Nhai zvatakaita channel asi hamuchada bvumiddza vamwe kuburitsa nhau here because imi mega muri kukundikana one story after 7 days here headman vanotenga nyaya hobho pane kuti one plus zvinoita kuti mukaisa nyaya dzakawanda zvinoita kuti vanhu vagare pa channel penyu
Ichokwadi ndiri kutaura ndiri kuMwenezi near Beitbridge, Dai Madzishe achimbo rotate semapurisa zvaizotibetserawo kuno kwedu,Headman rambai makadaro u are the best.
Hats off for Soko matendwa ndini mwana waMakoni nyati imhenyu. Headman Chigodora thank you for transforming our society by dishing out Honest, wisdom, intelligence at its best of course you can't satisfy everyone
Mudare umu maita kuti tikure and tizive kuti chero ukatiza mhosva unotongwa pawabatirwa ipapo,mapurisa a headman i salute you munosangana nezvakawanda asi you humble yourself
This case was not reffered, patyorwa mutemo we Customary Law on Jurisdiction. The law does not even allow transfer from one region to another. The intention is good, but dare ratyora section 5.5 yemutemo
He's collecting money ,ndiyo inofanha kuita izvozvo inonzi development levy unless ine kwaino surrendwa but what i know collection of funds is ment to develop that area build toilets ,shade etc
U are on point dear abudirira aromba mumhuri tikatambudzika futi toshaya anotibatsira zvashata futi but to clear yr side unongofamba wozvichenura at there cost
That dare is intimidated nefact yekuti Murume uyo knows his rights. Knowledge is power. Muzimbabwe Ukazviitira zvinhu zvako wakaromba. ukachembera wamuroyi. pakaita asingarorwe pane anechikwambo. mumhuri mukafiwa pane anechikwambo. Vanhu vasabudirira, pane anechikwambo. Munhu akarwara nepfungwa, ingozi. Munhu akaita stroke, arohwa nezvishiri.munhu akaita pfari aroiwa. Munhu mutema will never accept failure. Always looking for something or someone to blame. Get a life mhani. Tsvagai mabasa. N'anga nemaporofita ndovaroyi. Vachakutorerai mari vokupesanisai futi. Its a shame.
@@LovenessFumaishuwa here imi, ko kana vasina kushevha😂😂😂? Unovava here mugaranyanga wacho, sincerely asking? What about his story yekuti vakakwereta mari kumu Mosken akafa vakasadzosera.
don't forget to subscribe,like & share
We love u and I will definitely visit the chigodoras court one day
Weduwe munozonyanya kunyarara kwacho toda nhau everyday
Ndokumbirawo nyaya everyday 😂😂😂😂😂😂
Musapota muchinonoka 😂😂😂isu pno ndopamusha kaa pedu tinenge tato nhererera zveee 😂😂😂😂
Nhai zvatakaita channel asi hamuchada bvumiddza vamwe kuburitsa nhau here because imi mega muri kukundikana one story after 7 days here headman vanotenga nyaya hobho pane kuti one plus zvinoita kuti mukaisa nyaya dzakawanda zvinoita kuti vanhu vagare pa channel penyu
Mdara uyo honesty speaking sekuona kwangu akaromba-nharo dzacho ndedzemunhu anoziwa nyaya yake.Headman Chigodora I salute you Mambo
True
Very true
Vanhu vose vairamba pamberi pedare vaka batwa.
Nyaya ya Mandi muurayi airamba asi zvakabuda pachena kuti akauraya.
Hakuna munhu anobvuma mhosva yekubatabata mishonga.
dzangova nharo kani vakuru avo
Mdhara uyo inhubu, anoziva nyaya yake.
Your camera man knows his job - the picture is 100% on point
Kana akauraya vanhu for rituals, police must be involved coz mhosva haiori
Mdhara uyoo ngaaende ukooo vana vatambura ..Makadii Headman Chigodora i watch yoh every time from DRCongo ❤❤❤
Soko baba vangu 1 headman ane justice ...kind and intelligent . Mune rudo nevanhu soko . Zimbabwe needs men like you headman. Makatikoshera.
Baba vedu soko I am proud of you
Zvakaoma, mnnnnnn upenyu uhu
Ichokwadi ndiri kutaura ndiri kuMwenezi near Beitbridge, Dai Madzishe achimbo rotate semapurisa zvaizotibetserawo kuno kwedu,Headman rambai makadaro u are the best.
Hats off for Soko matendwa ndini mwana waMakoni nyati imhenyu.
Headman Chigodora thank you for transforming our society by dishing out Honest, wisdom, intelligence at its best of course you can't satisfy everyone
Tiripano vaeŕa nyati
Watching from Afghanistan headman to the world
😂😂😂😂 🔥🔥🔥🔥🔥🔥mutipewo part 2 yacho, makadiniko headman nemhuri yenyu iyo 😅😅😅😅 # headman mobvira imi 🔥🔥🔥
sure takaimirira baba vane nharo avo
Headman chigodora to the world watching in Dubrn
Keep forward headman chigodora murume uyo akuda kunotongwa kwakavhara nemari itai basa renyu headman
Watching from somewhere in Cental Africa. Headman munogona. Thank you mutongi gava
Mudare umu maita kuti tikure and tizive kuti chero ukatiza mhosva unotongwa pawabatirwa ipapo,mapurisa a headman i salute you munosangana nezvakawanda asi you humble yourself
Watching you from SA JHB @Headman Chigodora munotigonera vanhu awo vapei mukotsanjera
Lots of love for gogo vane blue 😂❤, vanokanda masasi manje
Man of justice headman chigodora kuvanhu🤜🤛
Keep it up Headman chigodoro munogona imi tokupayi sado bhora mberi
Headman chigodora to the world
I salute
Other courts are now referring cases to Headman Chigodora, that is good 👍🏾. It needs a court building to make sure cases are heard.
This case was not reffered, patyorwa mutemo we Customary Law on Jurisdiction. The law does not even allow transfer from one region to another. The intention is good, but dare ratyora section 5.5 yemutemo
Yaaa this community court vanotonga zviri fair zvisina politics
Asi asi Uri mu politan hre nhyie munhu washe zvinovhundutsa manzwi ako@@ElsburgSeventh-dayAdvent-yx2ld
Aisi reffered iyo. Chigodora atobhaiza
It's traditional court, the reflection should be our tradition. Vangatoisirwa gazebo for the chief vanhu vanogara this usual arrangement
Anonzi Masango ,muzukuru wangu nyaya dzake dzekuromba dzakatanga kare kare,mari anayo zveshuwa,anedzimba mwaMutare umo.
Mdara wako aive musoja here Manase. Ndinenge ndafananidza?
Ane Company inonzi Patros Enterprises
Chero iwe uchanzi wakaromba gore rauchaita mari
@@edgetonkwaramba3848 wangu ndiye aiwa musoja..ndiyani wangu
Watching from Bela-bela South Africa , Chigodora for the people ❤
Wow i love the veiw murambe muchibudisa makomo ayo ❤
I love this Chigodora Court, chiitai ga ga zvimwe tosongana nazvo mukati 😂
I love this headman ❤God bless you. I wish kuzouyawo mudare renyy
Watching and waiting for part 2. I m interested
The best headman in Africa if not the whole world
Nesu takatozvibvuma even kagurabadza ndinotonoroora mwana wake achena nekuda kwa Baba chigOdora
Thank u mambo wangu chigodora u always brings peace in our Area zone Mutare Munyarari pa Chinyahwera
I like headman chigodoro and muroyi atendi like mudhra uyo kakasimbira huroyi
Mambo vanotonga zvavo Ava ndokupai ruremekedzo Mambo wangu👏👏👏
Big up Vachigodora ini zvangu ndokufarirai mese plus language yacho inondinakidza shm ndinodisisa
I salute you headman Chigodora watching from S A
Watching from SA ,thank you my headman you are the best
In love 🥰 with this program 💕
Headman mhuri yarwadziwa iyo ngavapote aeri kwechuru tione . Ava baba avo vakabata zviripachena
Variku apploader maVedio pliz musanonoka kuloader pliz we like u
A hard working person imhandu yesimbe nevaroyi
Nonsense hardworking kuita sei achiroya
I wish kuti mutenderwe kutonga zimbabwe yose ,we are proud of you,vaChigodora
Waal watching from Ladysmith KZN
Kkkkkk hama dzangu dzekwarusitu chimanimani musadaroba 😂😂
Welldone headman chigodora,watching in capetown
Yangu ine Audio Wani PLUS MUTIPEWO NHAU EVERYDAY KWETE ZVEKUGARA KUSVIKA TANETA
Udzaiwo Sir wikinero vapewo headman vedu varikushandira nyika zvakanyanyisa GD6 zvayo vanotamba na victor pliz tisvitsireiwo chichemo
Head chigodora rova basa mudhara kutonga vanhu kusvika vaswatuka❤❤❤
🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Mhanyai navo kwatsvuu one
Ndichatombouyawo nenyaya yangu headman ndaona machenesa Zimbabwe
Uyu munhu na. The late RG mugabe vakatumwa panyika ne mwari huchenjeri hwavo hwakabva kudenga
@@djwaxxyzimbabwe2164robert akaponda nyika. Huchenjeri upi iwowo. Nazvino zimbabwe iri shure nekuda kwe hunhu hwake.
😂
Thank u headman ,we are proud of u
Headman Chigodora munogona watching you in Zambia
Vanhu ngavaende kwaTasvu dhara kana raramba endeayi richatiza chete pamusha sababamukuru Charisi mutenda😅
Yaaa you guys you are taking to long to upload... we love you guyz
Headman chigodora to the world.Dai paitwa ma contributions ekuvakira headman dare rakanaka vasapiswa nezuva kana kunaiwa nemvura
He's collecting money ,ndiyo inofanha kuita izvozvo inonzi development levy unless ine kwaino surrendwa but what i know collection of funds is ment to develop that area build toilets ,shade etc
@@angelinec.mhlanga4504meant
I really appreciate I enjoy it
Mabasa e mushonga ,panzi aisa mushonga mu trousers voice rake ranga radzikira pane voice ratanga naro
Headman chigodora number 1,much Respect ❤❤❤
Anatwo mudhara mushonga Anga achingobata Bata nechekumakumbo uko
Takamumirira kwasekuru Tasvu ❤❤❤
Wakandimangara ndyn Mr Chirawu's voice😂😂😂😂😂😂
Sound and picture quality is excellent 💯💯💥💥💥💥💥
Kagurabadza next of Kin 😂😂😂😂😂
Yaa mhuri iyi yakabatana cz watambudzwa neiro rakaromba
Vanhu vose vanobuda muDare raChigodora hapana mutsveneba kkkk ngazviende kwaTasvu tichakuonai zvedu pana bro Robert 😂😂😂
Taura hko 😂😂😂
❤❤❤❤❤❤headman you're the star
Watching from Portbury UK
One headman anogona kutonga pa Zim
We salute you Headman chigodora
Ndokudzanda nhasi kupedza 2million yangu kubva south bcz of you😂😂😂😂😂
Big up headman chigodora %perfct simbi igura dzimwe simbi
Akutoita mari nedare rekwaHeadman Chigodora hope Headman vanodyawo
Headman Chigodora muri Mambo we Zimbabwe. Itai basa. Vanhu vave kuponera kwenyu. Mamwe ma chief arikuzvitadza.
headman to the world.. he's good 👍
Magogorosi anonobatwa kwa sekuru champion tasvu uko unopedzegwa iwe utodzikama hako❤❤❤❤❤❤ sekuru tasvu bvondorai muroyi uyo
Shure kkkkkkk
Mtumwa wedu headman Chigodora chokwadi muri kusunungura vane matambudziko zvodadisa kt mamwe madzimambo
haaa kutonga zviri fair muripa number one headman .
Hiiii head chigodora munondigonera muchiriko here 😂😂😂😂😂 uyo akaromba ngaaende kwasekuru tasvu chete
Aewa dare ronaka iri ❤😂😂😂😂
Watching from a place closer to heaven even ngirozi mikairi is happy man of justice
Hardman chigodora. Makatikoshera dai zvaibvira maitwa mambo
I Salut you headman chigodora l wish you more many years
Headman chigodora ndevemudunhu ripiko umm vakanyanya pakutonga nyaya . Vanokunda Malaba anorerekera side rimwe
Mashona ukuloya sebesazi la. e. S A ukuthi mashona newuroyi number one
Headman Chigodora you are the best
I salute you headman
From Lusaka Zambia 🇿🇲 fambai headman
Picture quality 100% nyama
Headman Basa sebasa
This man is heartless.its heartbreaking to see all these pple suffer because of one man. Headman keep up the good work
Headman chigodora na Tinashe Mugabe varikugadzirisa Nyika zvinodadisa 😂😂😂😂
Headman woyeee Watching from Swakopmund Namibia
Sometimes people vane jealous, poverty reduction you bring ourselves with our negative behaviours
U are foolish, do you think muroi anobvuma, ask Kagurabadza,
U are on point dear abudirira aromba mumhuri tikatambudzika futi toshaya anotibatsira zvashata futi but to clear yr side unongofamba wozvichenura at there cost
That dare is intimidated nefact yekuti Murume uyo knows his rights. Knowledge is power.
Muzimbabwe Ukazviitira zvinhu zvako wakaromba. ukachembera wamuroyi. pakaita asingarorwe pane anechikwambo. mumhuri mukafiwa pane anechikwambo. Vanhu vasabudirira, pane anechikwambo. Munhu akarwara nepfungwa, ingozi. Munhu akaita stroke, arohwa nezvishiri.munhu akaita pfari aroiwa.
Munhu mutema will never accept failure. Always looking for something or someone to blame. Get a life mhani. Tsvagai mabasa. N'anga nemaporofita ndovaroyi. Vachakutorerai mari vokupesanisai futi. Its a shame.
@@vimbaigumunyu2137zvose izvozvo zvinopedzwa nekufamba nemhuri yako unobvei
Aubudiriri vamwe vachitambura then pofambiwa wobatwa asi iwewe unenge uchiramba kufamba nevamwe sei @@vimbaigumunyu2137
Mukuru wemagirazi uyo muroyi mukuru haana tsitsi haana rudo haana moyo nemhuri
Varikukwenyerei pakati pemakumbo vane mugarq n'anga vachingoti zigotsi rakapetana kushungurudza mhuri
😂 neni ndazvionawo kkkk
Imagine zimuroyi iri
Ndazvionawo
Yes pse l saw it as well
@@LovenessFumaishuwa here imi, ko kana vasina kushevha😂😂😂? Unovava here mugaranyanga wacho, sincerely asking? What about his story yekuti vakakwereta mari kumu Mosken akafa vakasadzosera.
I'm watching you ndiripa capetown headman chigodora 🙏
I also salute you machinda amambo
Pane akushota mberi uko kkk anonzani uya 😂😂
Mbuya ava ndevekwa Tauzeni Mai Kanzama here kiikkkkk kakakakaka
My headman 👏👏
❤ munogona basa hardman chigodora
Headman Chigodora soko bba wangu
Headman chigodora to the world
Nharo dzineTeam rinenge rakaromba so ka🙌
Ndozvaiita bbmukuru chalise vekwasimba but now vatiza musha
Vakatiza musha
Kkkkkkkkkk hapachagqriki pamba shame Charisi ko saka airambei nhai iye aine zviro zvake haasati atanga kusvika anodzosera kwaakazvitora
Kkkkkkkkkkkkkk bmkru Charisi kkkkkkkkk iiiih nyika yedu ine nhamo zvayo but pane painonakidzira
Handei naro basa headman chigodora
Kudhara ndkachimirira Ichi ❤❤
Ndokumbirawo mutiisirewo nyaya everyday Headman Chigodora