NORTON: Akadya bota pamukadzi wemunhu vachibva vanamirana I Central Locking | Runyoka

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024
  • NORTON: Murume wemunhu akadya bota pamukadzi wemunhu vachibva vanamirana I Central Locking | Runyoka

ความคิดเห็น • 119

  • @Linksecuritysystem
    @Linksecuritysystem ปีที่แล้ว +12

    Vanhu vano locker vakadzi bho here,lockai vana venyu vanhu ndeva mwari ndochii ichocho chinenge Ngozi

  • @danielmakara5135
    @danielmakara5135 ปีที่แล้ว +1

    Ndikutsvagawo anoita zve lock plz

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 ปีที่แล้ว +9

    Lockanai mese kwete kungolocka 1side aah, chihure chakashata asi lockai vakadzi vamakabvisira mari kwete kupinza vana vevanhu busy apa musina kuroora ana Abhero imi.

  • @joylinechinyerere276
    @joylinechinyerere276 ปีที่แล้ว +19

    Imagine unenge wakatiziswa usina kana kubvisirwa then wobva waiswa futi lock

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 ปีที่แล้ว

      Zvakaipawo futi kuti mkadzi ayite chihure iye ari pamurume kana afunga kuhura ngaagare asiya mrume

    • @nanachuchu552
      @nanachuchu552 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣🤣🤣

    • @simontumbare9240
      @simontumbare9240 ปีที่แล้ว

      unenge uchimakidzwa here kugara namurume iyeye asina kukubvisira ende unenge wamboenda sei kumurume iyeye iye asina chaakakubvisira ???

    • @eddyeddy4286
      @eddyeddy4286 ปีที่แล้ว

      It’s just bullshit🙄 Most of these Zimbabwe man are trash!! They are not even worth the time of the day. You wanna marry, marry outside your race!!

    • @OphirZw
      @OphirZw ปีที่แล้ว

      Anokurora ari munhamo😢

  • @gladysrumbidzo8708
    @gladysrumbidzo8708 ปีที่แล้ว +11

    They couldn't remove 🤣🤣

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +2

    Chihure hachisekanwe uye hachibhadhare , let’s be faithful to our partners, zuva rengozi hari zikanwe.

  • @molleenpule9104
    @molleenpule9104 ปีที่แล้ว +1

    Hapana chakashata pa lock problem come when one die😢😢

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 ปีที่แล้ว +8

    Lock system bhoo munhu wemunhu siyanai naye

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +1

      Vese vanenge vari vanhu vevanhu kikkkkk saka pachaitwasei

  • @tanakamasunda1172
    @tanakamasunda1172 ปีที่แล้ว +4

    😂😂they couldnt remove

  • @mujeyivic4032
    @mujeyivic4032 2 หลายเดือนก่อน

    THEY COULDN'T REMOVE...AHHH..SHONGLISH

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 ปีที่แล้ว

    Pfambi dzizere munyika asi sika sika napo pasi pemiswe yevamwe oooo chokwadi muchafira pakati pemakumbo sengoma😊

  • @dandarren1347
    @dandarren1347 9 หลายเดือนก่อน

    Dambudziko nderekuti Zimbabwe ine chipfambi chakaoma especially kuma high density, pobva paita huroyi hwakawandisa

  • @elizabethsireya4071
    @elizabethsireya4071 ปีที่แล้ว +2

    🔒🔒 🔒 nice 👍

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 ปีที่แล้ว

    Chihure nehuroi kuzim ya100 percent

  • @tabeth-dh5sh
    @tabeth-dh5sh ปีที่แล้ว +2

    Inga zvakaoma shuwa nhaimi yooo🥱🥱

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 ปีที่แล้ว +1

    They couldn't remove 😂😂😂😂😂😂Jizasi 😂😂😂

  • @stewartmutanguro2417
    @stewartmutanguro2417 ปีที่แล้ว

    Central locking bho

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de ปีที่แล้ว +3

    Ko imwi varume muchalockewa naani since muriwo mahure kunyanya, ,,,kumuzinda hakuna weko

  • @gabrielmoyo6978
    @gabrielmoyo6978 ปีที่แล้ว

    Vakafirwa hocho mvana hobho ko chihure nemukadzi wemunhu chiiko havasi mai Ndiya here ivava

  • @senzenipinoka-zm4xf
    @senzenipinoka-zm4xf ปีที่แล้ว +3

    Siyanai nevakadzi vevanhu

  • @priscaletwin
    @priscaletwin ปีที่แล้ว

    Kkkkkk aaaa ndavaona yooo zvinonyadzisa izvo k😅😅😅😅😅😅

  • @christinme7414
    @christinme7414 ปีที่แล้ว

    vachiri vapenyu here

  • @megatboss8746
    @megatboss8746 ปีที่แล้ว +6

    "They couldn't remove" 😂😂😂😂😂😂

  • @dudaimadzivadondo5048
    @dudaimadzivadondo5048 ปีที่แล้ว +1

    Baba ava ndovakapa murume ye lock yekuisa pamukadzi

  • @tawananyashamatandire1373
    @tawananyashamatandire1373 ปีที่แล้ว +2

    Ngatidzikamei tose varume nevakadzi. Zvekuti koroora mukadzi inyaya mukadzi zvingani zvaunoshandisa mukadzi pain yenhumbu hauizivi.ngatolokanei tose tiri two

  • @salomemakayi6118
    @salomemakayi6118 ปีที่แล้ว +1

    Yaaaaaaaaaaa vanhu dzikamai kunze uko munopera

  • @EdinaMuruza
    @EdinaMuruza ปีที่แล้ว

    Kkkkk 😊😊😊😊😊

  • @vicktarmabytz8062
    @vicktarmabytz8062 ปีที่แล้ว +1

    They couldn't remove....pfooooooooooooo 😂😂😂😂

  • @lookoutgandanga3692
    @lookoutgandanga3692 ปีที่แล้ว +1

    Isu varume ngatisiyei zvemujolo tide madzimai edu chaiwo nemi mamai idai varume venyu muzviise pasi pevarume kuti varume vakuremekedzei

  • @chachashumba9998
    @chachashumba9998 ปีที่แล้ว +1

    Unoloca mwana wevanhu ko ukafa iwe murume chiii chinoitika kumukadzi hudofo chaihwo

  • @lillysham3395
    @lillysham3395 ปีที่แล้ว +2

    So sad. Juju is real. But in a way it's evil what if they die then you have blood in yr hands & huge sin to God

  • @constancematope7890
    @constancematope7890 ปีที่แล้ว

    Iye murume anoisa lock 🔒 pamukadzi kuti asabude , ko iye murume haabudewo hre, iye murume haaitewo chihure hre

    • @patriciakawonde9918
      @patriciakawonde9918 ปีที่แล้ว

      Hutsinye chete

    • @VioletMahula
      @VioletMahula ปีที่แล้ว

      Kazhinji ukaona anoisa mumwe lock haahure.kuto rwadziwa nezvaari kuitwa nemumwe vake.

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole7032 ปีที่แล้ว +2

    Kana wafunga chipfambi ibva pamba pemunhu

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 ปีที่แล้ว

    Undilockerei

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 ปีที่แล้ว +2

    Mjolo uyanyisa 😂

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 ปีที่แล้ว

    Mjolo mjolo muchazvirega henyu APA akagadzirwa ndiyani

  • @daisybanda5398
    @daisybanda5398 ปีที่แล้ว

    Vakadzi ngatigadzikikei, varumewo ngavachengetedze misha yavo cz kana zvadai hazvichafadze.

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 ปีที่แล้ว +1

    ini hangu ndinoti kana wakaroora mukadzi ngarokwe finish

  • @lettymakwarimba5317
    @lettymakwarimba5317 ปีที่แล้ว

    Jesus

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk munhu ngasa lokiwa purizi 😂😂😂

  • @tawananyashamatandire1373
    @tawananyashamatandire1373 ปีที่แล้ว +1

    Pakaipa mjolo uyanyisa

  • @tausamhiri9709
    @tausamhiri9709 ปีที่แล้ว +9

    Locknut haichengetedze munhu anochengeta munhu kuti asaite chipfambi ndiMwari..vanhu ngatidzidzei kutya Mwari

  • @ratidzomuza515
    @ratidzomuza515 ปีที่แล้ว

    Ko rukawo runongouswa kumukadzi here Hakuna wekuti vakadzi vanoisa murume wake

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว

    Uyo anopenga unoda locker mukadzi ko iwe hahure here murume anoda locke futi

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 ปีที่แล้ว

    Yoooo

  • @chelseaganda3629
    @chelseaganda3629 ปีที่แล้ว

    Murume ibhuru haalokwe. Pamberi ne lock nut kuvakadzi

  • @achimwene_simjoe
    @achimwene_simjoe ปีที่แล้ว

    Vapiwa ma painkillers😂😂. Zimbabwe 😢

  • @faithmatambanadzo3416
    @faithmatambanadzo3416 ปีที่แล้ว

    Nyaya yekugadzira vakadzi venyu muchatikuvadzisa imimi ahhh

  • @philliskache-op2qx
    @philliskache-op2qx ปีที่แล้ว

    😅😅Yaa mujolo

  • @bangilizwendlovu370
    @bangilizwendlovu370 ปีที่แล้ว +1

    Lock nut😂

  • @dorothygezi4624
    @dorothygezi4624 ปีที่แล้ว

    Varume vanoshamisa saka locking iyi bedzi nekuda kwekamari keroora kaasati apedza kubvisa futi. Ichimbori mari chokwadi?

  • @blessingmutopo
    @blessingmutopo ปีที่แล้ว

    Lock both

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de ปีที่แล้ว

    Unozodii kana walokewa munhu akulocker obva afa ne accident imwi makanamirana muchimirira kuti auye kuno anilocker

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s ปีที่แล้ว

    Hapana chakamboipa kuloka mukadzi wako iye mukadzi ngafe namurume wacho ngafe zvorwadza izvi

  • @loicenyandowe305
    @loicenyandowe305 ปีที่แล้ว +1

    Vakaura kkkkkk😂😂😂😂

  • @megatboss8746
    @megatboss8746 ปีที่แล้ว

    Hanzi mukufira padenga 😂😂😂😂😂😂😂

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 ปีที่แล้ว

    Kana murume afa mishonga hauchashandi! Some of the ignorance that people display in public is appalling!!!

  • @johannesjohannesj.m9061
    @johannesjohannesj.m9061 ปีที่แล้ว

    Akafa lock nut yatopera

  • @Elpatron242
    @Elpatron242 ปีที่แล้ว

    Motaurisa toda kuona video

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de ปีที่แล้ว

    Uhu huroyi chaiwo lockanayi not one side ,,,zvinengozi ka izvi vanhu vofavakanamirana

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi ปีที่แล้ว

    Muchimboitireiko chihure kana makaroora kana makaroorwa

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so ปีที่แล้ว

    Huroi ka hutsinye chaiwo

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 ปีที่แล้ว

    Hainetse kubvisa ichekei 😅

  • @VictorMabena-cp4yr
    @VictorMabena-cp4yr ปีที่แล้ว +2

    You are nit goid good on making decisions let me tell you this no one at all must be locked for what ever reason raramai sevanhu kwete semhuka

  • @gutumaruta1396
    @gutumaruta1396 ปีที่แล้ว

    They couldn't REMOVE... REALLY CHIRUDZII ICHI

  • @gani2an1
    @gani2an1 ปีที่แล้ว +1

    Vamwe vanhu so ka.... kuto taura about lock nut as if it is a real thing 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @priscaletwin
    @priscaletwin ปีที่แล้ว

    Kkkkkkkkk zvichimboitirweiko

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 ปีที่แล้ว +1

    😂Lock pamberi aids too much chibvambi vakadzi

    • @Natty-ou3gs
      @Natty-ou3gs ปีที่แล้ว

      Kkkkkkk they couldn't remove 😅😅

  • @patiencemandizvidza8679
    @patiencemandizvidza8679 ปีที่แล้ว

    Tofanira kulokana tese

    • @johannesjohannesj.m9061
      @johannesjohannesj.m9061 ปีที่แล้ว +1

      It's rubbish ku loka munhu kuti zviite seyi. Munhu nhengo ndeyake so long asiri kurohwa kana kurova yeke. Inini yekedero ndooo yandine dambudziko nayo because in oburitsa zvirwere nevana vemusango

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว

    Pamberi nekuloka kuvanhu vakaroorana

  • @GloriaMikele
    @GloriaMikele ปีที่แล้ว

    Witchcraft

  • @ntokozondlovu528
    @ntokozondlovu528 ปีที่แล้ว

    They couldn't remove maiwee😂😂

  • @valleyfarm5810
    @valleyfarm5810 ปีที่แล้ว

    It's so sad ......vakadzi vepa Zimba ndinotovatya mishonga mmm just for a vigina

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +1

    Hakuna nyaya it's a lie no V11 rekunamirana... Vanhu vabatwa cheating chete.

    • @munyahchinoz2648
      @munyahchinoz2648 ปีที่แล้ว +1

      Aripo ma v11 ndine video yacho vakanamirana

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@munyahchinoz2648 hauna.

    • @valentamushonga6501
      @valentamushonga6501 ปีที่แล้ว

      Vedio riripo ini ndinaro ravaburitsa iro kwekupedzesera kwaro vakanamirana pa mubhedha kkkkkkkk zvonyadzisa

    • @munyahchinoz2648
      @munyahchinoz2648 ปีที่แล้ว

      @@chiyenyumba7135 okay

    • @munyahchinoz2648
      @munyahchinoz2648 ปีที่แล้ว

      @@valentamushonga6501 zvonyadzisa zvisingaite

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 ปีที่แล้ว

    Kunamatirana chiiko fokofu

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s ปีที่แล้ว

    No ngavafe vese ava zvorwadza mhani

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 ปีที่แล้ว +1

    Ukaona vakadzi vanoti usandilocke vese mahure vanobuda ivavo

  • @mercykutsanzi1208
    @mercykutsanzi1208 ปีที่แล้ว

    Vachinyanyawo vakadzi