❤❤❤❤Kukura kwese ndaiti journalist munhu anoverenga nhau chete, ndakatanga kuziva pana mukoma Robert, kuti kana dzimba, vanomisa, mabasa vanotsvagira, long life to all journalists ❤❤❤
I like that woman she is telling the truth baba ava zidofo zera ravo iri vakadzi vangani vavasiyana navo munhu wa bishop kuzoda kuchengetwa nevanhu vesangano ivo vatoriwo nenhamo dzavo ungavimbe nezvinhu zvekupihwa nevanhu ndosaka vachida kugara nevarwer kuitira kuti varwere vanouya nechikafu usimbe hwekushanda zidhara iri
Mai ava vari correct. My friend is a traditional healer. Vanhu vanouya vachirara pamba pake and varwere vanogara ma weeks but dont buy food. Anosvikawo pakuita stress kuti vanhu ndovapei. Hobho vanhu vanouya kuzosiya varwere especially vepfungwa vaye for a long time, they dont call or visit hama yavo. Imagine kuti everything is supplied for free from sipo yekugeza, ma pads, chikafu zvese apa munhu achirapwa mahara. Amai ava inzara pamba apa iri kuita vadai. Unovapei vanhu vacho? Church yacho should have volunteers who help mai ava nevarwere.
Bishop Ndimi Maputsa sangano . Hamunyare. Ende ndazokunyarirayi, murume mukuru kuzvinyadzisa munyika yose. Hazvichineyi zvemapepa ayo ose. Fact is hapachina muchato. Amai Mwari vakukomborereyi, God will deal with this man.
@@JulietGora kana bonde racho rinonakidza pakadai here kana ndimiwo. Mutsipa waBishop then wotarisa bandauko ramai ava, haaa zvorwadza mhani. Varume tisadaro vana vevamwe vanhu I hope vari muchurch iyi muri kufollower these comments. Garai nababa avo pasi vaite order mulife yavo. He is punishing that woman and the child.
Dear God ivaiwo nemwana sikana wenyu. Mai dongo you are beautful. I am glad you stood your ground. May God bless you with destiny helpers. Bishop vanonyepa zvavo ava and abusive. Thank you mukoma Robert.
Uncle Robert & Team Stay Blessed 🙏🏽, muno mboyedza (you deh try well well) my Brother diko, satan shame on you basa pamberi Eternally, stay Revived, Refreshed & Rifined in your work ,be Blessed as we're being edified🙏🏽👌🏽🏆👏🏽🙏🏽
Mukadzi anema facts Bishop is very manipulative , abusive & he is a lie he fabricate lies against his wife spiritual husband yechii nonsense what happened to Bishop's previous marriage.?
Let's understand her, look at her and look at the husband. Vakanyorwa nhamo chaiyo mother avo, baba avo is abusive regardless of calling himself munhu waMwari
Mai avo you could see Kut vanotori nenzara chaiyo #hunger baba ano havachada mukadzi chete kutsvakidzira mhosva .... How can you say Kut mukadzi Bikira varwere apa food racho hapana matsotsi vanhu vezvi church zvenhema izvi munhu anonzi anyima Sey Mumba Musina chekubata
Uncle Robert Makasenga Nyika as a true Uncle ( in Xhosa we say Mali.e or Ompi,😊) Shuwa May God Continue using & Blessing your Divine work , Bringing solutions for a Better Tomorrow for Zimbabweans Globally,Totenda Taisa zvanza🙏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽
Problem in this world kana urimurume hakuna anokwanisa kukunzwa nhuna dzako , I respect bishop vakasarudza peace of mind vakasuduruka pane mkadzi uyo . Mkadzi uyo ndaona haana chokwadi maari uye pamuromo pake panoratidza kuva tsvuura muromo
Vanoda zvinhu zvavanopihwa neChurch Baba ava. Asi ndakuona kunge vanorwara pfungwa ini, vanonyora tsamba vachitadza kutaura nemukadzi wavo plus vanatezvara
Vashaya respect zvavo mai avo dai vadzikama sure madzimai panze pari kupisa apa garai mudzimba umo vanotaurisa mai avo hazviitwe izvo kudzikama kwakangonaka dzungu rakawanda apo
@@nomsanyika151 dont focus on irrelevent issue, if your sister was living that would you, focus on kutaurisa ? mukadzi uyo apera nenzara, she raised many issues that bishop couldnt give answers that justifies his own behaviour. Bishop survives by being fed vevanhu kwaanoenda kunonamtira. Woona zvigweyere zvanga zviri pamba paya ? does it look he can have extra food for varwere vake?
@@enchiladapatati379 the issue at hand is not about kupisa, but addressing thre issue yenzara, rent and even peace of mind, simply becoz kwese kwapisa do we have to accept behaviour ya baba avo here ?
Zvirizvekunamata baba muchnyepa zvenyu bcz apa pamunhu anoziva Mwari anogadzirisa uye anonamata kusvika zvaita so ayewa baba munekahutsinye kakawanda imi kana muchigoma kumamatira mupengo ko kuzoti mudzimai wako imi baba imi ka itai kwazvo imi
Phil 2:10 At the name of God every knee shall bow Bishop, so your Faith ln Prayer is Greater than the doubts of congregdants & those in darkness, even Paul a murderer was converted so the church is a clinic they need not have qualifications to be saved or healed bishop,Just call upon the. Ame oc the lord & be saved
Yooh this bishop is something else eish vanhu vakuporofita nemweya yejuicer like recharge cards veduwee mwari chaiye kudenga hakuna achaenda veduwee baba vakura kudaro kungofamba nenyika ivo ndivo vane demon he needs deliverance baba bishop
@@cleofay9346 handizvo ba, vanhu vanongtaurawo, Munhu ano reporter kwa Chief wekumusha kwake, zvakafanana nekuti wonzi enda unomhanara kwa Ramaphosa ku SA, iwe uri muo mu Zim
Mai Bishop imi dzikamirai samai vanotungamira sangano kakuita kenyu kanopa kuti even vana vesangano vadanane nemurume wenyu teramirai mhai otherwise imba yenyu inoparara leader kereke ne example don't wala wala too much zvinokubvisa chimiro baba Bishop chibaba chakanaka wani munetumisikanzwawo mai Bishop
Ipapo Ichokwadi cuz aaaah kutungamira sangano hakudi zvakadaro ngavazive kuti church ine vanhu vakasiyana siyana saka panoda mai mutungamiriri akadzikama
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
#ROBERT please bvunza mutupo wevanhu vauri kuInterviewer
Mukadzi asina moyo chena baba wakatumwa namwari mukadzi.iyeye anokutadzisa basa ramwari anorambwa
Kkkkkkk😂@@noelmujeremoyondizvo9980
Amai ava itsotsi plus ihure
Akangwarisa kupusa..mkadzi uyu mahwani
❤❤❤❤Kukura kwese ndaiti journalist munhu anoverenga nhau chete, ndakatanga kuziva pana mukoma Robert, kuti kana dzimba, vanomisa, mabasa vanotsvagira, long life to all journalists ❤❤❤
Amen may God bless this beautiful soul for us ❤❤❤
Amai ava dai vadzidza kunyarara nyangwe uri ryt vanhu havazoone kuti uri ryt
Dzimba hadzidi kupera nenzira yakadai uuuuu
Taura hako
Pane zvimwe zvinorwadza@@tinamakasa7493
Hakuna Bishop vakadai ava hakuna kana munamatati akadai imhombwe iyi kune umwe mukadzi waakutodanana naye murume uyu nezera rake irori kuda kufuratira mwana wake mucheche akadai hakuna mutungamiri akadai 🙌🙌🙌🙌🙌
Hmmm chokwadi
I like that woman she is telling the truth baba ava zidofo zera ravo iri vakadzi vangani vavasiyana navo munhu wa bishop kuzoda kuchengetwa nevanhu vesangano ivo vatoriwo nenhamo dzavo ungavimbe nezvinhu zvekupihwa nevanhu ndosaka vachida kugara nevarwer kuitira kuti varwere vanouya nechikafu usimbe hwekushanda zidhara iri
Kuwanza manzwi hakusi kutaura.You can talk and talk but manzwi acho anenge asina udzamu.
Mai Bishop dzorekai pfungwa dzinenge dzatenderera
Zirombe baba avo vachafa vachingoroora vanyowani hure iro
Inzara iyo Mai bishop vakawana chikafu chakakwana vanodzikama
Bishop hupombwe regai msawanze kutaura mri mtungamiri hwai kurai baba imi mne muchiuno mnorova mkadzi munhu wa bishop
Mai ava vari correct. My friend is a traditional healer. Vanhu vanouya vachirara pamba pake and varwere vanogara ma weeks but dont buy food. Anosvikawo pakuita stress kuti vanhu ndovapei. Hobho vanhu vanouya kuzosiya varwere especially vepfungwa vaye for a long time, they dont call or visit hama yavo. Imagine kuti everything is supplied for free from sipo yekugeza, ma pads, chikafu zvese apa munhu achirapwa mahara.
Amai ava inzara pamba apa iri kuita vadai. Unovapei vanhu vacho? Church yacho should have volunteers who help mai ava nevarwere.
Bishop Ndimi Maputsa sangano . Hamunyare. Ende ndazokunyarirayi, murume mukuru kuzvinyadzisa munyika yose. Hazvichineyi zvemapepa ayo ose. Fact is hapachina muchato. Amai Mwari vakukomborereyi, God will deal with this man.
Taura henyu baba Ava vagara chipfambi chatovapo pavari ngavarege kudaro havadi mukadzi chete
Mai kuwonda zvose nebvudzi vachongoshungurudzwa. Mai varikushupika. Mwana ayiyamweyi mai vayinenzara
@@JulietGora kana bonde racho rinonakidza pakadai here kana ndimiwo. Mutsipa waBishop then wotarisa bandauko ramai ava, haaa zvorwadza mhani. Varume tisadaro vana vevamwe vanhu I hope vari muchurch iyi muri kufollower these comments. Garai nababa avo pasi vaite order mulife yavo. He is punishing that woman and the child.
Yoo vakaonda serious so chikafu chirpi
Ko mai Melody manje nxaa
Dear God ivaiwo nemwana sikana wenyu. Mai dongo you are beautful. I am glad you stood your ground. May God bless you with destiny helpers. Bishop vanonyepa zvavo ava and abusive. Thank you mukoma Robert.
Bishop kwanai imi murikushungurudza mukadzi ,musatsvakira mukadzi mhosva imi musataura zvekunyepa kti mainorara kuvatendi shaaaa muri murevi wenhema bishop musashoresa mabishop
Mr Tapfumanei well done good work kubatsira madzimai uyu zvakaoma hazvo murume uyu utsotsi chimuporofita chenhema
Taura zvako moyo wangu warwadza chokwadi. Kana murume ane mumwe mukadzi ungati poita mashura.
Amen thank you
Chimuprofita chenhema shuwa nxaaa! Zitsotsi. Shame mai avo kuonda kutambura. Vanohura baba avo . Munhu mukuru anoita kunga mwana
Veduweee zvimwe vakadzi tonyepaeo musadaro
Mukadzi uyu ndiye problem anotaurisa..ngasiiwe
❤ kamwana kufanana nababa veduwe mwari avafaniri kuparadza muchato ngavaziveo bishop ngavagamuchire kuti vanhu vakasiyana
Kna murume asisakude haashaye mhosva even kutaura uku unnge warwadziswa but women are going through a lot
That man is not a bishop ngavaregere kushandisa zita rekuti bishop zirombe remunhu
Ini ndakatonzi ndiri muroi ndiri hure ,, iye zvino Ari kunditsvaga achiti ndiregerereo
Kana woramba uchiramba vakadzi ummmmm pakaipa vakadzi vese wanotaurisa@@monkeyplayvr
Yaaa ipapo hamurevi nhema, chero usina chawakatadza anokutsvakira chte ende obva akusvibisa fti
Kana ini ndozvandakaitwawo but usaregerere zvekusvika pakudzokerana coz Shiri ine muririro wayo ahife yakawurega
Uncle Robert & Team Stay Blessed 🙏🏽, muno mboyedza (you deh try well well) my Brother diko, satan shame on you basa pamberi Eternally, stay Revived, Refreshed & Rifined in your work ,be Blessed as we're being edified🙏🏽👌🏽🏆👏🏽🙏🏽
Kana Ivo vanonamatirwa navo bishop Ava should run with their lives
A.en my sister
Amen
Ko Bishop vapara mhosva yeyi?.
😂😂😂😂😂
Hahahaha
Bishop Ndimi Maputsa sangano . Hamunyare. Ende ndazokunyarirayi, murume mukuru kuzvinyadzisa munyika yose.
Respect pakati pevanhu ava Hapana despite maproblems avasangana nawo.kurambana nenzira iyi zvinonyadzisa.Bishop vanofarira kuroora roora chokwadi havaoni kuti makore arikufamba,vese vanotaurisa chete,mukana wekudzokerana uripo
Chokwadi Mai bishop vanotaurisa ha! Ko kuzonyima mrume bonde umm vane zvripaari mkadzi uyo
Haha zvakaoma Mwari rangarirai mukadzi uyu sevakadzi we go though hell
Hanzi iro dollar risina kubvaruka ndozvandakaramba kudadirwa nemarombe
Bishop vakawana blesser arikuda kuita mari navo but the end result is dearth uchitambura mdara uyo mark my words.
Mai Dongo, endesayi mudhara kumatare echivanhu , vakuripeyi zvakakwana uye vakurambeyi zviri pamutemo wechivanhu, hakuna gupuro rinopiwa munhu vabereki venyu vasipo hakuna zvakadaro
@@TapiwaSithole-x6v true
Chokwadi kunyora chipepa chisina basa .ngavaende kwachief wavo
Mukoma Robert makaita basa nekutizivisa nyaya asi chiitayi amai ava vachienda kwa Chief wekudunhu ravo murume uyu abhadhara
Well done Mkoma Robert nebasa ramurikuita. This is what we call true journalism .
😮baba irombe avo heyi.
Mari hatorina kana.
Kunamata kwei ko masadana Bishop munhu akadai
Uuuuum mai Bishop vanotaurisa and havaite ndavanyarira vanoda kubatsirwa kwana sekuru Tasvu mweya wemadzinzaaaa
Mukadzi anema facts Bishop is very manipulative , abusive & he is a lie he fabricate lies against his wife spiritual husband yechii nonsense what happened to Bishop's previous marriage.?
Let's understand her, look at her and look at the husband. Vakanyorwa nhamo chaiyo mother avo, baba avo is abusive regardless of calling himself munhu waMwari
Kutosimba mukadzi achionda
Kuda kubatirira vakadzi ivo vachiita chihure nevarwere
Mai junior uri number1. Like your attitude, kuzvimiririya
Nekupera kwakaita Mai bishop vangatobikira varwere ivovasina chikafu chacho
Baba vanoshusha ava vavekungo tsvakira mukadzi mhosva 😊
Mai bishop kkkkkk vakat ngwarakwatu... Gud question mkoma Robbie moda kubikira varwere pasina chikafu..
Thank you Mr Tapfumanei you are doing a starling job well done
Havasi kuchengetwa zvakakwana mai Bishop asi voda kupiwa mutoro wokuchengeta vamwe.Bishop idai mudzimai venyu nekumuchengeta zvakakwana kuti basa raMwari rifambe.Mukadxi wenyu pamberi mukadzi havachadi.Makutarisa amwe marokwe ndochokwadi.Thats why musingaone even chimwe chakanaka chaitwa nemudzimai venyu
Mai avo you could see Kut vanotori nenzara chaiyo #hunger baba ano havachada mukadzi chete kutsvakidzira mhosva .... How can you say Kut mukadzi Bikira varwere apa food racho hapana matsotsi vanhu vezvi church zvenhema izvi munhu anonzi anyima Sey Mumba Musina chekubata
@@Myprinceof mufunge zvenyu .Itsotsi baba avo
Asika pakutamba varwere ma 1 hazviite
Bishop ngavatenge chkafu chevarwere chisinei ne mhuri kana vachida varwere kudarika mhuri yavo kuy zvisanetse mangwana
Itype dzinotodya through varwere vacho kkkk@@InnocentHarare
Baba ava vanonyepa , havakodzere kunzi bishop . Kwanai Baba makazvisvibisa mega
Bishopu Bhishu guru ,chinokutadzisa kutsvaga mu chrch uchitora kunze pane zvazvotoreva ,mkadzi kushaya nyama kudero apa iwe uchibikigwa kumabhishu ako wakasimba kudero ,kungotsvaga zvako nyaya yekuramba mkadzi ndoo zvave kukuchenesa msoro uchidzingana nevana vadiki
Baba ava ndinnhikwi sure ini handina time yema tuzvi aya
@@Anolisi😂😂😂😂😂😂
@@eginetruzengwe1450 🤣🤣🤣🤣
Uncle Robert Makasenga Nyika as a true Uncle ( in Xhosa we say Mali.e or Ompi,😊) Shuwa May God Continue using & Blessing your Divine work , Bringing solutions for a Better Tomorrow for Zimbabweans Globally,Totenda Taisa zvanza🙏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽
Mkoma Robert murikubata basa
Well done mkoma
Bishop kwanai imi murikushungurudza mukadzi ,musatsvakira mukadzi mhosva imi musataura zvekunyepa kti mainorara kuvatendi shaaaa muri murevi wenhema bishop musashoresa mabishop imi ,plus mukadzi anotengerwa chikafu
I count on the ladies facts.They are tangible.
Thank you mkoma Robert muri mayenzanisa akatumwa na Mwari.zvinokudzwa izvi
Problem in this world kana urimurume hakuna anokwanisa kukunzwa nhuna dzako , I respect bishop vakasarudza peace of mind vakasuduruka pane mkadzi uyo . Mkadzi uyo ndaona haana chokwadi maari uye pamuromo pake panoratidza kuva tsvuura muromo
Ndaverenga macomments ndiwe munhu 1 aona zvandaona , kauai aka kambavha ndiko kakatodziidzisa mwana hukororo .kangasimbe nekupi nekutaura ikoko .maproblems akainako hakadi kugadzirisa zvakare ndofunga kuti kanazviziva kuti kamukadzi krchikwambo
Taura hako mukadzi uyu ane error haana kudzikama murume uyu arikuda mukadzi anoziva mwari anomutsigira pabasa ramwari kana muchitenda Kuna mwari kumweya nemuzvokwadi hamushaye chikafu chekupa varwere chero uine spoon one yesugar ipa mwari vanoita kuda kwavo
Hakuna murume arinormal anogara nemunhu anotaura zvakadai
Chokwadi zvakawoma kamukadzi aka kanonyepa plaz kutaurisa that.murume is very cool but hamungazvitambire
Asi kamukadzi aka hakataure chokwadiwo
Bishop ava havana mwoyo murefu nemukadzi uye mukadzi haatsurike uyu
Bishop saka Itai zvechech musaroora coz mokoshesa vanhu vechech kupfuura mhuri yenyu
Vanoda zvinhu zvavanopihwa neChurch Baba ava. Asi ndakuona kunge vanorwara pfungwa ini, vanonyora tsamba vachitadza kutaura nemukadzi wavo plus vanatezvara
@@odettef.mahinde4150besides look at her dressing poorly pamunhu anochengetwa bishop vari kuhwanda nechechi
Mukoma Robert Mai mufundisi itsotsi. Ndosaka vakaŕambwa nemurume wavo wekutanga. Mufundisi ngavasiyane nemukadzi uyo , ane mweya yekumusha kwavo. Anotoda kuti bishop Vasiye kunamata
Iiiii Mai inoraurisa iyi haaa plus Kuba uku
The landlord is a very wise man, he tried by all means to avoid temptations from a poor single mother.
Imba iyi iri padambudziko guru,asi regai ndiedze kubatsira Bishop ava. Ini pfungwa yangu inoti varwere vose vanouya kuzoshandirwa ngavauye nechikafu chavo. Ivo Bishop vachibatsirwa nevamwe vatendi ngavavake dzimba dzinogara varwere,chavo kuvanamatira chete. Mai ava ngavaone zveimba yavo chete, kwete kubikira varwere.
Very true mushandirwi wacho ngaauye ne food yake aaaah
Bishop manyama
Vashaya respect zvavo mai avo dai vadzikama sure madzimai panze pari kupisa apa garai mudzimba umo vanotaurisa mai avo hazviitwe izvo kudzikama kwakangonaka dzungu rakawanda apo
kwana iwe cant u see even the difference even pakusimba chaipo, mukadzi is malnutritioned
Kutaurisa hurwere hunowanikwa pamunhu but bishop itsitsi anenge akaromba chete
@@nomsanyika151 dont focus on irrelevent issue, if your sister was living that would you, focus on kutaurisa ? mukadzi uyo apera nenzara, she raised many issues that bishop couldnt give answers that justifies his own behaviour. Bishop survives by being fed vevanhu kwaanoenda kunonamtira. Woona zvigweyere zvanga zviri pamba paya ? does it look he can have extra food for varwere vake?
Hapana kusiri kupisa kunze zvese nemumba. This is the reason why married women are dying of HIV/AIDS because of tustatement tusina basa.
@@enchiladapatati379 the issue at hand is not about kupisa, but addressing thre issue yenzara, rent and even peace of mind, simply becoz kwese kwapisa do we have to accept behaviour ya baba avo here ?
Vangatadze kunamira nemadziro vabva kunotengesa hanti vanenge vaneta here.Saka bishop kungonetsana vakutogara nemumwe mukadzi nxaa kudenga kucharohwa munhu.mukadzi anotorakidza uyu kuti akutambudzika Bishop chengetai mukadzi imi
Avo mai vari pa durawall ndivo vamwe vano kuchidzira shuwa baba ava ku siya vasina kana kubhadhara rent mkadzi akaita kupera asi ivo vakasimba
Tisashore mukadzi kuti ndimai Bishop na Bishop wacho hazive mwari.
Amen
Bishop mukadzi venyu hahaha zeranemi mudidi kwamuri anotaurisa roorai mkadzi vechikuru
Ichokwadi amen@@EgfaKasembe
@@EgfaKasembe hamurevi nhema
Arch Bishop is a very high post. Haidi kuiswa pavanhu vakadai . Labishi mhani
Zvirizvekunamata baba muchnyepa zvenyu bcz apa pamunhu anoziva Mwari anogadzirisa uye anonamata kusvika zvaita so ayewa baba munekahutsinye kakawanda imi kana muchigoma kumamatira mupengo ko kuzoti mudzimai wako imi baba imi ka itai kwazvo imi
Kana zvashata mukadzi anofumura zvose. Imba yavaviri ava yavhiringidzwa nechimbavha chomwana womukadzi . Asi arch -Bishop zvokuti vanogara kubasa manyepo.
Iyi couple iyi yandifungisa baba namai Rona, vangosiyana kuti mai Rona is soft spoken 😂😂
Apa vakamitiswa mwana ...ko ini kuvarambira😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkk taura zvako
😂😂😂😂😂uku mai ndiyo radio
😂😂Baba Rona vaisvota nenharo,ava baba vemutumba vanojairira.handina kufarira kutaura kwavo pamusoro pemukadzi wake.chandishamisa ndemusiyano pabishop nemukadzi mitumba
😂😂😂 kupaparika kwangu hakunei nemi
Bishop uyo haana Mwari, unhubu tsotsi rinovanda nekuti ndirikunamata....
Baba Bishop urukupomera mukadza mhosva imi .hamuchangoda henyu mukadzi
Pamwe Mai Ava vkasiyiwavo nemurume wavo wekutanga nepamuromo ipapa .....Amai hamurambi muchitadzi muchiti regererai ....Jesu Wani aitotsamwa Wani saka bishop naiyewo munhu anotogumbukawo
Imi Baba imi kana musada mukdzi uyu, musiyei mune zvakanaka panekuda kudai kumutsoropodza, nokut mawana marwei, munonamata nema, vakadzi tine nhamo veduwee
Vanga vachida kushandisa kuti mai vanotaurisa but kana zvinhu zvakanaka ungataurisa chiii .
Baba vanoda kushandisa mukadzi uyu.havanamati pane zvakaita mweya yese yevari kupomera mukadzi.vabata Bishop. Mwari vari kurwira mukadzi uyu ngavasiyani.
Zveyi ahhhhhhhh imwika Bishop zivai zvehurombga hwenyu
This is a true man of God
Ibenzi mukadzi uyu endai Bishop
Kkkk iweka
Murume ibenzi.iro ukuuraya mukadzi ne bp listening from Johannesburg south Africa
MAI DAI WAIZIVA HUSATANI HUNE MUKADZI WAS ATAURA UCHIDARO.
HANDISI BENZI
Mukadzi uyu ndomunzwisisa hangu..Bishop vanotaurisa ava
Mmm mukadzi uyu akachenjeresa iiii pakaipa Mai mufundisi havadaro
Mmm vanhu ava ngavarambane havo Mai dzidzai kushanda mega
Ko kutaurisa mkadzi wacho
Mukadzi anotaurisa uyu ande haadi kutsurwa,munhu wamwari anofanirwa kuita Moyo murefu ,she doesn’t have that
Zvariri basa chairo nhai. Thanx bro Robert
Arikutonzwisa tsitsi mukadzi uyu vedu wee zvakaoma
Thank you mukoma Robert kubatanidza nekuananisa
Bishop ivai Bishop vechokwadi,murikuzviita munyoro bt munobaya Moyo,hunzenza hwakakura mamuri,murinzenzarume
Murimwari her imi Kut mnoregerera ko imi mkatadza zvngani pnyika
Kun,oresa kuitacei kkkk baba Ava ummm
Bishop musamanikidze mukadzi kunamata imi murimwari here imi. Siyaimukadzi kana musisamude kwete kutaura zvisina musoro!
Haasevenze asi varwere vopiwa chikafu chepamba. Archbishop ihure
Ivo vachitopuwa mikaka yemwana food yekupa varwere vanoitorepi obvious vaitoti topedzerwa bonde reyi vainenzara nezidumbu renyu irori mutsikirire kamukadzi kafire chii shuwa😅😅😅😅
Mukadzi uyu imhetura chaiyo aaaaah haana kana respect hake aaaah ndootype ingaite mai Bishop iyoyi here aaaah
Respect inopedzwa nezviito zvemunhu. The wife talks too much but the husband is a lier and a cheat.
Murume itsotsi
@@KevinButelezi asiwo pamedia dai ataurawo nehunyoro mukadzi uyu aaaaah akanyanya kkkķkkk
@@anniekurewa878 but chitsotsi chiri papi apa zvizhinji zvaanga achitaura mukadzi aiti ndizvo, mukadzi haaite uyo nyange tsiurwa hasi kunzwa zvachose ,ihurekure chaiyo 😂😂😂😂
@@Chidhuwatrue
Mai muri kumba zvamunoziva. Baba Bishop chiregererai muchengetane
Mai Bishop vakafitana nababa Rona(Gonyet driver) Bishop vakafitana namai Rona 🙈🙌🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
Kkkkk type yakadaro inochembedzana
Yes yes haaa na Ba Rona gedhi gedhi zvipedzerana
😂😂😂😂😂😂
Kwaaaaaa
Pavakati handizvikundi mungadai makarega kuvaroora nekuti munhu asingadi kuchengeta vanhu anopedzisira akuitira vatendi rafu..she's very raw chikristu hapana hapana.. bishop riritirai mhuri musade kuchengetwa nemkadzi
Stress chaiyo tarisai mai ava stress chaiyo. Murume akatosimba shame
Spiritual husband iri kudya muviri apo
Ngavaysvage mabhindauko ekuita mai ava varege kungomirira murume zvinhu zvakaoma mazuvaano
Imhombwe murume uyo nhema dzoga
Rombe remurume iri.Atori musatanist chaiye murume uyu
Akusimba nekudya mudzimba dzevatendi sa bishop.
Bishop rambai mukadzi zviri official mupei gupuro monomusiya kumusha kwake simple itai semunhu mukuru ✓
Bishop ndawachengete mukadzi. Zvaari zvoratidza kuti mukadzi haasikupiwa chikafu. Timamutora anosimba uyu kwete zvema bishop izvo
Kkkk Taura hako aaaa unoshusha Bishop uyo
Thats true umm ndabatikana
Bishop chidzorai mazwi dzimwe nyaya hadzichade pamidia munobva chimiro bishop musachatuka mukadzi uyu ende muchiroora bvunzai mweya musati mapinda mumoto
Cherish imi bishop makanganisa imi Mario akandiisira mushonga saka munochinjana mashoko pamatadza kutaura zvekuti ane spiritual husband munhu wemweya haataure zvaakaona pamweya nemukutsamwa chero imi kwenyu hakushaikwe maspritual wife iye wenyu mukadzi wehukomana aripiko cy dzebonde muchidzishambadza pasocial media hamuzivi kwamakamutora hr imi hamusi mwari asi munotoshandiswa namwari saka musamumanikidzi kunamata mudzoserei kumba kwavo kwamakamutora makamutora pasocial media here muchatongwa naMwari
Bishop you are a very good man well done ....
Mukadzi uyu ndiri kumunzwisisa zvakaoma hazvo
Bishop vanonyepa havo
Ndawanyarira
Zibaba iri kutsvagira mukadzi 24:16 mhosva chete nokuti vane mumwe mukadzi zimbwa rabishop
Bishop mutye mwari imi mukadzi anochengetwa anotengerwa chikafu haamborasi 1 hamuchengeti mukadzi zvachose hongu anotaurisa zvake asi muchatongwa Bishop
Baba hamuchade mukadzi full stop..nyaya yapera, ndini ndadaro 😂😂😂
Pakaipa wangu kkkk
Kkkk ndazosek
1year 6months yaa hapana imbaa apa
Mai Melody ..
Siyanai ne nyaya dzevanhu xaaa
Itai dzenyu dza baba Melody
Nhamo ,ya contributer apa ,kushaya mari chaiko.hamugariki mumba .
Phil 2:10 At the name of God every knee shall bow Bishop, so your Faith ln Prayer is Greater than the doubts of congregdants & those in darkness, even Paul a murderer was converted so the church is a clinic they need not have qualifications to be saved or healed bishop,Just call upon the. Ame oc the lord & be saved
Bishop hapana kuchengeta mukadzi kana mwana wacho. Chokwadi kutadza kutenga mapamber emwana.
Mai Bishop vakadzikira plus pamba pacho hutsvina
Sorry mai Archbhishopi muchawanawo Giribheti wenyu.
Garai zvakanaka seat properly mai Bishop zvine chiremerera cheudzimai, remember actions speaks louder, defensive gestures tititi , thank you
Bishop awo hawana kana kutokwana
Mai melody vanogumbura
Welldone mukoma Riboos, zva Arch Bishop avo ndivo varikutorwara manje mukadzi atori nani chaizvo, mai vange vakashinga ivavo kugara nebenzi rinozviti Bishop, kurambwa hakuzi kugumirwa nenyika, property yacho irikunzi tora yese magwangwandiza hawo, kutopengera zvima crate vanhuweeee, vaDongo God forbid, God will judge you mdara iwe 😮😮
Mai avo vangange vachitaurisa zvavo but vakutaura shuwa , zibaba iri zitsotsi
Hauoni nemaziso anoti riyo riyo
Mmmmm Mai avo itsotsi baba is very correct
@@abigailmpofu4210kkkkk
Tarisa body yemukadzi utarise yemurume vanoshusha baba ava@@faraimasuka1275
😊
Munoerei maimwana ❤❤❤❤..Fumura Dzetse iro
Ah baba ava vari kutsvaga chese chinoita kuti Vangel vari right.... Ah tho Mai ava vane pavowo pavari wrong asi baba ava mmmm kana ngava gare ava
Murume Uyo zitsotsi Ini handigare memurume akadai sure Ivo vanhu vanoita zve church handivade sure ungandiroore Kuti ndiite bsa rekubikira vanhu
Ah nhai zvenyu imi
Yooh this bishop is something else eish vanhu vakuporofita nemweya yejuicer like recharge cards veduwee mwari chaiye kudenga hakuna achaenda veduwee baba vakura kudaro kungofamba nenyika ivo ndivo vane demon he needs deliverance baba bishop
Murume ibenzi ,,Bishop ane 60 yrs ,kusiya mukadzi ,,nyaya iyi Inoda kwachief Mutasa ,Bishop tomugadzirisa.
Havasi vanhu veku Manicaland ava
@@robertapfumaneyi😂😂😂😂nhy nyaya dzese dzakungonzi kwachief Mtasa nevasingagare kuManicaland vese vongoenda ikoko here
😂😂😂😂 vanetsa zveee
@@cleofay9346 handizvo ba, vanhu vanongtaurawo, Munhu ano reporter kwa Chief wekumusha kwake, zvakafanana nekuti wonzi enda unomhanara kwa Ramaphosa ku SA, iwe uri muo mu Zim
@@shumzaali714 kkkkk I know him zvangu and he is 1 of my best Chiefs in Zim.haa vanetsa
Baba ava vanonyepa mukoma ngavadzorere mukadzi. Kumba kwavo
Ko Xwife yaBishop yakaenderei lets hope havana kurombera church hubishop ihwohwo
Ko exhusband yamai bishop yakavasiireyi
@@Dzaruu8877taura hakoo vanhu vanongoti arch bishop vane problem ini ndatoona kuti mai vane problem avaa anotaurisa vanenge vanotooenga avaa aaaaa
Bishop varikutaura zvekupenga vanonyepera mwari avo tseki
Bishop havachadi mukadzi .mukadzi nyangwe aine problem chakakutadzisai kubatana nemunhu waanoda
Bishop vanoshungurudza ava ...mwana kushaya pamper zvaroo mmm zvakanyanya
Mai Bishop imi dzikamirai samai vanotungamira sangano kakuita kenyu kanopa kuti even vana vesangano vadanane nemurume wenyu teramirai mhai otherwise imba yenyu inoparara leader kereke ne example don't wala wala too much zvinokubvisa chimiro baba Bishop chibaba chakanaka wani munetumisikanzwawo mai Bishop
Ipapo Ichokwadi cuz aaaah kutungamira sangano hakudi zvakadaro ngavazive kuti church ine vanhu vakasiyana siyana saka panoda mai mutungamiriri akadzikama
Bishop vari kushota maoko uummm Bishop musaite mumvuri nechechi ,, shamhu dzenyu dzakanakisa munadzo Jehovha variko.
Mukoma Robert, endesai mukadzi uyu kun'anga avhenekwe tizive kuti anezvekumusha kwake kana kuti akabata ndiani pavaviri ava!!
Usacheme sis be strong mwari achakuitira zvakanka
Mai inotaurisa iyi tjoo regai baba vatize vanga vari muchoto jeri chairo ngavatize 🏃♂️🏃♂️nehupenyu
Bishop chirudziyi muchatidzidzisa chii Ash Bishop kurai baba
Munoona panhu pakaitika situation yakaita seiyi my advice kunamai Bishop gonai kuzvininipisa kutaura ngakuite kashoma kut Bishop kana vachibatwa nemhosva inovabata asi imiwo kuside kwenyu taurai zvakanaka makadzikama nguva ndoyamatopihwa naBro Robert so chekumhanyira hapana,,, uye panenge pagonawo murume tendai musaramba zvose or kusvora zvese aaah nhai
Vane problem mai bishop Aaa paya vamboti handina kuona 100dollas pedzezvo voti ndakaiona itsotsi ramai iri
Mai bishop vari beautiful