The Shurugwi Gold Curse - How The Chinese Are Plundering Shurugwi | Documentary
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 26 พ.ย. 2024
- In this documentary, we delve into the devastating impact of Chinese mining operations in Shurugwi, Zimbabwe. Once a scenic and thriving community, Shurugwi is now grappling with severe environmental degradation and social upheaval due to unchecked gold mining activities.
Watch more videos below.
Toxic Treasures: Unmasking The Gold Mafia of Penhalonga
• Toxic Treasures: Unmas... ...
Hama dzangu, we need to stop this, ngatibatanei timise izvi, Zimbabwe ndiyo yega nyika yedu
Please tell that to ZANU PF supporters 😢
You still go and vote for them
@@rasky8616 we got a looot of cowards in Zimbabwe, all they do is drink beer and fart
@@menoverse unofunga nemagaro chete iwe
@@Acid-BKndizvo zvega zvamajaira, kutuka varidzi venyika nekuponda because what else can you do? Your words mean absolutely nothing to me! ZANU PF is a bunch of satanists and must go pamwe nemasupporters avo, like you!
No road no skools no hospitals... cry my beloved country Cry
Cry my beloved country. I hope it will not be too late for relevant authorities to realise this destruction
The authorities are the one eating. From the minister to the council
They already know AND DO NOT CARE AT ALL! How can you think that they don't know or care about the people AFTER NEARLY 50 YEARS OF ZANU PF LOOTING? Aiwa zvimwe zvinhu vakomana ngatipepukei (respectfully)
Authorities are the ones allowing it through Chinese and they are making serious dollars, what do you expect sir?
ZANU PF please the country belongs to all of us.When people turn against you don't cry foul.PLEASE Mnangagwa let us be considerate.
You are talking to a completely heartless person and wasting your time
Thank you so much for this video. The environmental damage the Chinese are doing is a equal to a genocide. No one can hold them to accountability which is a shame to us as Zimbabweans. They don't even allow local people to use certain roads all because hanzi vanozotibira. In our father's land.
what can communities do to be heard?
Mazimba tagara takapatiswa neZanu PF, these are the results, we are now losing everything including our livelihoods.
This is devastating 😢....what will come for our lands our resources in the next 20 years?....what the chinese are doing is wrong ...in china they wont allow you as a foreigner to mine like these....our community leaders, politicians,headman , Chiefs, citizens needs to stand up to stop these madness....our environment our rivers our soil lands are being destroyed while we hold our hands😢..... Shurugwi must be free again....free Zimbabwe 🇿🇼💝......stop corruption and looting mafias
Look at Boterekwa Shurugwi’s current status 😢💔
Vanasekuru venyuchi ngavatumire to all Chinese until they are all gone.
zvinobuda here?
Did you give the guy that shirt ? because for security reasons he might be the only one from that side with that shirt.
Old brother
Bule Madzitire always there for the community
Mr Madzitire fr the community🎉🎉🎉🎉🎉
ndiye akatengesa Park kunaWeldmax upiwo uyu
Corruption is a crime against humanity
Well we're weak. That's what happens to weak people.
Makadzinga varungu who were preserving the environment mukavatorera minda mukati look East… this is looking East. By the time the Chinese finish with Zim munenge musisina pekufamba, kurima nyika yese ave makomba everywhere, mvura iri poisonous. Varoi busy kuroya poor people vachisiya vapambipfumi. N’anga dzatadzawo kuita mashiripiti avo maChina atize ega😢😢😢
ndipo patasvika here pekuti tavakuda n'anga kuti tichengetedze nyika yedu?
Stupids
Sad , Very Sad .
Come election time these people who are complaining will vote for the same party that’s responsible for all this.
Hurumende irikutengesa nyika, no benefit for the people in that community, no reinvestment of the monet in zimbabwe, what bs is that
what they're doing paBoterekwa is disgusting 😢
Zimbabwe needs a militia, zanu haibve zvekuvoter
Who is allowing this to happen?Mnangagwa.
Government ya munangarwa kungobvarura bvarura mhani
Zvinochemedza. Asi wekuchemera hapana, tonzwikwa naani?
Hapana sure tirikutongwa nembwa
Ndakarwadziwa how they are digging mountains like boterekwa
These Chinese has destroyed our country ,and they're not only mining gold 😢its realy sad sad
Economy of minerals but the minerals are not benefiting the Economy and local citizens
This is sad
as Zimbabweans, we are blinded by Christianity and we are too soft; we have many options i believe until we are radicals, then things will change.
True
Zimbabweans are too gentle for their own destruction. This is ridiculous.
Should we be violent for things to work in our favour?
@@TheFeedZWthat is only language they understand these people
@@TheFeedZWI guess we should be now
Vanhu muchabva mogawee cheromuka tauramowikwa nani zvakawoma yakatotengesewa shurugwi
Vapambepfumi from Xing Xang😢😢
Pabopoma paiyera saka akanoita chikaranga chekuti pavondongwe kudaro ndiyani uyezve munhu iyeye haana hanya nevana vatirikubara
At least they can use water now😅
This is absolutely disgusting we need to rise
Zanu pf is the curse.
Mnangagwa aripi zvinhu zvakadai zvichiitika
Ndiye akatovapa permission yekuita zvanoda
Does that mean kuti isu maZimba hatikwanise here kuzvicherera those mineral cause those are just raw
Our government doesn't care
zvinoda kutanga mapihwa chitambi kuti mukwanise kuchera uye zvinoda muine zvikwanisiro
zanu inehutsinye , havana basa nevanhu . selling our country to the Chinese .
Very sad
The powers that be are cruel , they do not even care about the future of this country. This type of mining is destructive and exploitative and the Government is doing nothing
Welcome to shurugwi rubble
Just vote them out quietly.
Are you being serious izvozvi!? ZANU PF has not won an election since 1995 and yet they are still there. Have you never heard of people like Priscilla Chigumba, Tshabangu and Sanyatwe? I can't believe you think ZANU PF can be voted out of power. Did you not hear Mugabe and Mnangagwa themselves saying by how much they lost when Tsvangirai got 72 percent and still Mnangagwa refused to go, even when Mugabe was ready to capitulate? Mnangagwa HIMSELF SAID IT WITH HIS OWN MOUTH AND SO DID MUGABE! "VOTE THEM OUT"? EISH! If only..........
will that work out
Zvorwadza zvikuitika muZim
@In conversation with Trevor
Vakuru vedu vakadzima
Havana kudzima - this is very deliberate
Kuti havaone zvirikuitika here
@@TheFeedZW vanozviona ende NDIVO VANOTOZVIKURUDZIRA BECAUSE HAVASI MAZIMBABWEAN - MATIBILI IS FROM MALAWI, MNANGAGWA IS ZAMBIAN AND CHIWENGA CONSTANTINO (PORTUGUESE NAME) IS MOZAMBIQUEAN. Zimbabwe has never been ruled by a Zimbabwean
@@thetatso9462 same answer I gave to @TheFeedZW vanozviona ende NDIVO VANOTOZVIKURUDZIRA BECAUSE HAVASI MAZIMBABWEAN - MATIBILI IS FROM MALAWI, MNANGAGWA IS ZAMBIAN AND CHIWENGA CONSTANTINO (PORTUGUESE NAME) IS MOZAMBIQUEAN. Zimbabwe has never been ruled by a Zimbabwean
@@thetatso9462 HAVASI MAZIMBABWEAN or vakuru vangu. Handina ukama navo uye kudyidzana nemabhinya!
Chinese vauraya nyika yedu wake up Zimbabwe 🇿🇼
Look east policy at its best tambai iri kurira
kusvika kupi vachitamba irikurira
haaaaaa ma chine ndivana dako and ED Munangagwa ikamba yemunhu
Pasi neZanu PF
The country has been destroyed by zanu pf but in mashonaland they keep on voting for them
Ed uri duzvi
the lawyers that's suppose to fight for the ciitizens are here concern about South African issues that's not need them
which lawyers are those
Puppet garwe nezvimachina zvake
Makuona kuti varungu vakanga vari nanika, panematuzvi akauya aya. Haa muchamama zvenyu mati madiyi, apa hapana kana chinhu chimwe chete chamuri kuita zvinongo perera pano muchingo yuwaira heee cry my beloved country, heee Zanu is a curse 🤣🤣🤣🤣
Reporter you are putting the informant in danger by not properly hiding the identity of the informant. Why did nt you blur his whole body and also use AI tools to disguise his voice
well noted, thank you for that
Mhindu akazvitaura izvi palast election. ndakazvida haana ndaroyewa
Everytime i think about how the Chinese are destroying our nation ndonzwa kuda kuchema. Haaa its so sad
what can we do? should we just cry tovasiya vachiita zvavanoda?
Iwe neni tine basa mwana wevhu
Ko Mnangagwa aripiko vanhu vachiuraya Nyika kudai
It is our hope kuti zvinosvikawo kwavari vagadzirise nyika
Chinese ded this for their own country also
This is unfair Zanu pf muchazvirega zvenyu coz you claim kuti makatora nyika yet nyika haisi yenyu nyika ndeya Mwari mupabate.Stop lying
I nyaya ye Zanu vs MDC/CCC here kana kuti inyaya yekucherwa nekukanganisa kurikuitwa nemaChinese?
Musaite zve politics ndapota, vamwe tinobva tashaya hanya nazvo. Kana pane papomera MP munofanira kuno bvudza MP wacho otaurawo mawonero ake.
Zvekusvibisa mazita evanhu pasina humbowo uye vanhu vasvibiswa vasingapihwe mukana wekuzvi dzivirira - kuresva basa.
Be professional please nekuti hatiwone uye tinoisa 👎🏾
I channel ye opposition here kana kuti yekutiratidza zviri kuitika Ku Zim?
MaChainasoooo nxxxx
ko sei tirkubvuma kuti vadai nyika yedu?
MaChinese imbwa dzavanhu
Haaa vanhu vekuShurugwi muri vangu bt handikuchemei..u know what u did, u asked for this
What happened?
what did they do? vakazvikumbira sei?