Police yacho sometimes haitore action ini ndakazviitwa ndakwira Honda chibva kuchitungwiza kuenda kumbudzi ndikatorerwa 300 us mumotor maiva nevarume 2 then ndikakwira nevamwe baba but the person wandakakwira naye pabus stop ndiye akatotanga kundibuditsira Banga ndichinzi toku rapper or budisa mari umwe akati ngatimubaye but ndakachekwa huro iyi ndikatoona kuti ndikasavapa mari ndinofa vakazondisundidzira panze motor achifamba vakandisiya vandikanda kuNyatsime cemetery i reported nyaya yangu pa St Mary's police station but hazvina kubatsira coz mamwe mapurisa aitoti ndinonyepa vamwe vakati kana wavaona vanhu vacho come back and tell us
When you say makakwirirei mushika shika guys vanhu vakunetseka transport sometimes munhu anozongopinda. May the Lord protect us
Mama Stella you are a very good presenter love your shows ❤️ 😊.
Hezvo, Zim yashata askana 😢Totenda Mwari muri mupenyu Amai
Reporter unobvunza good questions keep in up
Totenda Mwari akakuchengeta ne mwana 🙏mazuva ano hazvinei Kuti mumota mune mukadzi ndiri safe, vakadzi vamwe imhandu ne matsotsi inini ndakambo bira nemukadzi, zvimwe zvinoda zvivindi zvawakaita , kuti tofa tese
Taura hako Lucy zvakungotyisa
Zimbabwe yotyisa vedu veee kani. 😢
Ye door ndakaitwa 2015
Where is the government!!!!!! Zimbabwe has gone to the dogs
Ummm munyika medu mashata
Nyika ino yaakungoda Jesu kunamata pakufamba apa vakadzi ndovatove mbavha huru
Ngavadzose makombi nokuti zvavakukonzerwa nekushaya transport kuti vanhu vakwire maprivate cars
Taura hako ma kombi kwakusina zvese izvo ma wish enyu Aya azara matsotsi that's bulshit shuwa I blame our government 😏
Amai basa munogonesa zvenyu chimwe ndechimwe zvavo munogona tinokunzwai zvakanaka uye munotaura zvine udzamu
Uuumh nyika yashata ini ndakatorerwa motor ndikasiya ndakashungwa maoko muromo nemaziso
Ummmmm ndakambobirwawo nemushika shika
Nyika yaoma veduwee
Uuumm nyika yaoma veduwe
Zviri nani kuvapa mari ummm haikoshe kudarika hupenyu
Mwari makanaka nekudzoka kwemwana
If I'm not driving ndokwira kombi white plate always
Kurwisana nemhondi nekuda kwema bag
Zimbabwe yakutyisa mufunge
Makaita zvenyi Tenzi
Zvakaoma shuwa
Ko iwo matsotsi acho havatye here zvatirikungonzwa zvekugadzirwa kwembavha neN'anga dzakafanana nanaSekuru Tasvu naKanengo?.
Ummm shame nyika yarema
Ndoya yandakatambwa ye door iyoyo vakatora foni nemari yangu
Mmmm zvotyisa matsotsi akaoma
Ndakaitambwa paflyover yepacircle cement
Inga zim yakutyisa veduwee
I was robbed ndiine mota yangu ummm
Vakadzi magara mune problem yekusanzwisisa, unokwirireyi private car
Are you a mental health patient. Even makombi are doing it. What you can say is advising people to be careful
Maybe hapana Combi and it's getting late
@@simlorfilms1954 say that again. Some people uses their butt to think rather than the minds
Kkkkkkkk 😂
Mushika shika makombi they are all robbing people
Nyika yaipa hamadzangu. Icho chimbinga-mbinga chatinongo pembedza ichii ka; chatiparira shuwa! Unovona munhu anoswera achingomwa doro pabhawa kana kutenderera musitiriti nekasutu nebhaibheri etc achichipembedzwa (kwahi mbinga /dhara/what what. Ko, njere dzacho hadzishandivo here pakusvika pakubvunza kuti "idzo mari dzacho dzohumbinga arikumbodziwana kupiko nhaii; iye munhu achiswera pabhawa kana achitenderera musitiriti asina kana chaanotengesa?" Biggest prbm in our country yekungoti so long money; even iri yekutengesa misoro yevana vedu; tongo pembedza.
Zvakaoma matsotsi angwara akutofamba nevakadzi
Ehe isuwo nekungoti haa munemukadz totopinda vamwe vanenge vatone madhuku kuita semapostori izvo skill rebasa
Vakadz problem
Veduweka mhangarai kumapurisa when things happen coz kumapurisa muzim hamuna crime coz hapana akuzonotaura.
Police yacho sometimes haitore action ini ndakazviitwa ndakwira Honda chibva kuchitungwiza kuenda kumbudzi ndikatorerwa 300 us mumotor maiva nevarume 2 then ndikakwira nevamwe baba but the person wandakakwira naye pabus stop ndiye akatotanga kundibuditsira Banga ndichinzi toku rapper or budisa mari umwe akati ngatimubaye but ndakachekwa huro iyi ndikatoona kuti ndikasavapa mari ndinofa vakazondisundidzira panze motor achifamba vakandisiya vandikanda kuNyatsime cemetery i reported nyaya yangu pa St Mary's police station but hazvina kubatsira coz mamwe mapurisa aitoti ndinonyepa vamwe vakati kana wavaona vanhu vacho come back and tell us
Huuu shame after such an ordeal mapurisa odaro futi nxaaa nyika ino marara
Zvakaoma.matsotsi.wanda