All i can tell is one day is one day mukadzi yeye achasvika pakuti handichada hurune hwako ndakuda ropa rehama dzako nekuti dziri kudyawo Mari yachiri kukupa
Zvino mari yacho ndeyei idambudziko huru iri kudarika kugara usina mari ..unorara nechinhu chausinga zivi ..musazorega kudzika neparr 2 kana.mkadzi wenyu akudemader more than sleeping with u nokuti zvichaitika chete pliz come and let us know
Uuuuuu ini handimbofi ndakada upenyu hwakadaro saka anhuwoye ini ndaakutya vanhu vanemari mudzimba umu makatakura chokwadi ndingafa ndisina mari nekuda kwekuda mari yakawandisa
I feel for the way people treated you but unfortunately the devil has no free or easy gifts. One day in this life more will be demanded of you and you will go to the underworld as you belong to their alter.
Hanzi handina problem iwe uchirara nechikwambo. Munopenga here baba Imi. Yes munopenga. Iwo properties ndiwo amungaitire zvese izvo kuuya kuzoita carer kuUK.
Better hauna kuuraya munhu .saka iwe chichengetedza mhiko dzako
All i can tell is one day is one day mukadzi yeye achasvika pakuti handichada hurune hwako ndakuda ropa rehama dzako nekuti dziri kudyawo Mari yachiri kukupa
Such a lonely life😢 kubaazvikonyera mujeri mwega. chamakona chacho ndechipi
Nditengereiwo COS 😅 can't judge ah mhuri kwatabva zvakaoma
Umm yaa ndatya nazvo thank you Auntie Mamoe❤️
Zvino mari yacho ndeyei idambudziko huru iri kudarika kugara usina mari ..unorara nechinhu chausinga zivi ..musazorega kudzika neparr 2 kana.mkadzi wenyu akudemader more than sleeping with u nokuti zvichaitika chete pliz come and let us know
I don't judge you sometimes life inokutuma kuita zvakaoma but mar yacho haizonakidzi hayo
Zvakawoma a very sad lonely life even with money
Mhiko urikuchengetedza fani
Kunyepa kuti hapana chiri kunetsa hazvichamunakidzi
Kids kuti firira kuti titsve takawanda. Let him enjoy Mari. Inogofadza here usina mukadzi nevana
Saka auya pano ungagara zimba uri wega no mkadzi no.mwana
Kana muchifara henyu hanzvadzi handinga kushorei kwamakabva ndimi munokuziva
😢I feel sorry for u ukuti hauna chawati wawana saka kurara ne chikwambo ayisi problem kkkk
Yaaa life ma1
Unosvikepi usina mwana iyo mari yacho inganakidze kudya here hove iyo ichasvika pakuda ropa wangu bz simba rekurara nayo rinosvika pakupera wangu
Imagine kuti anofanira kuzviita kweupenyu hwake hwese haaa ushingi hwacho hwakanyanya
Thanks for sharing
No judgment
You made your choice due to circumstances. As long as you don't kill inocent lives
Saka you think it will not affect his family. Same thing zvaakaitwa ndizvo zvaakaita family yake.
True ngaaite life yake
@@angelakwaramba9752❤❤❤❤❤❤
Unofunga kuti zvinogumira ipapo here, handiti achafa whats next chikwambo hachiyendi mahara
Uuuuuu ini handimbofi ndakada upenyu hwakadaro saka anhuwoye ini ndaakutya vanhu vanemari mudzimba umu makatakura chokwadi ndingafa ndisina mari nekuda kwekuda mari yakawandisa
Yoh haa vanhu vane zvivindi ndati🤔🤔
Mishonga chero ukasatyora mhiko inozo ngopanduka chete hazvizoperi mushe. Pakurara nezvidhoma izvozvo pane hama dziri kutosafa sezvawaiitawo iwe pawaitadza kuita chinhu muhupenyu uchikura uchi shandiswawo nehama, izvozvo ukaenda kumusha pane chinotoitika nemakona ako iwawo otanga kukupandukira. Hapana chinouya nemishonga chinopera zvakanaka. Mu Europe macho zvamune mari yakanaka yeku zvishandira watadza nei kurasa mabasa asatani awo. Zvivindi vanhu munozvihodha kupi kuyamwa zamu remunhu asina meso rakareba 2 metres yaa vana vevanhu makashinga vakadzi vako ivavo uchavapa ani kana wazofa mhuri yese mangove nzinza rekuromba 🐲🪱🌋🤔zvichaputika hazvo.
Haaa nhamo yakaoma veduwe inokutuma kuita yese yese haaa ndapererwa, anyways iwe chichengetedza mhiko cz watova mazviri uye unotoratidza kuti haudi kubuda so usazoita zvinoita kuti hama dzisina zvadzoziva chiparadzwe
Ummm sekuona kwangu kuromba kwake hakuna dambudziko nekuti mari yake inokwanisa kuchengeta mhuri yake
Yooo ndipeiwo imwe mari ndipedze chikoro change hangu ini kkkkk
Nguva yamakaromba kmoma yaive ichiri ne nyanga dzechokwadi
Money can buy anything but except life, love and peace
Ummmm kumedzwa nenyoka kudenga kure
Endai munotaura kuvakuru church
But chikwambo chinoshandise muridzi chinofadza bhoo garanezvinhuzvko zimuroyiiwe
Ummmm ndatya nazvo ini ndotambura hngu nhamo haiuraye
Kugarausinamkadzi nekushaya mwanandomhikoyko zvsebhoo nokutizviripanyamayko
Wakaita good choice ,its a sin to die poor ...ndipeiwo number tete ndinotorawo changu ndatambura chese chandobata chinongoita dust
😂😂😂
Until when ???????????
Haa it seems like for the rest of his life
Not now bt later watch out #
Zvakaoma hazvo
Atleast unokwanisa kuchengeta family yako nemari yacho
Family hero.
at least you are not killing innocents
Ummmm zvakaoma veduwe mari yakaoma shuwa
What people does not know is the devil haana kuti kuchengetedza mhiko pane pazvichapanduka chete, he is always a liar
Exactly
Heyi pakaipa vanhu vakatakura kunze uku
I usually judge ma rombeologists but I’m not judging u tho
Who are we to judge u😢😢
What’s there to judge 😂
Ndipeiwo number dzemunhu uyu kana achibatika ,mhiko idzo its jus a mosquito bite
Ummmm zvinotyisa izvi😢
Yaaa life life ummm
Imboitai inguva
Hmmmm😓😓
Vanhu hatichatya
Eish, imagine kumedzwa, chimbo gaya 2 mins ...
Yah this life😢
Zvakaoma
Yaa zvivindi munazvo
This is too much😅
Sorry ndonzwa tsitsi
I feel for the way people treated you but unfortunately the devil has no free or easy gifts. One day in this life more will be demanded of you and you will go to the underworld as you belong to their alter.
Zvariri basa kuromba kwacgo
Mugotipawo number dzacho tatamburawo please
Tipeiwo number dzeke cos pa zimba ma1 tipeiwo please
Kunyepa kuti hapana chiri kunetsa hazvichamunakidzi