Ini hangu ndine confession yangu. Izwi renyu rine runyararo nehutsvene. Munoverenga zvakatsetseka sekutsetseka kwakaita ganda renyu. Runako rwenyu runoyevedza sezuva ririkutanga kubuda kumabvazuva mangwanani muzhizha. Every day you are getting better and better at what you do. Keep up the great job you are doing🎉
Last confession 😀😀 akadyiswa nengoro chaiyo it’s not Normal … the fact that he wants to stay and he says haana basa nekuti she has girlfriends says a lot
Imi vana ndimi motosimudza musoro, kuti muroore mai venyu.Baba venyu inga mataura kuti ex comrade. Pamwe baba vakavhiringika pfungwa saka vasingacheuka.
First confession, baba vane pfuma pamusha, rongai nevamwe vako kuti mutore mombe muinde nadzo kwana sekuru. Mudhara has nothing to loose, so inform him on the day that's what is happening. Garai ziva kuti chinonzwa mudumbu ndochino bata mukova, kurai.
Endai kwatete tilda monovàpira nyaya yenyu koshedzwa baba venyu vobvudzwa kut sei asingadhi kunoroora moenda kwasekuru tasvu vàcharoora chete contact sly media pa TH-cam
Wow!!! Saka waakutevera sisi vacho kuti unoroya murume wavainaye futi??? That guy saw kuti mese namai vako muri mapenzi thats y he played u. You deserve it wayifunga kuti zvichaguma nei
Bhudhi vekurohwa namadam it’s so sad. Makadyiswa zvelevel hombe chaiyo. Endai munotenga chifumuro quietly monwa ne warm water and pray zvifumuke hakuna zvinhu zvakadaro its demonic marriage yenyu iyi mmm
For mom well done you teacher your daughter a good thing what goes around comes around. To a brother who says he love his wife even when he brings boyfriends my brother you were bewitched no love find someone to help you to vomit what you were given by your wife if you want you can inbox you l tell what to do ,
Ini hangu ndine confession yangu. Izwi renyu rine runyararo nehutsvene. Munoverenga zvakatsetseka sekutsetseka kwakaita ganda renyu. Runako rwenyu runoyevedza sezuva ririkutanga kubuda kumabvazuva mangwanani muzhizha. Every day you are getting better and better at what you do. Keep up the great job you are doing🎉
thank you so much
Last confession haaaaaai😂😂😂
@@auntymamoyo
Kudetembera haranga zve. Chakanaka, chakanaka.
You are very good at what you do ❤.
3rd confession Mukoma get help as soon as possible makadyiswa IMI hapana murume Ari Norma angavhume madodi akadai
Watching from Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
last confession mkoma kwanai imi, makatora muchero wemusango kuisa pamba, siyanai nepfambi iyo, dai uri hanzvadzi yangu ndaitombokukwatura pamwe ungabengenuke nxaaa, kuburutswa pabed after that woti mkadzi wangu ndinomuda nxaaa, unopa hasha iwe
Auntie its not only abt Hidey getting help but ruzhinji kuti tizive nekudzidza zviri muupenyu
Zviriko here izvo kuitirwa chikomba nemukadzi uripo😂😂😂😂😂
Kkkkk uyu anorariswa pasi akaroiwa nekuti ini hangu musiuyu kunofiwa ummm godorangu iguru kumukadzi wangu
Last conf makadyiswa imi yoweee makapusa
Last confession 😀😀 akadyiswa nengoro chaiyo it’s not Normal … the fact that he wants to stay and he says haana basa nekuti she has girlfriends says a lot
Goni anagoni wake wayiti uchasvikepi iwe namai vako makawora makakanganisa life yesister yako you all are cursed
Kkkkk mother well done you did good to your daughter
Mukoma werohwa nemukadzi avo makadyiswa matuzvi chaiwo 😂😂😂😂... tsvagai vanobatsira murutsiswe kana kunyika mutsvairo mumvura monwa kuseni murutse ko mukafa nekurohwa nemukadzi kkkk
Prophet Paul variko kuchitungwiza chamvari panyaya idzodzo
Endai kwasekuru kumusha kwamai wenyu baba ndivo. Vakauraya Mai wenyu
Vanhu wee! Kudzidza hakuperi hide ibva watosiya hako.
Imi vana ndimi motosimudza musoro, kuti muroore mai venyu.Baba venyu inga mataura kuti ex comrade. Pamwe baba vakavhiringika pfungwa saka vasingacheuka.
Maturation. Endai munoroora maii.
Pamwe vàrikupedza mhuri ndibaba venyu havasi mai. Hamadzàmai venyu dźakagàdzira kut amuke chete not kut vapedze vanhu hazviite baba venyu ndo vaneruoko kunamai nekuvàmwe vakaromba zviripachena
Sungisai baba mumatare ema chief kanyi kwamunobva baba vanotongwa kusvikira vaita zvinodiwa
Very sorry hama yangu amai vakafa ndochokwadi akafa wakafa rubatsiro rwandinarwo sewaka elder or pastor we SDA uchabatsirwa handina zvakawanda zvekutaura pano
Haaa uyu akadyiswa uyu Ummm enda unorutsiswa iwe
First confession, baba vane pfuma pamusha, rongai nevamwe vako kuti mutore mombe muinde nadzo kwana sekuru. Mudhara has nothing to loose, so inform him on the day that's what is happening. Garai ziva kuti chinonzwa mudumbu ndochino bata mukova, kurai.
Second Conf,mankunankuna mainini iwawo zvakaoma hazo apo mai venyu vakatoita mwana nemkhwasha🙌
First confession garai pasi nababa venyu plus baba Havana ngozi rovai mhunu abvise mombe kunoroora vanozviitisa vava venyu muri ichipera
First confection , ngavaende kwasekuru Tasvu dambudziko iri rinopera. Baba vake vachaburitsa zvose zvavakaita pamufi
Hidey wekutora murume wasisi uyo Aida kukumbirirwa chii mnje ngatibvire
😢😢vakadyiswa brother akuna marriage yakadero vese vakadyiswa vanoramba kuti hawana tsvaga chifumuro
Imi vekutorera sisi murume tibvirei hedu mazvokuda mavanga enyora. Baba vemukadzi wekuhura plz endai morutsisiwa udzai hanzvadzi yenyu kana hama yepedo ikubatsire murutsisiwe otherwise moga hamuzvigoni akatokupedzai mari inwe anoindisa kun’anga dzake nekuchengeta kumusha kwake.
Zvakatokuomera sure sure munofanirwa kuverenga ndobasa racho hapachisikuita
Ngawayende wanotaura nana sekuru kumusha kwa amai wawo wobvisa tsvakirayi kuno and then wopihwa list yeroora wokumbira kuti takunotsvaga pfuma zvinhu zvese zvino tambanuka kana wawana pashoma wobvisa zvinoita zvichizaruka zvishoma nezvishoma
Dzoka ku zim urutsiswe vakadyiswa kune zvirwere unofira mahara
First confession enda kwa SEKUKU TASVU uno bvunza kuti moita sei
Veduwee ka nyika inorema 2nd confession ummm ndomakunakuna veduweee teverwa nebsa akoo apoo mai vako vanorara nemkwasha veduwee ityai Mwari
Last confession all l can say is you are craizy ukuti my wife to yr mothers age
Ending kwana swkuru banokumbira muvhurirwe mushande
Tete how are you, I think u should also give an opinion about what u read
Nhai CC vangu makatora murume waCC muchiti makangwara ko amai vashatisei kutora murume wako 50/50 ndiwe wakatanga kuroya iwe naamai vako muri varoyi chirega mai vagare nemurume iwe tsvaka umwe muroyi wemunhu .
Akazvita vanofa vose musiuyu mweya kwaMwari ukasandibata shuwa nekuti ndinoita kufpachura hupenyu hwavo vese avando delet
26 year old man akaroora mukadzi HURE 38 years: kwanzi "Ndinombofunga kuti ndakadyiswa...ndinodzingwa pamubhedha nemukadzi nechikomba..." Yowee!!! Shamwari, chokwai ndechekuti hauna kudyiswa, asi kuti wakafa kare kare, saka tsvaga pane guva rako upindemo uye usazobuda zvakare.
Uyo mukomana ane 26yrs ngasiyane nemuchembere.
First endai motaurirana nevekumusha kwamai venyu munoripa kuhama dzavo kuti ngozi ipere asi baba vako vakaoma moyo havanzwi tsitsi nezvirikuitika mumusha chimbofambai kana mafamba moenda kumusha kwamai venyu monokumbira kuti vambokukumbirirai kunaamai venyu mukwanise kuwana cheuviri muripe ngozi iyi kana baba venyu vachiramba tsvagai vanobatsira mai venyu vatange kushaisa ivo rugare kusvika vasimudza musoro
Chasara uchaurawa hapana tsitsi zvakadaro urikutorwara nekudyiswa
Mukomana arikuona Amai vakafa ...aaah, urikurasika papiko mubani ? Amai mutorwa haana ukama nemi (pamwepo nababa vako). Chero aripa zvinopera kwete kuti baba. Kana urikuti nyaya ndeyababa chete saka imi vamwe murikushungurudzwa nani, nemhaka yei? Pepuka !!!
Endai kwatete tilda monovàpira nyaya yenyu koshedzwa baba venyu vobvudzwa kut sei asingadhi kunoroora moenda kwasekuru tasvu vàcharoora chete contact sly media pa TH-cam
Pa first pakaipa dai amai ava vatambudza baba ava coz uumm vakaoma moyo so sorry bro
Aunty keep them coming😢
Baba vako vanoziva uye pane zvakavanzika kuti cy vasina kuroora ...fambai muende Ku sly media unobatsirikana kune na'nga dzechikwodi sekuru kanengo
Namba 3 ummmm hakuna kudyiswa kunopfuura ipapo enda unorutsiswa,namba 2 ummmm zveshuwa ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakaipa wazviitira kohwa zvawakarima
Chakadyiswa icho
Moyo vako vakaoma sure sure vakatadza kutsaga vako here murume vako zvakoma sure
It's wat
God do
Baba venyu nhai CC havana hama muzame kugara pasi nababa mugadzire nyaya yaamai .
Urimbwa wekutora murume wasister Yako chii chakakurwadza what goes around turns around.Rega Mai vako waroorwe rwadziwavo zvakaita sister Yako.
Imagine aikuda seii .Amai vako Havana kukwana havavake at the 1st place havaibvume kuti muende kumaprofita.Amai vako vanoroya vanobuda husiku
Number 2 you dnt need help because yr sister now ignoures you
Unotopenga chete munhu akakubatsira vodaro shuva upenyu hwako haufi hwakaota mushe nekugugumbuka kwasis vako mwari achakuranga nekusingaperi chokwadi
Baba venyu vakaurayisa mai venyu zviri pachena so mai venyu vamurikuona ava hama dzakagadzira kuti varwe ndokurwa iwacho ikoko vambirai nyaya idzo tvagai munhu anokubatsirai or kuenda kumapostori munoudzwa zvakaitika chaizvo
First conf mwanakomana unogona kunobvisa pfuma isina kubviswa nababa vako.
Kana baba vasingadi imi vanakomana endai kwaana sekuru muudzwe roora yese yamai venyu mubvisa.
Handioni dambudziko apa imi mukaisa misoro pamwe imi vana .Mari yamurikupedza muchinoroora vakadzi venyu tangai matipa kwanasrkuru first .
Hapana chinofamba Mai vengu vasina kuripwA nekuroorwa munofara murimarombe chero vakadzi venyu havagari
Zvakaoma taurI nasekuru vanokusunungurai chete ngozi hapana garai pasi nehama dzavo
Wow!!! Saka waakutevera sisi vacho kuti unoroya murume wavainaye futi??? That guy saw kuti mese namai vako muri mapenzi thats y he played u. You deserve it wayifunga kuti zvichaguma nei
Musiye unopenga sure
Dai chipoko charova baba venyu,mdara iyeye aneprobrem
Unotadza kuita basa nekuti aita boyfrend asi ahuna kukwana
Last confession waka dyiswa enda uno rutsiswa
Last one wakadjiswa enda unorutsiswa hkoo pachipedoo mufunge maiweee zvanguu dai wabatsirwa wairoora mbuya kwauri waiti zvinoguma neikoo ummmmmm joni yakaoma hayoo
Mukadzi uyu muzimba here or musorh African .kkkk kana ari musasko ndobasa ravo they are after cash anywher bhudhi muchaurawa makasvinura sedemba
Ibenzi
Wakadyiswa shame zvakaoma
Endai munororai amai venyu zvose zvinopera
Makadyiswa big time bhudhi shame handei tonorutsiswa hapana apa
haaneede help uyu indomene mai nhanha confession #2 hausati watanga there is more for you just wait and see
Ko, mukadzi akatorera sisi murume iye akatorerwa naAmai vake chnetsa chii apa? Do to others, what you like done to you.
3rd confession, uri kuitei nemunhu ari 12years older to you? Mukadzi wako? Uri kureveyi, sex partner yakakoniwa wayo musha. Zvichakanaka uri kurohwa zvako, uchadzikwa banga nevarume vanouya mumba imomo. Chokwadi uri kuona mukadzi iyeye semunhu wokumisa musha naye? Zviri kuuya ndozvichadzidzisa vamwe vakaita sewe....
Bhudhi vekurohwa namadam it’s so sad. Makadyiswa zvelevel hombe chaiyo. Endai munotenga chifumuro quietly monwa ne warm water and pray zvifumuke hakuna zvinhu zvakadaro its demonic marriage yenyu iyi mmm
last one ,apo vai vako vanodambura sei kumusha kana yimba yokurara zvayo avanayo zvaunoSurrender mari yose kuHure rako zvimwe zvinhu so
Yekutanga yamai vari kumuka avo endai kwaTasvu
Tisakutuka??? Uribenzi!!! Well done to your equally benzi mother!!! Leave your sister alone !!!! U are your mothers’ daughter sadly
Imbwa mukadzi uyo kutora murume nhasi vawe kuchema
Vakadii kumusiya vakadii kutora muzim
😂 3rd Confession you are stupid just pack and go . Urikushandiswa
Rongedza uende unofa ndokunyenga machembere ekusouth africa hasi mukadzi wako ihure rako budhai mkoma musat mafa ende varikukuudza varikukuseka fut
For mom well done you teacher your daughter a good thing what goes around comes around.
To a brother who says he love his wife even when he brings boyfriends my brother you were bewitched no love find someone to help you to vomit what you were given by your wife if you want you can inbox you l tell what to do ,
Iyo wekutora muisa wataita uuu uneutsinye more than muroyi .go ask for forgiveness from your sister
Shame 1st confession taurai nabba muripe mai avoo varoorwe veduwee banga ravakabatiswa munopera shuwa mai vanongoda kuroorwa chete apoo guva roiswa mukitchen imika imii pakaoma apo shuwa havafi vakazorora nekuti vakamutswa kare
#2 kukohwa uko #3 ichokwadi here kana kuti it's a joke
Enda kwa Tasvu iwe
Mukoma imi chamakadtiswa chikuru kuru.mamirira aids yenyu
Looking gud l tete