Guhwa rekupiswa Kwemba nekunyengerwa mukadzi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 116

  • @PreciousChikwede
    @PreciousChikwede 2 หลายเดือนก่อน +13

    @karanganda makugonesa basa timely updates and good pic and sound quality. Kuti dhesheeee tiripano

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน +4

    Hapana nguva yekutsangura. Ga ga ga pachinangwa. Unopusa wauya pamberi pedare wani 😂😂😂😂

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 2 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂haa iri dare roonakidza iri ndati vangani varikunakidzwawo sezvandikuitwawo nhym nhym😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkkkkkkkkkkk kwamambo kunonakidza ukaenda uchifunga kuti wakangwara unodzoka wapusa nyaya yacho yangova ndakanzwa ndakanzwa varume vakuita makuhwa

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa 2 หลายเดือนก่อน +12

    Vana votobvunzwa ko baba namai vaendepi 😂😂😂 konzi vaenda kwamambo kundotongerwa guhwa

    • @MartinKufa-sp1ds
      @MartinKufa-sp1ds 2 หลายเดือนก่อน

      🤣🤣🤣🤣🤣

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 2 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂😂😂nyaya yacho unotoishaya kwainobva nekwainoenda

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 หลายเดือนก่อน

      Imwi kunyadzisa kwazvo

    • @Fungai8730
      @Fungai8730 2 หลายเดือนก่อน

      😂

    • @irenenyawaranda687
      @irenenyawaranda687 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂 imagine

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa 2 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂nyaya dzezizwa wakazwa dzinonetsa chokwadi varume vasingasvodi makuhwa aaah kunyadzisa kwevarume avo vakadzi vavo vanonyarirepiko kna varume vodai guhwa😂😂😂😂

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 หลายเดือนก่อน +1

    Veduweeeka makuhwa akaipa eish 😮unopinda ma one 😂

  • @MaGabazaWitness-vh2wx
    @MaGabazaWitness-vh2wx 2 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂 Mai Vivie magumha muti une mago hokoyoi kkkkkkkk

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb 2 หลายเดือนก่อน

    Kuti chuuu well done karanganda sound yacho yakanakisisa

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tsoka na2 am here nhai monya 😂😂😂 kwanai imi

  • @sandranyakuseka1286
    @sandranyakuseka1286 2 หลายเดือนก่อน

    Mambo Mutasa's patience is unmatched,,aaaaah 🥴😂😂😂

  • @Smoyo
    @Smoyo 2 หลายเดือนก่อน +4

    Uyu nyakupumhwa anenge ane mhosva

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂nyaya yacho mainzwa yose here raini rese rokokorodzwa nyaya yeguhwa 😂😂😂

    • @Smoyo
      @Smoyo 2 หลายเดือนก่อน

      @@MemoryMuchakazikwa kkkkkk apa unenge wati usazondifumurawo . Haa unorohwa nemurume chete 😂😂😂😂

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 2 หลายเดือนก่อน

      @@Smoyoko murume anenge achiroverei munhu

    • @Smoyo
      @Smoyo 2 หลายเดือนก่อน

      @@fadzaitaderera3929 murume akaudza mukadzi wake akabva amuti usazotaura, mukadzi kwakutaura guhwa riye , iyezvino vakudiwa kudare murume ne mukadzi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน +3

    Igaroziva kuti vanhurume ndivo vanemakuhwa manje kungoti hazvinyanye kuoneka nekuti vazhinji vanogona kukeeper secret than isu vakadzi tinobva tachibvondora ipapo ipapo asi team Abhero rine guhwa to the guhwest

  • @GodfreyMdhluli
    @GodfreyMdhluli 2 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkkkk yoh makuhwa kuvanhurme zvomboda hr

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 2 หลายเดือนก่อน

    Ita daku daku murume iwe😂😂😂😂😂.tsoka yaionekwa usiku ah iweka

  • @tariroleonatumbare327
    @tariroleonatumbare327 2 หลายเดือนก่อน +4

    Kudare kwamambo mazuvaano makuhwa awanda ma hearsay 😂😂😂😂😂😂

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂 ndachema zvangu makuhwa acho veduwee varume vakuru

  • @lucymuchabveyo2836
    @lucymuchabveyo2836 2 หลายเดือนก่อน

    Akomana gumba racho 😅😅😅😅Kuita mutsara weguhwa varume nevakadzi

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkk guhwa 😅😅

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 2 หลายเดือนก่อน

    Waivepo hr,iwe woshora 😂😂😂

  • @luvjoy27
    @luvjoy27 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂ndatyoka nhasi

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 2 หลายเดือนก่อน +1

    Makuhwa haadi vanhurume zvinongoda vakadzi. Shuwa baba awo kopika mhiko yekutaura makuhwa murume mukuru 😅😅😅😅

  • @it3788
    @it3788 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa kuvarume haibo kkkkvered vanenge tsotsi😂

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂😂 makuhwa makuhwa

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 2 หลายเดือนก่อน

    Idoro hre varume kuita makuhwa zvinyadzida hanzi na mambo ndian akataura kkkk

  • @JulietMuzokura
    @JulietMuzokura 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa uuummmm umbowoo hunodiwa

  • @Edina-x6y
    @Edina-x6y 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkk makuhwa haadi kuitwa nevanhurume

  • @MoreblessingMashizha-gc2rt
    @MoreblessingMashizha-gc2rt 2 หลายเดือนก่อน +2

    Inzara ikupa vanhu kuti vaite makuhwa kudai varume watora mukombe nemakuhwa

  • @maknrasteve
    @maknrasteve 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😅,💥💣Pa15.55 kutsangura munhu ere???Ukaona wagarirwa pasi nedare iri haubudi

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 หลายเดือนก่อน

    Imba ikatsva ungamhanyira kufungira munhu musina kutukana. Baba imi musatora advantage yekuti murume uyu haagoni Kutaura. Usatarisire munhu pasi

  • @emmanuelvureya4435
    @emmanuelvureya4435 2 หลายเดือนก่อน

    Mambo Mutasa…munhu ngaataure munhu akamuudza nhau…plus iye mukadzi wemunhu anotaurira murume…wemumwe munhu kuti nhingi ndiye apisa imba…02:00am aivepi mukadzi iyeye husiku hwakadaro…plus wovanza munhu ataura…matsotsi ayo kkkkk Batai munhu mambo Mutasa…matsotsi ayoooo navoooo…Makuhwa anoputsa dunhu..mambo mutasa vese mombe 4 pamunhu…

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน +2

    Baba vane red vanoda kumamiswa 😂😂😂. Kutiita ma grade zero kudero

    • @enb00025
      @enb00025 2 หลายเดือนก่อน

      😂

  • @GraceMapuranga-e6f
    @GraceMapuranga-e6f 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂 makuhwa makuhwa

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 2 หลายเดือนก่อน

    Hatidi zvemagumba 😂😂😂😂

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 2 หลายเดือนก่อน

    Takuvakirwa community court 💃🏽

    • @Muzendaphillip
      @Muzendaphillip 2 หลายเดือนก่อน

      Ndokuty true leader zvee

  • @SabastainManyati
    @SabastainManyati 2 หลายเดือนก่อน

    Toda kuona second part BaTaps

  • @ManuelaTiringe-mo9rb
    @ManuelaTiringe-mo9rb 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mutipewo nyaya tinzwe kupera kwayo please

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 2 หลายเดือนก่อน

    Karanganda mutipewoo part 2 weduwe kkkkkkkkk kkkkkkkkk

  • @proematekwe9334
    @proematekwe9334 2 หลายเดือนก่อน

    Wakaudzwa nani?
    Mirai ndatsanangure😂😂😂

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 2 หลายเดือนก่อน

    Baba imi changamu changamu mukutipedzera nguva

  • @TapiwaChiutsu
    @TapiwaChiutsu 2 หลายเดือนก่อน

    Tsoka yakaonekwa usiku Ku ma2 kkkkk ruwengo chairwo

  • @AnniegraceMakumbira
    @AnniegraceMakumbira 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkk makuhwa 😂

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa ndozvaqkqnakira munhu rega kitaura kwausina kuswera shuwa varume vakiru kupupura gumba kudari😂

  • @mbalikhoza5364
    @mbalikhoza5364 2 หลายเดือนก่อน +1

    Magumba wandawu

    • @mavischigumira634
      @mavischigumira634 2 หลายเดือนก่อน

      magumba diko zvinhoti nyadze kuwamuna ewooo😅

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 2 หลายเดือนก่อน

    Haaaa Paul dai akasvikoramba

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 2 หลายเดือนก่อน

    Avo bba ndidzo type dzino nyengerwa mukadzi nyaya yake yakadhakwa kna kuterera 😂😂😂uyu ari kunyengerwa mukadzi 😂😂😂😂 akapusa

  • @MaideiMagaya-x2x
    @MaideiMagaya-x2x 2 หลายเดือนก่อน

    Aa kuti dhesheeee sofa resheee😂😂😂😂sofa rine spring

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 2 หลายเดือนก่อน

    👏👏👏

  • @ItayiNyakurita
    @ItayiNyakurita 2 หลายเดือนก่อน

    Akamuona iye achiendepi

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 2 หลายเดือนก่อน

    Asi ndaona nyakupomerwa akataurira murume Samhandu kuti ndamuoedzera lol

  • @TyrmoreChakawanda-fn9dw
    @TyrmoreChakawanda-fn9dw 2 หลายเดือนก่อน

    Uuuuùum mwakaoma ana samanyika

  • @demetriakanyemba7119
    @demetriakanyemba7119 2 หลายเดือนก่อน

    Rurimi moto hama dzangu batai vanhu chief

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 2 หลายเดือนก่อน

    Ndakanga ndiriyo

  • @Rebhara
    @Rebhara 2 หลายเดือนก่อน

    Mai Viv Anderson 😂😂😂😂😂

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mwaiyepo ere

  • @rhodhachiumburu
    @rhodhachiumburu 2 หลายเดือนก่อน

    Karanganda to the pipoooo

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน

    Why did you zoom his face nhaimi 😂😂😂😂

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 2 หลายเดือนก่อน

    Yoooo p
    pakaipa

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa munhu wechirume hazvidi kudaro bhangu red tshirt

    • @Chikatsa
      @Chikatsa 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂 Ndasekawo

  • @KafitiGradi
    @KafitiGradi 2 หลายเดือนก่อน

    Ndayiepo iwewoshora 😅

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 2 หลายเดือนก่อน

    Maguuuumbaa

  • @tapiwarasara3276
    @tapiwarasara3276 2 หลายเดือนก่อน

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣guhwa rapfuka

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vadzidze kuvhara miromo.

  • @Mukubvu
    @Mukubvu 2 หลายเดือนก่อน

    Mambo Mtasa

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo 2 หลายเดือนก่อน +1

    Musatidzikisirewo mambo wedu ngekuti atonge makuhwa please

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 2 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂 kunyadza kwazvo varume neguhwa aaaah ndatya chokwadi vanhu vachatadza kukumbidzana munyu kana zvadai

    • @Rebhara
      @Rebhara 2 หลายเดือนก่อน

      Idzo dzemakuhwa dzawanda this month, kusvodesa kwazvo, makuhwa evanhurume😂😂😂😂

  • @Margaret404
    @Margaret404 2 หลายเดือนก่อน

    Pictures number one

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂🙌🙌🙌

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa aya gegegege

  • @violetmaluleke183
    @violetmaluleke183 2 หลายเดือนก่อน +2

    Seskona lapa

  • @Margaret404
    @Margaret404 2 หลายเดือนก่อน

    Let's go together kwamai v

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 2 หลายเดือนก่อน

    Mambo wachiona gore rino hey

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa anhurume

  • @faithtiengane5618
    @faithtiengane5618 2 หลายเดือนก่อน +1

    ❤❤❤❤❤

  • @casperchandipa4005
    @casperchandipa4005 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa agara anoshupa

  • @Joss-y6h
    @Joss-y6h 2 หลายเดือนก่อน

    Ndiye akapisa

    • @saka5135
      @saka5135 2 หลายเดือนก่อน

      Ndimi vamwe vane magumba😢😢😢

  • @KafitiGradi
    @KafitiGradi 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa haadi vanhurume

  • @miriam-z1y
    @miriam-z1y 2 หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 2 หลายเดือนก่อน

    Pakaipa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน

    Makuhwa haazode varume

  • @LettyShawty
    @LettyShawty 2 หลายเดือนก่อน

    Seat #50 ndavepo❤

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm 2 หลายเดือนก่อน

    3 chiii July or August

  • @memorynyamadyo
    @memorynyamadyo 2 หลายเดือนก่อน

    Ndaingepo

  • @TineiDodo
    @TineiDodo 2 หลายเดือนก่อน

    thank you mambo

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 หลายเดือนก่อน

    NUMBER 8 PASOFA DHESHEEEEEEEEEE

  • @IindaChingwena
    @IindaChingwena 2 หลายเดือนก่อน

    Pamadzimambo ese andinoona apa hapana anotongerana na mambo mutasa veduwe and anonyatsosiya nyaya yave clear no but no nothing...

  • @mhamhatquadchikwanda6693
    @mhamhatquadchikwanda6693 2 หลายเดือนก่อน

    Waiyepo eree

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @enb00025
    @enb00025 2 หลายเดือนก่อน

    Magumba 😂😂😂

  • @MemoryMaronga-um6hq
    @MemoryMaronga-um6hq 2 หลายเดือนก่อน

    😮😮

  • @JonathanTarindwa
    @JonathanTarindwa 2 หลายเดือนก่อน

    Tasvikaoo

  • @obeyobie264
    @obeyobie264 2 หลายเดือนก่อน

    Number 7

  • @TendaDzuda
    @TendaDzuda 2 หลายเดือนก่อน

    Third

  • @MunasheGladys-vh4fn
    @MunasheGladys-vh4fn 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkk kkkk

  • @mhamhatquadchikwanda6693
    @mhamhatquadchikwanda6693 2 หลายเดือนก่อน

    First comment

  • @Smoyo
    @Smoyo 2 หลายเดือนก่อน

    Fourth

  • @AnywayKabudura
    @AnywayKabudura 2 หลายเดือนก่อน

    Nyaya dzemakuhwa