Confession yekupedzisira ukusimbisa kuti mama vako ndovakakumanikidza, aiwa avana , u are just birds is same feather , mutori varoyi mese moyo wako wakangofanana namai vako don’t blame her
Kana usina hutsinye kana mubereki wako akauya achikuudza kuti anoda kukuvadzisa munhu haufi wakazvi bvuma ko kana mai venyu vakazo nobatwa mucha nyarira kupi.vanhu makaoma shuwa.dayi mwari vaka pindira mu life ya MEMO.
Imi baba imi vekurombera mu twin wenyu muri kuwedzera ma problems muchi parira dzidza saka nhasi mwari vakafunga kukutorai mucha fa musiya zvinhu zvakadayi? Kana mafunga kunamata dzoserai zvikwambo izvo kwamaka zviwana then you start kushedza jesu .jesu ano kunzwai zvake asi handiti muchiri maka chengeta ma instruments asatan.
Uyo twin uyo muchiri Ku saver vana Mwari vakawanda saka munofanira kutanga madzisera kesari zvake mozouya motendeuka, mokumbira ruregerero kuna Mwari wamasimba ose besides that haa Baba hapana hapana
Simba ramunoisa pakuroya chokwadi dai riri simba ramunoita pakunamata chokwadi denga vaienda nemanera chokwadi.I will never allow even my mother kunditisa zvinhu zvakadaro.Ityai Mwari askana
Mkoma veZita raJesu muri willing here kuita lose everything u got from kuromba motanga from ZERO, to TRULY repent from ALL sin, to confess EVERYTHING u ever did including sacrificing your twin, to become a child of God? I have never heard of anyone willing to do this whom the Lord ignored. Do the above, and also, include dry fasting and pray using Psalms. Endai nemishonga yenyu yese kunopisa kumunhu waMwari. Handisati hangu ndambonzwa Jesu achi ignowa munhu ari willing to risk even his life. I don't have all details and I dont know everything saka I won't speak presumptuously that u are doing something wrong. But don't EVER lose hope!
Kuita wrong he is doing wrong havo and ivo ge knows. Yah he has to surrender, confess and be born again. He is evil and he is still continuing kunowedzera masimba. The only reason he is trying to find a solution is because zvirikuvanetsa dai zvisiri kunetsa he was going to keep quiet and continue😢. He can approach God the right way according to the Bible protocol then he will free himself ,his family and his brother 😢
Baba venyaya yellowing,genuinely get born again and give your life to Christ, repent and confess your sins and stop kutsvaga masimba contrary to the word of God and the Holy Spirit.Am surprised kuti n'anga yakatendewuka but you are still lost.There is power in the name and blood of Jesus Christ. Make a 360 degress turn in your life
Very true n'nga dzino ziva kuti kuna mwari kudenga ndosaka muchiona dzimwe kana dzichida kuku rombesa ino kupa task yekuti huya ne mari yakati inova mari inenge yaka chena.
Last confession iyo haa what you did my sister and mom was totally wrong , first your mom and Memo's are sisters kuroya kwakadaro dai Mwari vatiwanira nyasha kunze kwaipa uku you never pamwe that was your ladder rekukusimudzai wo semhuri , you see Memo even trusts so much to the extent of sharing with you
1 bhudhi avo vane addiction try to go to the man' c clinic get medical help last but not least repent tendeuka gamuchira Jesu look look for a true pastor confess everything bhabhatidzwa pray and fasting helps ramba dzinga mwey.a we ruchiva nezita neropa ra Jesu kana start living a upenyu hwekunamata Mwari stop sleeping around bible says garai pakunyengetera kuti musapinzwa pamuyedzo also confess to your wife God will set u free
Sometimes ma plans edu ngatinyararei hama dzedu idzi hadzisi dzese dzinofarira tibudirire 😢😢😢😢😢
Confession yekupedzisira ukusimbisa kuti mama vako ndovakakumanikidza, aiwa avana , u are just birds is same feather , mutori varoyi mese moyo wako wakangofanana namai vako don’t blame her
May God protect Memo vamusunungure zvamakamuita zviitike kwauri namai vako
😂😂😂😂 mandioedza pamati makawana n,anga yatendeuka
Zvekudana zita raJesu zvinoshanda only kana wakatendeuka pachokwadi, wave mwana wake.
Amen very true
Mmmm vanhu mune hutsinye veduwe kuvenga mwana zvekumuroya kuti asaroorwa mwari vachakutongai chete
Mukoma mhepo iripamuri yekungoda vakadzi mukaramba muchiitendera muchafa musina chinhu plizz namatai mhepo isuduruke
Last confession - musanyepa kuzungaira. Muri munhu mukuru. Azvinei kuti mubereki vako kana ani zvake ari kukuudza kuti uite zvakaipa. Chakaipa chakaipa. Muri varoyi vakuru iwe namai vako. Mune mwoyo yakasvipa, mandimu emwoyo chaivo.Ndinonamata kuti Mwari vakurakasheyi neshamhu inorwadza zvekuti dhemeti! Ndarwadziwa
Zvinhu zvinorwadza shuwa. Zvakaoma
Kana usina hutsinye kana mubereki wako akauya achikuudza kuti anoda kukuvadzisa munhu haufi wakazvi bvuma ko kana mai venyu vakazo nobatwa mucha nyarira kupi.vanhu makaoma shuwa.dayi mwari vaka pindira mu life ya MEMO.
Ndibatsireiwo family, ndinoitawo sei kuti ndikwanise kutaura namkoma Nashie
Last confession zvchakuvanai zvenyu Mwari havadhakwe
Last confession, huroyi uho, changosara kufamba husiku makashama
Ummm last confession yandibata zvekuti nanhasi moyo wangu urikutadza kunyatsofema😭😭😭😭😭😭😭😭trust no one
Kkkk munozvitorera hurombwa hwenyu, motsvinyira nekuvuraya hama dzenyu mozoti Mwari haana simba 😅😅😅😅
2nd confession mai vako muroyi mukuru newe muniyitireyi hutsinye hwakadaro...zvicha backfire one day
Vekuenda ku Mozambique: Proverbs 26:27
Proverbs 17:13
Iwewe na mai vako muri varoi yooh😢
Jesu anodaira kune vanomutenda imi vekuromba muri weka Satan
God protect memo
Thnk you mukoma
Hie mkoma Nashe ❤
Ok makatorwadziwa vana venyu vadzoka kuma marriage ko sei muchifara vana vemwe vachitadza kuzoroorwa😢
Moyo yenyul yakaoma veduwee 💔 ...
Haa varoyi variko shem
Ko makuda kudana jesoo nekuty makurohwa...Pamai romba makadana jesoo ko ihwo hutsinye mhepo dzamukudadisa kuisira mwana wemumwe
Saka muri kuwanei nezvamurikuita Memo maziroi evanhu kana wakazvara vana vako ngavawane anovadarowo
Mukoma avo ngavanamate chingori chihure yacho
Iva ne patience. Mhindiro ayiwuyi zvekumhanya, kananesu maChristu tichakamirira mhinduro
1. Unge wakadyiswa mishonga yemusana nanasekuru . Overdose chaiyo. Chimbo famba kumaporofita
You worship amai wako kupfuura Mwari akakusika you will reap what you sow
Mai nemwanasikana uyo piswai nemoto wedenga muri vana vasatan chaivo
Hi mukoma Nashy
Kana mukareurura kune wese wamakaisa mhepo munowana rugare mwari vachakunzwai
Imi baba imi vekurombera mu twin wenyu muri kuwedzera ma problems muchi parira dzidza saka nhasi mwari vakafunga kukutorai mucha fa musiya zvinhu zvakadayi? Kana mafunga kunamata dzoserai zvikwambo izvo kwamaka zviwana then you start kushedza jesu .jesu ano kunzwai zvake asi handiti muchiri maka chengeta ma instruments asatan.
Zvimwe zvacho havachagone kudzosera kuya kwavati n,anga yacho yava kuita zvekunamata .
Yah varikuti vanodaidza Jesu ivo vainazvo zvinhu zva Satan zvakasviba ,vachasiira mhuri nevazukuru nevana vavo ma problems asingaperi apa varikutoti varikuenda kunowedzera masimba.
Zvakaoma apa mu twin wavo ndokwazvakatangira.
Satan haape chemahara shuwa pane pazvino zongotambudza.
Ngava surrende zvinhu izvo hameno kuchivanhu or kuchurch dzechokwadi dzemweya otherwise hapana munamato wavo unoshanda .
Ndarwadziwa 😢
Iiih mkoma nashy hamusi munonyanya kuvarairwa here pamunoti ndatumirwa message ichibva kunaaaaa, ichibva kunaaaa.
Nhai hamheno vanozviitirei,ko kungoti kuna nhingi kamwe chete zvineyi
@ zvinobhohwa mufunge😅
Hhhhh mungabva madaro sisi vamemo zvino murikunzwa sei ne situation YaMemo marimba huru yevaroi murivaviri namai vako
Mukoma vekusaguta bonde batsirwai pachirwi padhuze
Uri muroyi iwe namai wako une moyo wenyoka inoruma chaisingadyi Gehena rakakumirira.Mwari achakutonga ufunge hako
Uuumm zvakaoma vanhu vanoroya sure memo namata u declare kuna mwari apana chinokunda simba ramwari
Uyo twin uyo muchiri Ku saver vana Mwari vakawanda saka munofanira kutanga madzisera kesari zvake mozouya motendeuka, mokumbira ruregerero kuna Mwari wamasimba ose besides that haa Baba hapana hapana
Sisi vaguma kureurura avo magara mutorineshavi rehuroi kwete kuti makamanikidzwa .wait till zvatanga kuitika kuvana vako
1 mukoma vekuda bonde avo munofanira kuzviudza mega mumoyo menyu Kuti handiiti zvemahure imi hamuna mhepo nekuti murikutozviziva zvamurikuita Kuti zvirirong mukangosiya zvekunze muchaona mukadzi wemumba achikugutsai
Enda kwamwazha zvino pera izvo .
It will also happen to your kids. Munoroya iwe namai vako.
Avo muTwin confession yavo yaifanira kuenda kune muTwin wavo & family yavo, kwete kuchechi kwega.
But makaparadza life ye twin brother yenyu though. How is that okay moda kuti Ishe Jesu vakunzwirei tsitsi. Zvakaoma
Baba wekutora mutwin luck munotanga madzosa mishonga moreurura ndokuti mwari auye pedyo mwari unosema tsvina
Simba ramunoisa pakuroya chokwadi dai riri simba ramunoita pakunamata chokwadi denga vaienda nemanera chokwadi.I will never allow even my mother kunditisa zvinhu zvakadaro.Ityai Mwari askana
Ummm zvakooma veduww sure kuvharisiran munhu kuti asarorww😢😢😢😢 that's why vanhu vachingoita nevana vamai vavo chete
Zvimwe unoramba chero ari mubereki kuitiswa zvakaipa kudaro maitoroya mose namai ,zvino pakutambura kwake urikuwanei ? What's your benefits and already kana waizoda help kwaari ayitokubatsira ,Tsvakai Mwari musapinzwa pahuroyi nevabereki musateerera askana ,denga mucharionera kuma neibhours...haaa nzvimbo yenyu hakutorina zvachose
Sister avo vakagadzira Memo ps usanyepe not everyone mwana vanoita zvinoda vabereki vavo especially zvakaipa iwewe utori ne mwoyo wakaipa anywhere ps know kuti kudenga kuna Mwari vanotonga musati mafa in this lie muchakohwa henyu bible says MUSANYENGERWA MWARI HAASEKWI CHAUNODYARA UCHACHIKOHWA ende .uchenjere nekuti munogona kukohwesa vana bible says ITYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA NE MWEYA KWETE KUTYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA CHETE iwe unoda amai vako kudarika Mwari read bible in Revelation it says NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA muchanodaira mubvunzo kuna Mwari gehena ririko asikana mese namai vako munoenda if u know zvakakumirira pakuda kwako ungadai usiri kuganza zvauri kuita izvi tiza neupenyu hwako enda unoreurura kuna pastor ubhabhatidzwe ukunbiee Mwari vakeeegeeewo kuenda kudzi n'anga denounce ramba dzinga mwey.a yes yamakaisa pauoenyu hwake get a new Sim card send memo na amai vaje tell them kuti ps namatai abt everything that happened in MEMO'S LIFE udza mai vaki kuti mama ini handichada ngat tendeukei let us UNDO mhiko dzatakaitira memo kana vakaramba siyana navo
Chokwadi chaicho
Last confession
If you regret zvamakaita Memo namai vako confess nguva ichipo . Otherwise Mwari Havana kurara what goes around comes back around 😢
Mkoma veZita raJesu muri willing here kuita lose everything u got from kuromba motanga from ZERO, to TRULY repent from ALL sin, to confess EVERYTHING u ever did including sacrificing your twin, to become a child of God? I have never heard of anyone willing to do this whom the Lord ignored. Do the above, and also, include dry fasting and pray using Psalms. Endai nemishonga yenyu yese kunopisa kumunhu waMwari. Handisati hangu ndambonzwa Jesu achi ignowa munhu ari willing to risk even his life. I don't have all details and I dont know everything saka I won't speak presumptuously that u are doing something wrong. But don't EVER lose hope!
Kuita wrong he is doing wrong havo and ivo ge knows.
Yah he has to surrender, confess and be born again.
He is evil and he is still continuing kunowedzera masimba.
The only reason he is trying to find a solution is because zvirikuvanetsa dai zvisiri kunetsa he was going to keep quiet and continue😢.
He can approach God the right way according to the Bible protocol then he will free himself ,his family and his brother 😢
Chimboitai anditi makambotambudzawo wamwe ere nakirwai
Baba venyaya yellowing,genuinely get born again and give your life to Christ, repent and confess your sins and stop kutsvaga masimba contrary to the word of God and the Holy Spirit.Am surprised kuti n'anga yakatendewuka but you are still lost.There is power in the name and blood of Jesus Christ. Make a 360 degress turn in your life
Very true n'nga dzino ziva kuti kuna mwari kudenga ndosaka muchiona dzimwe kana dzichida kuku rombesa ino kupa task yekuti huya ne mari yakati inova mari inenge yaka chena.
Hanzvadzi mune demon rechihure shavi chairo endai kuchurch dzemweya mubatsirwe .
Last confession iyo haa what you did my sister and mom was totally wrong , first your mom and Memo's are sisters kuroya kwakadaro dai Mwari vatiwanira nyasha kunze kwaipa uku you never pamwe that was your ladder rekukusimudzai wo semhuri , you see Memo even trusts so much to the extent of sharing with you
When you call the name of Jesus Christ,it will be effective on the condition that you are not in possession of devil's properties!
1 bhudhi avo vane addiction try to go to the man' c clinic get medical help last but not least repent tendeuka gamuchira Jesu look look for a true pastor confess everything bhabhatidzwa pray and fasting helps ramba dzinga mwey.a we ruchiva nezita neropa ra Jesu kana start living a upenyu hwekunamata Mwari stop sleeping around bible says garai pakunyengetera kuti musapinzwa pamuyedzo also confess to your wife God will set u free
Jehovha vanokudaira sei iwe wakatakura kurema reurura ku twin yako urase zvose usare wava iwe wakare nekuti dzimba nemari ndezva Satan
Kpedza mari kutenga zvinhu zvese izvo kuitira mwana wako akanyanyotadzeyi,Manje hamusiri Mwari