MUREWA,..................... MHURI YOCHEMACHEMA NEHUROMBWA

แชร์
ฝัง

ความคิดเห็น • 115

  • @moreblessingzviko
    @moreblessingzviko ปีที่แล้ว +11

    Musazovaunzira team Riya rekudomboshava rekupisa majuzi evanhu

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 ปีที่แล้ว +1

      😂😂nevemuteyo

    • @s.c1982
      @s.c1982 ปีที่แล้ว

      ​@@muchenashumirai6984 vemuteyo havaite 😅😅😅😅😅

  • @user-hx2qk8il5r
    @user-hx2qk8il5r ปีที่แล้ว +5

    Mrewa yakutoda sekuru Tasvu chaivo ummmmm

  • @marthazulu9369
    @marthazulu9369 ปีที่แล้ว +4

    Musazovhuma ku unzirwa vaya vanomwisa muteo nekuti mucharutsa nekufpemedzwa bute pedzedzo chabuda apana voti vakuda kubhadarwa🤔🤔

  • @deliamataure3210
    @deliamataure3210 ปีที่แล้ว +5

    Taidzayi sekuru Tasvu vana veku musha kwangu 47 Cheunje Mrewa

  • @leedeeleedee5007
    @leedeeleedee5007 ปีที่แล้ว +2

    Pakaipa.vanoda munhu anobvisa mweya wezvikwambo not vemuteyo or vekudzura.
    Gogo vekupedza dambudziko repaDomboshava aveee👍👍👍

  • @autherdavid9618
    @autherdavid9618 ปีที่แล้ว +2

    ❤DREAMS MEDIA ❤MUŔIRUDADISO THANK YOU SO MUCH MUKOMA NESHAMBA NEVAMWE VESE VAMUNOBATA NAVO ❤ÑEKUGARA MAKATIISA PA LEVEL REPA TOP TOP WATCHING YOU FROM S.A

  • @gladysmunyorovi5559
    @gladysmunyorovi5559 ปีที่แล้ว +7

    What a small world. The drowning of this man happened at St Johns Apostolic Church of the whole world in a Dan at Sentarama in Rosettenville in Johannesburg. Vayishedzera kuti help were a white couple that was drowning, the deceased dived in and saved them then he drowned.

  • @user-sn4yl2pu7y
    @user-sn4yl2pu7y ปีที่แล้ว +1

    Favorite song

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma veduwe taking you to another level

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 ปีที่แล้ว +1

    Taking us to another level

  • @petronellamabhachi5274
    @petronellamabhachi5274 ปีที่แล้ว +2

    Kaziwai kaziwai

  • @drewmasmedia3856
    @drewmasmedia3856  ปีที่แล้ว +5

    WELCOME GOOD PEOPLE

    • @mancue4149
      @mancue4149 ปีที่แล้ว +1

      Shumbai like the video plz

    • @tinotendamuchemwa8077
      @tinotendamuchemwa8077 ปีที่แล้ว +1

      Shumbas hwue aiwaa mukubata basa rambai makadzvanyaa

    • @yvone260
      @yvone260 ปีที่แล้ว +1

      Nhasi rave rimwe zuva

    • @overtonchikwakwa6288
      @overtonchikwakwa6288 ปีที่แล้ว +1

      Number dzenyu dziri kuramba app ndokumbirawo dzimwe idzinoita tine dambudziko kwaBhora kuna bamukuru wangu wakarohwa nezvishiri please help

  • @Jahlady
    @Jahlady ปีที่แล้ว +2

    Drewmas Media taking you to another level, nhasi rave rimwe zuva

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media taking you to another level 👏👏🥰

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 ปีที่แล้ว +2

    Murehwa yakatakura sure

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 ปีที่แล้ว +1

    Hello Andrew , drewmas Media taking us to another level

  • @tafadzwashonhai3867
    @tafadzwashonhai3867 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma sure Mwari tibatsirey

  • @agnesschingara3193
    @agnesschingara3193 ปีที่แล้ว +1

    Drewmas media taking you to another level 🙏🙏

  • @user-tb8zo1gu7f
    @user-tb8zo1gu7f ปีที่แล้ว

    Murikubatsira vanyui❤

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 ปีที่แล้ว +2

    Thank you Drewmas media. Ummm munyika makaoma shua

  • @zimharomunyaradzi4416
    @zimharomunyaradzi4416 ปีที่แล้ว

    Shumba Itai Basa sebasa .Sando dzenyu murikufambira zveshuwa nyaya dzacho.

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl ปีที่แล้ว

    zvakaoma veduweeeeee 😢😢 ndarwadziwa mufunge....
    veduweeeee batsirai mhuri iyi veduweeeee plz plz......

  • @tessandlovu1451
    @tessandlovu1451 11 หลายเดือนก่อน

    Drewmas please l had a friend from that place akandirasikira anondzi Constance Marufu please she was my best friend

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 ปีที่แล้ว +1

    Uuuu zvkaoma muma dzinza medu matinobva mune nyaya hombe dzakaitwa nemadzibaba edu

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 10 หลายเดือนก่อน

    Murirudadiso drewmas media

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe ปีที่แล้ว +1

    Drewmas media taking me to another level

  • @bismarktinarwo8813
    @bismarktinarwo8813 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma wena vanhu makanyanya

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 ปีที่แล้ว

    Drewmas media taking us me to another level ❤❤

  • @Spo7017
    @Spo7017 ปีที่แล้ว +6

    #1 Muzimbabwe pane musha usina hurombwa here, unenge usati wazviziva chete. #2 Economy yemazuva ano unochembera pasina kana chaunacho zvvisinei nehurombwa 😂😂. #3 Zvekufa kwevanhu zvimwewo huroyi ,zvimwewo indufu dzaMwari. Not everything is linked to hushereketwa. #4 Vamwe havatozomboshandi vachiti tikushandiswa saka hw do you expect to prosper iwe usingashandi. Iko kuda kuzowana chinobatika ndiko mukuzoromba ft, kana uchidya everyday zvekupambara izvozvo tenda Mwari. The rest is noise😂😂😂😂 ndoonyika yacho. Akaromba iZanu PF. Mukomana wekufa uyu dai nyika yaiva svinu asina kuenda joni kwaakanofira ikoko. Tichavenganiswa hedu tikazvirega naiyo Zanu iyi. I feel sorry for the old people vanozongonongedzwa havo nekt vaunyana kumeso.

    • @monalisachirenji5389
      @monalisachirenji5389 ปีที่แล้ว +2

      Haaa kwedu hurombwa ahuna kupfuura nepo😅

    • @yvone260
      @yvone260 ปีที่แล้ว +1

      ​@@monalisachirenji5389 😂😂😂😂

    • @yolandadzikiti2928
      @yolandadzikiti2928 ปีที่แล้ว +1

      Musataure muchidaro imhuri yamai vangu iyi ndakakurira mu family iyi musha wakatura uyu 😭😭😭 Mai vangu vakafa zvorwadza in

    • @Spo7017
      @Spo7017 ปีที่แล้ว

      @@yolandadzikiti2928 did you read my point # 3?,inga ndataura wani kt dzimwe ndufu huroyi.

  • @MataireMerinah-ef6de
    @MataireMerinah-ef6de ปีที่แล้ว +2

    Thank you team drewmas for fixing our country

    • @denfordrumhungwe5084
      @denfordrumhungwe5084 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂 goridhe raper nana ubert Angel ukoo

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน

    Haaa zviri kubuda kuzosvika 2030 nyika inenge yachena MUREWA HOOYEEee zvinorwadza chokwadi

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว +1

    Shumba tinoku gamuchirai❤❤❤ Drewmas Media taking us to another level.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว

    Thank you Drewmas media. Batsirai vanhu.

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 ปีที่แล้ว +1

    Dis so hrt break zvinoitwa nevamwe vanhu mushonga munobatire ukazvitarisa munhu iyeye anenge asina kana hayo

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 ปีที่แล้ว

    Drewmas ....Media take us to another level makadini Vaneshamba

  • @mollybabe
    @mollybabe ปีที่แล้ว

    Ndakambokugar kunzvimb iyi

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe ปีที่แล้ว

    Nyaya dzehurombwa dzanetsa munyika medu

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 ปีที่แล้ว +1

    Aaaaaa zvakaoma yuuuuuu

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +2

    Vakuda mushonga veBP Amai avo. Ini ndofunga akarumwa negarwe

  • @juniachinosengwa
    @juniachinosengwa ปีที่แล้ว +1

    Aaaaaaaaaaaaaaah veduwe zvinorema veduwe 😢

  • @edithtsveta1333
    @edithtsveta1333 ปีที่แล้ว +3

    KwaDzotizei kwaiva nezvikwambo zvainyora kumadziro,, zvichiuraya huku zvobika. Zvakakonzeresa Tendai kuti asadzidzisa kuMagaya School. Police yakabvapo ichimhanya,, imi pedzai nyaya dzenyu imi.

  • @blessbless904
    @blessbless904 ปีที่แล้ว +1

    Thank you Drewmas media

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 ปีที่แล้ว

    Zhakata akamboimba ndozivei hangu ini handizivi

  • @mollybabe
    @mollybabe ปีที่แล้ว

    Vanhu vekuziva shem

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน

    Kuitirwa mhiko mumhuri zvinorwadza chokwadi

  • @masclinemaposa4600
    @masclinemaposa4600 ปีที่แล้ว

    Chi song chenyu takes forever to finish haaaa

  • @oniasmukamba2711
    @oniasmukamba2711 ปีที่แล้ว

    Maybe waisave vanhu chaiwo waida kubetsera

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 ปีที่แล้ว +1

    Muri sei dhurumasi family 😊

  • @sarudzayichizema8186
    @sarudzayichizema8186 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma weduwe

  • @EmilyJirivengwa
    @EmilyJirivengwa ปีที่แล้ว +1

    Vabereki vatishungurudza veduwe

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 ปีที่แล้ว

    Nyaya yemurume wegemenz wekutorwq ne mvura haina kuitika ku Limpopo province here ?if so ndoiziva

  • @patriciachigodora9316
    @patriciachigodora9316 ปีที่แล้ว +1

    Aiwa ku Rushinga gogo vaye I fake.

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 ปีที่แล้ว +1

    Nyika yakaremerwa zvichibva nezvibata bata

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 ปีที่แล้ว +1

    Nhasi rave rimwe zuva

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 ปีที่แล้ว +1

    I feel ur pain mama very srry

  • @yolandadzikiti2928
    @yolandadzikiti2928 ปีที่แล้ว +1

    My family 😭😭😭😭😭😭

  • @fortunatejakarasi7762
    @fortunatejakarasi7762 ปีที่แล้ว +1

    Sorry gogo😢😢😢😢

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว

    Imwe inogona kunge iri ngozi zvakataurwa naMukotsachera kuti ngozi inodaro pamwe psne munhu akaponda munhu achiromba munhu uye anenge akumuka vanhu vasingazive kuti kune akaponda munhu achida kupfuma.

  • @patriciachigodora9316
    @patriciachigodora9316 ปีที่แล้ว

    Shame nyaya yemwana wambuya avo yakaitika ku dam reku Johannesburg hanzi akatorwa njuzu.

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 ปีที่แล้ว

    Drewmas to the world

  • @rebeccasengweni1735
    @rebeccasengweni1735 ปีที่แล้ว

    Kumusha kwedu murehwa pachifuro

  • @witnessndlovu5939
    @witnessndlovu5939 ปีที่แล้ว

    Usanyima mupururu

  • @confidencenhau
    @confidencenhau ปีที่แล้ว

    Njuzu I dout pamwe chimwe chinhu chaitodawo nyama kana small shark kana garwe

  • @user-hx2qk8il5r
    @user-hx2qk8il5r ปีที่แล้ว +1

    Ummmm takutonyara kutaura kut tinobva kwa Mrewa chiiko nekuromba nhaimi......?

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 ปีที่แล้ว

    Drewmas murirudadiso rambai makadaro

  • @Teeone07
    @Teeone07 ปีที่แล้ว

    Ne bond munoita budiriro ipi chero muchishanda zvakasimba

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 ปีที่แล้ว

    Zvakuri kumusha kwedu chaiko iko

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว

    VaNeshamba muvatsvagire vanhu chaivo not matsotsi veduwe

  • @user-sg4ih3cd5c
    @user-sg4ih3cd5c ปีที่แล้ว

    Kwedu kwamurehwa uko watching from southafrica

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 ปีที่แล้ว +1

    😢 shame

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 ปีที่แล้ว

    Ko mbuya vaya verunyoka vakazopora here Baba Tapis vakarova munhu nedhuwe

    • @Spo7017
      @Spo7017 ปีที่แล้ว

      Ayizve 😂😂 motonobvunza kuKaranganda ,pano paDrewmas

    • @beverleymadamombe5772
      @beverleymadamombe5772 ปีที่แล้ว

      Hanzi vakafa

  • @fortunatejakarasi7762
    @fortunatejakarasi7762 ปีที่แล้ว

    Avery sorry baba vana3 vose

  • @PerfectGoko
    @PerfectGoko ปีที่แล้ว

    Zvakaoma chokwadi ko zvairi village yedu nhai😢

  • @Varaidzo83
    @Varaidzo83 ปีที่แล้ว

    Ko sekuru votaura vachidya zvaita sei

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 ปีที่แล้ว

    Network Kani yatikawurisa chaiko tichida kuona

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 ปีที่แล้ว

    Ko mhuri yekubatsirwa na bishop yakazodii

  • @tamaremakwavarara2743
    @tamaremakwavarara2743 ปีที่แล้ว +1

    Murisei. Yakazoita sei mhuri ye kubatsirwa namadzibaba kugoromonzi

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa ปีที่แล้ว

    Vanhu varikuti daidzai sekuru Tasvu munomboziva here kuti vanodhura sei?

    • @aginelah6387
      @aginelah6387 ปีที่แล้ว

      Hamheno kaa

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 ปีที่แล้ว

      Ndakambozvinzwawo but hanzi Kanengo ndiye anonyanya maybe saka vedrewmas vachizotsvagira vanhu vanhu vasina mbiri kuitira pamari

    • @user-gu5zc6vi3k
      @user-gu5zc6vi3k 10 หลายเดือนก่อน

      Vanodhura varume vaya

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 ปีที่แล้ว

    Sorry henyu Gogo 🫂

  • @fortunatejakarasi7762
    @fortunatejakarasi7762 ปีที่แล้ว

    Sorry mama 😢😢😢😢😢

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 10 หลายเดือนก่อน

    Ko mwana wokushsikwa wakazodii nhai