Tatenda Pinjisi - Mutoriro {Guka Makafela} (Official Audio)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 27 ส.ค. 2024
  • Varidzi Vebasa Album
    CONNECT WITH TATENDA PINJISI:
    Facebook:
    / softsungura
    Instagram:
    / tatenda_pin. .
    #Tatenda #VaridziVebasa
    © Tatenda Pinjisi, Soft Sungura Gospel Music
    afrobeatsdistr...
    vevo.ly/t498C3

ความคิดเห็น • 355

  • @ForgiveZidana
    @ForgiveZidana หลายเดือนก่อน +41

    Who still remembers those boys vaizviti R n' K African songs .

  • @GarikaiNiceTime
    @GarikaiNiceTime 5 วันที่ผ่านมา +2

    Iyi song yakarohwa tinoda kuti ive izikwane

  • @DevineTakundachauke
    @DevineTakundachauke 4 วันที่ผ่านมา +2

    Anogona uyu ❤❤

  • @tatendapinjisi
    @tatendapinjisi  หลายเดือนก่อน +37

    Thank you so much Soft Sungura family murichidadiso munotipa simba rekuramba tichishanda nesimba...tichaedzawo nepatinogona napo kukupai unique sound and new melodies every year...shungu netarisiro ndedzekuti mufare pamwe nekunzwawo zvitsva zvisiri zvamakambonzwa....God Bless you all.🎉❤❤❤

    • @jaspernyamatemba3271
      @jaspernyamatemba3271 หลายเดือนก่อน +1

      ramba wakabaya zviri kuzipa izvi

    • @madanganyajoseph6422
      @madanganyajoseph6422 หลายเดือนก่อน +2

      Big up my favorite artist though I don't know the language but I wish to shona

    • @glorypromisechidyamudungwe5907
      @glorypromisechidyamudungwe5907 29 วันที่ผ่านมา +1

      Thank you for such a great lesson kuvadiki vedu

    • @sternzvavamwe409
      @sternzvavamwe409 25 วันที่ผ่านมา +2

      Ndakusuwa mufanami, ucharangarira here show yeKwamutoko gore riye. ita timboonana mhani.

    • @cleopasmbiragayi9383
      @cleopasmbiragayi9383 22 วันที่ผ่านมา

      Unogona wangu

  • @nicholasgeza2224
    @nicholasgeza2224 หลายเดือนก่อน +13

    Team dendera muriko here uko ❤

    • @Bryton-fl4io
      @Bryton-fl4io หลายเดือนก่อน

      Heya heya siiiii siiiii

    • @PeterFarai-cj5bb
      @PeterFarai-cj5bb 25 วันที่ผ่านมา +1

      Unoziva music

  • @LastMoon-o2j
    @LastMoon-o2j 29 วันที่ผ่านมา +8

    In ndabva neku TikTok yaah unofanirwa kusungwa ne mhosva yemurder wandiuraya nengoma mwana wamai😅

  • @PhilosopherNcube
    @PhilosopherNcube 2 วันที่ผ่านมา +1

    Spanner boy ❤❤❤

  • @user-lb5mk9cm3w
    @user-lb5mk9cm3w 25 วันที่ผ่านมา +7

    Va Pinjisi makaita kuruma kuti ngaaaaa se pinjisi ndachema zvangu😢❤❤❤❤❤❤❤

  • @BensonAndrisGuvheya-wc3ge
    @BensonAndrisGuvheya-wc3ge 9 วันที่ผ่านมา +3

    Vana vaparara ne mutoriro😮 danger ne gotwe hapachina chimiro 😢😢😢😢

  • @user-pe7ty9tg1h
    @user-pe7ty9tg1h หลายเดือนก่อน +9

    Top notch the whole day chiri parepeat this is the song of the year zvimwe zvese ratova drama ......confirmed hande pinjisi

    • @tatendapinjisi
      @tatendapinjisi  หลายเดือนก่อน +1

      Ndinotenda mkoma❤❤❤❤

  • @veronicamagota1131
    @veronicamagota1131 หลายเดือนก่อน +9

    Mumhanzi wedu une straight message mufunge ini yakandibata zvangu, weldone my brother, BIG UP. You nailed it, makaibvika shuwa, song 🎵 of the year, I voted for you in advance 🎉🎉🎉

  • @freddymahwamba1756
    @freddymahwamba1756 4 วันที่ผ่านมา

    Urikubvira kuti riririririri Mr Pinjaldo keep the fire burning hauitee hauiteee

  • @user-dc2ze9mn7d
    @user-dc2ze9mn7d 12 วันที่ผ่านมา +3

    Zvimwe ngationei team munhu anogonesa mhani kungoti haana kuromba chete matondinzwa keep going my brother uri huchi 🔥

  • @paulmngerezi7534
    @paulmngerezi7534 5 วันที่ผ่านมา +1

    RnK beat and vocals 👌

  • @MavisBundu
    @MavisBundu หลายเดือนก่อน +5

    Iyi song manyama ndatenda hangu,beat iro ropedza stress ,it's on repeat in my house since yesterday

    • @tatendapinjisi
      @tatendapinjisi  หลายเดือนก่อน

      Sure here bro 🎉🎉🎉

  • @luvothando5214
    @luvothando5214 4 วันที่ผ่านมา

    uyu ari kubviraa kuti tii 🔥🔥🔥🔥RnK haa apa pakarohwa gitare...🙏🏾🙏🏾🙏🏾😘♥️

  • @killionmutikizizi2949
    @killionmutikizizi2949 9 วันที่ผ่านมา +2

    Got here coz of that school girl

  • @kudziemudiwa4151
    @kudziemudiwa4151 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Welldone bro sungura to the world

  • @user-tq4fo2hq7e
    @user-tq4fo2hq7e 3 วันที่ผ่านมา

    Mwana wani anogona kudai

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 18 วันที่ผ่านมา +3

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥wakagonesa chaiko hanzvadzi yangu

  • @NeriaZulumusokeri
    @NeriaZulumusokeri หลายเดือนก่อน +2

    I'm the one and my family🎉🎉🎉 keep it 💯 we are in Zambia boss

  • @tendekaichawareerwa1150
    @tendekaichawareerwa1150 19 วันที่ผ่านมา +3

    Tatenda vicegrip

  • @MoleenPaidamoyo-bt6yw
    @MoleenPaidamoyo-bt6yw 29 วันที่ผ่านมา +3

    Zvandopengeswa nethis song nhy ❤❤❤🎉🔥🔥🔥🔥🔥👐

  • @RoseMwazvita
    @RoseMwazvita 6 วันที่ผ่านมา

    Haaaa pagitare apo maita basa song yenyu msg

  • @brandonhotyo262
    @brandonhotyo262 วันที่ผ่านมา

    sound yenyu mukoma ma1 keep it up

  • @tinashejavachava1482
    @tinashejavachava1482 5 วันที่ผ่านมา

    Aya ma1 aya

  • @victorzvigweru7212
    @victorzvigweru7212 25 วันที่ผ่านมา +2

    I heard this sound paka reel kepa fb and came here haa mdara 🔥🔥

  • @smartmaudzu6581
    @smartmaudzu6581 27 วันที่ผ่านมา +2

    in love with this song...haaa anogona mukomana and haana pride this guy

  • @fidelisnyorovai
    @fidelisnyorovai 26 วันที่ผ่านมา +2

    Makela wapera neguka wapera mad tune😮

  • @lordwintapererwa8167
    @lordwintapererwa8167 22 วันที่ผ่านมา +1

    uyu haachisiri pinjisi atove bhobhojani chairo mabatatiro akanyanya #Soft Sungura Top Fan

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 18 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂😂😂chokwadi

  • @elvismungate-cr7mo
    @elvismungate-cr7mo 25 วันที่ผ่านมา +2

    Pa wire chibaba ichi handidi nacho 🔥🔥🔥🔥

  • @evanskaumba6544
    @evanskaumba6544 8 วันที่ผ่านมา

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉mukoma this is hit.

  • @sifisotamai5065
    @sifisotamai5065 15 วันที่ผ่านมา +1

    Shuwa here vana vangu mofa mofa musina chiro .job well done .wise words. Vana vapera chokwadi

  • @nicksonmagwendere6307
    @nicksonmagwendere6307 17 วันที่ผ่านมา +1

    Pinjisi yacho yave kuita kunge sando kurova ngoma kudaro mmmm

  • @sarudzaimutsago3254
    @sarudzaimutsago3254 หลายเดือนก่อน +2

    Soft sungura yatoziva 'soft n clean best song makaipa makaipa Pastor mabviravira chaiwoo

  • @xaviermahewu4402
    @xaviermahewu4402 หลายเดือนก่อน +3

    Pinjisi wangu makorokoto amhlope congratulations 🎉

  • @lawrencemandibatsira9214
    @lawrencemandibatsira9214 หลายเดือนก่อน +4

    Uyu anogonesa uyuu

  • @ishmaeltsikai4358
    @ishmaeltsikai4358 22 วันที่ผ่านมา +1

    Kuita kukwapaidza waya Haa munogona baba

  • @NoleenMushangazhike-ul3te
    @NoleenMushangazhike-ul3te 25 วันที่ผ่านมา +1

    Spannerboy to the world 🌎🌎🌎🌎🌎🌎🌎 he's talented for sure

  • @NoleenMushangazhike-ul3te
    @NoleenMushangazhike-ul3te 25 วันที่ผ่านมา +1

    Uyu anondigonera hangu
    I love your music kusvika ndachembera

  • @rhovemasocha78
    @rhovemasocha78 25 วันที่ผ่านมา +2

    Uyu anogona uyu

  • @laziologytheman4161
    @laziologytheman4161 หลายเดือนก่อน +2

    Wasu ndiye wandiunza pano. Wire makabata....

  • @tinotendazipombe
    @tinotendazipombe หลายเดือนก่อน +2

    Thank you one of my favorite artists
    Irikunaka wena muwedzere sugar

  • @eidinosass
    @eidinosass 27 วันที่ผ่านมา +1

    Ndirikugara pano mazuvano,napinjisi uyu ndakamubata kuti dzviiiiii❤❤

  • @TadiusSithole-xl5ie
    @TadiusSithole-xl5ie หลายเดือนก่อน +3

    Song of the year mutoriro🔥🔥🔥🔥

  • @michaelmike1314
    @michaelmike1314 หลายเดือนก่อน +2

    Tiripo vepanyamuroro famba homeboy 🔥🔥🔥🔥

  • @HappymoreMyengwa-s4i
    @HappymoreMyengwa-s4i 12 วันที่ผ่านมา

    Pakabatwa ngoma apa❤❤❤

  • @user-mb8yi7kg2w
    @user-mb8yi7kg2w 15 วันที่ผ่านมา +1

    Guys rhythm iyoo boe here❤❤❤❤❤❤

  • @wilfredhove5598
    @wilfredhove5598 28 วันที่ผ่านมา +1

    Icho keep doing the wonders unogona hauna pride

  • @JaneNoko
    @JaneNoko 7 วันที่ผ่านมา

    What a song thank u tiktok

  • @josephmanjoro3885
    @josephmanjoro3885 17 วันที่ผ่านมา +1

    Tatenda waya unorova hako…❤❤

  • @LovemoreHwenyika-x2y
    @LovemoreHwenyika-x2y หลายเดือนก่อน +2

    Kugona kusina noise wakapenga Tatenda

  • @ranganaijekese2040
    @ranganaijekese2040 หลายเดือนก่อน +2

    mufana uyu anondinaka hake

  • @admoremabhunu3
    @admoremabhunu3 หลายเดือนก่อน +1

    Guvamakatsera apedza mayouths. Makuva_ogara akatserwa sure bcoz varikupera vezera redu. Thanks Pinjisi Dai mose vaimbi mukaemba nezvazvo Gaffa rakafira kureva kudhara fambai nedzoreredzo plus dzidziso iyoyi muvanhu. 💥💥💥💥💥

    • @Madzivas
      @Madzivas 26 วันที่ผ่านมา

      Gukamakafela

  • @NolanSpring
    @NolanSpring หลายเดือนก่อน +1

    Ndatenda hangu vaPinjisi

  • @menforddziva3136
    @menforddziva3136 หลายเดือนก่อน +3

    Obert gomba kuseri ❤

    • @shamisosikalenge
      @shamisosikalenge หลายเดือนก่อน

      Aripo here apo

    • @menforddziva3136
      @menforddziva3136 หลายเดือนก่อน +1

      @@shamisosikalenge yes the whole album

    • @sadymoremafendo
      @sadymoremafendo หลายเดือนก่อน

      Ahabvunzwe ishasha

    • @obertmunetsi8310
      @obertmunetsi8310 หลายเดือนก่อน

      Uyu anorova uyu kwete zvema funnies

    • @sydneymoyo6850
      @sydneymoyo6850 หลายเดือนก่อน

      Mabhanan, ana

  • @andrewmusindo1930
    @andrewmusindo1930 10 วันที่ผ่านมา

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥 mabata panozipa

  • @j.tarusarira2976
    @j.tarusarira2976 หลายเดือนก่อน +1

    Tatenda Pinjisi huya pano! hoyooooo Well done! Ndiwo unonzi mumanzi wakabatana...magitare plus message incredibly intertwined and entangled!

    • @tatendapinjisi
      @tatendapinjisi  หลายเดือนก่อน

      Thanks so much mwanawamai wangu🎉❤

  • @user-hm6ht8gj2q
    @user-hm6ht8gj2q หลายเดือนก่อน +1

    Mad tune, sungura meets dendera 💥💥💥💥

  • @shamblomusic
    @shamblomusic หลายเดือนก่อน +2

    Well done my brother… it’s giving 🔥🔥🔥🔥

  • @AndyNgwena-kr5yg
    @AndyNgwena-kr5yg 20 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤hoyooooo

  • @linoschapungu685
    @linoschapungu685 หลายเดือนก่อน +3

    Zvambuuuuu🎉

  • @DJ-CHAVNET
    @DJ-CHAVNET หลายเดือนก่อน +2

    Hoyoo makaipa king

  • @alexanderbuwe2044
    @alexanderbuwe2044 หลายเดือนก่อน +3

    Makanyanya Pastor Pinjisi,, chikupisa

  • @masiyakdtv6209
    @masiyakdtv6209 24 วันที่ผ่านมา +1

    But ngoma ukubata wangu well done

  • @hillarychindowa6047
    @hillarychindowa6047 หลายเดือนก่อน +1

    Matured sungura pasina noise quality music

  • @HelenChaungama
    @HelenChaungama 7 วันที่ผ่านมา

    Todiiko nevana ava mutoriro waparadza vana😢😢😢😢😢

  • @haggaichada2715
    @haggaichada2715 27 วันที่ผ่านมา +1

    Wire dzakadamburwa apa❤

  • @romeogasa
    @romeogasa หลายเดือนก่อน +1

    Yea ndezvebasa izvi👏👏👏👏🔥🔥🔥well done asekuru

  • @eunicemationi980
    @eunicemationi980 หลายเดือนก่อน +1

    chimbetu chaiye,welldone bro🎉

    • @MaxwellMhaka
      @MaxwellMhaka หลายเดือนก่อน +1

      That's exactly what I heard,kahuDendera karipo apa

  • @joanamoyo3666
    @joanamoyo3666 19 วันที่ผ่านมา

    Pure talent

  • @vitalismangoma3382
    @vitalismangoma3382 หลายเดือนก่อน +2

    Ndoyatinoti maturity iyi

  • @mawirewillard
    @mawirewillard 13 วันที่ผ่านมา

    Good stuff

  • @SikhohlisiweMoyo
    @SikhohlisiweMoyo 9 วันที่ผ่านมา

    Message yakaipa iyi vapera nayo musombidhiya kuita marimve chaiwo ,,vaudze mukomana pamwe vachanzwa❤🙌🙌😭🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥U are talented bro❤

  • @tinotendamangarai1436
    @tinotendamangarai1436 หลายเดือนก่อน +2

    smart music mukoma...keep it up

  • @HappymoreMyengwa-s4i
    @HappymoreMyengwa-s4i 12 วันที่ผ่านมา

    Rhythm wakabata. Hako. Inopisa iyi whole day ndakaisa ma earphones

  • @willardutete7235
    @willardutete7235 หลายเดือนก่อน +1

    bhora mberi baba

  • @geraldsaratiel4128
    @geraldsaratiel4128 15 วันที่ผ่านมา

    Ndokurova zveuko future of sungura is safe pingisi

  • @ThandekaMpofu-vt7jd
    @ThandekaMpofu-vt7jd หลายเดือนก่อน +1

    waya waya...mdhara waya idzo

  • @user-rp1kl9he1e
    @user-rp1kl9he1e 14 วันที่ผ่านมา +1

    Wakatokundawo Ngwazi

  • @glorypromisechidyamudungwe5907
    @glorypromisechidyamudungwe5907 29 วันที่ผ่านมา +1

    Good staff Tatenda keep it up

  • @qinisoeli136
    @qinisoeli136 หลายเดือนก่อน

    Munogona baba ❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @princemachivesmachivenyika5775
    @princemachivesmachivenyika5775 หลายเดือนก่อน +1

    Makabata bsa bba kwakuseri wngu

  • @alvindube628
    @alvindube628 หลายเดือนก่อน +1

    The music that takes me home 😊😊

  • @emmanuelpakati4852
    @emmanuelpakati4852 หลายเดือนก่อน +1

    Munokwenya kani🎉

  • @nezbertdhliwayo7080
    @nezbertdhliwayo7080 หลายเดือนก่อน +1

    Hoo zvauchiri kugona

  • @user-rs3hv4gw3u
    @user-rs3hv4gw3u 26 วันที่ผ่านมา +1

    Ndangoiona kutiktok haandanakirwa

  • @sydneymoyo6850
    @sydneymoyo6850 หลายเดือนก่อน

    Hozodei pakadai,,, magitare achibvundiswa kudai 🎉🎉🎉❤❤❤❤

  • @irenaeuschirimuuta3995
    @irenaeuschirimuuta3995 28 วันที่ผ่านมา

    Uyu anogona uyu... Sound quality bhoo zvekuti, big up to the producers

  • @JanetMadziva
    @JanetMadziva หลายเดือนก่อน +1

    Huchiiiiiii!

  • @user-bo7xk2hm4o
    @user-bo7xk2hm4o 27 วันที่ผ่านมา +1

    Ndabva nekufacebook haa motikuvadza nengoma

  • @KMUGUTA
    @KMUGUTA หลายเดือนก่อน

    Mafans arasta song inogona kuita message zvese nekunaka seichi 💯

  • @user-cp3he3xq7s
    @user-cp3he3xq7s 24 วันที่ผ่านมา

    Unobata basa wena .ramba wakadzvanya🎉🎉🎉🎉

  • @onwardzivurawa7027
    @onwardzivurawa7027 หลายเดือนก่อน

    Iyi yakatora gore rino.....ikatadza undibate

  • @despitekepakahwa7516
    @despitekepakahwa7516 หลายเดือนก่อน +1

    fambaaaa 🎵🎵🎵🎵🎵🎵🎵

  • @jimmukuli2205
    @jimmukuli2205 21 วันที่ผ่านมา

    My favorite sungura.. thanks mukoma tatenda ❤❤❤❤

  • @thebird4668
    @thebird4668 25 วันที่ผ่านมา

    Omasibopha baqwetshiwe kwazwakala ubunandi, siyabonga...

  • @josephmanjoro3885
    @josephmanjoro3885 17 วันที่ผ่านมา

    Chibabest chemagitare👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻

  • @JosephineRusawu
    @JosephineRusawu 13 วันที่ผ่านมา

    Uyu anogona ndakaromuziviswawo namoms wangu pana Saina her favorite she old fun party but vanomuda zvekutodaro

  • @jamesmureyani9107
    @jamesmureyani9107 หลายเดือนก่อน +1

    So far more than10 repeats since yesterday