai vako kana uchiripa woripa, unoregererwa zvachose wonamata Mwari wako usina chipomerwa
Maswerasei mkoma Nashe
Mkoma firay zvenyu muzvivi Jesu avakuuya mhngapukutise Bible tsvina dzenyu mobvarura yowe ityay Mwari mkoma mohwina here nyika nezvesezvayo Mweya wenyu woshaya zororo here .mafa
Chipo musanyeberane kuti hakuna ngozi chinhu chinonzi ngozi ndochiriko manje kana uchida enda tione ku church uone kuti ichapera here pakutoda kureurura moripa amai vako handiti maironga mese muchikanganwa kuti mwana wamaida kuuraya anevadzimu vake vanomuchengetedza
We’re still waiting
Diabolical.
2nd confession find jesus
01/2025 Beira