ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndotenda mai vangu vakandidzidzisa kt panguva yevakadzi ndishandise mabhurukwa ewhite vaiti ndikokuti ugone kuwacha uchichenesa i salute you mom
Sly thank you nekutimutsa,Sekuru AMADU haaaaaa ndabvuma❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndarwadziwa mai avo vachiona bhurukwa remwana wavo akadyiwa. Its sad. Umnmn varoi chii nhai wee
makadiko munondoitasei kanandichidakuona sekuru avo
Varoisoka huh zvakaoma hazvo chokwadi here, kunge zvisirizvenyika ino
Sekuru Amadu vakapenga manje,softas zvavo
Huroyi mweya. Vazhinji vanochekw nyora vari vadiki.
Hanzi vangu ndinenge ndaka chengetedza nxaa uchipedza vevamwe
Kuchengetedza kwekugara navo pamba vachirariswa nezvidhoma zvavo ana Belinda
Hapana zvekuti kusaziva apa waizviziva munoroya mese namai nxim kamuroyi.Kutumwa nemutorwa kuparadza hama dzako benzi remunhu.
sekuru ndovafarira ava
Vanhu vechirudzi ava aiwandavatya ini zvakanyanya mhani
Haisiriyo family yaimboramba kubudiswa mafaces here last time
Ndiyo😂, ngavabuditswe tione zvedu
Wekwamupurwa
Amainini avo muroyi vaipedza vana vasisi vavo haaa dzimwe hama hatina hukama nadzo ndadzidza brugwa dema kwete better kutenga mamwe macolour anomirira period.
Hatina zororo
Gogo vari kutaura chokwadi chavo chese i like it
Varoi vnofanirwa kungofa ah
Tuvaroyi twevanhu kuita kuoma muviri zvese nemoyo iyo nyama neropa revanhu ravanodya zvinoperera kupi ivo vakaita zvimukuyu kudai
❤❤❤❤🇿🇦
kudzidza hakupere, kunze uku zvakawoma
Magona sly media TV madzoka nevanhu ava vadzoka nedare ravo😊
Kkkkk zvakaoma hazvo
Sekuru ava is on job 👌
Amai avo vane imwe nyaya yavakambouya nayo yevaroora vavo 2 mudiki ndowavairoya navo parikifamba chiichirikuitika
Hanty vainzi vane Shiri here aaa zvinhu zvacho
Mukoma vanondipedza hangu hanzi mananzva kkkkk
Taurisa mhani tadownloader tsek
Nhai hako volume matuzvi
😂😂😂😂musadaro
Haaa volume matiregera
Sekuru matare chibaba
Volume pls
Kubvunzawo vanonxi Amadhu here or Amadu nekuti kuChewa it's Du not Dhu
Du not dhu
Ummmm kambwa kambuya aka stupid, ko kuzoti ndakatoti ndidye vamaiguru asi iwe chibereko unacho 😢😢ndarwadziwa chose
Sly mabvunxiro ake mibvunxo kune vanenge varoyi ava anenge achida kutorova mbama chaiyo nehasha 😅
😂😂😂😂
Arinani pana Robert