Takarara Tese Musango Kakawanda Asina Condom: Tezvara Vochema Mudare
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 ต.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Hasha hasha
😢😢part 2
dzungu rina mambo nderekumama
Mambo is not professional honestly ummm.He provokes anger
l have so much respect for chief nyamaropa vane wisdom yekwa mambo Solomon chaiyo may God keep on guiding n protecting him
Mambo anotonga zvisina tsvete kana kunyengerera, may live long and live strong In Jesus Christ name. Vanhu vajaira kutambisa vana vevamwe voguma vovati hatiroore mvana . Well done chief 🙏🙏🙏
Totukwa kunzi ma single mother haana kukwana iwe wada munhu nemoyo wese
Ivo vanotambiswa vakarara here?
Vanenge vane dzikirira?
Twaakuda mujolo tuvana utwu!!
Tichikura zvakanzi namai, vachiudza hanzvadzi dzangu, anongovata nemukomana chete asati aroorwa ndinotozviziva, nekuti musana wangu nechibereko changu zvinondirwadza zvekuti ndinotonomukira kuchipatara. Vakazotizve, nyangwe ukabatwa zamu chairo ndinotozviziva chete nekuti angu mazamu anobva asisa mukaka nyangwe ndisisayamwise. Hanzvadzi dzangu dzose dzakachata muchurch.
Chokwadi ndozvataiudzwa isu
Kkkkk it psychological and strategic
Amen, ndozvatakakura tichiudzwa
@@MhofuShava-f2r manje new curiculum vanokuudza kuti nhema dzenyu. vamwe vakada kuti ndoudzawo chindumure maererano nezera zvikanzi toda kunotenga mwana, zvikahi imi itai mushe supermarket ipi inotengesa vana, munoti handizivi kuti vana vanobvepi ndikuudzei izvozvi, ndoo kurududu mai
Kkkk sua pakaipa
Well done MAMBO NDIMI MOGA .
AVO VAITEMBA MARI UYE MAPURISA ANOFANA KUSUNGWA AKAITA HUORI
Justice must prevail, that girl is under age , corruption must fall.
This is a case for the police. It is statutory rape. Nobody should just part with two beasts and that’s the end of it.
Dzidzisai vana venyu vasaite zvevakomana
Very true
This chief is a voice of the voiceless, well done!
Unotonzwa munhu achiti ipai vanhu respect,otoshaya kuti ari kuti kudii.kuti munhu anorepa mwana wako pedzezvo otenga porisi na pp.pane kutuka kunodarika izvozvo here vakomana.unoda respect yechii pakadaro apa wangonzi stupeti chete.ko mwana akanganiswA hupenyu uyo
Mambo i salute you ...not mazipurisa arimuno corruption...may u live longer kana neni ndabhohwekana mhani nxaa
Mapurisa ndiwo akaita decline prosecution here 😅😅😅
this is a great way of kutonga. Regardless yekushaya, justice must prevail. Pamberi naIshe Nyamaropa
Ukaona murume ochema abatikana😢
Shuwa
Mambo Nyamaropa to the nation 👏👏👏👏👏
Kuva murombo muzimbabwe chitadzo , unotsokodzerwa nevane mari. Corruption is too high 😭. Ndarwadziwa kuona murume mukuru achisvimha misodzi💔
Hurombo hwakashata,unoshaya anomira newe
The king himself,chibaba ichi
Salute you mambo❤
Nyamapora chibba icho
Thank you chief , tikaita society inana mambo vanotonga kudai tinoenda kure may you live long.tinodada nemi nachief mutasa
Hapana apa ashandisa hasha kutonga , padiii kuitwa DNA nipo pataiziva mwana ndevani , cox muface arikuramba
Ndopanoti mambo thank you so much, mandiratidza Kuti muri
Murume haangochemi ,, ndarwadziwa shuwa,, !!
This is unfair
Nelson Mandela once said, “The true character of a society is revealed in how it treats its children.” Baba vemwanasikana avo vari kutorerwa advantage yavataura yekushaiwa, vanoda rubatsiro vasati vadhonzerwa mumadhaka.😢
Chief vanopedza basa ava...much respect
Mambo uyo must learn to treat elders with respect; they might be poor but they are also human beings they feel pain like anybody.
Maiwe Chief Ava vane Moto I think Nyika inonaka nemaleaders akadai
Nyamaropa manyama, mune justice chief. Munondigonera
Nekutuka here
Best chief nyamaropa
I used to think Mambo havana respect but some people they push you too far...Well done Chief vanhu tinodheerera soo
Number one chief kumachief ese
Well done Chief Nyamaropa. Ndokunonzi kutonga uku homeboy. Rambai makadaro.
Mambo munotonga henyu Mwari vakuwedzerei makore murarame panyika amen
This guy is so rude; kunzi mambo hazvirevi you gotta disrespect people. No you can't treat human like this, nonsense
Tuvanasikana utwu kaa Mambo, sometimes twunongoda shamhu chete twodzokera kumba. .... Kanobvisira munhu bhurugwa at this age...... Mambo batai vanhu pls, rovai ndululani
Great nyamaropa bushu is one way❤
Is verbal abuse mudare allowed?"sichupeti"Apa issue sexual abuse has not been addressed
According nezvinobuda kwaTinishe mugabe ndombomirs kuti muface anoziva nekuti vakadzi hatina zera navo
Thanks chief i wish i was under your leadership
Vasikana Ava vanonyepa kunge vane degree tikuzviona Kuna Tinashe mugabe izvi mumwe akanyeberwa recently kuhurungwe uku hanzi aiuya husiku saka ndafunga Kuti ndiye varume todzvinyirirwa
Well done Chief Nyamaropa. Make a follow up with the PP who mishandled the case of a minor. Money corrupts correct judgement. The father of the accused guy should act responsibly. Use of money to defeat the course of justice is an abomination. One way or the other the guy and his family will pay heavily. The parents of the girl must take up the case to the Regional court for reconsideration.
Zivai mutemo musati mataura. Hapana aigona kubatwa nemhosva mazuva acho nekuti mutemo kwakanga kusina. Waimbovapo wakanga wabviswa nedare guru munyika ukuwo hurumende ikapedza gore isina kugadzira mutemo mutsva une chekuita nemhosva dzebonde nevana vezera iri. Hapana corruption apa, hurumende ndiyo yakararira basa.😢
Chief nyamaropa murikuseri u don't tolerate nonsense I love this vanhu Havadi kusekererwa
But respect inodiwa
Dzokorora wangu kuseri mambo avo
Chief ava is a psycho chete. Vanoona a good leader apa hameno munooneiwo. Look at Chief Mutasa,Bushu..Saka mombe 2 dzino cover zvakaitwa mwana uyo here akutuka munhu wese ndokudii ikoko..proof yacho ndeipi ko DNA rikati haasi mwana weuyo?
If you're a chief does that mean we should insult people
Wabereka sekera kudende 😢😢 so painful. Vanasikana mdohonzeri
Benzi ra mambo iri rinoda kutyisidzira vanhu asi mwana wake hure rainyengwa rakaroorwa akada kuitsika tsika.
That chief is a pus he musnt hold that chair achitonga zvechizanu..why investigations are not done..ko DNA basa rayo nderei ..he cant be a judge nehukasha uhwu
Nesuwo vana ngatidzikamei shuwa baba vako vachichema sooo unonzwa seiko
I really hate the law sometimes when the people who are supposed to handle your situation are the ones who makes the worst damage
Its corruption
haisiriyo here second Republic yacho??
Never hate the law but hate those who are failing to do their job cos they ‘re so corrupt to the teeth. Zvino mambo ava havaitirwe muzeerere 😅
Zvakaoma thanks chief murarame makore akawanda
Weldone chief
U can't b watching from 1 direction
Chief nyamaropa ita henyu president u already have my vote regai dzive shiri mazai haana muto mwana ngatange aibva our king Solomon l salute you Mr Nyamaropa
President weiko iwe monzwa nekushudwa nepfuti nako kamunhu aka😂,,He is so emotional tò be a leader.
Zvinorwadza anemhosa chete not asina
Chief mukabatana natafadzwa chidau namugabe tinashe nyoka yedu yanaka
Vakomana vemazuvano vanojairira zvakanyanya mambo magona sometimes kuita hasha kunopa kuti mnhu aone seriousness yenyaya😊😊
Nyangwe uri mambo ane nyanga chaidxo ukanditi stupid ndokukinditsa kwete mbichana.
Imi vanotora nhau seidzi tinokutendai nezvamunoita asi itaiwo muchiudza chief ava kuti vasatuka vakuru vedu nyangwe vaine masimba akadii zvinorwadza zvinodzimba moyo pane dzimwe mhosva dzavanotonga asi ngavadzikame semutongi mudare
Chief lacks respect vanotyityidzira vanhu
Well done mambo vangu i prefer kuti muite president venyika you know what you're doing
Chief Nyamaropa to the people❤️
Chief Nyamaropa for the people
Nditori naye mwana akamitiswa ne15 yrs i wish to see this chief
Akamitiswa uripi
Kkkkk ah
@@blessmoreconstruction1128asi hauna Mwana musikana ....Kana usina Mwari ngavakupe ugozozvipindura mubvunzo wabvunza Uyo.... hanzi akazvara sekera muchitende
Chief nyamaropa muri kuseri, munowanikwepi ndikuvigirei trophy ya king of the year
Ka cheaf aka hasha dzakawandis hautaure nevanhu vakuru kunge vana. Vadiki kudaro totally wrong
well done chief
This chief is just pompus, ane brain dzechikorokoza
Shame ukaona murume ochema abatikana
Chief munotukireiko baba avo ndivo vakamitisa mwana uyo here. Musadaro mambo tongai zvine hunhu
ndowaibhadhara mapurisa awa ndosaka mambo akatsamwa
Mudare hakuzotenderwi hako kuti munhu atukwe sezvizvi
@@josephgapirakbmune chokwadi kut mapurisa aibhadharwa?
Baba avo vakanovhara nyaya kumapurisa .Mwana wavo akaita mhosva ne under age. Vaitofanira kuwirirana nemhuri iyi out of court settlement. Chief vagonesa
vanozviita vane mari zvikuru...plus ndotype ndinopesvedxera vana idzi ngavatukwe istupid zvechokwadi....hamusi kuziva pain yekukanganisirwa mwana wako ari underage,,,ndozvakafanana neya Hannah kwaTinashe Mugabe 😢😢😢
Chief manyama ❤
Well done chief vakajaira kushandisa vanhukadzi mopedza moti mvana dai mati 4 koenda kujeri nxaaa
Big up to the chief
Mwari. Rangarirai Zinbambwe,mutemo wekuti unokurudzira vanhu kubvisa nhumbu,kuurayaka uku,mapurisa misodzi yemunhu haidonheri pasina
Ko DNA 🧬 ikazoti 0.00% muchazodii
Ko DNA 🧬 ikazoti 0.00% muchazodii
Chief nyamaropa imimi batai vanhu zvakanaka , some of these are older than you RESPECT
Mambo vangu ,good
Chief sando dzenyu 👏👏👏🙏
Dzimwe nyaya hadzide chiramu ramu, thanks mambo magona gadzirisai nhubu une 21yrs but uri kunorara nenwana ane 15yrs kutora adv.
Ndwirirana newe vanhu ukadakuvfadza ka dare rko vnoriita dandaro ma
15yrs vs 21,kutora advantage yekuti mwana haana kana jere zvadzo dzekuziva chaanonatsa kuziva.haana kana decision anenge achingobvumira chete
Mwana ndiye akatora advantage futi.
Ah imi 15 ne 21 hapana chakamboipa apa vana vema 15yrs ava varikudyiwa nema 28yrs +
Thus too much hush mambo
Chief nyamaropa sando dzenyu ngazviende mberi munogona vana vedu vapanduka mhosva dzoroverwa kumadzibaba nekusateerera kwavo
Kutuka chief mmmmmm ndopamunokoniwa ipapo treat people with respect nyangwe muri Ishe
Yaa dzinombodhomoka ipapo kkkkkkkk
True
dare rechivanhu ndozvariri
Mambo panoti kutuka apo ummmm. Hongu muri ishe bt kutuka kuzobva matiitawo kunge hamheno hre
Haaaa wangu @@daviddavid9778
Mambo vacho😂😂😂😂kuti shutup ndokutii manje
Welldone mambo
I cried with this man😢😢😢
Me too😭😭😭
Chief uyu unotonga nedemo chiZanu chauraya nyika unoziva sei kuti ichokwadi kana inhema nxaa wakadhakwa uyu chief wepi asiri soft kuvanhu vake nxaa
Anoda kumborohwa uyo anojaidzwa
Nhai hako he is toxic
Mune vana here imi
Mambo hamunawo makurukota ekutonga nawo here vanokubatsirai kuparura nhau imi muchizotsinhira nekupetera nhau. Asizve dzikisai hasha dzenyu musatuka vatongwa nekuti vana venyu muchivapa mutongo wakakodzera sezvamaita izvo.
Anovhunditsira vanhu too much hakusi kutonga uku
watukwa kudai wabvisiswa mombe 2 mozoenda kwaTinashe wonzi mwana ahasi wako😂😂😂ndopamunozoona kuti ama 2000 atina zera navo
Kkkkkk
Mambo vatsamwa, yesiah!!! Mombe 2 izvezvii, plus dai vatomborohwa stereki
pekuzotuka vanhu kunge imbwa apo no no no
Great court session..
Mambo matongero enyu rambai makadaro mhosva dziite shoma
Well done Nyamaropa
Chief ava vane kamwe kadzungu soooo. Havana kutsigiswa hana...
Anoshamisira kunge akazviendera kuchikori
Chief mutauriro wenyu unonyadzisa makangofanana nebenzi makoni tumasimba twefack tuchapera msvucha
Fuseq murimbwa mese mkusimbisana pano
True Chief Respect Havana shame vanhu vasadzidze kusupporter hubenzi hwemunhu akadai tikudzidzei
Nyamaropa stop being emotional
Good chief
Mambo havana kodzero zvachose yekutuka munhu,worse baba ava havasivo nyakupara mhosva .
Thank you so much Mambo,Mambo u deserve zvihombe mhani,
Mwari varambe vachikupai masimba ekutonga mazwi enyu ane huchenjeri
Mambo avo vanedzungu n Havana respect,,,hasha hakusi kutonga ko kuzoti munhu stupid ndokuita cei
True, ngaamboonewo Bushu n mutasa Kut respect inotwa sei.
Vanenge vari bitter ava
Asi ka, vana ngatimbomirai kuparira vabereki vedu please
Ma 1
Salute mambo Nyamaropa
Kna uchinditonga hauna kodzero yekundituka aaah ndokupindurawo
My chief. Vanhu ngavarege kujaira kunyangadza vana vevamwe voita huori futi.
Chief muri vekumama kungotuka chete ndokutonga hre anongotyisidzira vanhu
Mambo uyu ibenzi chairo
Benzi iro
@@KuzivaFaka-bt7hq Benzi papi , lets discuss bro kwete kutukana
@@rexfmfprojects6413 1 kutuka....2...under age Bushu anokuverengera Toshiba. Respect inodiwa nyangwe ukaita zvinengei ...lead by xample semunhu mukuru
@@KuzivaFaka-bt7hqmambo haana kutanga nekutuka shaa nyatsoona video iri
@@MufarowasheMinzwa haiwawo hakuna mambo vane hunhu wakadaro ko vese vakatuka zvozodii hpna apo
That well up family making dirty dealing with the cops to cover up the mess caused by their spoiled brat of a son . Kudos to the no nonsense chef 👏🏿👏🏿
Chief shouldn't be angry when handling such cases. I think DNA is the best solution here to have enough evidence, since the guy is refusing. Is the chief allowed to insult those parents, the chief is too emotional. He should calm down and do proper judgment. Parents have the obligation to teach their children good moral values, i commend him for that.
Chief varikudyira vanhu ava. Plus kutuka munhu zviri pamutemo here
Zvinobvumirwa