ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Saka tAzobvumirana here kut peter akutevera baba vake pa smart ..ingoisa like kana usinga rwadziwe
Yaaa ndizvowo hazvo bt kagitare kacho mhani wadii bba wacho my best musician ❤
And mdhara wacho aifitwa mhani nehembe
Yes avamberi uyu pa smart uyu
President yesungura Peter mopao murume wa sisi Caro
@@walterchimumbembe7587 haaa anenharo mkoma
Pamucheno zvapo haaa number 1 and the video is of quality,kana usingarwadziwe siya like.
magitare akabatwa apo siya like if you agree
AKaita simple arrangement but cool. Kwete zvimwe zvatavakunzwa zvese izvo. 😅
Vaera moyo vose huyai mukande like 😂❤
Peter moyo ndakarwadziwa pandaka tanga kukuona like father like son ❤❤
Kana munhu agona amana ngatisagwadziwa....this is mooi Igweeh
Mucheno anorova hake mufana uyu. Sound Engineer akabata basa apo. Isa like kana usingarwadziwe.
🎉🎉🎉l like the way you're pushing dhewa and I like your music , keep it up Mr................. 🔥🔥
Well done wakagona, tofanira kungobvuma kuti tave panguva yaPeter Tongai hasisipo saka ukatarisira kuona Tongai pana Peter haufe wakaona kuti Peter yave shasha.
❤❤❤❤ ma1 aya Peter chenjerera kuti ichaita video of the year don't be surprised ❤❤❤❤ indeed good project Dewa.
This is a good project,the Soun Engineer did a marvellous job also
Sungura yese uyu anogadzira mavideo
True
So creative
Yes, you are right about video But not the song 😂
@@tawandashambare1605 the song is peferct
@@brightonbrighton-ki8tv You mean perfect, oh interesting 😏
Malikes 100 anoiswa sey ❤ marova kukunda mheni dewa
Peter ndiye ane Chimuti ,, humanai zvenyu asi muchabvuma chete ❤
Album iri rakarohwa iri mwana Bela Bela shiri yekwekwe murume waCaro Mopao mokonzi muridzi wenyaya kna usina godo isa like ❤❤❤
Tongai moyo
Yes Peter wandidzosa muutakataka wedzera zvishoma tongai moyo wamuka guys
INI NDATOISA LIKE NDISATI NDANZWA
Even me Peter ndodonha naye
Uyu munhu munongo shora zvenyu but chibaba vakatanga aka dzikira asi zvamanje Manjenje ma one
Boss yamaBoss mahora Ayo,, kufeka zvitsva❤❤❤🎉
best,,chakaipa chikomana nechikwata ichi,..ndaisa tsvunhu ne star
Wozohwa kwanzi ngaasiye zvekuimba aite zvema dramma aaaaaa
Chibaba ichii
Iike father like son pakuchena apo ❤ famba naro Peter
thank you Tezvara for believing ndotenda Tsitsi nhamo & Joshua Sibanda for supporting us denga riwedzere kakapetweswa
Nababa Tsitsi ndavaona apo
Naxo wafilmer manake 💯 Utakataka yazvambura waya - Spencer igombwe remadzvoveraStudio yakabika ngwerewere ndokuti studio work kauku thot hakuchina vanogona kutsikisa museve - Peter wakaregerei mudhara achienda kunorecorder kusiko 😢10/10 HIGHLY PLEASING WORK KEEP IT UP!
This is some fo your best work Peter Dewa Moyo. Ramba wakadaro.
Welldone Peter Moyo 🎉magona chibaba ngazviyendemberi
kugona kukunda mark ngwazi 🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️
kukunda Macheso
😂😂😂😂😂
Well done my bro,smart mavharisa 2024 +Spencer chibaba ,be unity guys musaparadzaniswe nanatinoziva vegodo vanoziva zvese
Well-done Peter Moyo & Utakataka Express.This is good and a great improvement on vocals 🤏🤏🤏🤏.Keep up the standard.Smarts kupedza kuti peeeee👏👏👏👏.
Mavapedzira moyo rambai makatsika giyairoro pakanaka dhewa❤
Peter warwadzisa mwanangu like father like son ❤❤
Mwana Nzambe muzukuru wachihera anopedza basa wangu nyanyest
Zvabuda zvekuti Aiwa magona Mwananzambe 🥰🥰🥰🥰🥰🙏
Vaye vekut Peter ngaasiye zvekuimba aite zvemadrama chiuyai pano tinzwe nyaya yenyu...pamwe tikunzwa nekuona zvakasiyana
Kahudhewa takukanzwa manje. Take your time for your next album bro, you are getting better and better everyday
Agree
Peter Urikupisa 🎉🎉🎉🎉
Ini ndoterera Peter Dewa pasina kumanikidzama ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Igweeeeeeeee
Moti hanzi peter haaimbe, vanhu mukwane imi... this is a big tune... munogona igwee❤❤❤❤
Was your father's biggest fan chero ndaiva mudiki zvangu even now ndouyira pa youtube music yaDhewa. ❤❤❤
Smart chete 😍😍😍😍 and the song 🔥🔥 video🔥🔥🔥🔥🔥 Bravo Peter Moyo👋👋👋👋
Chakanaka chakanaka igweee apa kuseri kwekuseri chaiko Dai mhururu yainyoreka ndakunyorera shuwa dehwa ❤🎉🎉
Good song Igweee mwana moyo.good msg yemuchato iyi asi inoda purity /virginity akuna covenant inogadxirwa pasina ropa zvekuty kana wakatochata nemunhu asiri virgin uribenzi bye
Aiwa pakashandwa apo Dewa🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Peter usadzora tsvimbo ngazviende mberi good job tangira pakasira baba vako iwe uende mberi .This vedeo inokodzera kuita vedeo of the year.
So far so good Murozvi mukuru....❤ Zvaonekwa Moyo Dhehwa!
Pakadini Apo💙🇧🇼... good work 🎉❤
Voice rabuda. Apa chagona apa! Ndochithemba and always had faith in you Dhewa❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndomira newe kusvika kumagumo coz mdara wako ndaimuda rough. You’re improving by every song and pa smart uri kuratidza kuti Tongai akazvizvara ❤
I second you ipapo
Congratulations Peter bhora mberi❤❤❤❤❤
do yo thing wakanyarara and be blessed my brother not vanopfunga kuti vanogona avo vatisingazivi n great smart young man great music
Utakataka Express iyoyo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Your vocals have improved a lot,
One thing I like about peter moyo anotaura nemafans ake haadade ukatomupindira mu inbox anopindura...keep it up ipapo...good music to the world
Hande Dhewa hande Dhewa chapedza basa apa 🔥🔥🔥
🎉🎉The real Dhewa dzidzisai vamwe vaya kuti aya ndoanonzi ma video ❤❤
venziyo dzekurarisa kkkkk
Murozvi mukuru nice nice ❤ smary bhoo zvekuti.
Pamucheno PETER chakatodza baba urikupisa zvaizvozvi ndiwe mzkuru wangu
❤❤❤❤ Young Igwe ,, amazing Moyo
Music yadhewa hatide kuishaya ramba ❤wakabaya wamai fadza Zimbabwe 🇿🇼 yose
Akaipa mupfana uyu
Wow everything on point .Good music 🎶 it
Quality vidio haaa Maka zvamburai dhehwaa 🎉❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Like father like son
Massive stuff.Quality yevideo is top notch ko iwo magitare nemadrums acho 👏👏👏👏vocals on point #MbizoMassive
❤❤❤❤❤ utakataka to d fullest Peter APA wandigonera
Ndakangokumbira muchato pasina date Kuna musiki nhai , thanks nekundiripira kuti unotokumbira ne date❤❤
Mwana kwekwe mwana belablela muzukuru wachihera
Zhombe haikusiye we fully support you Murozvi. Uri kuronda hwema not too bad.
Ichoooo...well done my guy Peter Moyo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💪💪💪 mahwani ayo 🔥💯🔥🔥💯
Uyu arikupisaaa uyu topnotch ❤❤❤ mabvriiiiiiiiiiii😊
yaaa vakufamba kuma tsimba amudhara 🎉🎉🎉
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Utaka taka expresssssssss
Mufana song yako yanakidza neVideo manje yakunzika uri mbudzi yachema peter varova wati meeee kuchema sembudzi
Aiwa ka nice aka well done maboss❤
Yesaya yesaya Utakataka ndihohuka well done igweeee
Supper boss haaa ndanakirwa zvekudaro ,,keep up the gud work and dressing zvayo ndatokopa kkkk
I put my blessing kwauri Peter ,God bless you keep Utakataka alive ,uri busy uri kurova Ngoma wangu ,,,,,,,,,,,Salute
Mark haana kana door apa
Ini ndoona sekuti Mark Ngwazi ane mushonga wekudiwa asingagone😂
This guy mira newako uyu and utakataka crew they are perfect in everything,l appreciate their work
Ramba wakabaya tinosvika chete urikumaronda matsimba amudhara
Mwana nzambe makagona dhewa from Berto mwana bridge
Peter ummm I hangu mondigogonera mwana we kumusha kwangu ....ndi mamoyo sharai pa Bomba Gokwe
Ndehwa amuka this video must be number one 🎉🎉🎉🎉
Even kufanana Peter like Father like son sure🎉🎉
Peter wavakumberi manje, excellent project.
Nice one fam. Job well done🎉🎉🎉🎉
Mucheno cht haa ma1 unoziva zvaunoita iwe
Peter peter aiwa ndokuti utakataka express kah✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️
Indeed and well done, great sound even the vocals ❤
Utakataka Express. So far so good 🔥🔥.However I can't help but notice the absence of Yamatele on this video
Murozvi Mukuru.nice one Dehwa
Wakugona chikomana ....nice one
💯 % mkoma Petro dzvanyai boton iroro good sound
c'est l'intelligence pour moiWell done
Super Melody Dewa lm your big fan 🎉❤❤❤❤❤❤❤❤
Nice video igweee mwana wamambo ❤❤
Yaaa pa smart muri kunanganisa kni ❤❤❤❤❤❤❤ pakadiiko apo pakqnaka dhehwaaaaa
Baba Gari ndirikukunzwai ,❤
I was waiting for this video for a long time tulikaaaa vape moyo vape moyo vape moyo dhewaaaaaaa❤❤❤❤
Yes ndokuti Dhehwa chaiko keep it up❤
Saka tAzobvumirana here kut peter akutevera baba vake pa smart ..ingoisa like kana usinga rwadziwe
Yaaa ndizvowo hazvo bt kagitare kacho mhani wadii bba wacho my best musician ❤
And mdhara wacho aifitwa mhani nehembe
Yes avamberi uyu pa smart uyu
President yesungura Peter mopao murume wa sisi Caro
@@walterchimumbembe7587 haaa anenharo mkoma
Pamucheno zvapo haaa number 1 and the video is of quality,kana usingarwadziwe siya like.
magitare akabatwa apo siya like if you agree
AKaita simple arrangement but cool. Kwete zvimwe zvatavakunzwa zvese izvo. 😅
Vaera moyo vose huyai mukande like 😂❤
Peter moyo ndakarwadziwa pandaka tanga kukuona like father like son ❤❤
Kana munhu agona amana ngatisagwadziwa....this is mooi Igweeh
Mucheno anorova hake mufana uyu. Sound Engineer akabata basa apo. Isa like kana usingarwadziwe.
🎉🎉🎉l like the way you're pushing dhewa and I like your music , keep it up Mr................. 🔥🔥
Well done wakagona, tofanira kungobvuma kuti tave panguva yaPeter Tongai hasisipo saka ukatarisira kuona Tongai pana Peter haufe wakaona kuti Peter yave shasha.
❤❤❤❤ ma1 aya Peter chenjerera kuti ichaita video of the year don't be surprised ❤❤❤❤ indeed good project Dewa.
This is a good project,the Soun Engineer did a marvellous job also
Sungura yese uyu anogadzira mavideo
True
So creative
Yes, you are right about video
But not the song 😂
@@tawandashambare1605 the song is peferct
@@brightonbrighton-ki8tv
You mean perfect, oh interesting 😏
Malikes 100 anoiswa sey ❤ marova kukunda mheni dewa
Peter ndiye ane Chimuti ,, humanai zvenyu asi muchabvuma chete ❤
Album iri rakarohwa iri mwana Bela Bela shiri yekwekwe murume waCaro Mopao mokonzi muridzi wenyaya kna usina godo isa like ❤❤❤
Tongai moyo
Yes Peter wandidzosa muutakataka wedzera zvishoma tongai moyo wamuka guys
INI NDATOISA LIKE NDISATI NDANZWA
Even me Peter ndodonha naye
Uyu munhu munongo shora zvenyu but chibaba vakatanga aka dzikira asi zvamanje Manjenje ma one
Boss yamaBoss mahora Ayo,, kufeka zvitsva❤❤❤🎉
best,,chakaipa chikomana nechikwata ichi,..
ndaisa tsvunhu ne star
Wozohwa kwanzi ngaasiye zvekuimba aite zvema dramma aaaaaa
Chibaba ichii
Iike father like son pakuchena apo ❤ famba naro Peter
thank you Tezvara for believing ndotenda Tsitsi nhamo & Joshua Sibanda for supporting us denga riwedzere kakapetweswa
Nababa Tsitsi ndavaona apo
Naxo wafilmer manake 💯
Utakataka yazvambura waya - Spencer igombwe remadzvovera
Studio yakabika ngwerewere ndokuti studio work kauku thot hakuchina vanogona kutsikisa museve - Peter wakaregerei mudhara achienda kunorecorder kusiko 😢
10/10 HIGHLY PLEASING WORK KEEP IT UP!
This is some fo your best work Peter Dewa Moyo. Ramba wakadaro.
Welldone Peter Moyo 🎉magona chibaba ngazviyendemberi
kugona kukunda mark ngwazi 🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️
kukunda Macheso
😂😂😂😂😂
Well done my bro,smart mavharisa 2024 +Spencer chibaba ,be unity guys musaparadzaniswe nanatinoziva vegodo vanoziva zvese
Well-done Peter Moyo & Utakataka Express.
This is good and a great improvement on vocals 🤏🤏🤏🤏.
Keep up the standard.
Smarts kupedza kuti peeeee👏👏👏👏.
Mavapedzira moyo rambai makatsika giyairoro pakanaka dhewa❤
Peter warwadzisa mwanangu like father like son ❤❤
Mwana Nzambe muzukuru wachihera anopedza basa wangu nyanyest
Zvabuda zvekuti Aiwa magona Mwananzambe 🥰🥰🥰🥰🥰🙏
Vaye vekut Peter ngaasiye zvekuimba aite zvemadrama chiuyai pano tinzwe nyaya yenyu...pamwe tikunzwa nekuona zvakasiyana
Kahudhewa takukanzwa manje. Take your time for your next album bro, you are getting better and better everyday
Agree
Peter Urikupisa 🎉🎉🎉🎉
Ini ndoterera Peter Dewa pasina kumanikidzama ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Igweeeeeeeee
Moti hanzi peter haaimbe, vanhu mukwane imi... this is a big tune... munogona igwee❤❤❤❤
Was your father's biggest fan chero ndaiva mudiki zvangu even now ndouyira pa youtube music yaDhewa. ❤❤❤
Smart chete 😍😍😍😍 and the song 🔥🔥 video🔥🔥🔥🔥🔥 Bravo Peter Moyo👋👋👋👋
Chakanaka chakanaka igweee apa kuseri kwekuseri chaiko Dai mhururu yainyoreka ndakunyorera shuwa dehwa ❤🎉🎉
Good song Igweee mwana moyo.good msg yemuchato iyi asi inoda purity /virginity akuna covenant inogadxirwa pasina ropa zvekuty kana wakatochata nemunhu asiri virgin uribenzi bye
Aiwa pakashandwa apo Dewa🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Peter usadzora tsvimbo ngazviende mberi good job tangira pakasira baba vako iwe uende mberi .
This vedeo inokodzera kuita vedeo of the year.
So far so good Murozvi mukuru....❤ Zvaonekwa Moyo Dhehwa!
Pakadini Apo💙🇧🇼... good work 🎉❤
Voice rabuda. Apa chagona apa! Ndochithemba and always had faith in you Dhewa❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndomira newe kusvika kumagumo coz mdara wako ndaimuda rough. You’re improving by every song and pa smart uri kuratidza kuti Tongai akazvizvara ❤
I second you ipapo
Congratulations Peter bhora mberi❤❤❤❤❤
do yo thing wakanyarara and be blessed my brother not vanopfunga kuti vanogona avo vatisingazivi n great smart young man great music
Utakataka Express iyoyo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Your vocals have improved a lot,
One thing I like about peter moyo anotaura nemafans ake haadade ukatomupindira mu inbox anopindura...keep it up ipapo...good music to the world
Hande Dhewa hande Dhewa chapedza basa apa 🔥🔥🔥
🎉🎉The real Dhewa dzidzisai vamwe vaya kuti aya ndoanonzi ma video ❤❤
venziyo dzekurarisa kkkkk
Murozvi mukuru nice nice ❤ smary bhoo zvekuti.
Pamucheno PETER chakatodza baba urikupisa zvaizvozvi ndiwe mzkuru wangu
❤❤❤❤ Young Igwe ,, amazing Moyo
Music yadhewa hatide kuishaya ramba ❤wakabaya wamai fadza Zimbabwe 🇿🇼 yose
Akaipa mupfana uyu
Wow everything on point .Good music 🎶 it
Quality vidio haaa Maka zvamburai dhehwaa 🎉❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Like father like son
Massive stuff.Quality yevideo is top notch ko iwo magitare nemadrums acho 👏👏👏👏vocals on point #MbizoMassive
❤❤❤❤❤ utakataka to d fullest Peter APA wandigonera
Ndakangokumbira muchato pasina date Kuna musiki nhai , thanks nekundiripira kuti unotokumbira ne date❤❤
Mwana kwekwe mwana belablela muzukuru wachihera
Zhombe haikusiye we fully support you Murozvi. Uri kuronda hwema not too bad.
Ichoooo...well done my guy Peter Moyo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💪💪💪 mahwani ayo 🔥💯🔥🔥💯
Uyu arikupisaaa uyu topnotch ❤❤❤ mabvriiiiiiiiiiii😊
yaaa vakufamba kuma tsimba amudhara 🎉🎉🎉
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Utaka taka expresssssssss
Mufana song yako yanakidza neVideo manje yakunzika uri mbudzi yachema peter varova wati meeee kuchema sembudzi
Aiwa ka nice aka well done maboss❤
Yesaya yesaya Utakataka ndihohuka well done igweeee
Supper boss haaa ndanakirwa zvekudaro ,,keep up the gud work and dressing zvayo ndatokopa kkkk
I put my blessing kwauri Peter ,God bless you keep Utakataka alive ,uri busy uri kurova Ngoma wangu ,,,,,,,,,,,Salute
Mark haana kana door apa
Ini ndoona sekuti Mark Ngwazi ane mushonga wekudiwa asingagone😂
This guy mira newako uyu and utakataka crew they are perfect in everything,l appreciate their work
Ramba wakabaya tinosvika chete urikumaronda matsimba amudhara
Mwana nzambe makagona dhewa from Berto mwana bridge
Peter ummm I hangu mondigogonera mwana we kumusha kwangu ....ndi mamoyo sharai pa Bomba Gokwe
Ndehwa amuka this video must be number one 🎉🎉🎉🎉
Even kufanana Peter like Father like son sure🎉🎉
Peter wavakumberi manje, excellent project.
Nice one fam. Job well done🎉🎉🎉🎉
Mucheno cht haa ma1 unoziva zvaunoita iwe
Peter peter aiwa ndokuti utakataka express kah✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️
Indeed and well done, great sound even the vocals ❤
Utakataka Express. So far so good 🔥🔥.
However I can't help but notice the absence of Yamatele on this video
Murozvi Mukuru.nice one Dehwa
Wakugona chikomana ....nice one
💯 % mkoma Petro dzvanyai boton iroro good sound
c'est l'intelligence pour moi
Well done